
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
June 12, 2025 at 03:47 AM
Kwazivai vazukuru
Kana waimbobata Mari ikozvino yave kutiza terera zvandiri kukuudza nhasi
Kana ungori musame business rawaiita but masales adzika
Or murume or mukomana wako ahachakupe makwati sekare
Pabasa chaipo hapachina makwati hazvinetse Muzukuru
Tsvaga Mari dzekudhara kunyanya yesilver iri coin 3coins apa ndoreva Mari dzisisashande uye ndinoreva dzemuno munyika yezimbabwe kwete dzimwe idzo nekuti ini ndinoshandisira munhu macoin emudunhu rino
Zvadaro tora Bute
Zita remunhu waukuda abudise Mari
Or zita rebusiness rako e.g tuck shop...
Wanyora pabepa Riya isa macoin acho matatu mumvura iyoyo geza zvakasangana uchipopotera kuti ndinoda kudzoka pandaive pekuzara makwati
Kana Ari mukomana unotaura kuti iwe nhingi ita zvinoti zvinoti undipe Mari
Ita izvi katatu usarega kunyangwe ukaona zvinhu zvako zvakufamba
*moisawo malike👏🏻👏🏻*

🙏
❤️
❤
👍
👏
😂
😮
😢
✅
🔥
382