Zim Shona Jokes🇿🇼
Zim Shona Jokes🇿🇼
June 3, 2025 at 05:54 PM
*Mukadzi wangu anenharo. Ndakambomuudza kuti imbwa yawatenga iyi ichatiparira yaruma vanhu. Nhasi yadzingirira mai vepanext vachibuda mubathroom kunogeza. Vatozopona nekutizira mubedroom mandanga ndakarara apa tauro ravanga vakamonera ranga radonhera panze ndobva vasara varinaked vasina kupfeka. Ini pandanga ndobvisa bhandi kuti ndirovese imbwa mukadzi wangu abva apinda achibva kubasa. Now I'm trying to explain zvirikutora nzvimbo iye avakungopopota zvisina basa. Humwe hudofo soo.* https://whatsapp.com/channel/0029VadDeWOCnA7mqXmG0930 😂😂😂😂
😂 😮 🧱 20

Comments