Zim Entertainment
June 6, 2025 at 04:51 PM
*TSAMBA KUMUKUWASHA🙏🏼*
Tinotenda negirosari ramakatumira asi mukaka uya wakanzi HANDY-ANDY watikwadza nemudumbu asi ndinovimba tichajaira pamwe mudumbu mavhunduka chirungu.😂😂😂😂😂😂😂😂
Drink rakanzi SUNLIGHT LIQUID riri kupupuma harisi kumwika tirikutowedzera shuga....😫😫😫😂😂😂😂
hupfu hwakanzi VIM hausi kutsengeka asi
hwakanaka nekuti hwakachena kuti ngwe.😆😆😆😆😆😆
Tsotso dziye dzakanzi SPAGHETTI hadzibvire dzinongonanauka. 🙀🙀🙀🙀🙀🙀
Tinotenda nemufushwa wakanzi TANGANDA TEA LEAVES, unopedza
mafuta mupoto ende unovava🥲🥲🥲🥲🥲
tanga tanzwa nekuzora ndove mumba asi makazotigonera necobra yakanzi VANILLA ICE CREAM asi haitane kunyunguduka😃😃😃😃😃😃😃
andingakwanise kudoma tudiki tweese ndikatupedza asi zvakasvika zvese nemapini ebvudzi akanzi TOOTH PICKS asi haana kusimba😂😂😂😂😂😂😂😂
NDINI AMAI VEKUBEREKA MUDZIMAI WENYU,
MERENZENIA😃😃😃
*React & Share*🤓🤓🔥🔥