
Zim Shona Jokes🇿🇼
June 3, 2025 at 03:48 AM
*Uchiti wakuda kuchema parufu wonzwa umwe achidaira fone achiti "Hallo I say I am at the ďîé " 😝😝wochiti rega nditarise pasi ndisaseke woona gogo vemufi vakapfeka banana, apa dziri shutaz futi* 😁😂 *uchiti ubude panze woona mufundisi akapfeka tie yakanzi Zengeza 4 primary*🤓🤓🤓🤓🤓
https://whatsapp.com/channel/0029VadDeWOCnA7mqXmG0930
😂
😀
❤️
😢
🙏
32