Zim Entertainment
1.3K subscribers
About Zim Entertainment
_Advertise with us Whatsapp +263 77 690 2664 Please share♻️ ♡ ㅤ ❍ㅤ ⎙ㅤ ⌲ ˡᶦᵏᵉ ᶜᵒᵐᵐᵉⁿᵗ ˢᵃᵛᵉ ˢʰᵃʳᵉ
Similar Channels
Swipe to see more
Posts
*Phinias👨:* Babe ndichr busy zvishoma, totaura *Tino👩🏻:* Oky daddy🥺😍 > *2mins later* *Tino👩🏻:* 20 missed calls📞📲 *Tino👩🏻:* Okay ita maths dzako, i think ndiko kupera kwelove yedu💔💔 *Tino👩🏻:* ndiri kukuona, uri kundiita benzi rako Phinias😭😭 *Tino👩🏻:* Phinias, I’m sorry, ndaita overreacted🥺🥺💔💔ndave kuenda kunoona friend yangu *Tino👩🏻:* umm handichaendi, ndakamirira iwe.. But Phinias unotondida zveshuwa iwe!!🥹🥹 *Tino👩🏻:* Oky fine Phinias, enjoy ur day, ndoona kuti uri busy nemadhiri ako🥹🥹🥹ndokuda Phinias😍😍😍 *GOD BLESS THIS GENDER KUISA 10 MESSAGES😩🥹* *SHARE* 💥🔥🔥🔥🔥
*Musadanane nevakadzi vevanhu guys, ndichazonatsotsanangura kana ndabuda mufridge mandakahwanda*🥶🥶🥶😭🤓🤓🤓
*ka weather aka kanondifungidza once upon a time wen l was 2 weeks old Gogo vachiti kunamama usamugezese anozoita flue😂😂*
*TSAMBA KUMUKUWASHA🙏🏼* Tinotenda negirosari ramakatumira asi mukaka uya wakanzi HANDY-ANDY watikwadza nemudumbu asi ndinovimba tichajaira pamwe mudumbu mavhunduka chirungu.😂😂😂😂😂😂😂😂 Drink rakanzi SUNLIGHT LIQUID riri kupupuma harisi kumwika tirikutowedzera shuga....😫😫😫😂😂😂😂 hupfu hwakanzi VIM hausi kutsengeka asi hwakanaka nekuti hwakachena kuti ngwe.😆😆😆😆😆😆 Tsotso dziye dzakanzi SPAGHETTI hadzibvire dzinongonanauka. 🙀🙀🙀🙀🙀🙀 Tinotenda nemufushwa wakanzi TANGANDA TEA LEAVES, unopedza mafuta mupoto ende unovava🥲🥲🥲🥲🥲 tanga tanzwa nekuzora ndove mumba asi makazotigonera necobra yakanzi VANILLA ICE CREAM asi haitane kunyunguduka😃😃😃😃😃😃😃 andingakwanise kudoma tudiki tweese ndikatupedza asi zvakasvika zvese nemapini ebvudzi akanzi TOOTH PICKS asi haana kusimba😂😂😂😂😂😂😂😂 NDINI AMAI VEKUBEREKA MUDZIMAI WENYU, MERENZENIA😃😃😃 *React & Share*🤓🤓🔥🔥
*Uri mubhazi then wobva wati Rega ndingopfuudzawo meso Angu ne paphone yewaugere naye wanike airi kutyper kuti (shaa ndakagara padhuze nemunhu arikunhuwa )*😒😒😒😒😒 *Unoitasey*🤓🤓🤓🤓
*Ini hangu ndorwadziwa kuona munhu mukuru akamira mubus ndosaka ndichizonyepera kurara hangu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣*
_*Zuva randisinga kanganwi*_ Ndakati ndapedza Form 4 yangu ndakano tsvaga basa kuHarare ndakariwana. Asi basa iri raive reuGarden boy. Ndakashanda pamba ipapo kwemwedzi mitatu chete. 1) Mwedzi wekutanga ndakapihwa mari yangu iri half ye pay yandai tambira. 💵💵 2) Mwedzi wechipiri handina kutambira kana cent 💲⛔. 3) Mwedzi wechitatu handina kupihwazve mari, asi basa ndaiita zvekuti huya uwone. Ndakagara pasi ndikatanga kugaya kuti ndinosvika kupi ndakadai. Masikati iwayo ndakatsvaga Rwaivhi rwangu ndikaruisa mumba mandairara, ndikaru kwidibira nechipoto chakabooka booka. Ave manheru tapedza kudya ndaka svitsa nyaya yangu kuna Boss ndichiti basa handichada, ndipei mari yangu ndiende zvangu kumba. Pandaka taura izvi akatanga kupopota😲😲😱 achiti handina mari izvezvi. Panguva iyoyo handina kunonoka, ndakasimuka ndikapinda muBedroom mandaivata ndakatora rwaivhi ruya ndokuruisa muBag rangu pakati pehembe. Ndakatakura Bag rangu ndakananga mu Dining mavaive vakagara, ndikavhura Bag rangu ndikabuditsa rwaivhi ruya vachiona, ndikaenda paCorner mumba imomo. Ndakatanga kuomberera ndichiti: *"Sekuru honai ndakashanda pano mahara havasi kuda kundipa mari yangu saka ini ndava kuenda izvezvi kumusha netsoka. Chisarai muchipuhwa mari yangu mozouya nayo kumusha."* ivo vachinzwa. Pandaka simuka ndakangoti ndava kuenda mari yangu mozopa sekuru avo, uye muchapedzerana navo...... Hama dzangu vanhu wakahuta kudedera kudzoka kuita vadiki. Vakamhanya mhanya nehusiku kunditsvagira mari yangu vakandipa yose. Vakati: *"Pliz Pliz takurai sekuru venyu muende navo......"* Saka kugona munhu kumurongera😂😎…….
👨🏻 Wakatsvuka shamwari 👩🦰 Mazuva ano ndogara mumba 👨🏻 Hoo saka maoko nemakumbo unosiya panze..💁🏻♂️😂🤷♂️
_Advertise with us Whatsapp +263 77 690 2664 Please share♻️ ♡ ㅤ ❍ㅤ ⎙ㅤ ⌲ ˡᶦᵏᵉ ᶜᵒᵐᵐᵉⁿᵗ ˢᵃᵛᵉ ˢʰᵃʳᵉ
https://whatsapp.com/channel/0029VaIaRFI11ulVoyTcWu1z