TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
June 7, 2025 at 10:29 AM
*CONFUSED LOVE*💘💘💘 https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02 What'saap group ⬇️ https://chat.whatsapp.com/LbwsYL38bxo2HtJhAjbjA7 *FREE BOOK* READ , LIKE & SHARE CHAPTER 57 FINAL-- STORY BY TADIWA *CAROLINE* Kevy "babe hona zvayaita again eish ndakutoda round 3 ini babe" "Kevy inzwawo tsitsi chimboimaginer uriiwe kanii ngatirare babe mangwana " Kevy"babe kani" "iiiii ndarara good night" Ndakabva ndatorara pasina nguva ndandatobatirwa nehope ndakatorota ndatone mwana naKevy apa mwana wacho aive musikana Kevy aiti anoda mukomana but akazongoti mwana mwana but what l remembers mwana aive musikana ohh.... Ndakazopepuka nguva dzadzatokuma 6 chaiko saka ndakabva ndatongoenda kunogeza nditori busy kugeza ndipo pandakabva ndafunga zvatakaita manheru naKevy ndakabva ndatongoseka soo ahh kuzorara irimo mukati mufunge ahh ndakazongonzwa Kevy achipinda ndandasiya ndisina kuvharisa door apa ndaive ndichangobvisa hembe Kevy"ukusekei wega" "hiii ndikutofunga hangu pawaindinetsera pakati pehusiku zvangu zvabva zvatondisekesa nepatakarara irirmo" ndakatonongedzra Kevy"ahh iwewe kaa anyways good morning Mrs Masawi" "mamukasei Mhofu" Kevy" wow very romantic babe" "anything for you " Ndakazoona munhu akutanga kutobvisa hembe zvake "koukangomira ndongopedza wozogeza" Kevy"ahh iwe zvebasarei tikageza tese hedu" "Kevy" Kevy" ahh ngatigezei usavhare maziso ndozokukisa plus ukukwidza mahormones angu ndokubatisa tub" " umm how " Kevy "hona mazamu ako akaita kumira kuti twii umm eish zvandinobva ndanzwa Soo babe kaa smile yako iyi haa yakutomutsa vakazvirarira ahh babe" Ndandichagonawo here ndakumgosekerera Kevy"you are beautiful Carol" "thanks babe" Kevy"body yako iriri s€xy haa ndakutonzwa inii" "Ngatimbogezei" Ndakatoti gendibvise zvangu short pant rangu randaive ndakapfeka ndakasara ndave naked ndipo pandakangopfuurira ziso kutarisa Kevy ndakaona maziso ake arired apa zvanga zvaita mbo** umm yayakaita kumira ichibuditsa majuices like masiriri iii ndakaita kumerera kunge ndikunanairwa nespider like kunge chinyiko ndakaiyeva kudayi kunzwa kuzasi kwangu uku kutanga kuvhita vhita kuti zvashata yeah anga ama1 haaa Apa ndakabva ndaramba ndakavarairwa ndakazonzwa akunditi Kevy " ukunzwa zvandirikunzwawo kaa babe bate tub" "Kevy kanii" ndakaita kuyemerera hangu Kevy " ohh yahh l want to teach you something can you suck it" "noo umm Kevy l can't do it" Kevy" you should it's yours" " iii l can't you mean me to suck a dick Cumming those noo babe Ii l can't " Kevy"so you can't but me l will" Akabva atanga kufamba achiuya kwandandakamira ndakabva ndasvikopinda mutub imomo bvojo apa Kevy achinditevera ahhhh takapinda tese mvura yanga isina hayo kuzara kana kusvika muhalf akabva atanga kuyamwa mazamu angu kunge kamwana kacheche uku achiita finger fuck on my clit iiii ndaiita kubuditsa zvimvura kuzasi ndenge ndakaburitsa ka2 kese iii ndandapera nemafeelings ndakungofema uuuhu ahhh ghghhh ungati indere imi ndakazongona munhu akundibatisa pacorner petub kwakundiisa chinhu iiiiii eish l was in the 7th planet worlds hoo haa Kevy paromance murume wangu anoziva hake akatanga kundikoira mbichana mbichana seakundinyengerera ndakatanga kutevedzerawo nepace yataiita ndisinganyepi kkkk ndakatanga kuita zvandaive ndakaudzwa nanaMai mufundisi natete ndakaita basa nekuti zvanga zvave nani ndandisinganyanyorwadziwe ndakanyatsozviita kana iye akaona mashura chaiwo ndakaona kushamisika hake ndakaita kani ndakazoona mwana wevanhu akugwinagwina ndikaziva kuti yahhh ndashanda basa apa takabva tangotundir*na ka1 nguva imwe chete ndakanyatsonzwa kudziya kwemasperms kuchibereio kwangu im ndikanyatsonzwa kuti yahh umm apa ndaitwa juju yakarehwa nevana vadiki kana iriri mumba amenoo s€x with tub inobaka mhani ndakanakirwa nayo inii... Tapedza takazogeza hedu ndidzonguva dzakauya veservice yekucleaner vakacleaner vakapedza takabva taorder food yedu kwakudya tichipedza Kevy akanditi Kevy"babe should we go out shopping" "yaahh good idea" Takazogadzirira kuti tibude tiende takatozobuda hedu kuenda taifanba takabatana maoko vaingotiona vaingotitarisa. Takatenderera mashops tichitenga magoodies edu Kevy akanditengera machocolates mayoghurt kunge kababy kani tapedza takazodzokera hedu kuhotel taingota tikati gare gare romance tomboita futi umm this is love guys ndainzwa moyo kufara chaiko ndinaye murume wangu kuhoney moon haa kutya kudii kwaive kwakuita kutapira and ndaive ndofarira kugeza naye kuti tizoite bonde ndakabata tub zvee akanyatsobata muwaist kudayii haaa ndonzwa seunobuda moyo nekunakirwa kani Days passed on 2 weeks dzakapera tiripo pahotel apa... NaKevy taidanana zvedu kwete zvekutamba kudanana chaiko Kevy aindida zvandaiona ndega s€x taita madiro Kevy ndaimupa nguva yaada chaiyo ndaipa murume wangu kuti agare akaguta ndaiita zvose zvandaive ndakaudzwa nanatete vangu zvose hapana chandakatadza asi... Musi wekuti tidzokere kumba wakasvika takagadzirira nemabags kurongedza kuti tiwane kubuda Driver akambotiunza ndiye akuya kutitora kunotisiya kumba kwamhamha ndiko kwatakasiiwa chaiko takaburuka zvedu kwakupinda mukati mhamha vaitove busy kucleaner paverander Mhamha"ahhh vana vangu titambire" "muchitambireiko henyu" Kevy"tambirai hupenyu" Mhamha"pindai mumba" Takatozopinda mumba muye tikamhoresana zvedu baba vaitovemo luckily pandakaburuka mumota ndakabva ndasunga Zambia takataura hedu nyaya asi nyadzi dzaindibata pamberi paatezvaara kuti vari kutoziva shuwa kuti tikubva kunoita zviya zviya ende futii haa ndakawedzera kunyara asi Kevy kana . Pandakaona mhamha vabuda ini ndakatobudawo ndakatevera kukitchen ikoko vaitoda kubika ndakatovabatsira kubika takapedza tikapakura vanhu vakadya ndini ndakatosuka hangu maplates sezvo paingove ini muroora ndapedza kusuka ana Kevy naBaba vavabuda ndakatoti genditsvaire mudinning ndakabva ndaona mhamha vakagaramo vachiverenga bible Mhamha " chimbozororawo kani mwanangu iii washanda" "gendingotsvaira ana Daddy vasati vauya" Vakabva vati hooo eh e Ndakazotsvaira hangu. Pavakazouya tatatogara namhamha tichitaura nyaya. Pamba pavamwene vangu ndakazongogarapo for 2 days chete hedu mubedroom medu tairara mumba maimborara Kevy . Manheru ega ega Kevy aida kundikumbira bonde ndaimurambira ahhh nhaimi kumaraini here ahhh kana Iko kuda s€x iii izvi zvanyanya akuda kuti kutodhambe zveee kutoita zogaba chairoo kana kucheerera ana mhamha vazvinzwa Ii zvonyadzisa.... Takazoenda hedu kumba kwedu chaiko kwangu chaiko . Tichisvika Kevy akanditi kevy "Welcome home to your house Caroline Masawi mukadzi wangu mudiwa wangu svusvura ndadya modzi yechingwa wangu imba yenyu ndototi Mai mwana " "ummm Kevy wandinakidza bho here tsumo yako" Apa ndandakublusher " iwe Kevy ndipo here panapa nei pane upstairs last time pandakauya papasina" Kevy"ndakairenewer" "woo so this is the house we are going to stay forever" Kevy "yes babe me and you that's it ngatipindei mumba medu" " okay pakanaka wakabva wapanter nefavourite colour yangu kaa " Kevy "anything for you babe" Takapinda Kevy akasvikokinura main door zvese nepagate takapinda mumba medu iii mamakanaka mumba medu takakwidza mastairs kuenda kubedroom kwedu maive neziking bed neziwardrope rakanaka necouch yaive yecream. Wow ndakatotanga kufamba Ndichiadmire everything wow mumba mangu mamakanaka veduwe ndakatanga kurongedza hembe dzangu muwardrope nedzimwe dzakevy.... Kevy aitove busy kugeza hake pandakapedza ndakabva ndatoenda kunogezawo ndichidzoka ndakadzoka Kevy akagara pabed "Kevy hausati wane nzara here" Kevy" ndanayo mhamha" "Ahh iwewe okay gendobika " Kevy"okay zvimwe zvinhu zvako zvemukitchen zvinana mapoto macooking machines tarisa kuroom iri downstairs kuside nepantry ndokwazvakaiswa l think zvazvisati zvarongedzwa" "Okay" Ndakatodzika hangu downstairs ndakanotora zvunhu zvangu ndikazvirongedza mukitchen unity mangu ndapedza ndakatanga kubika masparget nechicken nditori busy kuigriller moyo wangu wakangotanga kumira ndakashaya kuti chii kutoda kunzwa kutorutsa chaiko but ndaisingoibika wani ndirir kumba dakazonzwa zvanyanya manje ndakamhanya kuenda kutoilet ndichisvika padoor ndakabva ndangorutsa Kevy akabva amhanya kuuya pandaive Akasvikoti Kevy"babe chi babe what's wrong" "umm hameno let me clean" Kevy"noo don't clean go and rest l will clean" "noo babe don't worry l will do the rest moyo wangu wangomira nhayi" Kevy"hoooo" Kevy akabva atanga kucleaner ndakatobva ndazvigeza ndichipedza ndakanopedzisa kubika asi ndaishingirira chaiko nekuti umm moyo wangu waisatoda apa ndandakunzwa kupera Simba kuti ndiudze Kevy Kevy aitozoita worried wo manje ndakasiyana nazvo hangu ndakapedzisa kubika kwakuzodedza Kevy kudya Ndichipedza kudya ndakabva ndatobatirwa nehope kunge ndanga ndadya chakawanda kwakutorara ndakatozopepuka dzatokuma 4past 4 konoda kusviba Kevy asimo. Ndakamuka ndakananga kunosuka maplates nekugadzirira kuti nditange kubika zvemanheru Manheru ndakatobika bho bho hangu handina kuzorutsa asi body yangu yaiita kakupera Simba ndakatoshaya kuti chii but futi koKevy aenda kupi ndakazokwira upstairs ndikamutsvaga kubedroom ndikamushaya nemamwe marooms ndakatoti genditore phone ndimufonere Ndisati ndamufonera ndakaona text message yakanzi Kevy" Babe ndambosvika kubasa ndikudzoka zvangu kuma6 ikoko ndati ndisakumutse ndave kuda kutouya" "okay babe" Ndakabva ndatodzika downstairs ndakutomhoresa mhamha vangu nana mhamha Patie nanatete Neshamba vese umm ndandavasuwa hama dzangu ndakatotaura nanaCharmy naChichie ndakutoda kudzima phone ndakabva ndati gendimhorese Tete Mai Tino navamwene vangu zvangu takataura nyaya zvekuti Kevy akadzoka ndainakirwa zvangu nenyaya ndichiseka navamwene vangu paphone ipapo Kevy akasvika pakuti Kevy" ukutaura nani uchiseka " "namhamha " Kevy' mozotaura babe ngatimbotaurei munomu" "Mira vakutondiudza zvakasara zvikaitika patakaenda kuhoney moon" Kevy"hanzi chii chakaitika" "makuhwa babe" Akabva aseka hake Kevy "varisei mainini Charmy namainini Chichie" "ndataura navo masikati mhamha hanzi vari bho" Kevy"iwe wati ukutaura namhamha Saka ava ndimhamha vapi" "Babe kaa okay ndivamwene vangu vandirikutaura navo" Kevy"hoo " Takazotanga hedu kutaura nyaya naKevy ndaisaphone pasi ndakanodziisa chikafu ndikapakura ndakatoisa maplates angu mumachine pasina kana 5min anga atosukwa ndakati izvi zvakanaka izvi ndakabva ndatorongedza Kevy aitoona zvake bhora akarara pasofa ndakabva ndatoenda pasofa raanga akarara iroro kwakusvikorara pamusoro pake " babe.." Kevy "Mai mwana" "wangawaenderi usina kundimutsa kundiudza kuti bye" Kevy "Babe ndandisingade kukudisturber" "ummm" Ndakabva ndati nhasi ndini ndoda kumutanga ndakamuti iyo kiss pamuromo ndikatanga kuita zvose zvandakaudzwa nanatete kutamba nedivk yake ndakaona mwana waMai Kevy oda kuita kunge oda kufa kugwina gwina achingoti yes babe yes babe yaah musi uyu ndini ndakashanda basa rese iye akararira takatoita s€x hedu mudinning ahh handitu Tete vakati kana muri mega chero mudinning chero payi here imba ibvire ndizvo zvandakatoita Tapedza takabva taenda kunogeza this time Kevy ndiye akazonditanga ndakazongoona ndaipfekerwa kumashure ndakavarairwa iiii ndakavhunduka ndikanzwa kunge tufeathers sooo kakunanairwa kuusana ukuu hameno zvandakangonzwa Soo Takaita kepiri zvee tapedza kwakuzoend kunorara the following day ndakakurumidza kumuka ndakamugadzirira zvake zvese zvekubasa ini ndakatoenda kunogeza pandakadzoka ndakabva ndamumutsa akatokumbira kamorning glory asati aenda kubasa ndakamupa zvedu iii ndipo pandakaona kuti haa imba inonakidza pasina kana violence rudo chairwo hupenyu hwedu hwaifaya kwete zvekutamba nemurume wangu...... *3 MONTHS LATER* Haa hupenyu hwangu naKevy hwainakidza asi inni pabody pangu papakuita machanges ndandakusinba zvakanyanya mahips aita kubuda kuwedzera apa kugeza ndaikuda sei koiwo hutsanana yooo ndaisada tsvina Mai mumba maigara muriclean mubedroom maive nezvewhite ende ndozvandaifarira ndachinja zvaida kuchinjwa after every 3days. Apa ndaive ndakatombojanba kuenda uko ndandakususpector kuti inenge nhumbu chete Musi uyu ndandakatogara pasofa Kevy aive asina kuenda kubasa yaive weekend Saturday ,, Sunday ndaienda kuchurch kwana mhamha Zvekumwe kwedu uko tatasiyana nazvo bva ndatoti Kuna Kevy "Kevy ukuonawo machanges pabody yangu" Kevy"yeah ndaitomboda kuti ahuna nhumbu" "umm hameno Maybe but iii labour here" Kevy"l will be so happy babe to become a father " "handeyi totenga pregnant test" Kevy"handei kupharmacy totenga " " okay" Ndakatogadzirira kwakupfeka maslopes takabuda kuenda takatenga takadzoka tichidzoka ndakaitira tuweti mukagaba kwakukamirira kuti kaite ndandakutya ini ndakavhara maziso angu kuti nhumbu shuwa here ndakavhara ndakazongonzwa Kevy"yeeeeesssss " noise yakandivhundutsa iyi ndakabva ndaivhura maziso wanei karired meaning ndine nhumbu " iwe wandivhundutsa " Kevy"am going to become a dad wow thnx babe" "ummm " Kevy"shuwa haa it is saying positive meaning you are pregnant " "l will become a mommy babe" Ndakabva ndatombofarawo Umm pakamboita a moment of happiness akatonditi tiende kwadoctor tinonzwa kuti ine mwedzi mingani akabva andikisa dumbu ummm Takatozoenda kwadoctor zvikanzi yanga ine 2 months and 1 week Takazodzokera hedu kumba asi takatanga taenda kwavamwene vangu vakafara kani kunzwa izvi vakafara kuti maimanje gogo vana 3 nekuti Tete Mai Tino vaive vane mwana pamuchato vaive vatozvara Tino anga atokura ane 5 years nekuti pandakatanga kuvaona aive aine 1 year nemamonths Takafara takazoenda hedu kumba kwangu iii kumba kwangu kwainakidza mhamha ndakazovazivisa mhamha Patie vaive vakazodzokera zvavo saka kumba vaive vangove 3. Ndakatovaudza vakafara kani kuti ndendagogo ini ndichingoti Mhamha. Kevy kubasa anga akusadzoka Kuma 7 dzaaisidzoka aidzoka Kuma 5 chaiko ndaibatwa kunge munhu atozvara imi nhumbu yangu yamu7 months ndakaenda kuscan naKevy zvikanzi nadoctor maona kuti mwanayi Kevy "mwanayi" Doctor"musikana" "daughter wow" Vana vasikana kuturukisa ndainzwa kufara zvisingaite and kana kumuchenesaa ndovada mhani ndakafara Kevy"hoo mwana mwana" "yah" shasha inenge yaida mukomana Doctor "muchaona kuti wechi2 wenyu mukomana kazvinji zvikadai" " we receive" Kevy akafara hake aiti hanzi ndane mombe dzangu kkk ndakatoseka takaenda kunotenga preparation takatenga kutenga mota kufara munoziva dumbu rangu rarakura zveee takaenda yakati taaa kuzara. Mazuva akamhanya kani mumwe musi masikati mudumbu mangu maiita kurwadza kwete zvekutamba ndakashingirira kubika chero pakauya Kevy ndakangoti muchaita bho ummm manheru handina kurara kana bonde ndakati noo Kevy ndakamurambira ndakati handisi bho zvanhasi um ndairwadziwa makuseni ndakamuka haaa ndakamutsa Kevy ndandaona kuti iyi inenge labour pain chete zvazvanyanya iii kevy akamuka " Kevy handisi bho handeyi kuchipatara l think l reached the time" Kevy "yoo what mira ndichinje tiende" " ita fast babe" Akangokwesha mukanwa nekusprayer mouth freshener tichipedza akabva atora bag rangu raive necotton nehembe dsemwana kuti ndidzike zvakaramba akanditakura kwakundiisa kumashure takabuda akasiya akiya door ini ndakatogara kumashure chaiko nekuti um kugara kwakakundirwadza ndaitoda kurarira chaiko but tiri mumota ndakanzwa kunge kuzasi kwangu kwaputika something ummmmm pain yakabva yawedzera ahhh "Kevy kani Kevy Kevy ndofa ini ahhh chii chawakandiisa mudumbu haasi mwana chete uyu ahhh energy yekutamba mudumbu anoiwana kupi yekuti ndirwadziwe kudai umm l regret it kukupa my virginity " Kevy" babe takutosvika chinyarara" Akamhanyisa mota pasina nguva tatasvika ndakagamuchirwa munzira nevamwe madoctors pasina nguva ndakanzi ndionekwe nevamwe mbuya Soo vakabva vanditi Mbuya "ahhh iwe musoro wemwana uyo atori padoor hona tuvhudzi aiwe kaa nurse huya nestretch bed muende naye uyu mwana musoro wakutoda kubuda!!!!! Mhanya mhanya Sirii" Manurse akauya akanditakura kuenda neni kulabour room ndichingosvika kuradzikwa ndakabva ndangoti ummmm kugomera mwana achibva ati puuu ndiye kubuda kakabva kachema umm at this moment ndakanzwa kuve relieved apa pain yakabva ya disappear for minutes mbichana asi kaivepo hako Baby "n'eeeee kuchema" Iii ndakasekerera ndakasonwa hangu mwana wangu aive paside pangu anga acleanwa yaive Private hospital iri mutown ndakasekerera vakapedza zvavo ndakatotarisa mwana wangu Soo ngakanake umm Kevy akazopinda akati Kevy "makorokoto Mai Kimley" " anonzi Kimley" Kevy " yes ndini ndamupa riri right here babe" " Yes babe congratulations ba kim " Takafara anamhamha vakazouya vese vakandicongradulator vese vakatobata mwana aive akasimba mwana wacho akazopihwa rimwe Zita navamwene kuti Tawananyasha reshona takatogara hedu muhospital ndakazobuda mangwana acho ndakaenda kwamhamha vangu ndivo vaindidzidzisa kugeza mwana nemubatirwo emwana vachindidzidzisa Kevy everyday aiuya kuzondiona nyangwe akasasvika pamba hake asi mapics emwana aimada ndaimutora ndomusendera Ndakangogara kwamhamha just for 2 weeks chete haa ndandabho zvangu ndapora ndakatodzokera kumba kwangu Kevy ndiye akauya kuzonditora kuti tiende kumba tichisvika ndiye akatanga kutamba nemwana aifarira mwana wake ini ndaitobika mafriends ake Kevy akatozouya next week racho Brendon and Delan Mitchy akatouya vasahwira vangu iiii taiwirarana zvedu anga asimba ummm ndakamuti "iwe Mitchy ukati haisi nhumbu" "Carol iwe ndikutofunga kudaro inii" " ndiyo iyi ndozvandaiita panhumbu yakim" Mitchy"ndichatenga pregnant test ndotombotester" "sure tenga" Takataura nyaya zvedu naMitchy tisu takatobatsirana kubika. Achitonditi hanzi mumba mako makanaka bestie umm ndatenda makanaka Ivo vaigara kuWest gate kaa.... Vakazodzokera zvavo kudzimba dzavo takasara ta2. Kubva this day hupenyu hwangu naKevy tairarama zvinofadza ende chaindinakidza mwana wedu aikura kuchurch ndaisarega kunamata Kimberly akazobvuma zvake kuti pana Kevy paive pasina chake ende haana kana kuzomboti mwi mwi imba yangu ndaiinamatira zvee mamwe masundays Ba kim vaisaenda zvavo kuchurch vaitoenda apo neapo asi ini ndaisarega kukudza murumbidzi nekumunamata Mwari wedu nekungomutenda zvainditira mukati nehupenyu hwangu..... *NARRATION* Ndiko kwakazove kurarama kwangu ini naKevy tairarama hupenyu hunonakidza mumba mangu maive nepeace taisanetsana nemwana wedu ende aikura hake AFTER FEW YEARS LATER NaKevy takazoita mumwe mwana wedu aive mukomana after 5 years Kim aitove akuenda kuchikoro mutown hake ini ndaitoda kuenda kubasa asi ndakarambidzwa naKevy mhamha vangu Mari taivapa mwedzi wega wega mwana wedu mukomana takamuti Keen ndoraive Zita rake uyu Kimley akabva atorwa nagogo vake vamwene pandakangozvara Keen chete ndanga ndatove amai vevana 2 ndandatokura shame.. Charmy haana kana kutozombopedzisa chikoro akamitiswa naBrendon akamirira hake maResults eform 6 but akabva atomuroora zvake paakaona kuti ashaisha vairarama hupenyu hwavo hwakanaka chaihwo mhamha ndivo vakazosara zvavo naChichie mucheche wavo nemwana wemunin'ina wavo wavaive vakatora havo Charity aive atove form 6uyu anga akura isu naCharmy tatabvisirwa hedu ini hangu ndaitozviziva hangu kuti Brendon haambomuti apedzise chikoro achiona mafriends ake ane vakadzi ukana taive tatove mainini nabamunini naBrendon Mitchy paye yaitove nhumbu zvayo akatozvara mwana mukomana zvee apa aida musikana kaa this but mwari ndivo vanenge vaine chinangwa mwana mwana wavo ende ndivo vanenge vakazvironga Tete Mai Tino vakazozvara zvavo mumwe mwana zvee vanga vane vana vavo 3 vanga vatone nemhuri yakura Ini hangu navamwene vangu taiwirarana kwete zvekutamba hedu kumba kwedu ndaienda ndaienda kunyanya maweekends mhamha vasina kuenda kubasa vachionawo vazukuru vavo mhamha vangu vamwene kazhinji ndaivaonera kaa kuchurch kumba ndaienda hangu asi kwete pose pose Tete Neshamba ndainovaonawo haa ndakazorara soft life l dreamed with my loving husband Kelvin...... THE END OF CONFUSED LOVE💘 Stay tuned for next book
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 647

Comments