
Miti, Sora ,Mhuka Zvinorapa neDzidziso dzechivanhu 🇿🇼
June 13, 2025 at 03:12 PM
.Ane sare haagare mu relationship and the symptoms or ma signs emunhu Ane sare akafanana neane Mweya we njuzu
Zvimwe zvacho zvinofanana pamunhu Ane Sare ne Mweya we njuzu ( ma signs emunhu ane Mweya we njuzu mazhinji anoteedza Ane Sare .
https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K
Signs and Symptons: Zviratidzo
1. Kuramwa ramwa
2. Kusafarira bonde
3. Kuda bonde zvakanyanyisa
4. Kurota uine nhumbu
5. Kurambwa rambwa
6. Kunyengwa nevarume ve Vanhu
7. Kuvaviwa mazamu
8. Kuitwa mukadzi ne munhu wausingaone face yake
9. Mweya wekunonotswa
10 . Kungorambwa pasina tsananguro
11. Kungopihwa vana nekurambwa
12. Kufarira murume kana asipo
13. Kurota njuzu
14 . Kurota uchitihwina kana kutambira kumvura
15. Kuita discharge inonhuwa ( kuti urambwe)
16. Michato inoperera mu divorce ( 96% of divorces caused by marine spirit
17. Munyama , jambwa , kunongedzwa kupomerwa mhosva - kungovengwa pasina zvawaita
18. Kumuka wakatoneta
19. Kubroka broka haubate Mari
20. Kusadzoserwa zvikwerete
21. Iwe kuita zvikwereti hobho
22. Kuita mweya unotevera goho , paunenge uine mari panoitika dambudziko
23. Mweya uyu nevakadzi vanakunaku , vatsvuku vatsvuku hazvisiyane.
24. Kuzvigutsa ( masturbation)
25. Kuteera kusina pattern, jeko rinoradzika munhu pasi
26.Kupfekedzwa ring kuhope nemurume wausingaone chiso
27. Kurota uine mwana mucheche iwe usina murume kana kuti uine mwana achiri mudiki
28. Kurota uine prema kana kuyamwisa mwana Iwe wakura ( at menopause )
29. Kufamba ne strange men kuhope usingaone zviso zvavo
30. Kurota njuzu, murungu kana mukaradhi
31. Continuously menstrual bleeding
32. Unexplainable divorce
33. Late marriages
34. Strange dreams
35.These spirits marry every member of the family resulting in barrenness or secondary infertility
36 . Kunetsana nyaya diki inotokura mumba
https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K
🙏
👍
👏
😂
😮
✅
❤️
😢
3️⃣
😱
38