
Daily Zimbabwe Shona Jokes and Life Advices🇿🇼
June 12, 2025 at 05:52 AM
Ndakambopindirwa nembavha dzikashaya zvekuba vakandisiya vandirova vachiti
“Shanda nesimba iwe, ndimi munozepedzesera makuba”
😂
😢
❤️
🤣
🐁
👹
💥
😮
110