Shona Stories 2🇿🇼
May 18, 2025 at 07:37 AM
Hie INI ndakataimira mkadzi wangu achinanura washen usiku.Ndakamufukidza sheet ndokumupfokera imwe shirt yangu mukanwa kwakumubata chibharo.Ndapedza ndakatizira mumba uye ndokusara achibvisa sheet randaive ndamuputira naro pamwe neshirt mukanwa.Apedza akananura washen ndokutora bucket kundogeza.Nhasi rave zuva rechishanu hapana chaati andiudza.Ndibatsireiwo kt kuvimbika here,kuda kuchengetedza wanano here or kuti chingave chii??Ndomuudza chokwadi here ndashungurudzika vehama batsirai!
😂
❤️
🖕
👏
😢
😮
🤣
41