TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
TADIWA SHONA NOVELS🇿🇼
June 11, 2025 at 04:26 AM
https://chat.whatsapp.com/GxnwVxnoEhpBM26X9TiVoo Gara waita follow pachannel yedu https://whatsapp.com/channel/0029VaPANd40wajk6Y5ndI02 *MARRY ME*💍💍💍 READ , LIKE & SHARE STORT BY TADIWA CHAPTER 14 *Lily*💐 "Nooo noo mom why ndichizviitereyii uku mukutongotaura netsumo henyu asi uku kutondiramba kauku" "Noo Lily sandizvo mwanangu asi chiona ndakudawo kupinda mumba ndopinda sei iye akutii akuda asina mwana ini ndakanyepawo kuti handina mwana" "Magara makatondiramba saka mandidedzereii" "Noo my baby" Ndakambonyarara ndonyatsofunga kuti asi ndimom vangu chaivo here nekuti Mai vako chaivoo havambodaro kuti ini ndiactor semuni'ina wavo manje kuti vangoroorwa chete iii zvigobuda heree asikana kuri kungoda kuroorwa chetee haa surrender Mai vangu ndavatadza inii "Saka wati kudii" vakabvunzaa zvee "Mhamha kurayiwo imi ahh" "Haudi here handisikuti ukundiitira mahara zvinhu zvachoo ndokupa marii" Ndanzwa zvemarii ndakabva ndasekerera koini mari ndoidawo worse zvitori zveguva iyoyi itone chinangwa changu soo besides kuti kuvabatsira izvozvo mama Mari vanoiwana mariii vaiiwana ava ndotodemander yakawanda ipapa seipapa maboyfriemds avo anovapa Mari hameno iri Zim Soo ndongoziva kunzi William William haa iyoyo inodyiwaa marii zvonzwisa tsitsi ndofunga yapera sugar ma500 us ayaa haa yapera chetee iyoyo ndakatoti "Marii" "Ndokupa chero thousand hanty iwewe waiti ukuda kuvhura boutique " "Yeah" "Saka thousand bho" Ndakabva ndaita kusekerera ndichiti kungoactor semuni'ina wavo chete ndopihwa thousand yangu ndotoibata mari yese iyoyo izvozvo chete simple job ndakabva ndarasa kapfungwa kese kandandinako kekuti mai vako chaivoo havadaro vakabva vaita the best mom ipapo ipapo.... "So deal done my daughter" "Yeah " "Good that's why l love you my one and only daughter l have soo pandikuenda Zim tongoenda tesee is it fine then ndokupira mari yako ikoko ndotokupa ya2 thousand nekuti boutique mwanangu wofanhira kuvhura wangoisa zvakachipaa " "Yeah thnx mukadaro but musandivharee coz ndozozvifumura" "Iiii ndingakudaro here nhayi daughter iwe mungabva wadaro mai vako" "Okay let me take a shower yoo it was a long journey though" "Okay Lily take your room keys in my chess drawer " "Okay" Yoo finally this time ndafambira zviripo ndikaibata 2 thousand kunovhura kabotque kangu mutown uku even ndikawana kasmall space zvako it's better zvekumirira mari dzana Anderson yoo iii zvonetsa izvii kutoshupa vana vevanhu ikoko ndoda kuzvishandira hangu zvamom vangu ava zvekuti mari vanoiwana kuvarume vavo hobho izvi ivo varume vacho vakazviziva kuti ndozvavanoita kaa havapararame ndovaudza oohh nekuti vanogona kuudza murume wavonafambidzana naye imwe mari yekutii kana ndega inini panapa ndoshama kuti vakuti anoiwana kupi yese iyoyo and vanenge vachiida pamusoro pazvo havanyengerere akavanyimaa iye ndiye anotozovapa ndipo paunowona kutii vamwe varume futi kaa vari desperate yooo chandozongovafarira kuti vanoita havo zvisvinu nayo vane mota yavo irikunoku neiri Zim yandoshandisawo ndirikuZimbabwe imba ndivo vakavaka zve iri Zim kwete kamba kaa zimbaa haaa pamba pedu pakanaka ndogara nagogo vangu hangu nemumwe muzukuru wemuni'ina vagogo nevana vehanzvadzi yagogo futi vana 2 meaning vasekuru we are 5 chete hedu uku kuZim ndakabva ndaudza Andy kuti it's urgent coz mhamha vakangonditi it's urgent ndakangouya SA because of her ndivo vakandibookira flight kwakuuya ndokundiudza kaa nyaya yacho kunzi it's acting hayasi zvakatooma naMai vangu vakutoda kupinda mumba futi inini mwana wavo akuda kutororwawoo ahh anyways ndakaita shower yangu nekuti taitoronga zvekunodya dinner out zvedu after that l take my makeup hangu haa makeup ndaiisa ndaizvigadzira face kuita chidhori chaicho l know ndozvandendaita and ndozvida like that .. ouuh l forget to tell you kuti mom vangu is a slay queen yoo she is a slay queen by the way vakaisa makeup apa voti kuzvida vakura havo but chiramba kusakara ichocho manje imii anonzi Susan iyeye apa ini ndovabvunzawo kuti daddy vangu varipii vanongonditi Zim patichaenda ndokuratidza pandoenda rinhi manje apa vakuti ndakanganwa kaa handisikuda kuvafungidza dakuti pandongosvika tongoti 2days zvapera izvii nyaya dzavo ndongoti mhamha baba vangu varipii nekuti izvi zvekugara ndisina baba iiii zvakaoma koAnderson akandivhunza akuda kundiroora ndotangirepi apa akatombondivhunza hake zvese namhamha ndakamuudza kuti vari SA namom vangu vesee koapa akazonzwa kuti handivazive ini ndainyepa zvakaoma hazvo hwese huslay queen Lily hopera nekuda kwavo chete kana..... Ndakatopedza kuisa make up yangu then mom vaisada kuzviinzwa kubva ndikure hangu vainditi say kuti mom Soo ndatojaira kuti mom zvekuti mhamha andichatogoni ndoita hangu but not pese pese ndakatodzidziswa naivo vanoda chirungu kani vakatondijaidzawo but pane maboyfriends avo manje it's Susan kkk mom paside zvamom vangu here aiwa surrender unosimudza maoko mudenga ndakatogadzirira takatobuda toenda out kudinner ndakatosvika paive panhu pacho pakanaka ndofunga papakavhurwa zvemalast months coz pandakabva kuno handina kumbopaona hangu pakanaka panhu apa chikafu chepo zvacho umm ndakadyiswa kani namom vangu time time ndakaona pasvika boyfriend yavo ndakatoziva kuti ndiyo obvious inenge ikuda kuvaroora ndakatoona nezvayakasvika ichiita akatogara paside pavo ndakaona vakubatana ndakatoti ndokuonai kumba vakati bhoo vakabva vandipa 200r ndakaisa mupocket mangu kwakumbonogara hangu kumashure imomu nditori paphone pangu ndaive ndototaura hangu naAndy wangu aitondiudza zvekusuwa malips angu ndakabva ndatomuti kana neni babe Andy aindida zvake guys even me l love him truly and handidi kumucheater coz we promised we are going to marry each other though akandiwana ndisiri virgin ndakabviswa hangu nefirst boyfriend yangu akatonditi anondiroora hake zvakadaro and akati anondidaa handina chandotyawo... Akazobva hake offline ini wacho kwakutanga kutaura hangu nanaTalisha uyu aitondiratidza mapics aex wake ainaye Talisha mabasa chaiwoo zvakaoma fanii akuda kudzokerana futi naex koMiracle zvaita seii ndakangopa kutenda ndakatodzima phone kwakuisa pakanaka kwakunotsvaga tax ndakakwira tax yangu ndakamuudza kwekuenda kwakuona ahh akutora left ini ndati right ndakatoti heyy akabva acheuka kwakuona haa it's Morgan wandaidanana nayee apa ndakamuramba because of madrugs aanga akurova nekuda kwestress dzake ndakatomuti "Morgan pliz stop this car " "I'm not longer taking drugs" akatondipindura ahaha ndandisina kumubvunza futii "Umm haya handina kumboti unotora madrugs ini l just said stop this car" " Noo babe l want to solve this issue nee" Haya zvakaoma naMorgan this guy ndiye wekundibvisa virginity yangu and he was my first love but noo handidzokerane naye kaa ini ndana Anderson he is now my love so why kudzokerana naye..... "Morgan pliz" "Noo " Akabva awedzera speed yemota "Morgan ndotaura newe mangwana ndiendese kumba" "Noo ndokuziva Lily wakanditiza dzinenge 3 times uchiuya kunoku wonditiza wodzokera Zim not this time if kana ichiri yemadrugs nyaya yacho kaa noo ndakaendeswa kureharb even if you talk to Melissa my sister anokuuudza kuti ndiye akandiendesa kureharb ndikurevesa" "Saka ukuda ndinoiteyi kwaukundiendesaa" "Ndinogadzirisa nyaya yedu yatakasiira pabustop " "Ahh iwe Morgan actor semunhu akura mhanii " "Okay that's what lm doing Lily kunoti totaurirana tiri pakanaka" haa zvakaoma ndakatogara ndichida kutoziva kuti achandiesepii vamwe vakomana vakaoma musoro ndakazoona asvika manje amisa mota kwaive kumasurbubs ndaikuziva ndokwaigara my friend Jane asi iye akazotama kugheto kwaiigara maybe achinja akatoburuka kwakundivhurira kwakuti "Calm down" Ndakangoburuka kwakundibata neni mukati akasviko vhura door ndokundipinza mukati ahh ndakashamisika kuona mumba macho makanaka ndakapinda naye akanditi pana Melissa pamba handeyi kubedroom kwangu zvakaoma amana futi kaa nefirst day here ndakabva ndafonera mom vangu ndakatovaudza kuti ndikuuya kumba but lm going to be a little bit late vakati it's fine my babe ndakangoti bho kwakuteera kubedroom kwacho imi ndakatosvika muchitonhuwirirawo zvakatondishamisia nekuti mumba maMorgan mainhuwa madrugs ega nemhanje dzega dzega ndakatosvika padhuze naye kwakumufembedza ndakanzwa kunhuwirira kana smell yedrug noo akabva anditi "I know you are not trusting me but tomorrow unotaura naMelissa then you will believe me" "Handisi kurara kunoku" "Bho" Ndakabva ndagara pacouch ndakungotarisa mudenga iye kwakuuya kupfugama pamberi pangu "Aiwa noo Anderson mira izvozvo ahhh " Ndakabva ndashama kuti ndikuti Andy Anderson upii apa ndiMorgan uyu akabva anditi "Who is Anderson" "I told you kuti iwewe handichakuda Morgan ndatone boyfriend" "But when Lily wakangonditiza we weren't even broke up" "Yeah l know " "So why" "Drugs broke us " Ndakabva ndatsikitsira finding myself guilty yess l know kuti hatina kumborambana ndakangomuti ndikuenda Zim ndiye Zim pandaiuya SA l will find kuti haatondionee ndaitoti ndini nditange kumuona chetee ndomutizaa ndozvaitika Akabva anditi "But Lily why " Ndini zii "Lily pliz answer me " "Noo Morgan we are now different souls apart leave me " Akabva andisimudza musoro ndakatovhunduka ndichiti maybe ihasha coz Morgan ane hasha imii ndiye kundipa kiss apa anga achibva kudya mint guys kiss yekupihwa munhu achibva kudya mint unopenga nayo imii kokunaka zvako l didn't controlled myself zvekuti l end up ndotonakirwawo responding to it that kiss zvekuti taive totobatana pasina nguva booom mutambo waive wotsva wevakuru iwowo............. End Of Chapter Stay tuned...........
❤️ 😂 👍 🙏 😮 😢 204

Comments