TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
June 10, 2025 at 12:25 PM
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo
Gara waita follow pachannel yedu
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
*MARRY ME*💍💍💍
9 , 10 & 11
READ , LIKE & SHARE
CHAPTER 9
STORT BY TADIWA
*WILLIAM*
Ndakaramba ndakamutarisa achigadzika mafiles angu patable kaive kaportable kemukadzi aka kakabatana kari kesize chaiko kaindiitira zvakoo everytime mukadzi uyu ndomuchiva ndinotomuda asi kumuudza ndizvo zvandaiitya but musi uyu ndakazvipira kumuudza akagadzika mafiles angu kwakutendeuka kubuda but mutarisirwo waakaindiita kaa ndewemunhu anotondidawo kuti huya undibate kanii kunditanga kanenge kainyara semukadziwo kaa but maactions ake aitondiudza ega kuti apa William wodiwa apa ndakatoti Mai Alice sorry nechemumoyo ndokusimuka pachair pangu ndakangoenda mberi kwake ndokumira ndakatovhara door reoffice ndichitolocker ndokumubata muwaist haa ndandatoita zvivindi chaizvo akaita kakuvhundukira Soo pandakamubata ndokunyara hake akanditarisa akabva atotsikitsira ndakamuti
"Susan "
"Sir"
"Ndokuda Susan pese pandokupna hana yangu yotanga kurova nyama dzangu dzose kutambanuka panguva dzese dzaunege uri pedyo neni uye nekungokubata chete kwandakuita zvatoshata"
"Sir"akadaro achiita kakunyarira hakee kekuti ndibate chaiko
Ndakabva ndatomupa kiss yakazopedzisira yonditenderedza pfungwa ini wacho nekuti iye aive atove busy kissing me back uku akutondibvisa belt kwakudzikisa trouse rangu ndakatokwkdzawo dress rake sezvo vemukati vanga vatokwidza hasha kare hazvina kunditorera nguva ndaive ndorova chinhu muoffice imomu haaa tainakirana mukadzi aidziya hake mukati uyu ndaita kukanganwa kuti ndine mukadzi kumba uku ane nhumbu ndaita kukanganwa zvese izvozvo ndichinakirwa chete kana Mai vangu vari kuMuzarabani uku ndakavakanganwa panguva iyi nekuda kwaSusan chete aikunda Mai Alice zvake mukadzi uyu aiziva zvaita aita kundipa mastrokes akapenga muoffice imomu ekuti murume mukuru ini boss vepacompany ndaita kuchemedzwa nayee zvekuti ndaiita kugwina ndakuhurasa haa ndakapa kutenda ava ndivo vaive vakadzi manje vekuisa mumba kwete zvatatakaisa ana Dorcas...
Kubva this day naSusan ndopatakatanga kufambidzana rudo kutoita moto chaiwoo ndakatomubvisa pahumaid wekucleaner mumaoffice ndokumuita PA wangu ndakatomugadzika basa rakanaka chairo zvekuti izvo aive asina masubject haa taizviona mberi chaitonga rudo rwedu chete.....
Taiive toita zvekuenda hedu out tichiti mameeting pabasa meetings api zvawo taive tichienda hedu out kumbonofadzana muviri kana yave nyaya yebonde haa taiita chero muoffice imomu zvakakwidza hazvo ndomataitoitira kana tafunga zvekutorarana zuva rese ndipo pataienda hotera pana Susan ndandada hangu l was willing chero kumutora hangu kutonomuita mukadzi wangu wechi 2 chaiye but Mai Alice ndowandaizoona kuti ndendamurwadzisa zvisingaite nenhumbu yaainayo anogona kuzobva nhumbu chete ndakangosiyana nazvoo hangu handina kubvira ndamuudzawo Susan kuti ndikuda kuti uite mukadzi wangu ndakangoisiya nyaya iyoyo..
Takatora nguva yakareba tichidanana then there is this one day Susan akauya muoffice mangu ari very low zvisingaite airatidzika kuti ane zvikumunetsa chaizvo ndakatomuti what's wrong ndichimupa sit pekugara ini kwakugara pamberi pake patable ndakaita kumutarisa face yaive yakaita kunge chimwana chidoko chakatsamwira madhoiri akatonditi
"William ndine nhumbu"
Ahh ndakashamisika hangu semunhu anga asina kuzvitarisira kuti angandiudze kuti atotakura pamuviri pangu ne 3 months dzataive tangofambidzana idzodzi chete ndakatoti
"Hoo Saka wanga wafunga toita seii"
"Ndikufunga hangu kutoenda South" akandipindura kudaro akatarisa pasii
"Kunoitei"
"Kunogara"
"Kunogara chetee"
"Yess Zim noo worse nenhumbu haa zvirinani kunozvarira ikoko hangu"
"Ahh Susan for the why lm willing kuchengeta mwana ini handina kuramba kana newe ndochengeta hangu"
" Ndosaka ndatokuudza ndikuenda hangu SA lm not stopping wongondipa mari yebus neyekusvikotsvaga pekugara nefood chete"
"Susan hazvibudi zvaurikuda kuita izvii"
"Soo zvinoita ndezvipi kuita mukadzi wako manje"
"Haa zvirinani it's better kunzi ndine vakadzi 2 pane kuti iwewe uende SA noo"
" noo William l don't want to destroy relationship yako nemukadzi wako worse pamusoro pazvo akazvitakura kudaro munhu anenge akuda kutosununguka iii noo unomurayisa mwana arimudumbuu anzwa zvakadayi anofa nebp nooo William"
"Woona sepachine rudo ini naDorcas heree ndoda iwewe Susan hazvina basa zvimwe izvoo pluz kana iriyo ndomuudza kana azvara"
"William wandinzwa zvandataura l have made up my mind asi kana usirikudawo ii horaiti hapana zvandozviita it's fine inini ndikuenda kuSouth ingawani unoita mabusiness trips ekusouth paunouya ndopaunondidona ndatopedza l think nyaya yako iripakusada kundipa mari chete "
"Susan zvatove zvekuramwa here kudaro "
"Hanty iwewe William hausikuda kunzwisisa ndoita sei "
"Noo listen kana iri nhawu yemari l will give you cheque wonoita zvinhu zvacho kubank handimborambe hangu but ndirikuti zvanga zvisina basa kuti uende hako south nekuti chero uri muno ndaingokuchengeta Susan but still ndikukupa hangu mari don't worry unoenda SA kana zvirizvo zvawafunga"
"Hauchioni manje"
Akabva asekerera zvake Susan zvaibva zvabuditsa kasaka kaive pafront pake panze apa aibva abuda kunaka kwake kwesee apa smile yake yaibva yandikwidza mafeelings isu edu aripedyo kaaa ndakabva ndatonomira pedo naye kwakutanga kumubata ndichidzika dzika pasina nguva taive totodzikisa mabhurugwa toita mutambo wedu wevakuru zvedu muoffice imomu tapedza takatombogara pasofa takashama kudaro hedu sezvo door taive takiya haa zvinhu zvedu taitoita takakiya kana iye ndaitoona kuti aizvichengetedza coz before evey time tisati taiita sex waimuona achibata door making sure kuti rakavharika heree seipapa taive totozorora hedu takashama kudaro ndichitomuudza zvekuti lm going to miss you Susan ii ndakarwadziwa kwazvo nepfungwa yake iyii yekuti akuenda South ndakarwadziwa asi wekuudza ndiye wandaive ndisina ndaitoshaya kuti adarirei asii akatoti
"William wazoti ukundipa marii babe"
"Ukuda marii"
"Umm l think four thousand inokwana ndichienda kudayi nekuti ndoda kutsvaga pekugara pakanaka neyefood and staff"
"Sure inokwana "
"Yeah"
"Handidi munhu anozozvinyima asvika hanty if you need anything call me ndokupa kana iri mari tell me hanty ndobasa rangu kunoku rekushandira mhuri yangu handiti"
"yeah"
Akabva atondipa kakiss aka kakatiita lead on to another round hedu kozvedu zvaimbotana here tichipedza takabva tatodzokera mumaumiforms edu ebasa aya kwakuzoita zvinhu zvacho kufambisa mapepa akee eresignation letter sezvo aisimuka kuswera mangwana wacho kutoenda SA nechaimhanyira ndakatochishaya pandaimubvunza aitsika tsika madziro kuivhara nyaya yacho ndakatozongonyararawo hangu... ......
Akatosiya Susan azvigadzirisa kwakuzoenda hake SA ndakasara ndakasurukirwaa pasina nguva Dorcas Mai Alice mukadzi wangu akabva abatsirwa kumwana musikana uyo wandakabva ndapa Zita rekuti Agnes taive tava nevana vedu 4 ipapa kuti Andrew, Alice , Anderson, Agnes.....
*Years Later*
Ndaisatora mazuva ndisina kutaura naSusan chimwe chandaifarira Dorcas haana kubvira kana ambondifungira kuti ndingambomucheater ndaifara fani ,, Susan ndaitaura naye everytime kunze kwekunge basa rakandiwandira zvaroo asi iye pandaimufonera dzimwe dzenguva aisaratidzika kunyatsofara aingondipindura ma1 word zvawo kana kutondipa macold shoulder chaiwoo kuti l will call you ndiye ziii paunozoda kutryer inenge yototi not reachable Ii ndarwadziwa zvisingaite kuti why Susan aive ondiitira zvakadaro ini ndiri mumwe wake mari ndaimupa wani mostly every month ndaimupa 300usd semunhu aiti arikushandawo ikoko......
My first son akura zvake Andrew zvekuti ndavewo kutarisira muroora ndiye hake akunonoka kuroora asi haa tave kutarisira makhoti wechi2 wangu Alice ane murume wake asi murume wacho haa pane mabasa vanongogaro netsana nhasi unomuona auya kurara kumba mangwana adzokera haa zvakaoma aiwa ndaneta naye ini ndoita sendisipo hangu ini ndiripoo panawo Anderson ndopamwe pandakaita kutunda benzi chairo mwana haabvi mutumahure hake iyeye ndoti kufanana neni here ahh hamenoo chaiko kana iriyo like father like son iii haa ngazvimusiye nekuti akazviita achiri akadayi mumba haazomupindee uyu....
Hupenyu hwaifamba haumiri kaa Susan pandaimuti andiratidze mapics emwana aindiratidza hake mwana wangu aive akura zvikuru jaya rangu raive ringori nezera mbichana naAgnes asi Agnes aive mukuru chete hake ndofunga negore ndiye aitove gotwe rangu zvangu akatonditi ndimupe Zita ndakamupa Zita rokuti Ariel sezvo vana vangu vose vachingotangawo naA ndakatomupawo rinotanga naA semwana wanguwo........
Kubasa after lunch ndadzoka pabasa ndakanzwa na PA kuti pane meeting which was organized a business trip to SA ndiko kwayanoitwa meeting yacho ndainosangana ikoko nevamwe mabusiness man after a long time chaiyo ndisati ndaita business trip yeSA zvakandishamisa izvo zvakabva zvandipa pfungwa yekufunga Susan hii ndakaita kumufunga zvisina kumira mushe zvekuti ndakabva ndatofunga kumufonera ipapo ipapo after a long time ndandagara ndisina kumufonera nekuda kwemacold shoulder aindipa ndakatofona phone yake haina zvayo kunetsa kupinda yakatopinda kwakubva yatokatwa yatomboingore kanenge ka3 ndakashamisika kuti akuikatirei pasina nguva pakabva papinda text from number yake yeSA iyoyo ndokunditi
"Im in a meeting don't call me back"
Ahh ndakashamisika kuti ndozvazvinoitwa here kana kuti munhu anoti ndiri mumeeting l will call you back soon ahh why Susan is acting like this it's now thrice giving me these cold shoulders asi why Susan asi haachandidi nonono ndakaita kudzungudza ndega mumusoro ndichiti no no no n ono that's must not be the reason ndanga ndiisina kumboziva kuti Mr Raymond Sibanda vanga vapinda noo handina kana kumbozviisa mumusoro ini ndakanzwa moyo wangu kupisaa kuti no Susan haangandirambi like that Raymond akabva anditi
"Is everything okay Mr Williams"
Pabasa pedu ndozvapaive taingoshedzana hedu nemafirst name ndozvaive zvingori
"Noo"
Ndakatoti ndichitofunga kutomuudza semunhu wandashandidzana nguva yakareba l think anogona kundibatsirawoo ahh munhu ane mwana wangu here ondipa macold shoulders akadaro ende futi every time here ahh pandoda kuzofona back phone yake yoramba noo Susan ndakatofunga kutombodawo kuudza Mr Raymond nyaya yanguwo maybe he can help me ndoita sei naSusan maybe ndine pandaitawo error kuti handisikumupa marii every month but noo ndomuoa wani ndiye akanditi chimbomira zvekundipa marii wanii Soo chii now ndakanetseka mupfungwa mangu kusvika pakanditi Mr Raymond again
"Heyy Mr William"
Ndakabva ndatoti gendiudze mumwe wangu...............
End of Chapter
Stay tuned.........
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo
Gara waita follow nechannel yedu futiii
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
READ, LIKE & SHARE
*MARRY ME*💍💍💍
STORY BY TADIWA
CHAPTER 10
*LUCY*
Ndakatokurumidzisawo kumuka musi uyu semunhu akuenda kudate zvekuti basa rangu ndaive ndatoripedza around 8 chaidzo ndakatoudza mhamha zverwendo rwangu kwakundibvumidza havo kuenda ndakatobva ndatomhanya kunogeza ipapo ipapo pavakangonditi enda hako ndakamhanya kunogeza ndichipedza ndipo pandakanzwa phone kuringer ndiri mu passage kutobva kunogeza ndakatofambisa kunoidaira aive Anderson hake ndakatodaira aitoda kundivhunza kuti wagadzirira here apedza kwakunditi hanzi wandirota here iii kana kudanana kwacho mobva matorotana kuhope nekuhope here futi asikana iiii...
Akatokata hake ini kwakuzora mafuta nekutsvagawo hembe yakanaka ndakatongopfeka dress rangu raive flared kuzasi but kumusoro rakabata raindifita kungoti ini ndofitwa nemadress chete ndakatopfeka netumwe tumasneakers twangu sooo ndozvandakabva ndapfeka ndokurova road......
Ndakatopinda mutown kwakuenda exactly kwaanga andiudza kuti tigozosangane ndakutoda kusvika padoor pecoffee shop iyi ndakamuona achiuya kwakuvhura maoko ake yekuda hug iii ndakanzwa kunyara but nekuzara papakaita vanhu zvaisaita ndoregera kumuhugger back zvaibva zvaita sendamunyadzisa ndakatomuhugger ndokuzongoregedzana hedu paye but yoo ndaita kunonzi kuita feeling comfortable in his arms akabva atenderera kwakundivhurira door ndakanopinda hangu kwakugara iye akatenderawo kwakugarawo paseat rake ndokutomutsa mota hameno kuti taiendepi..
Akadriver angori zii iii ndaitotyawo kumutanga ini ndakazongopedzisira ndatsikitsirawo ndave paphone pangu then after 35mins later ndakaona omisa mota ndipo pandakasimudza musoro kwakuona tasvika panenge papark like pakaita kunaka zvisingaite akatoburka kwakundivhurira door ndokuburuka ahh patatakufamba ndakabva ndavhunduka achindibata ruoko ndokufamba takabatana maoko kudaro ahh takanogara mukati mucho ngamunake zvisingaite mamakanaka shame takatogara paive nemabenches akatarisana pakanaka pangu aka kana ndichiti pakanaka ndikurevesa takatogara apa paive nekamhepo kandaitonzwa kuti aka hakasvike kuMabvuku ahakazi kekughetto ndekekuno chete takatomboita a moment of silence takangotarisana kudaro then iye Anderson broke it achiti
"Don't you want chips"
"noo.... " ndakatoramba ndaitovewo ndakaguta hangu
"Okay how old are you"
"I'm 18yrs"
"Ohhh lm 24yrs"
Ndakangoti
"Hoo"
Anderson kwakunditi
"Soo can you tell me more about your family"
Ndakabva ndati umgmg kugadziirisa pahuro ndakamuudza about our family my young sister and basa roiita mom vangu and my dad iye also akandiudza zvemufamily mavowo aiwa akandiudza nemo nemo vana vaive 4 mumba mavo 2 boys 2 girls he was so cool this guy yoo ndaitofunga kuti he's harsh pandakatanga kumona but knowingly noo he is cool...
Akatozononditengera machips and drink neakewo kwakudya takazorora hedu pasina kwatiri kumhanyira tainakidzwa zvisingaite zvangu naAnderson anga akanaka hake mukomana iyeyu ari very romantic pamwe pacho aitotaura neni achindibata ruoko rwangu zvekundipuruzira zviya uu ndaibva ndanzwa kamagnet chaiko paindiita izvozvo ndaizongokurumidzawo kunzvengesa kuitira zvaizoita sendoda zvinhu chero zvainakidza but semusikana learn to excuse yourself akatondisimudza paye patatakagara achinditi handeyi kuseri uko kuphoto shoot ndakati ndorambireyi zvangu kunotorwa maphotos ndakatoenda naye takatoenda payee tichingonotenderera ndakaona ahh zvakutone zvinenge zvimarata zvinhu zvisina basa zvisasashande nezvitende ahh panoitirwa photo shoot seii pakadayi ndandakutya kuti andiwunzireyi panhu pakadayi veduwe it was a weird place hameno zvayaingove ndakabva ndatomuti
"Anderson what kind......"
Handina kukwanisa kana kupedzisa kutaura ndakabva ndapihwa kiss ndakaita kuvhunduka zvekuti kaa apa iye akabva atanga iye kundikisa passionately zvekuti kana ndega handina kana kukwanisa kumusairira kuree kana kuti stop it apa maoko ndaive ndotobatwa iwayoo apa iye akabva aita kakundidhuma mazamu angu zvekuti machest ake nemazamu angu anga abatana zvadhumana ii ndakanzwa rimwe feeling isina kumira mushe akaramba achindikisa zvekuti l end up ndakunzwa makumbo angu akuita kudedera zvekutii ndandachizembera madziro uku ndichasagoni kumira ndakazongomupushira uku zvekuti andiregedze ndandakuchasagona ndakabva ndaiita kunyara zvisingaite ndichitsikitsira pasii nekunyara iye Anderson wacho akanditi....
"Saka ukunyareii"
Handina kana kukwanisa kumupindura ndakangonyarara akabva andibata pachirebvu changu ichii kwakundisimudzaa musoro ndakabva ndamutarisa iye kwakunditsonya achiita zvekunanzva malips ake zviya ndakabva ndamuti
"Anderson pliz"
Ndakadaro ndichiita kakuda kuseka but ndaizvivharidzira iye kwakundibata muwaist uuu ndakabva ndaita kuvhura maziso angu zvekuvhunduka chaizvo akatonditi
"Lucy try to be romantic babe n"
ndakabva ndaiita kunyara kusingaite akandibata again muwaist kudaro ndakangoti ndoitasei kubvisa nyadzi ndakabva ndamubata muneck make ndichiisa maoko angu around his neck ndokumutii
"Anderson it's not like that but this is our first date you know"
"Leave it now hanty"
akabva atondipa again kiss iyo ndakamubata muhuro kudaro iiii kiss iyi kaaa yakazonyatsotora nguva tichiita kukisana apa iye aive otopfuudzira maoko ake obata maboobs angu achiita kundipuruzira ndakabva ndatotota mupant mangu umm Anderson anobata veduwe ndaive ndotofemera padenga ndakusachagona zvino ndakoona kuti pano pashata ndega ndakabva ndatomuregdza ndichibva ndamuti
"Noo Anderson let's stop it"
"Why"
"Zvakwana"
"Suree"
"Yeahh Anderson"
"Are you sure that's enough"
"Maybe other day"
Ndakatodaro ndichitoseka hangu iye akabva atoita kusekererawo takabva tatodzokera patatakagara kwakutora zvinhu zvatatasiya kwakutopfuurira kuenda kumota ndokutodriver hake akabva atoti
"Hope you enjoyed babe"
"Yeah l did"
"So l do"
Ndakabva ndasekerera kwakudriver hake akandibata pachidya changu zvaAnderson soo kaaa akadriver kwakuramba kundisiira mutown akatonditi dakukusvitsa kumba ndakamboti majokes but anga asiri baaa akatondiperekedza kumba ndakamuudza madirections pekundisiira kuborehole paive padhuze hapo nekumba ndakuda kuburuka kuvhura door,, ndakabata door ringavhurike rakabva raramba ndakatoziva chete kuti ndiye akiya
"Anderson open the door pliz"
"Who is Anderson"
"Babe pliz"
"Better ,, but not enough"
"My sweet romantic babe pliz may you open the door for your lady "
Akabva aita kusekerera achinditi then good bye kiss ndakatomupa padama kafast kwakubuda sezvo anga atovhura kare door ndakatobuda hangu kwakufamba kuenda kumba apa ndandisina kumbozvinoticer kuti pane munhu anga andiona ndichiburuka mumota kaini achitonditera ndakatoti ndichicheuka kudayi ndokuona ndii...... apa serious yanga yakamakwa aya ndoma1 chete.........
End of Chapter...
Stay tuned
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo
Gara waita follow up channel and don't miss the chapter
https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02
READ , LIKE & SHARE
*MARRY ME*💍💍💍
STORY BY TADIWA
CHAPTER 11
*SUSAN*🪷
"Dai waive munhu musvinu ndaivaudza madzibaba acho asi iii haa ndakukoniwa handizive chaunodaa Susan mwanangu"
"Mhamha handisi kuramba asi kungoti zvekupihwa tumatombo tusingashandi iii ndozvandisasade ndaneta "
"Zvipii zvisingashande inini handina kuitirwa muteuro hazvisikushanda here pabasa pangu"
Ndakabva ndati ziii ndonyarara zvino vaive varevaa chokwadi havo ipapo zvavanga vataura zvacho asi kuti ndiende kwamadzibaba acho wavo vavari kutaura ava handione zvichiita kwandiri ndiex wangu kauyu anenge akutonditi ngatidzokerane zvondibhowaa nekuti ndini ndakamuramba musi wandakangoziva kuti ndimadzibaba chete ndiye akatondibvisa humhandara hwangu ndakatobata pamuviri pake ndokubva anyways madzibaba acho mhamha vakatoti
"Ukuramba hako asi ndikukuudza ukanoyereserwa maCV ako chero asina zvisvinu zviripo asi ndoda uzove kuti apunyaira haashayi musodzi mwanangu iyaya aukuda kunokanda zvosvikoita "
Ndakanyatsofunga kuti ndodii panoo ini basa ndikuridaa kuti ndiende kwamadzibaba manje heyy haa nesituation yangu handioni zvichiita ndakatovatarisaa vachirongedza magemenzi avo mubag kuti ndee chaiko ndichifunga kuti ndodii uu ndakangotura mafemo ekushaya plan chaiko ndotii
"Ahh horaiti mhamha getiende tese"
"Andisi kukumanikadza ini Susan kana usingade gara mwanangu"
"Aiwa ndikuda hangu kuenda"
"Horaiti chiita fast tiende"
Ndakatogutsirira musoro kwakuzvipukuta pukuta dust randandafamba kumboenda kumashops kwakuisa duke rangu mubag ravo ivo mhamha nejira racho reko ndokubuda tese takenda kumasowe kwacho but iye Joe kuziva mama vangu anovaziva hakee ndokuti vanopinda vose ipapo kutoti ndirambane naye ndechekuti pandakaziva kuti ndimadzibaba ndakatomuramba ndakabva ndatosiyana naye ini mbunee chaiyee kuita mukoma madzibaba ndoyekuzogara wakatsamwira nyaya yenext week ikoko ahh ndakangoti ndichizviziva ndokutomuti zvangu newe zvagumira pano.... ipapa togara tiri 2 hedu ini namhamha baba vakashaya uye hanzvadzi yangu yakaenda kuSouth ndokwainogara nemhuri yakee...
Takasvika hedu kumasowe kwacho kwakupinda masowe acho ndokunamata nguva yekubatsirwa ndakapfugama nezvinhu zvangu kwakuyereserwa nemamwe madzibaba acho iye aive akagara hake pasii ndakatozoziva pave paya kutii ane mukadzi nhayi Joe ndakatozoziva pakapera masowe kuti kamukadzi kachoo ndiko kaive kamuimbiri anyways ndakatobatsirwa kwakupihwa muteuro wangu wekunogezaa kumba takatodzokera hangu naMai vangu kwakuita zvandaive ndaudzwa zuva raitevera ndakamukira kunotsvaga basa pacompany yandaive ndakaudzwa iyi aahh luckily ndandaenda ndakarongeka ndakatonzi isa hako but kupasa kwacho kwaive hunge futi ndagona interview kuye ndakanzi kana basa ndariwana tokusimudzira taona kuterera kwako boss vacho vanga vari munhu bho chaiye but at the other side of feelings boss ava vaive handsome ndaitoti during interview paye pavaindibvunza ndaiitombovarairwa ndakavatarisa hangu pavaindibvunza ndaichivadaira mibvunzo yacho ndichikakama nekuda kwekunaka kwavo ikoko ndanga ndavaimirwa nerunako rwavo vanga vakura zvavo asi iii ndofunga paage yavo yehujaya vaipisaa chete coz vanoti 1 kuzvida 2 kunaka anyways interview yangu yakazopera hayo ndakatobuda zvangu ndapedza sezvo vanga vanditi ndouya wonzwa
mangwana maresults ndakadzokera kumba zvanguu but ndaingoisa faith yekuti basa ndoriwana semunhu akaendera kuchuruch ndakasvika kumba kwakuita semazuva ose kuswera ndakarara hangu kondaiitei kuzvibikira nekusuka ndorara hangu...
Zuva raitevera ndakadzokera kubasa kuye ndokusvika kuudzwa kunzi wawana basaa rekutsvaira maoffice 2boss namanager wacho nekuvaigira tea vese breakfast and lunch nekuzobata batq zvimwe through director ndakafara basa racho raive easy Soo ndakadzokera kumba ungori mufaro wega wega haa ndaifara paipihwa Mari yakanaka kaapa poti zvee ukushanda nevanhu vakanaka iiii Susan the mvana but handizvidi haa asi mufaro wangu wanga usingaite mufaro wangu ndaifara ndakasvika kumba mhamha vatoripoo haaa ndichingosvika ndakabva ndatovaudza good news dzangu naivawo iii vakafara zvisingaite vakaita kufara shame vakatomboridzawo kamupururu kuti after a long struggle....
Mangwna acho ndakatomukira kuendawo kubasa ndanga ndozongoriwana iri ndapfidzaa kwese zvairamba nekuda kwekufoira kwangu ndanga ndisina masubjects asi zvaingovewo zvekuzama haa ieir ndoribata mushe basa iri...
Zuva rangu rekutanga ndakashanda mushe my day 2 again ndakashanda mushe but umm paye ndaiti boss vakanaka zvavo asi namanager wacho iii vanenge vaiti vanoda vakanaka chete nekuti uuuu ndapa kutenda vakuru vose vepabsa apa kubva vanaka kudayi ndaitomboti paye manager wacho or boss vakatarisa pasi ndichivaserver tea ndaitombonanzvirira muromo potse potse kuzviruma karurimi kunakirwa navo haa vaive ma1 vaiita senge vakaita kugadzirwaa vakura boss vacho ma1 manager wacho ma1 iii haa ndandavada vesee zvino ndakati nerinwe zuva ndanga ndaenda kumba ndisina kutsvaira office yamanager soo ndakakurumidza kuenda kubasa kwakusvika vasati vasvika ndakagadzira mafiles angu mbichana mbichana kusvika machena then one rakabva rangodonhera kuseri apa ndaisapakwana ndaitofanhirwa kukotama ahh apa kadress kangu kauniform kepo kaaive kadiki ahh ndakatoti sezvo ndiri ndega kudayi gendingokotama ndakakotama kurinhonga hangu asi iii ndakanzwa kuti umm mhepo ikupinda ende ndakashama kuseri uku ndakatonhonga kwakusimudza musoro kwekutendeuka kwakuona ahhh manager vakamira maziso angu akamhanya pamberi pebhurgwa kwakuona zvavatoshatirwa pamberi patofuta yakamira apa yangonongedzera mberi nekuda kwangu here kamoyo kangu kakati zvandaida zvogona kuitika kakaita kufara mukati ivo vaive vakangosticker chete ndakaita kunyara kusingaite kwekunyepera ndichizvigadzirisa kwakutarisa pasii vakangosvika padhuze neni kwakunditi....
"Ukuona zvawaitisaaa"
"What sir l was trying kutora kuseri kutable andikwane kupinda"
"Did you did maths at high school"
"Yess sir"
"If you have a problem what do we do"
"Solve it"
"Then solve this"
Vakadaro vachinongedzera pamberi pavoo ahhh ndakaita kunyara kuti imaths here yandikunzi solve but haaa handina kana hangu kuzvitya ndaitovada boss handina kutambisa mukana ndakangotanga nekutovakisa ndirini wacho kohanditi vanga vanditi solve uku ndichitovabvisa belt ravo pasina nguva taive totorova basa muoffice imomu haa ndaisaziva kuti his outlook kunaka havo asi mukati hapana chirimo chinozivikanwa zvacho kungori kunaka ndini ndakarova basa resee ipapo ehh handizoshore zvangu akatryer Raymond hake tapedza ndakangobuda muoffice ndogadzirisa dress rangu apa step yanga yatochinja semunhu aive ambogarisa asati aita sex yakatombochinja ndakabuda ndakuita tsveya tsveya nekuti panguva yacho ndakambonzwa kapain hangu but haa handina kunyanyorwadziwa sevirgin kana ndakapedzisa basa rangu musi uyu nguva dzekuenda kumba ndokuendaa hangu....
Ndave kumba ndakatoona manger vandisira message yerudo muphone hee ndakaita kusekerera ndakaitarisa ndakatoti dzawira mutswanda idzi ndakangoti zvatoita soo ndakafara vakatotanga kundinyengerera hee ndibvumewo kani semunhu ndaive ndatotsvaga information yavo kaava vaive vane mukadzi asi mukadzi wacho vanga vatogarisana 2yrs asina nhumbu Ii manje ini kana vakufungira kuvazvarira haa kana handisi weiyoyo hangu ndakazongoti yess kanii ahh ndakamubvuma Raymond akafara akabva atofona ipapo ipapo achiti waitabasa ahh dhara iri kaaa kubva from this day ndiko kutanga kufambidza kwandakaita naRaymond rudo rwaitsva chaiko irori bonde muoffice kusasana ndichicleaner hangu Monday yacho William boss ndokundibatawo muwaist ndakada kuti boss siyanai neizvozvo kani but semunhu aive patarget yake handina kutaura izvozvo boss vakatondipa kiss yaiita kunaka zvisingaite zvakazogumira kupi kwakutoita navo zvee sex muoffice mavo imomu haaa ndanga ndapinda machena asikana boss other side manager heyy moyo wangu wakazonyatsofara kuti my dream has become true and kudanana kwandakaita nethese 2 kaaa Raymond ndiye aive more handsome hake and aive hake nayo mari asi William manjee aiti kubonde ishasha but pakunaka hake haa Raymond pamberi pamari chaibuditsaa futi but saboss ma2 wire aya kungoti mhamha mapiritsi ebp two hundred dollars yotonzi paa ndichinyepa hangu asi mai vangu ndaitovaspoiler hangu sezvo mwana wavo aishandawo double double .....
Ndokufambidzana kwandakaita naWilliam and Raymond zvinhu zvangu ndainyatsozviita zvakanaka pasina nguva ndakabva ndatosiya basa recleaning,,William PA wake kwakumutransfer kuimwe company ini kwakutoita PA wake imi kaaa ndaive ndatonewo office apa chero ndanga ndisina kana O level yakakwana zvimwe taitodzodzira ipapo chinotonga rudo zvimwe zvose shuree .......
Zvinhu zvangu ndaizvibalancisaa zvisingaite kuti kana nhasi ndikurara naWilliam mangwana ndiRaymond l would always make sure kuti pandaitira bonde either naRaymond or William door remuoffice macho rakanyatsokiyika coz ndaisada kuti ndiitw any mistake inondirambanisaa vakazviziva kuti ndikuvazanganisa Soo umm haa basa robva ratopera zvese haa apa mari vaindipa vese sei akaita saWilliam chinhu chandakangwarrira aindipa marii kucard Soo ndaiisa kubank card rangu ndaida kuzongomisa zimba rangu ka1 chetee nemari yavo vari vaviri kudaro Raymond naWilliam ndovaramba futi ndavadyira marii nekuti vese vane vakadzi vavo kaaa akaita saWilliam atone nevana nevana ndotemba munhu akadaro .........
Ndaive ndave nemwedzi chaiyo inokwana kuita muviri or mitatu apa taive tave mwedzi wechi3 uripakati zvawo haa zvinhu zvangu ndainyatsozviita zvekuti havaimbondifungire kana kuti pakati pavo hapana kana anondifungira and ndaitozviona ndega soo this day ndakatogadzirira kuenda kubasa nditori busy kugeza ndiri mubath kwakungosemeswa nemutoilet mandogezera everyday heree ndozongosemeswa nhasi ahh makangondimisa moyo kwakutorutsa handina hangu kuzotora nguva ndirimo kwakubuda ndakabuda ndichipinda mumba maive namhamha vaibika mazai akandimisa moyo nesmell yawo futi kwakutorutsira mubucket randandakabata mhamha vakabva vatonditi
"Ahh kwakanaka here"
Ndakatoti "ehee"
Vakabva vasvika padhuze neni ndokunditi
"Susan une mimba mimba ndeyani yaunayk"
"Mimba!!! ipi mhamha" ndakatoita kushamisika chaikoo coz havandiudze zvemimbawo zvandisiri kuziva
"Une mimba iwee"
"Andina inii" ndakatoramba kondaive nayo heree
"Umm Susan ndakura ini ndarera vana vazhinji vakawanda ane mimba ndotoona nemaziso aya pasina kana test yandaiita ndiyo itori test yangu nemaziso kumira kwakaita mazamu ako ukuu hakusi kwega kumira kwemunhu ane nhumbuu kwakumira kaarikuitaa uye ndikungokuona hangu zvauri kungoita kubvira kare worse zvawadai mune mimba mainini "
Haaa kana ndega ndakabva ndazvionawo nemasymptoms andikuita aya shuwa ndeemunhu ane mimba kudaroo ndakabva ndagara paarm resofa ndopererwa manjee kaive kutoshaiwa Simba rekumira chaikoo nekuda kwemashoko enhumbu
"Ndeyani"
"Haa pakaipa"
"Ndati nhumbu ndeyani iyii woti pakaipa kune nhumbu isina baba here iweee"
"Mhamha mungabva mandiita kunge ndandiri musikana kudaro heree ndakarara nevanhu 2 ini boss namanager saka handisikutoziva pahuviri hwavoo kuti muridzi ndiyani"
"Maiweee baba vangu moyo imii unorevesa nezvauri kutaura kuti hauzive muridzi wemimba here iwee"
"Eheee"
"Ahhhh "
Mhamha vakabva vagumbata maoko avo vakuita kuratidzika kupererwa kana ini ndakatopererwa chaiko nekuti chaive chondinetsa ndechekuti muridzi wenhumbu handisi kutonyatsoziva kuti ane mimba yandinayo iyi ndiani chaiyee pakati pevaviri ava 2,, William naRaymond who is the father of this child ndakabva ndatopererwawo kana kubasa kwacho musi uyu handitorina kuzoendaa ini...........
*End of chapter*
Stay tuned...........
❤️
👍
🙏
😂
😮
😢
181