Shona Stories 2🇿🇼
May 17, 2025 at 05:59 PM
Muhupenyu pane vanhu vasingato batsirike vachatozongo tambura kusvika vasangana namusiki. Vanhu ava vanhu vane mind yekuti nomatter how you talk they don't change. Eg munhu wekuti you have been hired kuti uite maid uri kushanda pamba ipapo then wowana time yekunyeya munhu akakusheedza kubasa, ariku kupa mari akaita kuti ubve even kumusha to town to work. The same apply on any work environment, ukaona uchishoora pa nzvimbo pari kuita kuti urararame haufe wakabatsirika in any country or environment.🥺
❤️ 🙏 👍 😢 😂 😮 👏 🔥 💔 213

Comments