Shona Stories 2🇿🇼
May 31, 2025 at 06:38 PM
*HIGH SCHOOL HEARTBEAT*
https://whatsapp.com/channel/0029VaGW1h9BPzjepVaTQI2V
*_Written by •𝙆𝙞𝙣𝙜 𝙇𝙚𝙚•_*
~LeeMarzy~
+26377⁸⁶³⁴221
_Edited by Ruruwashe_
*Chapter 23*
*Randon*
Pakauya Baba Livia takapinda tikatora makeys.But hazvina kushanda vakashandisa chisimba vakalocker madoors tikaita humwe husiku panze.Mangwana acho ndipo pakasvika Randon akanyepera kumira mira.Ndakaona sekuti Baba Livia naJericho vaiva pamwe.Jericho aida kuwina moyo wamai vangu.Vakatisiya tava mumba Floria akafara.
“I'm now feeling mukoma Jericho is clean.Vatibatsira dai vasingatide vasina kumira nesu“ said Floria
“Clean ipi hausi kuona vakuda kuwina trust yamhamha.Inini handibvume kuitiswa.Nguva yese yataitambura anga aripi“ i asked
“Zvekare handisisina basa nazvo hangu.Ngatitarise zvavaita dai vasipo tiri panze" said Floria
“Floria ndafara kuti makuona mukoma venyu vakachena.Kana neniwo ndaikanganisa kuti about him.Pane vanhu vakandipa muono uri bad.I failed as a mother kumira nemwana wangu“
Handina zvandakataura ndakarara ndikaenda kuchikoro.Zuva racho kwaiva nemabhero ndakarema zuva iri.Mabhora achipera ndakaenda kuna Kalindi.Jericho ndakamuona ndikaziva aida kurema nemota yake handina kumbotaura naye
“Ndiri kunzwa mbiri yako ndaida kukuona uchitamba“ said Kalindi
“Uchandiona ukaneta babe“
“Okay apa ndaneta sei tadyiwa isu“ she said
“But mazama zvenyu“
Takafamba tichienda kune umwe mukomana aitengesa ma icecream ndikatenga.Takatanga kumarova ndipo pakasvika Lyra.Akasvika achitora ice cream yaKalindi akatanga kuidya ndakasvotwa.Even Kalindi haana kufara nazvo ndakazviona.
“Ndakuona uchitamba ummm you are the best“ said Lyra achitaura ini
“Saka wasarudza kuona Randon uchisiya ini“ asked Kalindi
“Ndakuona uchitamba wani Kalindi ukuita jealous rei"
Lyra aindibhowa ndaishaya ndomubvisa sei.Ndakazoona Miller ndikamupa kacode akauya kutora Lyra.Ndakafamba naKalindi tikaenda kumaclass aitia asiya bag rake.Takasvika kuvhura muclass mavo akatora bag.Ndakamira pamberi pake ndakamutarisa.
“Kalindi kutaura chokwadi ndokuda“ i said
“Kana neni ndokuda"
Ndakabva ndamusimudza ndamubata muwaist make ndikamuswededza pedyo neni.Takabva tatarisana mumaziso.
“Kalindi you are my everything“
“Promise hauzondisiye“ said Kalindi
“I will never leave you babe“ i said
“Thanks daddy“
“I love you my daily drug.You mean everything to me“ i said
“I love you too my all.You make my heart skip a beat“ she said
“Do you know I have uncontrollable feelings with you? You are in my heart and I can't imagine life without you“ ndakadaro
“ I feel the same way.You are my best friend and my soulmate“ kakadaro
“I promise to always be there for you, to support you and to love you with all my heart“ ndakadaro
“I promise the same daddy“
“You are my heaven Kalindi.With you I feel like I'm home“
“You are my heaven too Randon. I love the way you make me feel" she said akanditarisa mumaziso.Ndakatanga kufambisa maoko angu kumagaro ake
“I love you more than words can say“
“I love you too more than anything in the world“ she said
“Every moment with you is special. Ndoshaya mashoko ekukuudza kuti wakakosha zvakaita sei mulife mangu“ ndakadaro
“Me too Randon.You bring so much joy to my life“
“What do you love most about me?“ i asked
“Your kind heart, your smile and the way you care for me“ she said
“And what about me makes you feel loved?“ ndakabvunza
“Everything daddy.Your words, your actions, your presence..it all makes me feel loved and cherished“
“I feel the same way about you Kalindi.You are the best thing that has ever happened to me“ ndakadaro
“You are the best thing that has ever happened to me too Randon“
Ndakabva ndafambisa muromo wangu ukagumhana newake.Takatanga kutsvodana naKalindi iye anga andibatirira muhuro.Maoko angu haana kumira kubata magaro.Ndakabva ndamira tikatarisana mumaziso.Ndakamusinudza ndikamugarisa padesk ndikavhura makumbo ake ndikapinda pakati pawo tikabva tatarisana.
“I love the way you always know how to make me smile.You have this sparkle in your eyes that lights up my world“ i said ndakamutarisa mumaziso
“I love the way you always know how to make me feel better when I'm down.Your hugs are the best" she said
“Kalindi“
“Randon"
"I promise to always cherish and support you, through the ups and downs of life“ i said
“I promise the same to you Randon“
“I can already imagine our future together “
“ Me too Randy. I see us growing old together, hand in hand“ she said achinyemwerera
“I love you Kalindi Marowa.Now and forever" i said
“I love you too Randon Joto.Now and forever"
Ndakabva ndatanga kumutsvoda ndakatanga kupuruzira zvidya zvake ndiri busy kudya muromo wake.Ndakapinza ruoko mukati arubata achibvisa.Handina kumira kumudya muromo.Ndabata zvidya zvake ndichifambisa ruoko kumusoro ndikagumha pant ndikaona ratota munhu akandibata achibvisa ruoko rwangu.Ndakatanga kuzomubata mazamu ndikanzwa ava kufemera pamusoro.Pandakazama kupinza ruoko mupant akandipusha.
“Kwasviba" she said achitora bag akabuda
Ndakabva ndaona musiyano waLyra naKalindi.Lyra ndakamubata zviri easy but uyu ari hard.But ndanga ndashatirwa sinhi rangu ramira.Ndakabuda ndikaona ava kufamba.Apa ainyara sei ndakabata bag rake.Tikatanga kufamba takasangana naLyra akabata mabook aina Madam Kasupu vaibva ku office.
"Muchiri pano“
Ndakaisa maoko muhomwe kuti zvisaoneka kuti ndanga ndakamisa.Kutaura chokwadi ndanga ndiri pama1 lucky kwanga kwakusviba
“Muri kubvepi“ asked Madam Kasupu
“Tanga tichibva kunotora bag rangu“ said Madam Kasupu
Lyra akaramba akanyarara akanditarisa ndikaziva aiva nemibvunzo kuti why ndanonoka ndiri kumaclass naKalindi.Takazoenda kumba ndichimuudza how much i love her.Ndakamusiya pagate pavo ndikasvika kumba.Amai vanga vabika sadza nebeef.
“Floria aripi“
“Aenda kumba kwamukoma vake“ said mom
“Mukazvibvuma“
“Problem yako iri papi iwewe“ asked mom nehasha
Handina kupindura ndakabva ndadya.Ndichipedza ndakatora phone ndikatanga kutaura naKalindi pawhatsapp.Takatanga kupisa rudo tanga takunatsa kudanana manje.Ndainzwa achiti atondisuwa ndikaziva munhu akaperera pandiri.Ndakanonoka kurara tikabvumirana naKalindi kuti mangwana taizoenda kuchikoro kunoverenga.Kwakanonoka kuyedza kuti ndione munhu wangu.Kuchiyedza ndakamuka kuita basa repamba kugeza mandiri nekutsvaira mumba.Ndakageza ndikanatsa kukwesha maziso.Ndakapfeka track bottom rangu nehembe yewhite nesunhat yangu ndikatora pefume ndikaita pfaa pfaa.Ndakafonera Kalindi akati ava kuuya.Ndakatora mabooks matatu.Ndakazoona Kalindi kuroad ndikaisa mabooks angu mubag rake ndikaribata.Apa ainyara kutarisa neni.
“Babe"
"Daddy" she said akatarisa pasi
"Nditarise“
“Aaah unonetsa iwewe“
“Please kani“ i said
Takabva tatarisana nemunhu wangu.I hugged her tikatanga kufamba zvedu.
“I hope tiri kuverenga tega“
“Samantha,Julia naLyra vari kuuya ndiri kuda tiita discussion tese.I hope wafonerawo Miller“ i said
“Mira ndimufonere“ i said
Ndakamufonera akati ari kuuya.Ndakatoona best way kugadzira kagroup kedu tiri 6 ndobest way katinopota tichitaura zvechikoro nekubatsirana zvinonetsa.Ndakaudza Kalindi akandisapota.Ndakagadzira ndikaisa vanhu vacho.Takasvika kupinda muclass medu maiva naSamantha ega aiva busy nephone yake.
“Yooo couple manyama“ said Samma
“Iwe usaitaura izvozvo handidi bestie wangu azive inoita nyaya ndiri pavow" said Kalindi
"Vow yei but achangoziva nekufamba kwenguva“ said Samantha
Lyra naJulia vakazosvika asi ndakaona Lyra anga akatsamwa.Patanga tichiita discussion pfungwa dzaiva kure.Kalindi akatora Lyra akabuda naye panze.....
Watch Out For Chapter 24
❤️
👍
🙏
😂
❤
😢
😮
🔥
🦓
🩵
797