TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
June 10, 2025 at 05:25 PM
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo Whatsaap group ndiro ito☝ https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02 *MARRY ME*💍💍💍 Read , Like & Share STPRY BY TADIWA CHAPTER 12 *ANDERSON*💍 Zvese zvandandabva ndaronga zvekuda kumuitira cool ndakange ndazvinyepera zvese handitozive zvakaenda nepii nekuti ndakazenge ndave kutomuda chaikoo ndisisina kana nepfungwa yekumunyepera pazvese zvaibvunza kana iye kundivhunza ndaimudaira chaizvoo handitozive why kana love yacho ndakanzwa kuti aiwa iyi ilove iyii handitozive how to explain zvakaitika naLucy kana zvaLily at this moment handina kana kuzombomufunga coz inini ndoti kana ndakuda musikana mumwe asiri Lily ndonzwa but kazhinji kachoo ndinoti kana ndakuda kupinda nemusikana deep mind yangu inobva yafunga Lily but this day handina kana kumbofunga nezvake kunyanya kuseri kwandakazomuendesa ndakatokuziva through Lily kaa kuseri ikoku handitozive akakuzivawo sei but kagood posture muchida kuita romance haaa munoiita mugoneta kana bonde mogona kutorova kwainyatsoiita kuti ndibate Lucy coz kwataive takagara kwaive kwakazara vanhu koisu tetichida ma5mins kiss kaaa hazvizobude vanhu vangatii kana isy kutonyaraa kaa saka ndakatoenda nako Lucy ainyara zvisingaite ndaiona kuti heyy haaaa karikunyara hakasi kana kusimudza musoro ainyara Lucy but it wasn't her fault at our first date tatokisana nekubatana haa ini ndobata manjee kana zvangu zvasvika handisaize dai kusiri kungoti ndakangonyara kuti mwana uyu ivrigin chete haaa dai ndakatomukotamisa for sure kutyei hangu pandakazomuti act semunhu wakura ii imii zvaibhowa munhu angati Anderson stop it kudii isu tiri pedu tega pamusoro pazvo ndini ndiri busy kissing her... Ndakabva ndaisimudzira romance paye heeee ndakaona ndochikiswa imii kaaaa ndaikasaziva umm she is a good kisser kudaro nhayi Lucy but kunyara chete kana Lily will go down ndakatombostroker gotsi iri kuoma kuti ngiiiiiii makumbo kuita kakubvundirira kushaya Simba seabatwa nechiveve ayaaa nekuda kwekiss yake apa anga akabata musoro wangu eishh iiii ukaita musikana saLucy haaa unenge wapinda unogona kutopengeswa nayo kiss nekuti umm kanoti kunaka koti kanogona kiss ndofunga mukati unonaikirwaa ukaita seuchatyoka kana paakazomira ndakaonawo kuti haa zvabhoo for sure coz ndini ndaizokuvara mubrugwa umuu.... Date redu rakapera ndakatozoperekedza mwana kumba handina kumusira mutown ndanga ndaitirwa zvidavado haa kaisadeserver kuenda necomb apa ndandatombomushora not knowing kuti she is dangerous uri weak murume unodonha pasii nekuda kwekamwana ikaka ndakatosvika kumba kwakudya chikafu chachabikwaa namaid abika masikati but apa panyaya dzangu handingapinde nemoyo pana Lucy coz kaye kamwana kwandiri wuya haaa hakaite apa ndandakutoti manje step 3 down on my step 5 l should be done ndaendadya dai zvaibvira next week iyoyi ikuuya ndobvisa mwana bhurugwa zvoperaa hakoo haa ndendatopedza nako ndozvandikungoda chete or kutoramba ndichikaitisa ..... Ndakatonogara hangu mubedroom mangu ndokuenda online ndakaona Lily andiisira message yekuti anga asvika wow ndakafara kanii kuti agona fanii kouyu it's one day kaa mai vacho vane tumari mari anoenda nendege kauyu panenge patori paseri ipapa hake .. Ndakezenge ndotaura hangu naye kuti "ndatokusuwa ndatosuwa malips ako soo muromo wangu watokwasharara kusuwa tunalips twakoo tunonditekenyedza" izvo kupi ndaitomuudza hangu zvekunyepa ini nhasi ndandakanyura makumbo mumvura chaimoo ndobva ndisina kiss ahh ini ndichiitirwa zvidavado naLucy kisser manyama haa Lily sorry my love ndakaatodaro hangu nechemumoyo ndakabva ndatofunga kufonera Lucy but yakangoti ngrii ngrii ndokukatwa ndakatoshamisika kuti aikatireyi nhayi l tried again yanga yatodzimwa in no time ndakabva ndadzoka downstairs kwakunodya hangu dinner nevamwe ndichipedza ndakagara naDaddy tomboona bhora haa ndaitofarirawo bhora taitomwa nebeer ravanga vabva naro kubasa Andrew anga atobaya kuroom kwake koava ndiholy boy kaava mama's boy takatoowona bhora tapedza kwakutomboisa movie hedu Tariro our maid anga atotibikira mapopcorn ndiwo ataidya tichiona dzave kuma11 ndaive ndoda kunorara ndakatoti ndorara ndakatoti ndakufarambira kupassage kumusoro kuupstairs ndakanzwa voice raAgnes achiita searikutukana nemunhu paphone mubedroom make imomu akuita seiii akupopota kauyu ndakatomira trying to figure out kuti inyaya yeii ndipo pandakanzwa kuti "Unomuchengeta here mwana wacho iwewe " Munhu wacho aitaura handina kunzwa zvaiitaura manjee iye ndakamunzwa otii "Felix Felix Saka iwewe unoona zvichiita heree sha izvi hazviite izvi" Zii handina kunzwa kuti aiti kudii munhu zvee ndakanzwa aotii "Okay Felix ngatisanganeyi mangwana totaurirana shaaa coz mom vangu vakazviziva l don't think panobuda chakanaka sababa vangu haa panozvarwa mwana ane ndebvu " Ahh ndakatoda kuseka chaikoo Agnes Soo kaa asi inyaya yei koiyi yaangabva ati panozvarwa mwana ane ndebvu hope sandizvo zvandikufunga kuti imimba kana iri mimba haa ipapo anorevesa baba vangu vakaoma musoro anonzi William iyeye akaomesa musoro kunge kadombo kanowanikwa murwizi kasingatsemuriki kayee chaiko ndakatofamba hangu kuenda kubedroom kwangu kwakurara handina kuzombobata phone ... Zuva raitevera mhamha , Anderew naTariro vakatoenda kuchuruch ndakasara pamba nadaddy hedu Agnes akazongobudawo zvekuma around 10 akachena chena nguva dzacho ndaitove mudinning namdra but mutarisiro wandakamuita akanyumwa kuti ndine zvandikunyumwawo asi iye haana kuda kundivhunza ndakangoti nechemumoyo ndomuteera here ndinowona coz l want to know that Felix who is he nekuti murume waAlice anonzi Felix futi hameno pamwe kufanana kwemazita asi noo ndoda kuzvionera ndozobeliever ndakazongosimuka pandandakagara ndakaoneka daddy kwakutora phone yangu yakabva yatorirawo ndakatarisa anga ari Lucy ndakatomudaira hangu "Hello" "Good morning Anderson" "Why did you disconnect my call" "Nguva dzawakafaona daddy vangu was around pluz kunoku pane zvikuitika" "Like" "Haaa you won't understand it's a family issue" "Saka ukuti inini lm not part of your family shaa Lucy lm the son-in-law inini l also have the right to know what is happening " "Mmm yeah but hazvitaurike paphone understand babe l will tell you tasangana" "Okay understand " "Asi hausi kuenda kuchurch " "Yeahh vamwene vako ndovaenda nabamukuru inini handina kuendaa" "Umm waregereyii" "Koiwewe waregereyii" "Pane zvikutoitika kumba that's why l didn't go " "Hoo okay iribhoo" chiiko chingaitike chamutadzisa kuenda kuchurch "Yeah hameno " "Ndichakufonera dakutera munhu uyu" "Aniii" "Tete vako Agnes" "Vaita seii" handisi kuda kumuudza kuti chii haana basa uyu ndakangomuti "Asiya phone yake" "Okay ndakutokunonotsa vatere bye" "Luv u" "Me too" Akabva akata ndakatopinda mumota mangu kwakuimutsa fast fast ndakati ndichienda ndakatoenda nemain road ndakatoti ndichisvika pabustop akabva atopinda mutax anenge anga abooker tax online akakwira ndakangotera ikaka katax kachoo kusvika mutown ndakaona karikutora road yeGreenwood park side ndakangoterawoo ikoko kwakusvika akapinzwa mukati macho haana kuisirwa kunze ndakangoterawoo ikoko akatoburuka kwakuona akufamba kunopinda mukati ndakangoburukawo ndaingomuteera ndakapinda mukati macho munenge mune vanhu kwakunoona asvika patable agara ega pasina nguva ndakaona time time what the fvk Felix Alice's husband asvika atosvika nekupa hug Agnes ahh ndakashamisika ndichiita kuvhura ziso hug yacho haisi kana yekuti ndimainini ndakashamisika zvekuti ndakatosimuka ndakacheuka cheuka kutsvaga Alice ndichiti maybe aripo but noo handina kumuona meaning vangori 2 chete ndakaiita kunzwa hasha kuti vaviri ava vanodanana kaaa hasha dzangu dzakauya dzisingaite apa what the hell anga akutaura futi naye vanga vagara pasi achiita seari kunyengerera Agnes iye Felix wacho ndaita kunzwa dzimwe hasha dzichindiuyira Soo ndakamutarisa because of zvavaita zvachoo apa vaive votopuruzirana ruoko rimwe ruri pachidya chaaAgness ndakaita kufemeruka manje zvekuti ndakabva ndangopicker step ndakananga kwavavakagara vari 2 ikoko................... End Of Chapter Stay tuned
❤️ 👍 😂 🙏 😢 😮 143

Comments