QUEEN ZEE NOVELS
QUEEN ZEE NOVELS
June 10, 2025 at 06:59 PM
*🩵MARANATHA🩵* Written by QUEEN ZEE Channel https://whatsapp.com/channel/0029VaJLQ46IiRp06EnIXi2T WhatsApp group https://chat.whatsapp.com/JMtqk1OS11m8BYsy5WSjuF Book *#1* CHAPTER *06* *MARAH* Ndakazobuda mumba pava paya taiva tangosara vashoma vamwe vaiva vatoenda ndakaenda mukitchen maiva nevanhu ndakanogara pedo namainini vanhu vaitaura nyaya zvavo. Maitaurwa kukura kwakaita ana mhamha ndakatombo kanganwa nhamo ndikatanga kusekawo hangu. Takapakurirwa sadza tikadya ndakangodya zvechirango ndikasiya "Ayehwa asikana pedzai sadza renyu tone" "Gogo ndaguta" mukadzi wasekuru aiva adaro sekuru vaiva hanzvadzi yamhamha vaizvarwa vari 6 mumba mavo 2girls ne4boys asi pavese mhamha vangu ndivo vega vaiva vashaya kwaiva kwasara 5 "Iwe mukadzi waThobias siyai muzukuru wangu musamu manikidza kana adya zvishoma izvozvo zvirinani" "Haa mhamha ndachida muzukuru wangu anatsodyawo honai akutodzikira" "Haa musiyei weduwe achiri mumarwadzo anoda kuhira " "Iiii gogo kunonzi kuhealer" ndakadaro ndakuda kutoseka "Haa ibvapa chidya sadza tone izvezvi upedze aubatsirike uchingoti rugumha memazi zheve sabambo" Gogo vaitaurisa hayaas ndovandainzi ndakatodza asi gogo vaiva worse vaiva vakafirwa nemurume wavo kare mhamha vaiti ndaiva ndichiri mucheche hangu. Zvakafanana kazhinji pataienda kumusha kuma holidays naMira nevamwe vazukuru vavo tinenge takawanda vaigara vakatiudza madananiro avakaita nasekuru pamusha pagogo paiva free gogo vaitida tose vazukuru vavo kungoti team racho raiva risina kukwanisa kuuya kunhamo vaiva kuzvikoro asi nyaradzo yaiitwa pamaholidays ndopatai zovaonawo. Taiti tiri paholiday gogo vaigona kuburitsa maziwashen hembe dzemunhu wese voisa mazidish avo vogara pasi vachiwacha kungoona mai nhingi vapfuura nekugate votomhoresa vachishedzeresa wotoona iyo chembere yasimuka yotoenda. Tosara tanzi Mara naTadiwa naPrudence sarai muchiwacha ndodzoka ava vaiva vana vanasekuru vangu towacha vozodzoka tatopedza washen tayanika vosvika vachitoti bikai chikafu chenyu mega ini ndakaguta ndadya kwamai nhingi, ndozvaiita muchembere. Ndakazodya sadza racho ndikapedza takarongedza maplates tikamboti garei hedu tichitandara gogo vakazoti vatanga kutaura nyaya dzavo nasekuru "Haa sekuru venyu vaindida vazukuru kwavari ikoko ndamusuwa mudiwa wangu Joshua" "Mhamha matotanga so nyaya dzenyu ini ipapa mogona kutanga kuchema ndakunorara hangu" ndimainini vakadaro "Iwe Rudo gara pasi apa ndikuda kutokuudzai madirwo andaiitwa nababa vanyu" "Mhamha everytime tikauya kuno amuregi kutaura ende nyaya yacho takutoiziva" "Ibvapa uchingoti musoro wakazara mvura buda muno kana usingadi ndokutema nehuni izvezvi" vanhu vakabva vaseka vakazochinja havo nyaya gogo takazono rara apa takanorara muspare vanhu vaiva vava vashoma kaa that's why pamba pagogo paiva nekitchen yeuswa koti 2 imba dzemarata paiva neyekutanga yaiva ne3rooms yaiti sitting room, bedroom ragogo kozoti imwe room yaiwanzo kushandaiswa nesu vazukuru pataiuya kozoti imwe yaiva ne2 rooms dziva nemadoor panze aya aiva maroom aishandiswa nana sekuru ana sekuru Ndakarara naMira namainini takanamata hedu ndokurara mangwana takamuka makuseni takaita basa ndokupedza pakapihwa tea vanhu vakamwa takasuka maplates nekunogeza takasimuka kuenda kuHarare ndakaenda namainini nanasekuru vaiva 2 chete vamwe vaiva vasara vaiva voda kudzokera kumabasa, Mira aiva asara nagogo KuHarare takasvika around kuma 12 taifanha kurara takumusha pakasvika zirori rihombe chairo takapinda mumba ndakatanga kurongedza zvinhu zvedu property yamhamha yakatanga kuiswa murori chaingosiwa zvinhu zvemusitting room nezvemu spare medu nekuti ndozvaiva mubedroom namhamha before vatenga zvavo, ndakanovhura bedroom ramhamha maida kutorwa zvese zvaivamo Ndakagara pabed pamhamha mamemories akabva auya musodzi yakatanga kuyerera ndakatora pillow yavaiva vakatsamhira musi wekupedzisira ndakaihugger ndakuda kuidzorera ndakaona pane paper ndakaritora raiva rakanyorwa *Ndinozviziva uchada kutsvaga chakandiuraya mwanangu asi siya zvose kunaMwari usada kuchera gomba rausinga kwanise kufushira ndakazama pandaikwanisawo kuti muve nelife irinani I know une mawishes awaiva nawo kubva uchikura asi zvakakona ndakaedzawo zvandaikwanisa. Now siyana nezvimwe ugadzirise ramangwana rako avasi vese vanhu vari pedo vachakuda usavimba nemunhu zvekudaro chero zvikanzi ihama auzive munhu zvaanokurongera muhupenyu shinga Maranatha uri chiedza mwanangu namata usare uchichengeta munin'ina wako zvakanaka ndinokudai* Ndakatanga kuchema mhamha vane sure vangada ndisiye munhu akava pfuudza ndakangozvi gashira ndakazvisira mumaoko aMwari ndiye anoziva zvekuita nemunhu iyeye ndakabuda mumba vanhu vaiva vasati vapedza ndakafunga kuenda kunoona mai Peter ameno why ndaingonzwa kuda kuvaona. Ndakasvika vari panze paverandah vaitochema ndakavasiya ndakaenda kuseri kwaiva nefront door ndakanzwa noise kubva muimwe room yaiita sevanhu vari kuita mutambo wevakuru ndakaisa nzeve yangu padoor ndakanzwa vanhu zvesure ndakaramba ndakamira ipapo vakasvika pakupedza ndiripo. "Ohh mushonga uyu umuisire muchikafu chake futi anofanha kufa slow slow zvekudaro achirwadziwa usakanganwe kuisa uya wekuti site chidzoyi" "But mai Tarie you know kuna Mai Peter zvichatira time ano nyumwa dzimwe nguva orega kudya chikafu and she's a prayer warrior" "Hahaha ukushanda can't you see akutisiya tichiita zvatoda plus handi ndakakuudza kuti Peter ahasi mwana wako that's why akadzikama cause she know unogona kungomudzinga iye asina kwekuenda ahana vabereki kauya" "Yes hunnie chindipa last round ndiende" "Ayehwa andichada rega ndimhanye ndoda kunoona mufundisi ndikuda vandipe mari iya plus you know mufundisi is too big for me wakazviona paya paakakupa so ndikakupa ndoneta ndikatadza kuzova fadza" "I know but pawataura zvamufundisi hona yabva yanatsa kuti twii handei tese ambonondi ita ma2mins kwakuto sosona kumud***** kwangu" "Mira ndokufonera ndokuudza pekuuya" "Ok sweetie" Ndakabva ndatiza padoor ndikaenda kwaiva namai Peter zvandaiva ndanzwa zvaiva zvandirovesa nehana yes makuhwa ndaimada hangu but iyi yaiva yandityisa vaida kupfuudza munhu ndaiva neconfusion panyaya yababa Peter zvavaiva vataura ndaida kubvisisa kuti zvaifamba sei handi vavanzi ndichakufonera wouya ndaida kuvataimira ndotera "Komai Peter mukuchemei" "Mara waita mwana hupenyu hwakangooma ndonzwa kusemeswa chaiko ndaisambo funga kuti zvichasvika pakudai" "Kochii" "Vanhu vangaite zvakadaro pamberi pangu kutorarana ende mai Tarie muroyi chaiye " Dai vaiziva vari kurongerwa rufu kaa vairwadziwa chaiko ndakangova simbisa kuti zvichanaka ndakavaudza vasangodya zvese zvese vakatoti vaidya zvavanenge vabika vega nekuti vaiziva vaigona kurongerwa dhende ndakaenda kumba hangu ndikasvika vanhu vakuda kutopedza ndakati andingamboende ndisina kunoona makuhwa ndakakumbira mainini phone yavo ndakataimira paroad ndikaona Baba Peter vakutora road yekumagum ndakatera kusango iri kwaisanyanya kufamba vanhu kwaityisa ndakaisa zvivindi paside. Ndakataimira hangu vakaburuka mumota vari 2 baba Peter naMufundisi vakabva vaenda paivanemazi huswa ndakanyangira ipapo ndakabva ndahwanda ndakaona vanhu avo vatotanga kukisana vakuto bvisana matrouse iiii ndakavhunduka baba Peter vakakotamiswa vakabva vabayirirwa murume mukuru kutanga kutochemerera ndainzwa kuda kurutsa musodzi yangu yakatanga kuyerera ndaisaziva vaiitwa mainini neumwe murume ndozvavaireva paya..... Uku ndaitora video Ndakasimuka paya ndakuona mai Tarie vakuuya side randaiva ameno vaidei ndakahwanda pane umwe muti hangu hope ndaiva ndisina kuonekwa..... Vakasvika vakaita wet vakadzokera ndakabva ndatonyahwaira kubuda musango umu ndini uyo chitsoka ndibereke kudzokera kumba ndakasvika ndichifemeruka ndikabva ndanogeza ndainzwa kupindwa nechando chaicho iko kwangu kuda makuhwa now ndaiva ndaona zvisina zera neni..... Ndakatora hembe mubag ndikachinja ndakabatidza phone ndikabva ndaenda kugallery raiva ririko video riya mainini vaiva nedata data ndaka creater ghost account paFacebook ndikarikanda ipapo ndikabva ndadeleter account iya ndaiva ndaiita log in nerimwe line raiva rangu rakudhara ndaiva ndisina kuri register hangu ndakabva ndadeleter video muphone ndikabva ndagara hangu zvinhu zvakapedza kuiswa hazvo pakabva pazvika Benz makaburuka murume nemukadzi, mukadzi iyeye aiita kuzvinzwa kani Murume uyu ndakaona kufanana kwake naMira ndikabva ndatoziva kuti ndidaddy ndakaita sendisiri kuvaona hangu mukadzi uya aiva chidhafu apa aiva akapfeka trouse apa munhu uya ane chicken body face aiva nayo hake asi waitoona kuti hutsinye ndopamusha "I hope matora marara enyu ese mukasiya zvinhu zvangu" ndimai vaya "Ehe tatora makeys aya isu takuenda" "Kochisalon icho mukufungei nacho" "Ichauya ichibviswa now kwakudoka " "Ayiwa musada kuwana kudzoka pano kokana mukuda kukanda mushonga wenyu pano andikuonei mushe pamwe ndimi makauraya hama yenyu muchifunga kuti muchatora imba" "Mai imi mukwane manzwa mutiitire mushe ahhh" "Ehh ndidzikamirei chibudai tone mangwana muuye muchitira chirugwi chenyu ichi ndoshaya vanhu vaiuya kuzorukirwa umu vaiva normal here" Apa vaimbopindurana namainini ndakazovapindura ndatoona kuti mother inoonererwa hayo iyoyo salon yakaiswa namai vangu vodaro sure "Mother amusi makuzvinyanya here ndokusiyai ndakutyorai " "Hey young girl taurawo nemukadzi wangu zvakanaka Mai vako avana kukudzidzisa hunhu here" "Baba imi mundikwanire henyu" ndakabva ndanopinda mumota vamwe vakazouya "Apa takutonorara kuDzivaresekwa kumba kweshamwari yangu tozouya tichibvisa izvi ana sekuru vakutoenda kumusha nezvinhu isu tinotera mangwana" "Ok mhamha" "Usaise mashoko ataura namai vaya muhana" "Hakana andimbodaro" Takasvika kumba kweshamwari yavo vaiti vakadzidza vose ende vaiwirirana takarara ikoko manheru musi uyu kwakanaya takamuka tikagadzirirwa tea tikamwa takabva taenda kuya takasvika pacorner paMufindisi pane noise pakazara vanhu ndopandaka remember video randaka poster mainini vakamira takaburuka tikaenda pamba pacho takasvika Mai Mufundisi vachitotakurwa neambulance Mufundisi vaiva vakatomira kunge everything is ok instead yekuti vanyare Vanhu vamwe ndovaishedzera vachivati Satan vamwe ndovaitaura zvavanoda vamwe vaiva shora mai Tarie ndakavashaya Baba Peter ndovandakaona vakuuya vakabatiranwa vairatidza kuti avasi kugona kufamba ameno takabva tabva ndokuenda kumba takasvika saloon yatodonhedza Mapuranga akaita kunge akapiswa ndakagara muvhu chaimo ndaitoti ndozovhura salon kumusha kumashops lucky zvinhu zvangu zvaiva zvakabuditswa zvakarongedzwa zvakatoenda kumusha masofa nezvese zvataiva takasiya zvaiva panze zvakatonaiwa nemvura takano knocker padoor mukabuda chembere yaiva yato kwegura zvayo yakatipinza mumba ungazomu ziva kuti ndimo mataimbogara here vaiva mane furniture nyowani kumadziro kwaka turikwa tv ihombe Aya masmart tv Mainini vakataura zvataiva tafambira "Handi ndiwo aripanze endai munomatora zvee" "Ok mhamha regai tiende" "Endai pano andidi kukuonai futi pava pangu munhu aitinetsa takatomu bheutsa saka imi atidi kukubheutsai futi" "Zvakanakai regai tiende" "Musarega kutakura tsvina yenyu iri panze andidi zvemutauro" Takanotora zvima piece zvechi cabin chiya tikaisa mumota takazonorasa kumabin takuenda takaona vanhu vaya vachiripo mainini ndopavakati vaida kunzwisisa kuti chii chakaitaitika takaburuka vakanotaura neumwe mukadzi aivapo "Haa asikana zvinonyadzisa zvinogumbura zviripano Mufundisi vaiita baba vakarara apo mainini apa baba ava vakuti avasi kugona kana nekufamba nenyaya idzodzo hanzi nezuro mufundisi akanyanya zvakatooma" "Yuwii asikana nyika zvayashata saka mufundisi vakuti" "Varikungoti munhu akafambisa video iroro vachamubata chete hanzi apana chandonyara nacho cause ndakafadza nyama yangu" Takuda kupinda mumota ndakanzwa kudanwa kwezita rangu yaiva momz yaimbotengesa paside pamhamha vandaka rukira mwana wavo vakati vachandipa mari yangu "Hesi Marah nematambudziko kaa" "Akaonekwa" "Ndaiva ndakambo famba famba saka ndakadzoka ndichitonzwa nyaya iyi ndakarwadziwa your mom was a humble person" "Yes sure regai tiende ndakuenda kumusha apa ndokwatakuno gara" "Ohh rega ndibva ndakupa mari yako wakaitabasa" vakandipa $10 yangu Takapinda mumota ndakabva ndafunga kunoona mai mufundisi nekuvaoneka tisati taenda ndakaudza mhamha vakabvuma takaenda vaiva vaenda paGomo zviri obvious ndokwaiva kudhuze takasvika tikataura nyaya yedu vakaenda nesu kwaiva nemai mufundisi vaizikanzwa ava takapinda mavaiva vaitochema "Mhamha " "Marah huya pano" Ndakaenda pavaiva ndakavaudza kuti ndakuenda "Ndarwadziwa mwanangu ndaisatarisira zvakadaro ndikuona munhu akaita izvi azopinda mutyatwa I know my husband he will do anything kuti munhu iyeye atsakatike nekuti afumura secrets yake" "Zvakatooma mhamha isu takuenda mosara bho" "Wofamba zvakanaka mwanagu bye unamate dear" Takabva tabuda takano pinda mumota mainini ndokurova road vaiva nemota iya maHonda CRV vaiva havo netunhu twavo murume wavo aishanda Dubai vairarama havo life iribho kumba kwanamhamha kwese Ivo nevamwe sekuru vahombe ndivo vaiva nemari kozoti sekuru Joe vaigara kuKwekwe vaiva vasati varoora havo asi vaiva netumari.... Mainini vaingodemba demba zvaiva zvaitika kwatabva plus zvaiva zvakaitwa saloon yangu takasvika kuSanyati amasikati kuma 2 ikoko. Stay tuned CHAPTER *07* *POLITE* Pataiva takubuda muhotel ndopandakaona mukomana uya wekumbouya kumba ariwe kuMusonzi family akauya pataiva namhamha akavamhoresa akatanga kutaura navo "Popoe asi aumhorese vamwe here" "Hey urisei" "Ndiri bho hangu Pola kurisei kumba" Paakanditi Pola ameno zvandakanzwa ndasati ndambodanzo vanhu vaingonditi Popoe kana kushedza full name "Kuri bho hako" "Popoe uyu anonzi Divine ndolast born yamai Musonzi handi waingonzwa kuti vane mwana arikunze ndiye uyu" ndimhamha vakadaro "Ok Dee ndafara nekukuziva" Takazo enda kumba ndaingo smiler ndega ndiri munyika yangu ndakazonzwa mhamha vakundi zunguza "Wakupenga here iwe ndabvira kare ndichitaura newe usinga daire uchingo zhinya ipapa" "Ahh mhamha mamuchitii" "Andichato taure cause andingataure newe ndoita kunge ndikutaura ndega" "Saka ndozvamandi zunguzira here izvozvo madii mandisiya kana musiri kuda kutaura" "Sorry Princess ndachida kukubvunza kuti arisei Divine" "Handi patamuona ati aribho here nhayi saka ini ndadii wamuri kubvunza kuti arisei" "Yuwii nyarara hako auna muromo" "Zvamunonditi andina muromo ndimi makautora here" "Taura neni seuri kutaura namai vako not your friend" Ndakabva ndatova nyararira takasvika kumba ndakashedza Julie kuti auye kuzo takura zvinhu aise kuroom kwangu ndakapinda mumba ndichi bhidhaira ndakasvika nekungo pfura musitting room andina kumbotarisa kuti maiva nani. "Ehh chisikana dzoka apa" Ndopandaka cheuka ndikaona vari daddy vaiva vadzoka ndaiva ndisina kumbozvitarisa pataiva tasvika kuti mota yavo yadzoka ndaiva ndakato dumbirwa hangu Ndakaenda kwavaiva ndaiva ndakutya vaisamboda zvisina basa baba vangu "Gara apa tone" Ndakagara pavaindiudza ndakatsikitsira "Maswerasei daddy" "Taswera kwakurisei kwamanga maenda kumapfuura mhepo muchi spender henyu mari dzatiri kushanda hedu idzi tichitadza kurara" Ndakamedza mate pahuro paiita sepaoma ndakashaya kana simba rekusimudza muromo luck mhamha vakabva vapinda vaka mhanyira pana daddy ndakabva ndasimuka kuda kubuda "Koma kuendepi futi nhayi ndati ndataura here nyaya yandakushedzera" "Ayehwa amusati" "Hoo chigara hako pasi iwe Mai Polite zvawauya zvatonaka ndikuda kukudzai kuti Paida akudzoka pano pamba mangwana mwana wangu ahangambo gare kunze seasina baba ini baba vake ndiripo" "Nhayi tembo handi atova nezvinhu zvake here" "Saka Lee ahana zvinhu zvake here asi achingoripo Paida kubva kwake pano achabva nemuchato musingade muchida iwe Polite andidi kunzwa macomplains ako kubva kuna aunty vanga vakuda kutosiya basa makasvika varipo and muchaenda muchisiya varipo zvee iwe Mai Polite ukuregedzera mwana uyu uchazozviona hako kumuita spoon feeding chaiyo ini vangu ndakarera ndikapedza I think iwe Natasha ndakaita wrong turn chaiyo" Vakabva vasimuka vachienda ndakashaya vairevei pavaiti vangu ndakarera ndikapedza ndakati ndibvunze mhamha "Konhayi mhamha daddy vavachirevei pavati vangu ndakarera ndikapedza" "Kouka pfurwa nezvimwe unobvei" "KoPaida akutodzoka saka" "Ehe handi wanzwa zvataurwa nababa vako here" Ndakabva ndanyarara hangu ndakatoona kuti chembere uyi yaiva yava nestress hayo ndakasimuka kuenda mukitchen ndaka tanga kudya chikafu chandakawana chiri patable raiva rice nemince apa zvainaka sei Julie ndopaakabva apinda ahana kumbotaura akangondi tarisa achibuda panze Pasina time daddy vakabva vapinda mukitchen ndaiva ndakatogara pamusoro patable ndichidya "Kochikafu chachiri apa chaendepi" "Ndochandiri kudya" "Chachiri chako here" "Izvozvo andizive and azvinei neni hangu ndangotora" Eish ndakaerekana ndadirwa mbama kutokanganwa kuti ndaitaura namdara rice racho rainyanya kunaka weduwe vaiva vasati vakambondi rova kubva tichikura asi musi uyu vakandi simudzira mbama tichikura vanhu vaigara vakarohwa ndiLee naPaida . Ndaka screamer mhamha vakabva vauya mukitchen ndofunga vaiva vanzwa noise vakasvika ndakabata dama rangu ndichi svinha musodzi "Kochii" Ndakabva ndavaudza zvaiva zvaitika vakabva vano vhura mapoto aiva pastove "Konhai baba Lee wani rice ringo rimo wani" "Iwe Natasha nyarara andisi kutaura newe wanzwa, iwe nyarara ndisati ndakuridza imwe mbama chii chauno chema ipapa ndakurovera kutora chinhu chausina kupihwa 2 unogara pamusoro petable wakauya netable here iwe 3 auna mukanwa moita sekunodzi makaumburuka dzetse nechidembo ndichaku gadzirisa mfana mira uone kana mai vako vakatadza kukuraira ayisi mhosva yangu" "Konhayi tembo zvese zvamakutaura izvozvo zvinei" "Iwe mai Polite nyarara hako" Mhamha vakabva vatonyarara tichikura mhamha vaingoshedzwa kunzi mai Lee but kubva zvakaenda Paida vaiva vakunzi mai Polite ameno ndakasiya plate iya pandaidyira ndikaenda kuroom kwangu ndakanorara hangu nemusana pabed ndikatanga kutaura nemukomana wangu Stanley. Aitotaura hake zvekuti andisuwa kana neni ndaiva ndamusuwa taiva tava netime tisina kuonana ayiti ari busy nebasa Stan kumba kwavo vaiva nemari asi vaigara kuHillside havo kumba kwavo ndaizikanwa asi kwedu anga asati akuziviwa ndaitya baba vaya. Akabva ati akuda kundiona mangwana ndakafara cause ndaiva ndatomusuwa munhu wangu. Ndakazobuda muroom mangu ndikaenda musitting room maionekwa maIndians namhamha takatanga kuona dzaiva dzatova around5. Julie I think aitobika cause na6 ndopataidya takatanga kuona tv apana aitaura neumwe The Evil Eye yakapera kwakuda kutoitwa Lost in Love ndopatakabva tashedza patable kuzodya daddy vakauya vanenge vaiva muoffice mavo. Daddy vakanamata vakavhura mabowel vakatanga kuzvipakurira raiva sadza nemubora unedovi nechicken ndakashedza Julie nerespect ndaitya daddy "Aunty you know andidye mubora andiufarire" Mhamha vaingova zii vachidya havo "Ma'am Polite ndozvandanzi nasir ndibike" Vakabva vatoenda ndakasara ndakatarisa zvinhu zviya ndakapakura sadza ndikatanga kudya nenyama chete vanhu vakapedza kudya vakatobva ndakapedzawo ndikasimuka ndikasiyawo zvakadaro. Ndakabva ndaenda kuroom kwangu ndikano geza ndikapfeka night wear ndikapinda mumablackets ndakatanga kutaura nemukomana wangu akabva andikumbira manude pictures ndikamu tumira ndozvataita aiti anenge achida kuona zvinhu zvake zviri sei akabva atumira ake ndakabva ndatowedzera kumusuwa taiva tava netime tisina kurara tese ndiye aiva virgin breaker wangu NaStan takatanga kudanana ndichiri form 4 iye aiva ne24 mazuva iwawo now aiva atova ne26 aikwanisa 27 ndaimuda munhu wangu musi waakandibvisa virginity ndaiva ndava form 5 hangu azvina kunyanya kundirwadza cause ndakahupa munhu wandaida. Ndakazorara kunenge kuma 2am ndopaaiti aiva ava nehope ndakarara ndakamuka kuma 10am ndakageza mazino nekuface muroom mangu maitsvairwa namhamha or aunty ndakaenda downstairs ndakasvika mhamha vari patable vachidya ndakava mhoresa ndikatanga kudya vairatidza vaiva vava nani havo cause taito taura nyaya ndapedza ndakaenda kuroom kwangu ndakatanga kutaura nabae achiti ndiite chiuya aida kuswera neni. Ndakageza ndikapfeka kabody hugging dress kangu keblack kaisvika muzvidya neJ1 yangu ine red newhite ndakagadzirisa weave yangu ndikapfeka denim jacket rered ndakatora purse yewhite ndakabuda ndikaoneka mhamha ndakavati ndaienda out nemafriends angu ndaiva nemafriends akawanda but Mitchy ndiye aiva close. Ndakadriver mota yangu ndaienda kunomuonera kuMelbourine kumba kwake ndakasvika ndikaridza hooter gate rikavhurwa nagate man ndakapinda hngu ndika parker ndakabva ndaburuka Ndakapinda mumba ndikamuwana akarara pacouch ndakamuyeva Stan aiva nebody ine six pack aiva munhu mutema but hutema hwake hwainakidza aiva ane maziso mahombe mbijana aiita kunge ari red so semunhu anorwadziwa nemaziso zvaiva sexy aiva ane ndebvu dzaiva akagererwa zvakanaka aigerwa macut ende aimufita aiva akanaka hake munhu wangu Akauya pandaiva akandi hugger nekundipa kiss akanditi aida kubikirwa something basa ndaiigona hangu asi Mai vangu kwaiva kungondi yemedza havo cause pachiri naPaida taimukira kuita tichibatsirana naaunty Ndakamugadzirira something akadya akati aida kunogeza ndakaenda naye kuroom kwake akaenda kunogeza ndakasara ndichibvisa hembe dzangu ndikapfeka t-shirt yake akadzoka akasungirira DT "Babie ndandakusuwa shaa nhasi dakunatso kukukwira heavy" "Kana neniwo my love ndandakusuwa" Akatanga kuzora mafuta hake bvaabvisa towel akasara asina chinhu Stan ndanda mujaira ndaiva ndisi samunyare akauya pandaiva bvatanga kundi kisser ini ndaiita hand job pad*** yake akabva andipushira pabed bvaauya pamusoro pangu akandi bvisa hembe yandaiva ndapfeka bvaatanga kundikisser achibata maboobs angu zviri gentle akabva adzikisa muromo wake achiendesa pamazamu angu akatanga kuma sucker zvaiva nenaku nakidza soo ndakatanga kushinyira "Ohhh awch mmmmm kunaka" Akabva amira bvaandi tarisa mumaziso "Sure here mukadzi wangu" Ndakango gutsirira musoro chete akabva atanga kundiira finger fuck akaisa zviri 2 ndainatsonzwa kunakirwa chaiko akatanga kudonza mati*** angu zvainakidza so ndakabva ndanatso vhura makumbo aiva andinonokera akabva adzoka kumuromo wangu akatanga kundi kisser akabva asverera condom kubva zvaakandibvisa huvirgin ndopenga paakaita asina protection hanzi hee andidi uite nhumbu handi ndaingomwa maMA here Ndakabva ndamumisa "Nhasi imbondiitai zvakadaro daddy" "Are you sure ndotya uite nhumbu usati wapedza chikoro xaa" "Ndichatsvaga maMA ndakubva kunoku " "Kungoti zvinhu zviya andizvi truster zvogona kusashanda asi anyways ok mira ndikumamise nayo iri nyo** nhasi" "Ok daddy f*** me * Akabva atanga kundikisser futi ndakabata uyu yake ndakuda kuipinza akabva abata ruoko rwangu "Ummm daddy musadaro isai" ahana kundi daira Akatanga kundi kisser futi bvaatanga kundiita finger fuck nezvigumwe 2 akabva azotanga kupuruzira kabeans kangu zviri soft soo ndakatanga kugwina so ndikabva ndaproducer "Mbjgcfvjjdssrghh ohhhh fuck me kani" Akabva atanga kuipinza mbijana ombo buditsa eish aakundi uraya nezemo munhu uyu akazoipinza ndakanatso inzwa "Ummmm daaaaaaady kani mmmmmm" akatanga kukoira mbijana mbijana akazotanga kuita fast sezvo raiva first round takaproducer tese same time Ahana kuivhomora akatanga kundibata bata irimo ndikanzwa yakumira futi akabva ati ndimuke ndirare nedumbu auye kumashure ndakaiswa pillow nechepadumbu ndika simudzira magaro mudenga mbijana ndakanatso inzwa ichipinda ndakanakirwa hangu "Ahhh yapinda unondiuraya kaniiii mwana wavamwene mai vangu kanii" Akatanga kukoira arikumashure ini ndaitambirirawo akabva anditi ndirare neside ameno munoiti style iyoyo iya semunhu adonha pabike ndakarara akatanga kundikwira nayo ndainatsonzwa uyu yake ichindi baya chibereko akati koi koi ondi kisser achindiudza madiro anondiita Takazopedza tikabva tanogeza takatanga kuona movie aiva netv mubedroom ndakaswera naye zvakanaka ndisati ndadzokera kumba takaita rimwe round apa ndaiva ndakabatiswa kumadziro kozoita pamwe ndakagumha madziro ndakasimudza 1gumbo mudenga rimwe rakatsika pasi iyoyo yakandinakira zvisingaite ndaishaya kuti why taita hedu necondom iyo yeke yeke ichinaka kudai pakunogeza akandiita futi mubath ndaiva ndakaita kakugara patub iye akabvugama mmm ndakanakirwa hangu ndaiita sendichamuti andichade kudzokera "Iiii babie unonaka zvisingaite haa ndichagara ndichikurova nyoro hangu Uri sugar" "Kana nemiwo daddy munonaka henyu nhasi mandigonera" Akazondi siya pamota ndikaenda kumba ndakasvika nekuenda kuroom kwangu kana manheru musi uyu andina kudya ndaiva ndakagutirwa chaiko nefood yandaiva ndapihwa naStan ndakango taura naye zvema 2mins musi uyu ndikatorara makuseni ndakamuka ndichiita kunzwa muviri uchirwadza mumajoins angu ndakageza ndikapfeka maPJ angu ndaitoswera ndakarara nhasi chete ndakaenda down stairs kwaingova namhamha "Paida akuuya nhasi" "Horait iribho" Ndakadya cereal ndikadzokera muroom mangu ndopandakabva ndafunga kuti ndaiva ndisina kutenga maMA ndakanochinja ndikabuda ndakanotenga kupharmacy ndikamamwira muroad ndika funga kupfuura nekwana Mitchy. Ndakasvika mhamha vake varipo vaiva vakagara panze ndakavamhoresa vakati aivamo mumba ndakapinda ndikamuona achiona macartoon takamhoresana "Konezuro ndaiva naStan kaa" "That's nice aiva sei hake" "Aiva bho xaa apa zvatakaita nezuro mmm ma1 xaa ndakanakirwa" "Watotanga nenyaya dzako ini andidzifarire mukomana aharambidzwe asi kurara naye ndokuita sei nhayi" "Uchazo zvinzwisisawo wakupihwa zvinhu zviya zvinonaka" "Hoo saka wavasiya varisei vanhu vakumba kwenyu" "Vavari bho apa hanzi Paida akudzoka kuzogara kumba xaa" "Good news kaa idzi Paida munhu bho ndomufarira zvekuti ndine this day randakamuona mutown ane mwana wake apa kari so cute iwe apa iye Paida asimba zvekuti akatondi tengera lunch" "Nyaya iyoyo unogara wakai taura hako" "Kungotaurawo hangu Paida ahanyime panewe" "Xaa tese tine mari kudzimba dzedu unenge uchida ndikutengere lunch kuti zvidii ndiri mukomana wako here" "Hayaas ngaipere hayo" Takazoswera tese tichinakirwa Mitchy mukomana wake aigara kunze kwenyika ainzi Tylor vakatanga kudananana tiri mabook 5 mukomana wake aiva book 6 akazoenda kunze tama form 6 ndokwaaiva kucollege mukomana wake aitozikanwa namhamha vake Ndakaenda kumba time dzaiva dzakuma 5 ikoko apa ndaiva ndabuda kuma 11 ndakapinda mumba ndikaona kamwana kaitamba tamba mumba apa ngakanake hako kakandisekerera ndika waver ndakabva ndaenda musitting room maiva namhamha naPaida iii aiva ava chibabie apa airatidza kuti akuzvidyira mari yake zvakanaka apa aiva akarukwa zvakanaka guma rake raisaoneka ameno aiva akatodza ani mhamha vaiva vasina even daddy. Stay tuned CHAPTER *08* POLITE Ndakagara pasi ndakaita sendisina kumuona "Hesi mfana wangu Popoe" "Ndiri bho hangu" "Parisei hapo pano" "Sezvauri kupaona handi paribho here" Ahana kudaira akabva atanga kuita busy nephone yake kamwana kaya kakabva kauya kuzogara pamakumbo angu kaiva kamusikana apa kaiva nechocolate skin samai vacho kufanana ameno kaiva kakafanana nani pamwe ndibaba vacho Kakatanga kubata bata weave yangu ndikakabvisa pamakumbo ndaisazvida zvekubatwa batwa musoro "Lerato usabata mhamha musoro mwanangu chiuya ugare apa" Kakabva katoenda kunamai vacho ndakatanga kutaura naStan paphone achiti aiva andisuwa chii chii kana neni ndaiva ndamusuwawo. Takazo shedzwa kudining chikafu chaiva chaita daddy ndakazovaona patable ndaiva ndisina kumboona mota yavo panze asi wani "Maswerasei daddy" ndakadaro "Taswera hedu " Vanhu vakatanga kudisher musi uyu paiva nesadza rezviyo nebeef nederere "Hiii aunt mabika favourite yangu chaiyo" Ndimai Lera vakadaro kana Paida aripo taidya naaunty patable "Ndoyandanzi nasir ndibike" Ndakango nyobvorawo zvichikafu zvetraditional ndaisa mbozvida kana ka1 vanhu takapedza kudya tikasimuka Paida ndiye akasara achibatsirana naaunty vakasara vachi rongedza maplates ndakaenda kuroom kwangu ndakashaya kana power rekugeza muviri wangu wairema ndainzwa kakuneta Ndakabva ndakwira pabed ndikatopinda mumablankets nekurara ndakazopepuka pakati pehusiku ndainzwa nzara ndakabva ndadzika kuenda kukitchen ndaka svika pafridge ndikavhura ndakatora polon ndikatora nejuice ndikatanga kuzvidya zvakadaro ndakanzwa mafoot steps aiuya ndakaramba ndichidya aiva Lee akabva apinda akatora mvura mufridge akamwa "Ndiwe hako ukuzviuraya nefood" "Hahaha ehe ndandine nzara hangu" "Ok lil one worara bho Rega ndinorara ndoda kubuda early mangwana by 7am ndofanha ndapa graft" "Ok iribho" NaLee taipesana iye aidzoka kumba kuma 8 manheru ini ndinenge ndatozvi vharira muroom mangu cause pamba paibhohwa waigona kuzongorara waguta mashoko ende aibuda makuseni kuma 7 ini ndenda karara hangu Ndakazonorara ndakangomuka usual time dzangu ndakageza mazino neface ndikachinja ndakapfeka jogger nespaghetti top ndakaenda kunotsvaga something chekudya ndikachi wana ndikatanga kudya hangu yaiva tosted bread ndapedza ndakatora drink nema biscuits ndaiva ndafunga kunogara hangu panze ndichiverenga novel raKing Lee rekuti Hatred then Love. Ndopa ndakaona Paida amira pamberi pangu akabata muchiuno apa aiva akapfeka flared dress aitoratidza kuti ageza ndakamutarisa ndakamuyeva aiva akarukwa zvakamufita apa aiva nemanails akanaka "Konhayi wangu augone kukumbira here chingwa unoti ndinokunyima here" "Ndokukumbira chingwa kuti ndiwe unotenga here" "Ayisi nyaya yekutenga but ndatoaster chingwa wakadya chese 10 slices une sure here apa chachiri changu naaunty plus mwana" "Saka ndotadza kudya here yamhosva here gadzira chimwe kaa" "Ndagara ndikugadzira but next time kumbirawo please" Akabva atoenda hake ndakasara ndichiverenga book riya ndaka erekana ndabatwa nehope ndikabva ndatokotsira ipapo ndakazomuka pava paya phone yaingova mumaoko luck ndasina kuidonhedza ndaizochiona hangu nababa vaya ndakaenda mumba ndikano gara namhamha "Nhasi manheru tikuenda for dinner kwaMusonzi iwewe neni daddy varamba" "Ok kunei" "Uchanoona waikoko" Vakabva vabuda vaiti vanoda kumbozorora ndakazoona Paida akubuda nemwana wake apa kaiva kakachena zvekuti ndakaona akubuda nemota imwe yadaddy iyoyo vainyanya kuifarira Prado vaiwanza kubuda nayo vachienda kumaouting ekubasa Ndakasiyana nazvo ndakatanga kutaura neimwe friend yangu ainzi Elina aiva abroad apa aiti aidzoka mangwana uyu ndowandai pindirana naye panyaya dzimwe so aindi udza mamwe matips epasex chii chii Ndakafara ndakazotanga kuona tv aunty vakandiigira chikafu ndikadya ndikaisa plate patable ndaka continue kuona tv hangu ndaiona Telemundo hangu ndakatovarairwa ndakazonzwa voice radaddy "Ndianiko panapa ane huchapa anosiya plate yaadyira ipapo kugutisa kaa uku vanhu vepano" "Ndini ndakanganwa kubvisa maswerasei daddy" "Bvisa plate andidi kuzviona futi taswera hedu" Vakabva vatoenda kubedroom kwavo raiva kwaro rega kure nemaroom edu, mhamha vakabva vauya "Chienda unotanga kugadzirira time dzafamba" "Ok mhamha" "Upfekewo something chine hunhu" Ndakabva ndaenda upstairs kuroom kwangu ndakanatsono geza nemoyo wese ndikabva ndachoser rimwe dress rangu rearmy green ndoyaiva favourite colour yangu kozotera purple raiva rirefu rine maoko marefu but raitedza muviri plus ndaiva nebody bho ndakabva ndapfeka nemablock heels angu eblack Mhamha vakabva vapinda muroom mangu vakandiita kalight make-up nekundi styler weave yangu zvakanaka, yakabva tabuda vakaoneka daddy Takubuda Paida ndopa akadzoka mhamha vakabva vaburuka mumota vakaenda paiva naPaida ndikato burukawo ndaida kunzwa vaitaura nezvei "Koiwe unobuda nemota yababa vako ndeyako here iwe" vaitaura vakamu nongedzera apa vaiita kushedzeresa zviya zvekuda kunzwikwa "Pane chakaipa here" "Usade kundi bhohwa wanzwa hure remwana nxaa" "Nhayi mhamha amusi makuzvi nyanya here komunondi tuka ndaita sei" "Koausi hure here wanzwa nekurarwa nemadhara kuti uchengete chigora chako kaa" "Heyiiii chii chikuitika panapa" ndidaddy vakadaro vavabuda mumba avangambo tadze cause voice ramhamha raiva nenoise uyu Paida aito taura akazvi ninipisa hake "Ndachimutsiura kuti anobuda nemota yenyu ahana yake here" "Koiwe ndiwe ani unobvunza abuda neyako here ndikunzwe uchiti mwana wangu hure akaku torera murume here akahura nehama dzako here usandi jairira iwe and for your own information mota iyi ndeya Paida yandakamu tengera kudhara madays aaka passer form 6 ndiye akati ndimbo mira kumupa" "Ahhh mota yakadaro iyoyo ini chaiye wakandi tengera GD6 asi uyu Prado " "Chiendai kwamuri kuenda unozo svika maInlaws ako aneta" Mhamha vakabva vandibata ruoko tikapinda mumota vakatanga kuridza masong radio iri pafull blast Takasvika pamba pana Musonzi tikatambirwa zvakanaka vaigara kuGreen Dale ava takaenda kunogara musitting room kukatanga kutaurwa nyaya Dee andina kumbomuona takazoenda patable paiva netuno naka naka takadya ndakabatsira maid kubvisa maplates ndakaona mai vangu vachi smiler vakandi tarisa. Takazono gara pasi ndopaka svika Dee and sister yake umwe ainzi Diana ndiye wandaiziva neimwe brother yake yaiva yava nefamily yayo "Nhayi vana imi inguvai dzekudzoka ndasina kutaura time here iwe Divah" "Sorry mhamha muroad mamune traffic congestion" "Ok mwanangu endai munochinja mudzoke" Vakazouya pava paya vakasvika kugara pasi ndopakatanga kutaurwa nyaya pakazo pinzirwa nyaya mudariro iii ndakafara nechemumoyo kuti vaida ndiwanikwe naDee "Dee ndomusikana wacho uyu wandaikuudza unomuda here" "Ehe mhamha aribho" Diana aiava akangonyarara ndozvaaiva aisataura taura ini ndakabvumawo hangu Dee ndaiva ndamu liker mafirst days andakamuona Takazotaura nyaya Dee akazokumbira kutaura neni takaenda panze akagara pasi "I understand ausi kudawo marriage iyi like me ndangobvumawo hangu for the sake of my parents" "But ini ndokuda Dee" "Pola imbomira ini ndine musikana wangu wandinoda anonzi Ketty ndakamuudza nyaya iyi akati ndingobvuma dai pasina iye ndairamba" Ndakabatikana hangu ndakashaya kana chekupindira "I know unemukomana usazvirambe and munotorara mese andina basa nazvo hangu but ini newe we are only doing this for our parents handi kaa" "Yes ok I love Stan ndichamuudza nyaya iyi" "Ok ngatidzokerei" Takadzokera mumba asi ndaiva ndabatikana ndaiva ndakutomuda Dee ndakazozvi bvisa mupfungwa ndikatanga kufara ndaizomu winner hangu akaita wangu ndaimbonzi ani ini Takazoenda kumba hedu takasvika nekungonanga kumarooms edu kunorara ndakatanga kutaura naStan paApp akati aindida mangwana kubasa kwake kuzomuona yaitova first time yake kundidaro ndakabva ndatomuudza kuti ndine nyaya yandaida kumuudza takazoitana magood night ndikarara musi uyu ndakamutswa nezi knock padoor ndakatarisa time ndikaona kuri kuma 5am chaiko Ndakanovhura door nehasha ndikaona ari Paida akatobata mabroom nemamop ndikatoziva kuti zvatanga nxaa "Ukudei makuseni anaya" "Basa hande tone tobatsirana naaunty" "Enda wega nhayi" "Horait" Akabva atoenda ndakasara ndakarara hangu ndakazomuka kuma 9 ikoko ndakatanga kutaura naStan achitonditi ndichiuya kubasa kwake aiva manager pacompany yeconstruction ndakamuka ndikageza kuface ndaida kutanga ndanodya ndozo geza ndakaenda down stairs ndikaenda mukitchen ndakasvika maplates achitaridza kuti asukwa cause anga akarongedza zvakanaka pasink kuti adonhe mvura Ndakatarisa mumicrowave maiva nechikafu ndakadya ndikaenda kunogeza ndakabva ndapfeka skirt yeleather nemapush nelong sleeve top ndikabuda ndakanopinda mumota yangu ndikaenda kubasa kwake ndakasvika pareception ndikataura zvandaida ndikanzi ndiende kuoffice kwake ndakaenda ndika svika nekupinda akauya akandi mbundira apa aiva akapfeka slim fit suit anga akagarwa nayo "Babe ndandakusuwa" "Kana neniwo daddy" "Ndine nyaya yandinayo zvogona kukurwadza but andina choice cause ndofanha kutoenda" "Kuendepi" "Italy ndichanoita year or 2years ikoko" "Kowhy nhayi uda kundisiya nani nhayi" "Andina option ndikufanha kuno runner business redu ikoko richangotanga saka zvinoda time" "Ok ndichakusuwa" "Kana neniwo mudiwa but tinenge tichitaura everyday nemavideo call hunnie" "Ok daddy saka mukuenda when" "Flight yangu ikusimuka na2pm now dziri kuma 11 saka ndine 1hour chete newe ndoda kunoonekana nana mhamha" "Ohh ok " Akabva atanga kundi kisser ndakabva ndatoti nyaya iya andimbomuudzi paachanoita 1year or 2 anotodzoka ndane mwana nxaa cause ndainzi 2weeks chete ndaiva ndotouya kuzotorwa zvekuroorwa zvaizoitwa kumberi Akabva asiya kundi kisser hake akabva agara neni pasi akatanga kundiudza nyaya atina kuita sex aiti time dzakamurasa akaramba kana kaquicke hanzi ndendakutoda mukuita heavy ndakasiyana nazvo akandipa $600 ndakamutenda takabva tabuda kuenda kumba kwavo takaenda nemota yangu ndiye aidriver yake yaiuya ichizotorwa aiva neHilux.... *Devine* "Diana andinga tsvagirwe mukadzi kaini you know ndoda Ketty and ndakaperera pamwana uya kutonyura chaiko kuti chubwiii iye ano ndidawo" "Bro andizive hangu but imi taurai naKetty mumuudze situation irikuno ndomufarira anonzwisisa" "Ndichataura naye" Ndini ndaitaura nehanzvadzi yangu Diana taizvarwa tiri 3 Dereck inini kopedzisira Diana aiva ne20. Ini ndine 24years makore ekuberekwa nyaya iyi yekutsvagirwa mukadzi aina kundiitira bho cause ndaiva ndakadzoka kunze ndichito svika ndakamirirwa nemashura apa ndaiti ndopandororawo musikana wangu Ketty ndakatanga kudanana naye madays ndisati ndaenda kunze ipapo ndaiva ne21 apa ndatova ne24 asi tongodanana ndaiva ndotofunga kumukanda pakitchen, Ketty aiva ne21 apa aiva mucoloured aiva nerespect kwandiri taiva tisati tamborara tese hedu apa aiva kasealed ndaida kunomu vhura kuhoneymoon andina kumbo bvira ndaka cheater musikana wangu ende Ketty ndaimuda ndaiva ndisati ndamborara nemusikana futi pache zvangu. Ndaiva ndakambo dadanana neumwe ndichiriri ne19 akandi rwadzisa kubva ipapo ndakabva ndasiyana nazvo ndopa ndakazowana Ketty akarovesa hana yangu ndane 21 ndopa ndakamu pfimba akandibvuma kubva ipapo ndaingo danana naye chete. Ndakabva ndafunga kuto noona munhu wangu ndakati kuna Diana tiende takabva tabuda nemota yake ndaisatova nepower reku driver Takasvika pamba pana Ketty vaigara kuMelborine aigara natete vake maparents ake aiva kuSouth vaindiziva ini kuside kwangu tete vaimuziva nemasiblings angu ndaiva ndotoda kumu introducer kuvabereki vangu ndopa ndonzwa mashura akadaro "Bamunini mauya kuzondionawo " "Ehe tete" "Haiwawo mofunga andizive mavinga chibabie chenyu kuno here" "Hahaha kokana nhasi ndavinga imimi" "Haiwawo Ketirina huya uone vaenzi vako" Akabva auya akaita kuscreamer achindiona apa munhu wandaiva ndakaona musi uno "Hiii Dee wasvika nguvai" "Andina time hangu" "Murisei Tete Ana " "Ndiri bho hangu ini regai ndimboenda mutown ndodzoka" "Ibva watobudawo neni muzukuru cause andingasare nevari murudo ava" Takaseka yete vaKetrina vaiva munhu ari free mhamha vaKetty ndivo vaiva murungu daddy vake vaiva mutema but vaiva munhu mutsvuku like Tete vacho vaiva vatsvuku futi Takano gara panze naKetty ndakamu tsanangurira nyaya yaivapo akachema mudiwa wangu zvakandi rwadza ndaiva ndoto funga kutiza hangu naye toenda kure "Ketty unoziva madiro andokuita togona hedu kutiza toenda kure kure chaiko mudiwa" "Dee imbomira tete vadzoke vatibatsire nemaideas ndogona kuzoita bad decision " Ndakamunzwisisa hangu vakazodzoka takapinza nyaya yacho mudariro tete vakambo tsikitsira vakazo simudza musoro maziso avo aiva red "Bamunini imi kana muchida mainini sezvamuri kutaura kaa mofanha kurwira rudo rwenyu cause nyaya iyi yakaoma of which amunga pikisane nemaparents enyu nekuda kwemusikana atizive reason yavari kuzviitira asi kana Ketirina ari wenyu mucha muroora chete nekufamba kwenguva now ndoda kuti munamatire relationship yenyu muri vaviri and foundation yerudo rwenyu ngaive prayer pamwe vabereki venyu vanogona vari kufunga kuti vari kuita the right thing asi vasiri kuziva vari kutadza ndoda mubvume asi kana musikana iyeye asiri wenyu zvichabuda" Ndakavatenda tete vakatipa mashoko erumbidzo vaingonzi vane mwana wavo 1 chete Tylor ndaimuziva hanzi vakazomuita nhumbu yamboramba murume wavo aiva akafa Takazotandara tika dzokera kumba ndopatakasvika kuna Polite namai vake ndakashaya kuti baba vacho varipi ndaiva ndatozvi kanganwa kuti mhamha vaiva vati vaiuya nhasi takaenda kunochinja tikapfekawo something chaienderana nekameeting Takaenda kusitting room nyaya yakapinzwa mudariro ndikabvuma iye akabvumawo ndakazoenda naye panze ndichinomuudza kuti ndaisamuda ndakatoona kuti mwana uyu ane miedzo aindidi iye aiva nemukomana wake ndaiva ndakaudzwa nyaya iyoyo naDiana nekuti aiwirirana nesister yaStan Ndakatoona kuti ndikasamu chenjera uyu anokudyisa aiva nekahunhu kandisina kufarira aiva mufast kana mai vake vairatidza kaku ngwaranduka chaiko apa vaiva vava munhu mukuru asi yairatidza kuti chembere iyi inoda zvinhu vakazoenda havo "I'm sorry mwanagu ndaisada kuku tsvagira mukadzi but seems like my past it's now hunting me" Ndakashaya mhamha vaiedza kudii daddy vaiva zii I could see paiva nesomething chete Takaenda kunorara ndakafonera Ketty ndikamuudza zvese zvaiva zvaitika "Dee just be careful and isu tinokunda nemunamato atirwe hondo nemweya yakaipa asi Mwari ndivo vanorwa nayo" Takazotaura Ketty aindi adviser kuti ndinamate vanhu vekumba kwedu vaienda kuZaoga but pamuna mato I could see taiva weak Diana ndoumwe aimbondi pusher kuti ndishinge mukunamata End of chapter
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 78

Comments