The Voice Online News
The Voice Online News
June 12, 2025 at 06:45 PM
*Mhamha vangu vakajoiner watsapp nezuro ....* *She said 🗣️-"mmm Phinias, watsapp registration inodya Mari maiwe mwanangu "* *Me 🗣️-"mhamha handisi kunzwisisa 😳!"* *She said 🗣️-"(vachifemereka )ndati kune munin'ina wako Eugie , ndiitirewo watsapp muphone yangu ..ndiri kungo spender Mari .."* *I was confused,ndakatadza kuziva Kuti mhamha varikutaura nezvei 🙄..* *Kwechinguva ndakabva ndava ne clue manje ndakabva ndabvunza ...* *"Ohk mhamha mukutaura DATA here "* *She said 🗣️-"(vachishamisika 😱)manje nderipi iroro mwanangu ?🙆🙆🙆* *Ndinovimba ahusikuda imwe Mari ..nekuti ndapa munin'ina wako $3* *for chatting permit* *$2 ye status update* *$5 yeku sender message* *$4 for profile pic permit ..* *Masikati ano auya futi akati watsapp iri kuda $5 for international watsapp passport...handina kuziva Kuti watsapp yacho inoda Mari yakawanda kudai ......🙄"* *Me 🗣️-"manje apa pakudiwa Watsapp Verification Number (WVN)ndoyekupedzisira ..* *Parikudiwa $12 kasina Basa ..* *Asi imimi chindipai henyu $8 ndozokuisira imwe $4 pamusoro .."* *My mom was very happy , 🤗..vachisekerera smile plus mufaro ..waita Basa mwanangu nekundiwedzera Mari...vakabva vati all these good things u are doing to me my kids ,your children to will do more than that kwamuri ..nezita ra JESU ..mwana komana wa MWARI 🙏🙏🙏..* *Manje handisi kuziva Kuti ndoti amen here pakadai ...😭* *Ndatya... mhanya nacho kune rimwe group😂😂😂* *Follow The Voice Online News WhatsApp channel:* https://whatsapp.com/channel/0029VaPRQqTHrDZdGRK5yH43
😂 4

Comments