
Zim Shona Jokes🇿🇼
June 2, 2025 at 09:54 PM
😎Mharidzo yanhasi:
*Kana mukadzi wako akatadza kubika no problem. Uri mumarriage hausi murestaurant, bikawo kkkkkk*😂
*Kanawo murume akatadza kukupa mari no problem, uri mu marriage hausi mu bank, shandawo*
50-50%😂😂😂😂😂🙌🙌🙌👏👏 davira amen inobhowa satani😆😆
Follow now🔥🔥✅

😂
🙏
❤️
👍
😮
👏
❤
😢
🤣
61