Shona Stories 2🇿🇼
May 18, 2025 at 07:46 AM
Hie KingLee......haa kana uchinyatsodanana nemunhu wako unotoziva kt uyu mrume wangu uyu...mkadzi uyo akatonzwa kt mrume wangu uyu nekuda kwemafuta chaiyo or spray yaanoshandisa kana even maitiro ebonde acho akatoziva kt mrume wangu uyu kkkkkk
👍 ❤️ 😂 👏 😢 25

Comments