Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
June 12, 2025 at 05:45 AM
*CHIKWAMBO.CHIKWAMBO.CHIKWAMBO* Chikwambo choenda neyi. Vazhinji vanhu vanotambudzwa nehondo dzezvikwambo. Vanhu vazhinji vapedza kutorerwa mari pasina chiri kufamba. Chikwambo imhepo yemufi inoiswa pamurume kana mukadzi kuti asaite imba, aiite munyama, rombe, kurambwa kusemwa, kuvengwa, kuparara kwezvinhu zvavapedo kuitika kuti ubate chakanaka, musana unongorwadza, makumbo, musoro, chibereko, kushaya mbereko, kurira kwenzeve, kuvengwa, kushaya basa kana remaoko harifambi mushe etc Ungazive sei kuti une chikwambo, kurota uchiyamwiwa or wakaberekeswa mwana, kudyiswa kuhope, musana unovava, kusemwa neopposite sex. Gynaecological problems kushaya mbereko zvakawanda, kurota uchiita bonde husiku hazvinei face yaunorota unogona kurota munhu waunoziva chikwambo. Chikwambo chouya sei. Hurombwa mukati me dzinza rekwako, kurara nevanhu vanonetswa nezvikwambo, kuromba wega nekuda kupfumba, kuona porno nekuda kugara uripazvinyadzi, , kuturikwa mukushandirwa, kuita zvivi, Kunhonga nhonga zvakarasirirwa, Kungoenda kumunhu wese wese uchida kubatsirwa Chikwambo chinowanzoda vanhu vakaita sei. Mhepo yechikwambo haingoenda pamunhu wese wese unotsvaga munhu ane zvakanaka mumaoko ake kana chipo chemari nehushavi. Vanoshandisa chipo chemunhu uye votsipika zviri paari chikwambo chichipa munhu iyeye akachitsvaga mari dzaifanira kubatwa nemunhu uye ndosaka muchiona kuti vazhinji vane zvikwambo zvikabviswa anoita zvakanaka kuita Mari kurarama mushe ..mabusiness marriage nekuita munhu wepamusora kupfuma zvakanyanya. Chikwambo chinobviswa sei. Ndopane hondo muhupenyu. Chikwambo hachibvi nyore, chinopima simba riri pamunhu ndosaka vazhinji vanoshandirwa vachisvika pakufa vachitambura. Vashoma shoma vanogona kubvisa mhepo iyi zvachose. Nekuti mishonga yakaita se hazviyeri haiwanikwe wanike nemunhu wese wese .... hazviyeri ndiro gwenzi guru rinozorodza gwambo Asi iwewe uri kwauri sadungamunhu unofanidai Zvinogona kuitwa nadunga munhu kuparadza hondo iyi.. 1. Siya chipfambi, kungorara rara nevanhu 2. Namata nekutsanya kukwira makomo, uchitsanya kwenguva refu. 3 chikwambo hachibvi zvekumhanya ndosaka vanhu vazhinji akatsanya 3 months oneta hanzi hazviende, u fight till u win and u maintain that level. 4. Chikwambo imonitoring spirit chinoona zvese zvaunenge uchida kuita nekuronga zvoparadzwa.... Like and share
Image from Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼: *CHIKWAMBO.CHIKWAMBO.CHIKWAMBO*  Chikwambo choenda neyi.  Vazhinji van...
🙏 ❤️ 👍 😢 😂 👏 😭 😮 💔 513

Comments