
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
June 10, 2025 at 05:18 AM
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo
Gara waita follow up channel usazoraisikirwe kana kujambwa nemamwe machapters
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
*MARRY ME*💍💍💍
6,7&8
STORY BY TADIWA
CHAPTER 6
*LUCY*🪷
Ndakatosekerera ndakatarisa paphone yangu ndichiona ari Anderson hake akufona ndakatodaira call yake smile yakaita kuzara pachiso changu
"Hello"
"My angel Lucy"
Maiweee ndakabva ndaita kufufutirwa nemashoko ake aya achiita kundinyun'una munzeve umu anga ataura zvonditekenyedza ini kunditi angle shuwa here iii worse with voice remukomana yoo
"Iii noo stop it Anderson"
"Umm cool call me again kuti Anderson l love it you know what no one never called me with my full name they just call me Andy but you did l love it "
"Hoo"
"Yeah l really do l like it can you do it again for me"
"Ahh"
"Yess please for me"
"Anderson kaa"
"Umm heyy ndobva ndanzwa kukuda"
"Ummmm"
Ndakabva ndatokanuka ndonzwa kwave kuenda nyaya uku iii zvatove zvekudanana heree futi noo ndakaramba ndiri zii handina kana kumupindura iye akabva ati
"Are you there Lucy"
Umm ndakaita kakuvhundikira ndichimuti
"Yess lm there yeah watii"
"lnini hangu l don't like beating around the bush chokwadi chakangonaka inini Lucy kaaa yeah haaa chokwadi Lucy"
Eeeeee munhu akungoramba achiti chokwadi chokwadi zvobhowa ngaataure nyaya yake kaaa akapedzisa hake kutaura ndakangoterera hanzi
"ndonzwa kukuda Lucy ever since three times l dzandakhona idzi lm feeling something and l gues it's love l love you Lucy"
Ahhhh dakabva ndanzwa kunyara ndichibvisa phone paloud pandaive ndakaisa ndakanonoka kupindura akabva ati
"Lucy ndikurevesa"
"handione hangu zvichibudaa"
"zvichikoniwa neii"
"ndokunonzi kundiurayisa nevasikana venyu vaye uku noo Anderson hazviiti"
"Lucy pliz"
"nooo"
"handisi kuti undibvune nhasi and now take your time Lucy but as you take it ziva kuti ndikurevesa Lucy l love you wholeheartedly"
Kahana kangu kakakabva karova nemashoko iwaya ndakazongomuti
"okay"
"okay yako ndeye munhu wandikupa time right"
"Anderson ahh yeah" ndakataura kudaro with a shaking voice
"okay love you Lucy bye"
"bye"
Akabva akata asi Anderson how can he love ghetto girl like me ndichifunga vasikana vavaive navo kuparty uko vasikana vakanaka ivavo zvekuti inini handitokwane pamusoro pazvo vanochena vanga vakachena kwete zvekunyepa kuchena chaiko wozodawo hake inini hangu Lucy iii ameno but yeah ndinako hangu kafeeling towards Anderson ndozvinzwira hangu ndega kuti ndinako kafeeling ikako kari strong but kungobvuma heey...
But ndotanga ndambonzwawo sahwira Daisy anoti kudii pamwe l will make a decision inozondipinza muna taisareyi gendinzwewo besty wangu.Ndakatosiya hangu phone pabed kwakuenda kunobatsira Lindy aibika hangu kukitchen ndakatoti gendimbomutsa zvirere hangu kuda kumudenha
"Lindy mukomana wako iform ani"
"mamuchidaa"
"kungozivawo hangu Lindy we are sisters"
"akapedza chikoro"
"heeeeeeee" ndakaita kuvhunduka ndichitodaroo
"ehe kaaa ndosaka ndandisingade kukudzai kamoyo kenyu ka2gig zvoswera zvatove kunamhamha ipapa"
"ii haa kana handimbotaure but zvangondishamisawo kuti unoita mukomana akapedza chikoro iwewe uri form 3"
"love has no age my sister hazvishamisewo mutone kadhara kenyu ipapa kasugar daddy"
"iii haa kana handizodaro hanguu"
"hooo saka asi handina bamukuru"
"yeah haa parizvino havapo".
.
"hooo"
"ehe"
Takabva tatonyarara hedu takutora maplates topakura chikafu chedu in no time taive todya tapedza ndakaona sisi Lindy vachisuka manheru iii zvakatondishamisa kuti kwakanaka here,, Takatandara hedu but mumwe nemumwe aingove paphone pakee but hope dzakazondikurira kwakunorara hangu...
The following day l woke up hangu very early kwakuita duty rangu iii haa tatakudawo rimwe tenant pamba izvii zvekugara mega haibudee muchitsvaira megaa haaa haiitee inodawo muchichinjana ndakatotsvaira kwakupedzaa zvese nekukwesha motoilet hangu ndakatoti nditarise Lindy asanogadzike mvura yetea ndingamuwane munhu haapo kunodai panze hameno kwakwaendwa ndakazongadzika ndega hangu kwakumwa tea yedu ini namhamha tiri 2 sezvo daddy vanga vatomwa yavo havo vagadzirirwa namhamha vatoenda kubasa isu tapedza ndakanosuka tumandiro twacho tushoma itwotwu mhamha ndokuenda havo kubasa ndakasara ndandega zvangu pamba ndichitoti ndapedza kusuka ndimapukutire hangu panze ndopinda mumba ka1 ndorengedza Daisy akabva asvika ahh ndakatoti
"heeeede wagona wabva wauya"
"ehee ndiudze ndosaka ndauya zvee nyaya unenge unadzo"
"Usandidaro zvee "
"Shuwa taura mhanii"
Akabva agara pachistoob chaive pamba pedu ipapa onyatsogarira apa ini ndandamira hangu ndakabata dish rangu kaa ndakabva ndatomborisiiya pasii ndokumutii
"Umm iwee ndikushaya ndoitanga nepapi"
"Haa iwee kwanaa ndiudze uko"
"Umm akundinyenga"
"Haa"
"Akanditi l love you Anderson"
"Heedeee hee wati iwewe akakuti l love you ukatii me too right"
"Umm iwee andisi hure rongobvuma pese pese hazviite ndidananane naye futi"
"Ahh hazviite nekuti??"
"Ii iwe inini hangu Lucy weghetto ndodadnna wofunga wuye anogara muno heree nezvaari zviye kana musikana wake wofunga kuti is she like me chingofunga paparty paye muchenero wawakaita girls ravaive naro nethose guys vamwe vacho"
"Yeah but hazvimutadzise kukuda kaa kana munhu achikuda anenge achikuda shaa unoziva munhu haadire munhu kuchena kana marii vanhu vanodirwa zvakasiyana"
"Saka ini andidireyi zvangu munhu akaita seni"
"Usapuse wanzwa zvaunenge wakanyorawo Zimsec wani kana uri sewe kaa Lucy wakadirwa kunaka"
"Ummm chinzwa Daisy"
"Sure kaa ndikurevesa hameno pamwe zviripo zvimwe hazvo but wakadirwa kunaka Lucy wakanaka my friend and une structure futi yakanaka"
"Hooo"
"Saka wati wakuvabvuma kaaa bamunini vangu"
" "
Ndakamboti zii ndofunga
"Lucy ahewa love haidi zvekuti uzvifose ndikuudze mwana wamai love haidi izvozvo iwewe kana uchiona kuti haumude kaa don't ever lie kana kumunyepera kuti womuda usingamude unorwadzisa mwana wevanhu zvibuditse pachena hanty unomuda here iwewe"
"Daisy yeah mafeelings towards him ndinawo hangu"
"Ndokumuda ikoko"
"Kkk Daisy wobva wadaro here"
"Ehee ndiko kutomuda ikoko ndikutaura shuwa "
"Haa zvakakuomera chero uchirevesa hako"
"Ahh "
Iye wacho manje mufariro waakaita asi Daisy kaaa umm anobva aita kufara ungati ndiye akudanana naye asi iye relationship yake nemukomana wake they are thinking about kubreaker asi busy trying kugadzira yangu hake haa zvaDaisy....
Haa takataura nyaya atondiudza kunaka kwemurelationship hangu but ndaisave mutsva hangu l dated back but kwaive kuda kudzoka ukuu apa ndaive ndatongomirira hangu kuti paachanditi kuti wazotii ndozongomuudza hanguu but heyy akatora 2 days Anderson asina kana kumbondifonera haaa ndakusvuzva zvino mazuva aya apa ini ndanga ndaita kumuwa voice rake Anderson apa kuti ndimutange Iii zvaisabauda chimiro chakanaka kubva ndaiita kuda mukomana kudaroo ndaingomirira zuva racho raachafona haa but ngaasadaro asi Anderson kundisiira akandipaikira haa ezvino akandivhunza nyaya ndikutobvuma Iii ndatomuda hangu handichadi kutambisa nguva pane mukomana wuye ndakavhurwa pfungwa naDaisy kuti vaye ndovakomana vanoroora vaye ndakaita zvekutamba anobiwa kkkk asi suree hacho ahh apa iye maybe akatoramwa nekuramba kwandakaiita dai ndakaziva hangu musi wuye ndakabvuma kufamba zvichinzi akabvuma ne1 day zvirinani pane kuzorwadziwa wamuona ane mumwee.....
This was my day 3 asina kana kufona futi and heey haa anga ari ma1 ndaiita kunonzi kumufunga Anderson zvakaipa musi uyu kana sign yekuti anga isewo kadot kumatext zvako kana iii moyo wangu wairwadza ndaitove hangu mudinning ndakaisa phone padumbu pangu ndakatarisa mudenga ndakarara ndichitofunga Anderson ,,,Lindy aive abuda iii Lindy haagari pasi kauyu akaoma haaite kugara pasii ipapa hameno kwakaendwa moyo wangu wairwadza ndipo pandaive ndakatovarairwa ndakatarisa mudenga kudaii ndipo pandakanzwa phone yangu kuringer ndakatoita kuvhundukira coz ndandisina kumbotarisisra kuti pangaite angandifonere zvake ahh ndakatodai kwakuona ndiAnderson ndakanzwa kamhepo kuti feeeee kupinda nepawindow ungati ndiye anga auyisa mhepo hii ndakaita kuti yesss ndichiita kufara zvisingaite ndichiidaira
"Hello"
"Hi Lucy"
"I'm fine and you"
"Good good babe your voice sounds very happy is it because l called you"
Iiii ndakabva ndanzwa kunyara kusingaite kuti ndabatwa kunzi kufarira kuti mukomana afona here hazviite ndakakurumidza kuivhara nyaya yacho ndichiti
"Haa noo it's like ndanga ndichiseka about something"
"Ohh okay okay yeah "
"Yep"
"Saka Lucy wakazoti chii lm serious"
Ndiye ziii handichagoni futi kutaura ndakunyarara ahh inini kaa
"Lucy"
"Hee"
"Usadaro kana zvisingaite tell mee "
"Okay let's try it "
"Noo that's not an answer l said l love you answer me "
"I love you too Anderson"
Iiiiii ndakangonzwa hana hangu kurova ndichibva ndazvivhara maziso kunzwa kunyara kusingaite zvekuti pamwe dai anga ari pedyo ndaibva ndanyarisisa ndofunga zvakapfurikudzisa iye akabva aita kuti
"Thanx a lot Lucy thanks for giving me your pieces of heart"
"And you too"
Umm tatakungopindurawo heduu
" l don't know how to thank you but can we meet tomorrow mutown Lucy "
Umm ndakambotanga kufunga kuti mangwana ichii ohh it's Saturday yeah ndogona kubvumidzwa
"It's okay "l said hangu
"Thank you call you later babe"
"Okay"
"Love you"
ndakabva ndakata senge ndini ndafona ndainzwa kunyara kusingaite kupinda murudo futi haa ndatovemo kaini hangu eishh mangwana manje haa pakaipa ndakabva ndatobuda pamba ndorova road kunoona Daisy ndimuudze yaive paground yekunoonana naAnderson nekufambidzana kwatatanga tava kuita hangu.........
End of chapter
Stay tuned
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo
What'saap group ☝️
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
READ , LIKE & SHARE
*MARRY ME*💍💍💍
STORY BY TADIWA
CHAPTER 7
*ANDERSON*💍
Party takaigadzirira neboyz rangu takatosangana mutown takawanda kudaro takatosimuka zvekuma 4 ikoko takaenda nekuti hanzi maparents aTalisha aigadzirira kuenda kufunction iri kumba kwemuninina vanhamha vacho here kudii saka pamba paisara pasina munhu mukuru haa papakashata ma1 chaiwoo takatosvika takafara zvisingaite takatoburuka nemabeers edu kwakupinda mukati yoo mababe was stunning and hot anga akachena woo kachinhuwiririra zvisingaite apa vekwangu amai vavakarukwa hairstyle inyowani kakafitwa shame kuita kubuda Lily kuita ruva haa musikana wangu akanaka akomana ndakatombenda naye paside tomboita romance hedu nekubatana batana sevanhu vavasuwana zvisingaite tapedza takadzokera kunzvimbo kwaive nevamwe uko kwandakashamisika kuona that girl wekusaloon wuye haa aripo wekuda kufanana naLily haa handitozive Zita rake apa ndakamuona aripo ndakatoshaya kuti aive ani waTalisha kwaari amenoo ndakangosiyana nazvo hangu concentrating neparty neboyz haa painakidza zvisingaite doro takaita kurimwa zvakaipa vasikana vedu ava ana Lily uchavaziva vakanga vakuita kuwaina wanga wamumusoro hwahwa huye inini hangu ndodhakwa but handikanganwe manje zvakaitika haa hazviite handikanganwe...
takanakirwa neparty zvekuti dzave kuma to 7 ndandakuda manje kuzoshandira mwana timbopakura zemo redu iri ndipo pandakapinda mumba ndichida kutsvaga Lily tichienda kumarooms coz papaprty kaapa unongonopinda chero room kaa yawangoona isina vanhu ipapa ndakapinda mudinning kwakuona kamusikana kaye kakarara pasofa kakungobata musoro zvisina order apa dress ariita kunonzi kurikwidza zvidya zvake izvi yoo zvitsvuku zvisingaite zvakaita kutsvuka kwete zvekutamba ndakaita kuyeverwa ndakazvitarisa plan nderipi apa ndakabva ndatofunga kuda konokanzwa munakiro wacho chete kwete kumuda but kunomunzwa ndakangonomutakura kubva ipapo zvine skiri ndakaenda naye kubedroom yandakaona musina vanhu kwakumuradzika pabed apa maziso ake aive red kuratidza akadhakwa kupera chaikoo but aisatombonhuwa doro ahh ana Talisha naLily vane musikanzwa vanogona varivo vamupa drink rii spiked or raive spiked vachiitira ivava vasingamwe coz vane tumadrugs twavo twavanoisa mudrink twavanojunga like injection tunodhaka maybe ndozvazvakaitwa kuspiker randandambomuona achimwa.....
Ndakatoona haa mwana imboma hake iyeyu ndakamutakuta naye kubedroom ndokumubvisa hembe dzake ndakatokanda pasi pant ukoo hameno kakanowira kwakadaro uko ndakaita kuyevedzwa nebody yakee ndakamutarisa Soo tumazamu utwu twakaita kumira zvakabva zvamisa asekuru vemukati umuu ndainzwa kuda kumubata ndakanopenengura makumbo ndichida kuona kuti akazara here ndakadai kwakuona yoo pari sealed,, like sealed baked beans yoo ndakanzwa kuita harder chaizvoo ndakada kukwira pamusoro ndakanzwa door kuwedzerwa kuvhurwa kwakauona ndiLily ndiye mumwe aidhakwa rough iyeyu akapinda ndakabhowekana zvisingaite kwakuti
"I was looking for you babe" in drunk voice
Ndakangomubata iye akabva andigraber muhuro kwakupinda neni imomu takatanga kukisana zvisikoo zvekuti takatodonha pasi tichingokisana chetee uku ndichimubata takakabvisana hembe better mumba macho maive nefluffy carpet ndipo pataive hedu takabvisana kwakusara tiri musvo tesee ini ndakabva ndakotamisa Lily kwakurova chunhu hangu.........
Nekudhakwa energy yandaive nayo was over ndakarova kusvika mwana ochema aguta ndakazorasa hurume hangu kwakudonha pasi iye kwakuwira pamusoro pangu takatorara ipapo husiku hwese takadaro..........
The following day ndakamutswa nekachando kaye zvekuti pandakamuka ndipo pakabva pamukawo Lily tese apa takarara nekuneta kaa chando ndicho chakazotimutsa kuma 4 ikoku takamuka kwakupfeka pfeka hembe dzedu kwakubuda l dropped Lily on the way kwakuenda kumba kwavo ini kwakuenda kumba kwedu kwandakasvikawo kunze kochena hakoo ndakatofunga musikana wuye wandandabvisa hembe wuye haa but paye ndini ndofanhira kupavhura chete ndomuona seii asii kamwana kaye ndakafarira kakakanaka pazvese body but handikade hangu handina fuvk nako asi dakukashandisa ndikungonzwa soo kungoda kukashandisa ndichikaitisa bonde ndiko rakakafitira kunaka nako kaye haaa hakaite kuisa mumba kaye kakanyanya kanenge kari childish hameno Soo pamwe maoneroo angu asi pabonde kanogona kunge kachinyatsoiita nekuti vakazara vanonaka chete ndozvandakadira hangu but Lily ndowandoda........
Ndakatosvika kumba hangu makuseni aya mhamha vari busy mudinning cleaning vakabva vati
"Eee baba vepanoo"
"Mamukawei"
Ahh mhamha ndovaziva hazvisi zvekumboisa mumusoro izvi kana kuti zvitsva haa hazvisi
"Tamuka vanga variseiko kwamabva "
"Mhamha"
"Eehh kondikunyepa heree anga arisei wezvidhindo kuface "
Ahh asi mhamha kaa Lily ndoshaya nechavanomuvengera ndotochishaiwawo zvanguu kuti vanomuvengerei asi tatto is not a problem handione problem yetatto rake inii iye hake ane tattoo yebutterfly pahuro pake apa paside but kakanaka inotomuwedzera futi kunaka wani and inini mukomana wake ndozvida so what bother her ahh nxaa ndakabva ndatoenda kubedroom kwangu hangu.....
Ndakatonoita shower ndichipedza ndakangomwa coffee downstairs ndichipedza ndakadzokera kwasvikorara hangu vamwe vese vaive vatoenda kuchuruch daddy vaive out nebasa but futi kuchuruch havaende............
Days passed on and l carried hangu kuenda kubasa aiwa haa zvaifamba bho naLily taitaura tesee almost everyday hedu then comes one day kubasa ndakakurumidza kuchaisa sefriday kwakudzokera hangu kumba but ndaida kutotsvaga new couch yemubedroom mangu so zvekuorder online izvi Iii zvekudyirwa mari ndaisada ndakatotenderera mutown and then ndatoiwana ndakasiya address kwakusiya nemari zvese ndabhadhara ndandakutoda hangu kuenda kumba yaizotera nevanhu vacho ndakatoenda hangu kumota kwangu then l bumped into this girl again ahhh this girl kaa chii apa panduona ndaibva ndanzwa kuita sendikuita munyaviiri soo ndakamutarisa apa anga akapfeka kadress kadiki kanotedza muviri apa aiita seaiwedzera kunaka every time when l would see her ummm mwana uyu kaa ngaasade kundiiisa pamuyedzo l only love Lily inini and l will only love her oohh yeah but ndofanha kukadya zvemukati futi kamwana aka coz kamwe kamutarisisro kakanondiita kaa ndekekunakirwa neni chetee ndakaaita semukomana handizorambe ndakanamirra naLily ndofanhawo kuita one weflirting naye hangu chete...hghg
Ndakatomumhoresa masikana wuye then ndokufambidzana naye kusvika kumakombi aitokwira anoti mabvuku hake ndakatosiya ndamukwidza kwakuzoenda kumota kwangu hangu kainzi Lucy wow a nice name raive rakamufita hake nekunaka kwake and kaive kari cool soo hako ndatokumbira number kaa ndakapihwa haa ndandakutoverenga kuti one step down chandaida kungokadya chete ndokasiya hangu haa zvimwe izvoo hameno ....
Ndakatoenda hangu kumba ndakasvikoita shower semunhu anga aswera achishanda Soo ndapedza ndakanodya then ndipo pandakaona kudinning mhamha vaive vatozotsvaga maid vatoona kuti haa panapa Agnes hapana kana zviripoo Agnes haatonzwe kana mukomana wake chaiye handitomuzivee ipapa unomuona nhasi ane uno mangwana ane uno haa akatooma zvisingaite asiyana naAlice aive nemukomana one but still zvakadaro hazvo abva akawana murume hure asingagutsikane haa zvakaoma....
Ndakatodya hangu chikafu chaive kukitchen ndapedza ndakaenda upstairs to my room then l found my phone ringing ndakatodaira low anga ari Lily
"Hello"
"Babe"
"Waswera sei"
"Bho hangu ini urisei iwewe"
"I'm fine babe l need to tell you something but zvanga zvisingaite paphone"
"What is it tell me no problem tell me"
"I'm going to SA mom vati ndimbouye pane zvavarikundidira while zvikaita babe then ndodzoka hangu"
"How many days"
"I think it's just for a couple of days babe maybe 2 weeks"
"Ohh okay no problem you can go handitu ndimother in law vangu here"
"Yeah thanks babe l thought you are going to be angry"
"Ahh noo"
"Love you"
"Me too always "
"Gud "
Akabva akata hake call uu yess ndakafara Soo ndoita dhiri rekamwana aka Lucy ronyatsobuda manje pasina anondinetsa peacefully ndoona kuti ndokaconvincer sei ndobva ndarara nako zvakanaka izvi pasina Lily wow soft deal ndakabva ndafonera Lucy wuye kwakuita kumusofter nemawords ema american movie chirungu chemumanovel chaicho zvekuti ndaingonzwa ndega kuti aiwa mwana akunyunguduka uyo mhani kanii ndakamunyenga akambotanga acharamba ahh ahurambire inini zvee hazviite izvozvo ndakakati handisikuti undibvume nhasi ndakabva ndakapa nguva kakabvuma ndakatoziva kuti ukapa musikana nguva akabvuma usatarisire answer yekuti noo hazviite haaa vashomane...
Ndakatotora hangu dzinenge 2 days rechi3 day racho ndiro randakazomufonera and happiness yandakanzwa pavoice kaaa umm mwana akangovhara vhara hake kuti joke but ndakangozviona hangu ndega kuti noo this is not a joke but anga andisuwa anga asuwa shumba vake .. Ndakamusofter softer akabvuma hake akabva ati me too yoo ndakati step 2 down ndakafara ndakakati ndosangana newe mangwana akati yess zvoita yoo ndakafara pluz haa mangwana yanga iri Saturday fos inini ndoita off weekend kaini ndakatofara ....
Ndakazorara hangu uri mufaro chete ndichitofunga kuti dai Lily akanonoka kudzoka SA zvekuti dakuti by next week Saturday haa ndenge ndatoinyudza makari chete nyoro chaiyo and handisi kubva ndakaramba noo kanenge kangori kekunakidzwa nako chete aka...
Ndakatononoka kumuka the following day kutobatwa nehope chaiko zvakaipa ndakazomuka ndakaita kafast shower kwakubatidza phone apa yanga isina moto ndakabva ndafonera Lucy itoori pacharger kudaro akatora time asina hake kudaira akazodaira akatoti
"Hello"
"Babe hope wagadzirira tikusangana pacoffee shop irikuna samora lm picking you there "
"Okay"
"How was your night did you dream me like what l did"
"Noo"
"Ummm so you don't love me"
"Iii"
"I don't mean it babe lm joking hangu"
"Okay"
"Yeah"
Ndakabva ndakata hangu nxaa kukurota kupi kwandoiita inii ndakatogadzirira kwakuenda hangu kwatanga tati tigosangane tesee ndakasvika asati asvika ndakatoburuka kwakutenga coffee yangu semunhu anga abva angotora sandwich chete isina chinhu ndaitoda chinoitisa warm mudumbu mangu chete ndakatotenga coffee then kwakuimwa ndakagara mumota ndakatoti ndichisimudza musoro kudai coz ndaive ndakatarisa paphone ndakaona Lucy akuuya pacoffee shop apa mwana wemunhu akaita kuchena step zvayo apa structure zamu iri heyy kokunaka kwaanga akaita umm mwana akanaka hake uyu l don't know why ndikuda kumutambisa mwana uyu she don't deserve it ndakatosanomuvhurira maoko for a hug akaita kunyara achiuya hake akandipav hug ndakaita kunzwa kascientific magnet chaikoo inoreva kuti haa uyu ndiye wako uyu bndanga ndakutomuda nemoyo futi mwana akanaka uyuu ndiri busy kunyatsonzwa kumuda ndakabva ndafunga Lily ndakamuhugger ipapo ipapo ndakabva ndamuregedza ndoita zvekutaura hangu naye..................
End of chapter
Stay tuned......................
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo
Join our what'saap group and the above channel up
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
*MARRY ME*💍💍💍
READ , LIKE & SHARE
STORY BY TADIWA
CHAPTER 8
*RAYMOND*
#throw Back story#
"I think ndine nhumbu Raymond"
"Nhumbuu" ahhh ndakashamisika nemashoko aSusan aya achinditi ndine nhumbu ini ndine mukadzi kumba uku noo handiite vakadzi 2 only Ruth is my wife handina mumwee for now chero asiri kubata hake pamuviri parizvino asi achapabata hakee tomirira nguva yaMwari nekuti takenda kumadoctors akati mukadzi wenyu anozvara inguva chete manje inini uyu Susan ondiudza zvenhumbu yangu hama dzangu dzoti kudii vachinzwa kuti ndane vakadzi vavirii ..
"Heyy Raymond haunyarare kaa tofanhira kufunga way forward kaa"
"Like kudii haa sorry hako Susan but kuita vakadzi 2 l can't"
"Handitodewo kugara pabarika l know une mukadzi"
"Saka ukuda kuita sei don't tell kuti ukuda kuibvisa"
"Noo"
"Ukuda kuita sei"
"Ndikuda kutoenda kuree kana kuSouth Captown chaiko"
Ndakabva ndaita kusekerera ndichinzwa kuti haasikudawo kuita mukadzi wangu wechi2 kana hana yangu yakabva yagadzikana uuu Saka akufunga kuda kuenda kure ndokufungaa semunhu mukuru kwaashandisa ukuu Susan
"Saka ndikuda marii"
"Yeii futi"
"Raymond ndikutotiza kunoku from your family protecting you futii nenhumbu yako iyii iwewe wondiudza kuti mari yei ndati ndikuda mari handiti ikoko ndichisvika ndoda yeaccommodation here food nezvimwee "
"Okay ndozvawanga uchifanhira kungotaura chete kuti ndoda yekusvikodya neyekutsvga pekugara"
"Now wazvinzwa wondipa kaa ndikuda kutosimuka mangwana zvekuti dai zvaibvira Mari yacho ndatoiwana nhasii"
"Imarii"
"Ukangondipa chero 1 thousand inonokwana".
"Heeee watiii"
"Yess asi kana ukuda ndigare ndogara hangu uchizondichengeta asi and inini unenge wotoziva kuti ndoda mari every week coz wozviziva kuti nhumbu inoita macravings basa ndosiya "
"Umm horaiti chimira ndiende ndowithdrewer mari ukuda cash here"
"Noo ndinyorero pacheque ndoita zvinhu zvacho ndega kubank dakuisaa mucard mangu ndine imwe futi yandikuda kunodaro Saka ndokwandikuenda"
"Horaiti "
Ndakadaro ndichitarisa kabook kangu kecheque kwakuinyora one thousand iyoyo haa zvakaoma maernings angu ese aenda nekuda kwechihure chihure chakakashata zvekungochiva chiva izvii zvazondipinzisa muzvimwee zvakaipa fanii munhurume gutsikana ezvino mari yangu yeseee yatoenda nekuda kwechihure nxaa kumba kwacho ndongoripihwa wani bonde racho ndotochishaiwa ini kuti ndakamuchivireii Susan zvakaoma
Ndakatomupa cheque yacho iye smile yaakarova akaita kufara mwana wevhu dai arikuziva stress yandasarwa nayo kuti imari yese yandaichengeta here kaa aisadaro ndaichengeta mari yekudawo kutsvaga pangu pekugara ndobvawo pamba pevabereki apa kuMabvuku uku ndoendawo kana somewhere chaiko manje Susan ruined all my plans taking all my money haa zvakaoma akatobuda muoffice mangu achiita kufara ndakangosara ini ndichizviuraya pfungwaa nekurasa mari
kwandandaita uku haa uku kutori kurasa kwandandaiita this a life lesson mukadzi ndinaye kumba but ndotochishaiwa chandaida Susan chiii angonewo kabody kakangodaro asi mukadzi wangu wuno akasvika zvakaoma.....
Ndakatokurumidza kuchaisa office ini kwakuenda kumba nestress yangu iyi hapana chandaive ndoshanda ndaishanda pacompany iyi yeTraffic Services and uyu Susan was Mr Kureva's PA ndovaive boss vedu ivava ndakatodzokera hangu kumba ndakasvika Ruth atoendawo kubasa kwake aishanda basa rekunowachira kudzimba dzemhene uko kwavaive akapinzwa natsano here ndovaive garden boy ikoko vakangonzwa zvemunhu anokwanisa kuuya kuwacha bvavatoti hanzvadzi yangu waakatanga kuwachira wekutanga akafara nebasa rake ndokutooudza vamwe ezvino akuzovikanwa nzvimbo dzakawanda ....
Ndakatosvikorara musi uyu zvekuti Ruth paakadzoka kubasa akatosvikondivhunza kuti kwakanaka heree ndakatongoti haa musoro ukurwadza iyo iri stress zvayo akatondigadzirirawo zvimaremedy zvekuti ndipore haa Ruth aindida zvandaiona hangu ndega ndonzwa kurwadziwa worse akazonzwa matakanyanya angu aya kuti ndaita mwana kunzee haa ndomurwadzisa zvisingaite handidi hangu better zvigare zvakadaro l will keep it a secret hangu ndega mumoyo ndini ndozviziva naye Susan ...
Ndakatotora phone yangu kwakublocker number dzaSusan ndobva ndadzideleter everything kusara ndisina chinoti chaSusan mufoni mangu ndanga ndakusada zvemamhepo mari yangu yandirwadza fanii .........
Mazuva akafamba mwedzi chaiyoo ndaive ndaloyalty manje Susan aive akatoenda SA kwake haanawo kana kubvira anditsvaga kana kumbofona neimwe number haana hake kuratidzawo kuti anga asisina basa neni kana ini ndaive ndisina basa naye ndaive ndotoita zvehupenyu hwangu nemukadzi wangu Ruth 6 months dzakapfuura then yaive Friday iri half day ndokurumbidza kuchaisa kaa ndakatosvika kumba kwakuparker mota yangu ndokuona ahh Ruth akarara mumagumbezi ndakatomubvunza kuti is everything fine akati yess but zvaioneka anga asiri mushee ndakanzwa masymptoms ake aya kuita seemunhu ane nhumbu ndakangobuda kwakuenda kuclinic ndokutenga pregnant test yangu ndokudzoka mumba ndakamuona achirimo mumablankets ndakamupa akaita test yake mutoilet hake after mamoments ndakanzwa munhu oscreamer achibuda asina kana skirt yaanga akapfeka hakee kwakuti
"Ray lm pregnant"
"Whatt "
Ndakaita kushamisika ndichiita kunzwa nyama dzangu kutambanuka kunzwa kufara chaiko kusingaite ndichibva ndamuhugeer
" lm happy Ruth ndafara Ruth"
"Even me lm happy ndanzwa moyo wangu kufara zvisingaite Ray"
"Yeah Mwari vanozongoiita minana yavoo"
"Yeah sure"
Haaa ndakafara zvisingaite kuti mukadzi wangu aivewo azobata pamuviri takafara zvikuru tose kana kubika takatobatsirana musi uyu manheru takasimbisa mwana wedu weekend ndakaswera pamba kana iye haatorina kuenda kubasa kwaienda maweekends haana takaswera tichisasana ndichimudyisa mayoghurt machocolates haa nhumbu yangu ndaiidaa iyii zvisingaite...
Mwedzi yakapfuura zvekuti aive okurirwa nebasa kubasa kwake aive otombomira kuenda hake zvekuti pakasvika mazuva ake ekunobatsirwa ndaive ndakukurumidza kudzoka kubasa and musi wacho ndakatosvika achishanyarika kwakutoenda naye kuhospital hazvina kana kumbonetsa akatongosvika nekutora 4hrs ndokupusha mwana wake haa ndakafara kaive kamwana kamusikana katsvuku zvako samai vacho ini hangu ndaive mushava asi Mai vacho ndivo vaive mutsvuku chaiye....
Ndakabva ndakapazita rekuti Lucy kababy girl kangu aka mumba mangu makabva maitwa filled with grace chaiyoo haa mwari vanobata kubata kwavo kunoshamisa chero ndichimwa hangu doro but Mwari ndoziva vanoita kuda kwavo zvavo zvinoita zvinganonoke asi zvinoita...
Takarera mwana wedu zvekusvika kuma 3yrs Mai Lucy ndokubata pamwe zvee pamuviri takafara zvee heduu akazvara futi musikana hazvo zvaisave nemhosva mwana mwana tose takazvitambira zvikuru ndiye watakapa Zita rekuti Lindy haaa kachiri kaduku kudaro mwana aive akangwarisa zvake Iyeyu kana ezvino ndozviona hangu pane mabasa.............
Haa ndakave nevana vangu vayiri ivava ndokumbomira hedu kusvika nanhasi Lucy mwana wangu ave kudawo kusvitsawo 1years Lindy achishandira 15 hake aiwa ndinogafara hangu.......
#now#
Ndaitove zvangu muoffice ndichitoita cross over ma files hangu sezvo aida kuendeswa kunaboss ekare aya then ndobva ndasangana nefile raive nezita raSusan zvakabva zvandifungisa relationship yangu yiye naSusan ndakabva ndafunga kuti Saka mwana wangu waakaenda nayee handizive kuti mukomana here kana kuti musikana handitozive kuti akura seii asi anofanhira ane maybe 19 years nekuti muhombe Kuna Lucy anyways ndakatryer kudzinga zvangu pfungwa iyoyo yekumufunga Susan but it didn't go ndaitofunga mwana wangu kuti akambodii ndaida hangu chero kuratidzwa pic zvaro rimwe ramazuva ndosangana naye ndikasamuziva ...
Ndakatombomira kumavhura vhura ndodzamaitsa pfungwa kuti ndodii chaizvoo ndichifunga kudaro ndakanzwa phone yangu kuringer it was a Zim number but iri out country so dzanga dzakabatana number dzacho ndizvo zvakaita ndizive kuti dzikufonherwa out ndakatodaira ndichiti maybe it's a client
"Hello"
"Wakasimba here Raymond"
Ahhh raive voice rechikuru but raindisounder familiar but rainzwika kuti nderemunhu akura asi ndizive nderani handisi kuziva apa iye akundishedza nezita Ivo vanhu vazhinji vanongoti Ba Lucy koiye kunditi Raymond ndiani
"Sorry ndiani wangu"
"Umm haa zvakaoma inga magarika makutikanganwa kaa"
"Susan right "
Ndakabva ndafunga iyee hakuna mumwe
"Umm ende wagarika shuwaa"
"Ukudeii"
"Iii iwe ndiwee baba vemwana wangu uyu saka haundiudze kuti ndikudei kaaa"
"Ahh ndotovhunza nekuti iwewe kunoku pawakabva wakati ukuenda ikoko forever "
"Ehe kondamboti ndikudzokaa"
"Soo"
"Shaa mwana wako ndiye akundinetsera kuti baba vangu vambori kupi kokana ndoda kuroorwa ndoita seiii varipii akuda kuona baba vake"
"Anondiona seii iye ari ikoko"
"Even pic but chero hazvo iye anowanza nguva zhinji yake ari ikoko namhamha vangu"
"Hoo mukomana or musikana "
"She is a girl"
"Hooo"
"Wakamupa Zita rekuti ani"
"my daughter is beautiful ndakamupa Zita rekuti Lily like a flower "
Haaya ndakatoseka hangu kutoseka chaiko kuti dzakakwana here
"Hoo inga wakagona"
"Kana uchida hako kumupa rimwe unomupa l will tell her "
"Ahh handina hangu rimwe ini it's fine"
"Asi mukadzi wako haasati ane mwana nanhasi"
"Umm Saka wofunga kuti tetisati tane mwana with all these years lm sorry tane vana kwete mwana "
"Haaaa"
"Yess"
"Saka hausisina basa naLily"
"Ndamboti handina basa naye here ini"
"Soo kokumuona zvako"
Ndakabva ndati kumuona ahh kunotyisaa koakati ndakuda kugara nemii naMai Lucy anozvitambira seii ndomuisepi nhayi
"Ehee anouya" ndakazongopindura hangu asi ndainzwa kutya kuzere chaiko nekuremerwa pandakataura mashoko iwaya
"Okay kungoti ezvino ndakambomuti auye kunoku anga ari ikoko hake"
"Hoo"
"Yeah"
Akabva akata haaa so l have 3 daughters umm zvakaoma but zvakundinetsa why Susan angofona all over these years haisiriyo nyaya chete kuti mwana akuda kundiona noo pane imwe chete haimbove yega kuti it's because of Lily akuda kundiziva noo zvikundirambira ini there is a story behind this call from her chete.....................
*I KNOW WAPEDZA KUVERENGA NDOKUMBIRAWO SIYAWO LIKE RAKO*
End of chapter
Stay tuned
❤️
😂
🙏
👍
😢
😮
324