
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
June 7, 2025 at 05:00 AM
*CONFUSED LOVE*💘💘💘
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
What'saap Group ⬇️
https://chat.whatsapp.com/LbwsYL38bxo2HtJhAjbjA7
*FREE BOOK*
READ , LIKE & SHARE
CHAPTER 56
SEMI-FINAL
STORY BY TADIWA
*CAROLINE*
Maziso angu akatanga kushwinya kuda kubuda musodzi asi ndakazozvicontroller ndakamutarisa iye Kimberly Kevy akabva andibata ruoko rwangu anga amuonawo Kimberly wacho akandibata zvekundisimbisa ndokusimba kwandakaita iye Kimberly haana hake kuzodisturber muchato wakatoenderera mberi kutokanganwa kuti aripo hake...
Marriage Officer"kana anga aripo anoti muchato haufanire kuenderera mberi ibva wanyarara nekusangaperi because nguva yatakupa yapfuura yatakupa yekuti usimuke utiudze chikonzero handiti nhayii"
Vanhu vakabva vaita kufara ndakanzwa kufara
kamupururu kakarohwa tikatarisana naKevy mumaziso chaimo ini ndokublusher manje.
Marriage Officer" tisati takubatanidzai vana vangu ndoda kuti uudze umwe wako manzwi aunoda vamwe vese vakateerera usambonyare bhowa Satan varimuno vaisada kuti uchate handiti varatidze kuti Carol ndewako uyu carol varatidze kuti kevy uyu ndewako vana vangu.."
Akabva atambidzwa Mic achiita kusekerera haa iye MC wacho heree
Kevy"My Queen, you have shone my day since the first time l saw your face, My love for you is endless. You have made me a gentleman at others.We used to fight babe but kunetsana kwataiita kwakaita kuti relationship hedu ive strong. I really love you immensely my angel. And also since that day if you still remember l first saw near arena shops the reaction l did at you had already made me think that you were mine you were my missing part.........Can you please Promise me that you will be the mother of my kids forever Caroline Muchena soon to be Mrs Masawi in the next second.".......
" yesss"
I nodded pakaitwa mhururu vanhu vachiita kufara vamwe vachiuya kukanda mari umm zvaifadza izvii.
Marriage Officer"Carol wanzwa zvataurwa naKevy takuda kunzwawo from you"
Ndakatambidzwa Mic
"Kevy, talking about this love reminds me of how l throbbed when l saw you for the first time. I felt the magnet connected all over my body that told me that you are mine. With all the fights we had l had never stop loving you . I want you to know that, l will love you forever till , death do us apart never yes babe l will be the mother of our children...."
Ndandakutobuditsa tumusodzi Charity akauya kundipukuta kwakunditi pasi pasi
Charity" you are ruining your makeup with these past tears ahh imi mhani"
Paindipukuta pakaitwa mhurururu. Marriage Officer akazokumbira maring akatorwa naChichie akauya nawo
Marriage Officer" right Kevy tora ring and show it kuvanhu zvako"
Akaiwaver kuvanhu kutaridzisa munhu wese
Marriage Officer"then Repeat after me"
Vakadaro marriage Officer achitevedzera
" I Kelvin Musawi take you Caroline Muchena to be my wedded wife ,to have and hold from this day forward for better, for worse , for
richer for poor , in sickness and in health till death do us apart"
Then he slidded the ring onto my finger ohh my gosh at this moment l couldn't explain it how l felt . I felt like ndava a different Carol that l used to be like l am renewed l can't explain it.
Ndakaipihwa ring ndikanzi tedzerawo zvavaiita
" I Caroline Muchena take you Kelvin to be my wedded husband to have and to hold , from this day forward for better for worse for richer for poor in sickness and in health till death do us apart"
I slidded also the ring ..... Pakarohwa muridzo ,,, nehwamanda nemabhosvo vanhu vachiita kufara .. kana bhosvo ndakashaya kuti sound yabvepi kuita noise isingaite
Marriage Officer" congratulations vana vangu l pronounce you husband and wife . Kelvin you may now kiss the bride ,, pamberi pevabereki nehama dzose"
Kelvin akaswebera pamberi pangu iii macamera man vamwe vane maphone vanga vakutoseta maphone kuda kutora mapics Vamwewo ndivo vaidaidzira kuti "Pakiss apo ndipo panoti muchato wese " Kevy urambe wakanamira ipapo pamuromo wemukadzi wako. Ndakabva ndavhara maziso ndakunyara iii zvaindiremera ini kukiswa pamberi pamhamha nanatete navamwene iii
Kevy akabva azondizevezera kuti
Kevy"babe relax come on let's do it zvipfuure"
Ndakazonzwisisa ndikadzikama kwakukiswa ndakabatiwa muwaist ndakabatawo make . Pakaridzwa mhurururu zvee kani.
Zvekiss zvakazopera tikasigner macertificate edu Mitchell and Delan vakaita mawitness . Tichipedza izvozvo takaita masteps tichibuda muchurch kwakuenda hanzi kuParadise Gardens kuchinyatsopedzisa muchato ndokwaive kochinofarwa manje
Ndakadzokera tamumota hedu tiri 2 naKevy asi drive ndiye aidriver apa taive tangove 2 hedu takatoenda tichiudzana maromance words hedu ndasamusuwa.
Takasvikotorwa maphotos .Kevy kana kumbonyara kundisumudza pamberi pamhamha nekiss pamberi pavo futi veduwe hanzi ndokuti muchato zveee zvake . Takatorwa nevanhu vakawanda wanda ana Tete mhamha vangu mhamha Patty, anavamwene vatezvara, nanatsano tina , nadaddy vake Kevy nevanhu hobho
Vanhu vemastep vakatanga kutamba radio ichirira iyi aya matrending songs Aya DJ aiziva manhi zvaita aiziva basa kana ini ndakatombokanganwa ini takatotambwo pamamomya ipapo mufunge ha muchato wainakidza zvawo yyuu
Mapresents akasheedzerwa Brendon bamunini vangu mukomana waCharmy akaenda kumberi akati
Brendon "inini present yangu ndeyekuti honey moon yenyu mukuiyitira kuRainbow Towers hotel ndiko kwandabooker zvese ikoko would be there kusvika nekutambidzwa makey eroom enyu ndabhadhara for the fully next 2 weeks"
Vanhu vakaita kufara
Mhamha vangu ndokuti
Mhamha"inini ndine brandnew gas 4 plate glass stove ikuuya zvayo"
Kamupururu kakaitwa
vanhu vakaiita zvee kamupururu panguva iyi
Baba ndokusimuka atezvara
"ndafara zvangu vanangu nezvamaita izvi ini hangu present handina asi marii chaiyo makhoti nemwana komana wangu uyu vakabva vandipa mahundred anenge aisvika 6 kana kudarika "..
yooo hama imi 6 hundred yoo
vanhu vakaita kufara mabhosvo aya manga muchambomada here
vamwe vakazosimukawo havo mari aiwa ndakapihwa handidi kunyepa
Zvehoney moon ndaizvitya ini zvaive zvataura nabamunini kevy . Kevy akanditarisa kwakusekerera hake aitoita kunge munhu akugaya hora dzega.
Dzave kuma4 ndakanzi natete Neshamba tichisimuka tigadzirira tibude tifambe kwakachena kuenda kuhotel.
" Soo ndoenda nani kumba"
Tete "no need yekuenda kumba hembe dzenyu dzirikuno endai munochinja kumarooms arikumusoro munopihwa room number naCharmy but be fast"
"okay"
Tete" bamunini modzoka fast ikoko"
Kevy"Tete todzoka"
Takazoenda takanochinja hedu kuroom kwacho dress randainzi ndipfeke iii rarakanaka l think rakabva namhamha Patie chete iroro ndandakamboriona vainaro ndikasataura hangu
Takazoona Tete tichifamba hedu
Tete "mainini kunzwisisa kunodiwa handiti musaomese musoro ikoko handidi kunyadziswa inini"
Bamunini itai zvinoitwa musatombonetseke zvenyu
"Tete.." l said
Tete " ukaomesa musoro kaa Carol ndanyarara unondiona..mukaona zvanetsa bamunini sungai maoko"
"iii Tete"
"Horaiti Tete" Kevy said
Haa asii kaaa
Kevy"chandei kumota tenge tamirirwa"
"Sure"
Takasvika pamota paye ndakabva ndati
"Tete mhamha varipi"
Tete" vaenda kumba"
" Tete kani ndoda kuvaona "
Tete" iii Mai Masawi tikwanirei hamusi mucheche imimi ,,Vamasawi takuranai nemukadzi wenyu muende"
Tete"bamunini zvamurimi mudzoke mutambo usina kuitika asi ndokutembai hangu"
Kevy"Tete kkk Carol handei" anga akunyara
"okay"
Takapinda tichingogara mota yakanga yakumutswa Tete ndakavaona vakutodzokera isati yatombotanga kufamba takaona Delan naBrendon shamwari dzakevy dzasvika dzaga dzichiita kumhanya kwakuti
Delan" kkkk Kevy wakafitwa kudzoka wakazara mas€x bites muviri wese gara wasunga muromo muchiri kuno"
Akaseka Kevy zvekuseka zviye kana ino ndakatoseka
Kevy"Delan siyanai nemukadzi wangu . Ndizvo zvamungauuye muchimhanya here guys Driver mutsai mota tiende
Driver akabva amutsa mota iii ndandakutya ndakatanga kuyeredza musodzi zvino ummm mwarii kamufaro kaye. kese kubva kapera
Kevy" babe chii futi nhayi"
Ndakatowedzera kuchema
Kevy "beb you know what l have been longing waiting for this day to come touch my heart and feel how it is pounding
Kevy wako ari kufara"
Ummm zvakanzwikwa nani izvozvo ndakatowedzera kuchema akazosiyana neni atonditadzawo.
Driver akamhanyisa mota zvekuti takatosvika pahotel nenguva chaidzo takasvika zvedu kuma7 ikoko
Takapinda muhotel takasvika nekupihwa makey hedu receptionist wacho akatozviona kuti taive manewly Weds
Receptionist" congratulations Mr and Mrs Masawi.. Here is your key and room number. Take the elevator up to 4th , floor the room services will assist you if you need anything else"
Us"Thank you"
Ndakadaro ndichismiler tichipinda mulift muye zvedu. Yakatisvitsa kuroom kwedu takasvika nekupinda.Umm muroom macho maityisa maive nemacandle kuita kunaka umm makadecoretwa zvisingaite wow takapinda ndakagara pasofa Kevy akabva andidhonza kwakundigarisa pabed
Kevy"carol ndokuita sei ikoko"
"ndaita sei "
Kevy "ukuda kugarirei pacoach"
" asi hapagarwe"
Kevy "panogarwa hapo asi handisikuda kuti ugare ipapo anyways ukuda kudyei tiite order "
"noo ndakaguta asi ndikuda something light chiri light "
Kevy " iwewe chooser tidye "
Akanditambidza kwakutarisa ndakangochooser Burger and drink x2 pasina nguva zvanga zvauya ini ndakatodya half burger ndangandatoguta
Kevy ndiye akazoipedzisa hake . Ndichipedza Kevy akanditi ndiende kunogeza anenge akanyumwa nekuti ndaisada kuti aende kunogeza neni haa akanyumwa ipapo ndakatoenda hangu kunogeza ndakatopedza kwakudzoka . Ndakatobva ndatora hembe dzekuchinja kwakupfeka mubath imomo ndapedza ndakabva ndabuda ndakamuti
" ndapedza chienda unogeza "
Kevy "okay rara hako pabed"
"Okay"
Ndakararira pabed
Ndakatanga kutaura hangu nevamwe vanhu paphone vaitonditi makorokoto what what ndichitofara hangu . Pasina kana nguva Kevy akabuda aine boxer asina hembe
"wapedza!!!!!!" Ndakatomuvhunza ndaona kukasika zvee
Kevy "yahh l just needed a shower only"
" hoo"
Akatotanga kuzora hake mafuta kana kumbonyara kuti ndirimo ndakabva ndapinda mumablankets ndokurara ndakaona ah munhu apinda mumablankets muye
Kevy" nhai Carol ungabva warara tisina kana kuita good night"
"hoo sorry good night Kevy"
Kevy"Carol remember zvataura yete"
"ahh babe tozoita mangwana kani"
Kevy"ahh ukutii ndivafonere"
" nooo vanondituka but understand babe..."
Akabva andiibata maoko angu ndokuti
Kevy"iiii manails ako akanaka ende akakufita wambozviona"
" hoo thanks babe"
Kevy "yah and today you are glowing "
"Thanks"
Ahh ndandakuvhara maziso ndipo pandakaona munhu akundikisa manje ndandamuwachisa ndandakapfeka bottom kkk ahh kiss yakaenderera mberi munhu dzamara munhu atopamusoro pangu eish ndandakunzw akakuremerwa anogymer kauyu
"Kevy you are too heavy for me"
Kevy "ndijaire because you are my wife babe"
"Kevy kani"
Akandikisa kwakusimudza top kwakutanga kuyamwa manipples angu ohh my gosh ndakaita kunzwa kumerera guys Hana hangu eishh iii ndakanzwa ropa kutanga kumhanyamhanya the whole body umm l was in other side of the world eish apa mupant manga matota zvino the only thing what l was doing was moarning chete ndandakusapindura iye aingoti
Kevy" Babe zvikunaka here ndiudze kani"
Iii ndandatopera ndipo paakabva ati
Kevy"babe mari yako iyi ndokumbirawo kupinda kuti nditore huchi hwangu"
"Kevyy uuuu"
Mari yacho yaitosvika 100 dollars maybe yaitopfuura futi handina kuitambira
Kevy"babe tambirai Mari iyi ndeyako babe"
"okay th a n ks" zvazvichataurika here
Ndakaitambira ndakaona ndananwa zvee kiss ahh bottom rakazvuviwa ndakabviswa ndakavhunduka ndikati zvatanga hezvo zvose zvandaiudzwa kurwadza kwazvo zvakauya ahhh ndakabva ndamuti
"ndikunzwa weti"
Kevy "itira ipapo"
"noo Kevy"
Ndakabva ndasimuka kwakubuda kufamba akabva andibata apa boxer rake ranga razvimba kudhara iiii munhu akabva andidonhedza pasi iii Kevy akatanga kuacter like akupenga akatanga kundikisa achidzoka kusvika asvika pachunhu changu ummm he suck there ghhhgggg the feelings came back yooo akaisa kachigunwe chake mangu ndandakuita kakuchukuchira iii zvazvanyanya zvaita kakutekenyedza ndichichemerera ohh Kevyy babe Akabva abvisa boxer riye kwakubuditsa blambi yake kwakuinangisa padumbu apa it was already kubuda majuices akaita kuirovera rovera ipapo zviri roma*ntic eish
Pfungwa dzakamborasika ipapa dzakazongodzokedzana sooo ndakada kumupusha ndaona zinhu rakakura yoohh raida kupinda payi akandikurira kwakuiisa eish akawedzera kupurizira panhu pangu iiii Kevy kaa aida nditopenge chaizvo. Ndakazoona ahh munhu andisumudza one gumbo rimwe riri pasi iii akabva abata blambi yake iii apa ndanga ndisisina Simba apa aindikurira ndakaona abata akuvhura panhu pangu ndakabva ndati
"Kevy!!!!!! Kani"
Ehh nothing zvakabatsira he carries on
"Kevy babe..."
Kevy" chii babe kana zvichirwadza wondiudza hanty"
"oohh kevy.."
Ndandakukakama veduwe kutya chaiko
ndakazongonzwa kasharp pain kuzasi kwangu uku eish ndakascreamer
Zvese nekuchema
"Kevy wandikuvadza iiii"
Kevy"babe Mira urwadziwe ka1 kani"
Akisa pressure zvee eiii hama kaa ndakabva ndakanzwa kunge mweya wangu wakuenda uyu umm kuita kupera Simba hiii akaisa kechi3 force ndipo pakabva ati
Kevy "Babe l finally did it"
"nxccmm une hutsinye"
Akaramba akutanga kukoira in slow motion asinganyanyi speed iri ishoma iii but the pain ndakambokanganwa zvakuita kunaka l responded kuti babe ooo zvikunaka babe oupss ohhh apa iye anga akuita kutodikitira manje ndakazongonzwa like pane zvinhu zvakubuda kuzasi kwangu uku apa iyewo Kevy akabva andiwira areleaser eish
Kevy" thanks babe nekundichengetera zvinhu zvangu babe ndazvivhurira ndega"
" asi une hutsinye wandikuvadza "
Kevy "Babe sorry l couldn't control it that's honey moon unoita bho"
"humm "
Kevy"handeyi ndokugeza unonzwa bho"
"noo ndoenda hangu ndandatotsamwa"
Kevy"sorry kani babe ndati sorry wani
Ndakada kusimuka kudai iii ndakabva ndati
"awuwuwu "
Kevy"babe let me help you"
Umm ndandisisina option akandisimudza kwakundiendesa mutub akandivhurira warm water akatanga kundigeza yahh ndakasara ndakuzvipukuta iye akabva achinja masheets ndakazopfeka morning goenn ndakasvikopinda mumagumbezi
"Good night"
Akabva auya pedyo neni ndokutanga kundikisa agin pationately slowly slowly uku rimwe rwoko rwakabata mazamu angu yahh this time l couldn't control it even me also ahh ndakabva ndaita kuvhura makumbo angu ndega kuita kuti bheya kwakubva ayiti pfoo yesee yahh this time zvairwadzirira asi nani yahh ndakatanga kutombotambisawo chiuno izvii asi umm ndairwadziwawo veduwe zvaive nani than first time haaa ndakanakirwa kunzwa moyo kuti nyevenu chaikoo takazongorasirana kana 1 mbeu ikoko haa ndakanyatsoinzwa apa...
Apa Kevy aive pamusoro pangu yakanyura kudaro kwakutorara ahh it was a long tough round iyi takazopepuka
pakati pehusiku
"hayasi " ndakatozviseka
Kevy" tazongobatirwa nehope sha"
"ah it's crazy"
Kevy" umm but zvonaka babe ndandichitodziirwa"
Kevy kaa ndakabva ndasekerera ndakamutarisa hangu murume wangu uyu.......
END OF CHAPTER
Stay tuned 🌹
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
790