TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
June 10, 2025 at 06:32 PM
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo Gara waita follow up channel usazoraisikirwe kana kujambwa nemamwe machapters https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02 *MARRY ME*💍💍💍 STORY BY TADIWA CHAPTER 13 *DAISY*🪷 Inini ndinoitwa Daisy Kashiri lm a girl ane makore 21 ekuberekwa soon to turn 22 chikoro ndakapedza ndakanyora form 4 yangu ndakapasa zvirinani ndakabuda nawo ndakatombotsvaga basa ndikatanga kushanda hangu asi parizvino nsakmbosiya nekuda kwekuti paisabhadharwaa mari yakanaka inonzwisisika ndinogara nevabereki vangu vose varipamwe zvavo Mai nababa vana i4 inini ndiri second born first born yemedu yakatoroora mukomana hake akaroora last year kutanga kwegore ,, wechi3 mukomana ari kusecondary form 3 kozotera mukomana mudiki ari kuprimary.. Ndaive nemukomna wangu but takazorambana hedu for some reasons ekuti iye aindifungira kuti ndikucheater inini ndichimufungirawo soo ndakangomuti let's take a break heduu and shamwari yangu anonzi Lucy uyu she is a good friend mwana wuye she is a blessing ndiye sometimes anotombondiudza pandokanganisaa nepandogona hake that's friendship and kumba kwedu anotozivikanwa inini kwavo ndotozivikanwawo.......... Then this day yaitove weekend Lucy anga aenda kunoona mukomana wake for a date naAnderson haa sahwira wangu anga aona boyfriend manyama pana Anderson mwana akanaka zvake iyeye besides kunaka atone zvinhu zvake anofamba anemota yakanaka unongomuona nedzakasiyana iye anotoratidzika kuti anozvishandira hakee.. Sezvo sahwira vangu musi uyu Lucy vanga vaendawo kunoona bamunini vangu ndakatoti ahh ndoswera pamba ndichiiteyi zvangu weekend iyii gendimbonofambawo kufurwa nemhepo mutown ndakatotora kamari kangu kandandakapfikitidza panodziya ndakatogara kese kwakuenda kutown hangu ndakatopinda mutown ndakatenderera ndichiona ona hangu zvimwe ndaiita window shopping hangu pamwe ndotenga ndakatotenga dress rarakanaka nezvipfeko zvemukati hangu...... Ndapedza ndakuda kumbozororera ndakatombonopinda muchicken inn kutomboda hangu kutonogara ndakatozvitengerawo kabox kangu kema3,50 ikaka kwakumbozvidyiraa pasina nguva ndagara pakabva pasvika this guy aive nendebvu but airatidzika kuti mukomna asati akuraa zviya kana zviri zvekunzi aroora anogona ane mwana akatogara kwakuti "Wassup girl" Ndakatongoti "hi" Akabva anyarara kwakunditarisaa iii ndakabva ndanzwa kunyara kusingaite nemutarisiro wacho kwakunditi "I'm Miracle and you" "I'm Daisy" Nguva dzacho ndakabva ndabatidza phone yangu ndatoona kuti ahh ava brother vakutoda nyaya kaa neni ukaona munhu akukubvunza zita ahhh dzave nyaya idzi dzoda kutanga hameno zvaakabva ataura handina kuzvinzwa ndakatoita senge asina kutaura kuramba ndiri zii hangu kwakuti "Daisy ndikutaura newee" "Upps sorry watii" "Ndati is your boyfriend around" Ndakangomutarisa Soo kwakutarisaa pasii kwakufunga kutii ndoti chii ndomunyepera or ndoita senge ndisina kunzwa again ahh ndakangoti "Nooo " "Do you mind if we share my box then rako worongedzaa hako" Ndakatoshamisika ndichimutarisa at same time ndakatodzungudza musoro ndichitoshaya kuti akuedza kutii...... "I can afford to buy another hangu yekuenda nayo" "Nooo it's not like that Daisy ndanga ndichida hangu kuti tingodyawo tesee " " haa nooo" Akabva anyarara hakee ndakaona time time shasha haichadye yamiraa ahh yakabva yanditi "Can we be friends if you don't mind coz you are a nice person " Ndakangofaker kafake smile kwakuti "Haa Miracle kuita shamwari yechikomana zvonetsa" "Yeah why not zvoita wanii" " Yeah l know zvoita but l think zvoda uchizivana nemusikana wemukomana wacho Miracle coz iii vasikana generation yedu iyi kuonekwa ndichiti ishamwari yangu iyi zvonetsa" Akabva aseka hake zvekuti akabva atobata ndebvu dzake achinditi "Nooo haaa usatyee Daisy inini wacho handitorina musikana hangu wekuti anganditsamwire kana pandatokuonaa wakagara ndatoti maybe your boyfriend is around ndatombotyaa ndikazongozvipa maguts ekuuya asi mupenyerwo wandabva ndaitwa sooo pandagara newe hako asi hazvitauriki" Iii ndakabva ndablusher nekuti mutauriro wacho wacho Miracle pane mabasa kutaurira achiita kahusexy hameno soo zvaiita tuziso twake ndakabva ndanzwa kunyara inini ndiri munhu manje uya uya anokurumidza kunyara... "Daisy hauna kundidaira ndati can we be friends" Aiwa pakunzi friends friends nevakomana ndipo pamunozingoita mukomana nemusikana anoti handizvizive nxaa ahh andidi ini "Nooo" "Iiii Daisy so can you be my love life Soo l will marry you" Ahhh ndakabva ndatonzwa kuda kuseka hangu ahh dzopenga idzi kudanana naye manje haayasi ndakatoti genditore phone yangu the moment yandakada kutora pamakumbo phone akabva ati "Daisy lm serious l think ndikutonakirwa newe zvechokwadi infact ndikutoo" "Miracle usandinetsee hanty pluz stop it" "But ndikurevesa" "Kurevesa kudii koiwee" Ahh ndakati gendiite ndiende sezvo ndandatopedza hangu kudya ndakatoti ndisimuka ndakabva ndabatwa necramp shitt ndakatodzokera kwakutombogara haa zvakaoma akabva amboti zii hake kwakuzonditi "But iwewe Daisy nei uchiganzaa" Ndakangomutarisa kwakumupindura "Handiganze ini" "Soo ndipoo number dzako" Handimurambire uyuu ndakatoti dakumupa number dzangu dzekare sim card randichisashandisi Ndakamushedzera ndokunyarara hangu kwakutarisa paphone pangu hangu ndakutamba magame ndakanzwa time time munhu aisa phone paloud kamunhu kekueconet kaye kwakuti hee sim card in longer use kudii haa ndakatoziva inumber dzangu idzii dzatryer iii ndakabva ndatoseka hanguu kuti haaya iye wacho futi kaa ndakamutarisa kwakuona munhu ari serious akutodzungudza musoro ahh kuti munhu uyu asi ari seriously nhayii ndakatomuti Sorry ndakamudaro kwakumushedzera dzangu chaidzoo aikaka kwakuona munhu wacho akasticker akangonditarisaa ee ndakanzwa kunyara iii ndandakusafeeler comfortable manje coz inini zvekuramba ndakatariswa handizvifarire nekamutarisiro kachoo kaanga andiiita iii ndakatomuti "Sorry miracle if kana watsamwa hakoo sorry" "Hooo but musazodaro Daisy zvimwe hazvingoiite soo l know girls moganza but hazvina kukufitaa usazviite iwewe" "Okay" Akabva andipa phone yake kwakuisa number yangu chaiyo ndakamudzorera ndikamuti "Ndichitaura newe ipapo" "Okay" Ndakabva ndasimuka zvazvanani pacramp akabva atondiperekedza kunokwira combi akatondibhabhaisaa ndagara hangu kwakunditi ndichitaura newee ndakapinda mucomb kwakugara hangu but l found myself kunzwa kunyara ndichifunga zvandandaita Miracle anga atori munhu bho wani why was l acting rough like that l regret it and thinking why l was doing that hangu.... Pasina chinguva kombi yakasvika zvayo kuMabvuku medu umuu kwakuburuka ndakatoona sahwira vangu vakubuda muPajero yooo zimota rakanaka apa vaive kure ndakatotera ndichifambisa ndakamudedza akasandidaira ndakatosvika paari asina kundinzwa pandakasvika akatoita kakuvhundukira kwakutonditi ndiwee ndakabva ndatsamwa zviya zvirifunny zviya "Saka wausiri kundinzwa" "Sorry kanii sorry sahwie wawaendepi" "Kutombonorocker mutown ndatoti ndoitei sezvo sahwira vaenda kudate ndoitasei nayo weekend iyi kwakuzviendesa out anyways kwakaurisei " "Iwee ndanyarara Anderson akaipa gendimboenda kumba ndogezaa ndichakuudza hana yagadzikana iyii " "Don't tell me kuti wabviswa brugwa" "Iiii haa kana " "Saka ukuda kunogezereii" "Daisy wakura and you know wani" "Yeah koini iwe kusangana nemumwe mukomana agondinyenga ndambomuganzira seii but iye anga achioneka kuti munhu bho hake kwakundikumbira number kwakumupa sim card rekare rangu riya zvangu kkk" "ii why asi anga asingaonekerewo decent" "Anga atori and he is handsome hakee " "Saka wadarireyi" "Ndazomupa dzangu chaidzoo after l know kuti anga ari serious coz tiri ipapo abva azvibata abva adzifona" "Usazodaro asii iii" "I regretted iwee but haa munhu bhoo hakee atondikandira shoko but kungoti zvekungobvuma bvuma wongoiziva wani" "Umuti aiise pic timuone" "Hauoni sendandamhanya here" "Yeahh suree asi bho utaure naye mushe tokuziva nerough" Takabva tatosvika pakati pekuti ini ndaitora road yekumba kwedu iye akucontinuer neyake hedu sezvo yedu yaive yekutanga road asi kuri kuzasi kumba ndakatozofamba zvangu ndoenda kwandakasvika mukoma baTamia varikumba nemukadzi wavo vanga vatoshanya kuzotiona zvavo ndakatogara mudinning mavaitove ndotovakwazisa tapedza ndakatombotora kamuzukuru kangu Tamia aka ndakatanga kutamba naye hanguu ndichotoenda naye panze ndotombokatora mapictures ndakamubata kaive kari cute nditori busy kukatora kakamira pakabva papinda call from number isiri saved ndakabva ndatoziva kuti no one other than Miracle ndakabva ndatoidaira............................. *End of Chapter* Stay tuned......
❤️ 😂 🙏 👍 😢 😮 207

Comments