Ancy Cays Novels
May 23, 2025 at 12:27 PM
[02/08, 12:59] Achihoro Ancy Cayz: https://chat.whatsapp.com/GYkIwd5QT0HJhbLjb9qQ8y *LOVE AND DESTINY* 💞💞💞💞💞💞💞💞💞 *Story by Ancilar Katsande* *Book number 34* 🔞 🔞🔞🔞🔞🔞 *parential guidance is adviced not for under 18 yrs* *0778863031* *Chapter 1* *Mai Natty* Ndakatora washen yangu ndaidisawo zve nyaya ndikati regai ndinowachira pedo pandaidzinzwa. Unogona kungonyeiwa ka . Ndakaenda kwaiva nababa Natty nabamunini Prosper . Ndakaenda nechekumberi kwavo ndiri chinhambo chingangoita 3 meters kubva pavanga vari . Bamunini vanga vachangobva kumusha and ndaitozviziva kuti kwavingwa mari hakuna zvimwe . Vanga vatumwa naivo mai vavo vaitishaisa mufaro pano pamba . Kupera kwemwedzi wega wega vaitotumira munhu zvino rwendo rwuno kwanga kwauya bamunini Puro. Ndakawacha ndichinzwa nyaya dzacho dzaisava zvadzo nemusoro . Baba Naty ndiye aingobvunza kuti mombe dzava ngani and staff. Dai ndakatoziva ndakawachira zvangu mulaundry room kuda zvinhu kwedu uku . Ndakasimudza chiso ndichikanda meso kwavaive ndikafunga kuti ndaresva kuona . Yoh yoh yoh bamunini Puro zvavanga vakasenga nhaimi . Ndakafunga kuti ndaresva kuona ndikati regai ndiswedere pedo ndiite sendinotora mawaterglass avaimwira juice . Vanga vakagara vakatasha apa short yavanga vakapfeka yaisiya zigap mukati vanga vasina chivharangozi nokudaro sabhuku vanga vakazorora havo. Ndakasvika ndikabva ndanatsoona murababa wayo mutetenene wesinhi . Baba Naty: ko chiiko mai Naty hamurongedzi zvinopera hre chinguri matikotamira yoh . Ndanga ndakafuratira baba Naty ndichinatsoona bamunini . Baba Naty hapana zviripo vaitova mwana kuna bamunini Puro . Ndakangoseka nhema zvangu ndichiswayer ndichibva zvangu nemawaterglass ndichienda nawo mumba . Ndakazviudza kuti bamunini ava havadzokeri ndisina kumbonzwakuti zvakamira sei . Ko ndanga ndatotota nekungoona chete kuzoti . Ndakasvika mumba ndokupa maid maglass aya ndikabva ndambogara pasi ndichitura mafemo. Ndichifunga kuti zvazvinodai ivete kuzoti yamuka haiwa unoita kukokotwa . Ko seiko vakapihwa isina zera navo amana mwana weform 4 aiva palong holiday vaakuda kutoti vakapasa voenda A level . Hah avo ndivo vandaizovhotera kuti vaende kuchikoro kuno vapote vachindikwesha nayo. Hah ko yaiva mhunguzve yakanatsobhenderera sebanana . Ndakaudza maid kuti achinopedzisa kuwacha ini hangu ndanga ndatoparara kare . Ndakaenda kubedroom kwangu ndikazonzwa kuti washu washu vaiva baba Naty . Him: bby kundikotamira paya bhoo hre ndaona Senzeni auya kuwacha ndikaziva kuti wandipa sign . Me: chitouya honey watondinonokera . Vakauya baba Naty ndokundibvisa hembe neni ndichivabvisawo . Vakauya vakaita panga pasina time yeromance caz vanga vatoona kuti ndatota kudhara . Aiita vaiva baba Naty asi mumaziso angu ndaiona bamunini Puro . Padiki diki ndarotomoka ndachemerera ndichiti P ndaida kuti Puro asi ndakazongoti Pee sezvo ivo vainzi Peter havana kumbozofunga zvakawanda. Tapedza takanogeza tese ndokuzoenda kwaiva nevamwe my husband aiva lawyer and ndiye aitove breadwinner kumba kwavo . Tanga taroorana tirimo muguta ini ndakangozvarwa ndikakurira muguta so zvekumusha ndaisatoda . Zvakakonzera kuti ini nehama dzake baba Naty tisa clicker zvachose. Mai vake vaiva nechifinhu chakaipa asi neni taimbokweshana chaiko . Zvekuita sekuti ndiri pabarika navamwene maya . Baba Naty ndanga ndangomudirawo mari dzake but muimba yemukati anga asati ambondisvitsa paclimax zvandaiitirwa nevamwe ndichiri musikana . Ko ndaisamhanya nemunhu one ka ndoyacho munhu haungamiri negumbo rimwe chete pachisikana ndiyoyo. Takasvika bamunini vanga vagara havo pasofa this time yanga isingaoneki . Ndaingoti ndikavatarisa ndovatsonya . Ndanga ndatapirirwa navo ini and ndaitozovahwina chete chigame ichi takachimaster kudhara . Ndaiti ndikavatsonya vaitarisa zvavo pasi . He looked so innocent but Charity anga atapirirwa navo and ndaizovapinza mutune zvangu . Zvese zvavo vaiva perfect . He is handsome, vaine kamuviri vairatidza kuti vakazogara zvakanaka vaizoita munhu mugiant. Me : nhasi varume makawanda ndotombouya kuroom kwenyu bamunini nhasi ava vachepa taakumboda zvitsva . Waiita semunemo hawo asi ini deep down ndaitorevesa . Vakaseka havo bamunini Puro vakatarisa mukoma wavo aingobaya baya foni yake . Vakabva vati..... Him: haah gulecy kwangu mukauya blaz hamuzombodi kuvaona ava . Munenge moda kutoenda neni kumusha. Ndakafara nemhinduro yavo ko zvavanenge vakangwarira all along ndaienda kumusha ndaingofinyama finyama saka ndaiva ndisati ndamboona kuti seri kwenyuchi kune uchi. Baba Naty: ko zvamunotondinyeya ndiri pano enda hako ndotonotorawo mainini Emy iwe waperawo hameno vana Puro vanoda mutuvi. Me: hah musanzwe imi bamunini godo ravo iro i cream yega yega. izvozvi vatozvimba bhibho ipapa .. Manje bamunini ndiri kuzoenda navo . Takataura tichiseka hedu baba Naty nofunga zvakatovashamiswa kuti nhasi ndafarawo nehama yavo caz zvaiyera kwandiri izvo . Senzeni akauya nechikafu tikadya as a family tichifara chaizvo . Senzeni anenge aitogairawo bamunini vangu ndakamuona caz kamwe kaziso kaaimupa handina kukanzwisisa . Baba Naty: bamunini gezai timborova zvirounds . Vakabva vaenda zvavo kunogeza ndokubva vatobuda . Ndakadana Senzeni akauya ndikamuti agare pasi ndikabva ndamuti .... Me: Senzeni asi ukuda bamunini vangu kani . Her: ah kana nemhaka yei madaro. Me: ndaona hangu zisi rawanga uchivapa ndikafunga kuti watapirirwa navo . Her: ndingamudii mwanana uyoyu . Ndakaseka zvangu dai aiziva kuti munhu waari kuti mwanana munhu mukuru mubhuruku . Ndakabva ndamuti achienda zvake . Ndakabva ndafonera Suzzy zvangu my old friend ndakaoedzisira kutaura naye kare . 📱 hello yowe ko muri vapenyu hre kufona kudai ndoziva kuti pane zvauri kuda taura, taura tinzwe. 📱 haaa bestie imbomira izvozvo kani but ndawana mumwe munhu akapfuma mukati hubby anosara pasi kani mudiki but i am ready kutoita yese yese kuti ndisvike mubhurukwa make . 📱 go girl enda unonzwiswa parere moyo ini ndikutorohwa chepasi naatezvara chaivo caz vanonatsokwesha chaiko kudarika hubby . 📱 hii uti serious ini munhu wacho mupfanha wahubby . Shaar akasenga iwe apa hubby hapana hapana . 📱 rega kupedzwa simba rako for nothing go girl kune anonyatokusvitsa kure . Vana bamunini vanonetseiko vaswededze pedo bby girl and do our thing . Ndakaseka zvaSuzzy zvaisapera . Ndakafamba famba zvangu ndaingoshivira kuti dai vachidzoka . Ipapa ndambovatsonya vakatarisa havo pasi atleast messege ndatumira kare chasara i action . Maid akagadzira supper ndakambomirira but vanhu havana kudzoka . Apa hubby aienda kubasa the following day ndakangoti nechemumoyo kuzoona zuva ravira tinenge taakutaura zvimwe . Makuseni hubby akagadzira ndokuenda kubasa . Ndakatononoka kumuka zvangu ndokuzomuka ndikageza ndikapfeka kamin skirt kangu kai flare ndisina kana pant mukati manumber 11 ukati ndaiva nawo nesleeveles top ndokubuda ndakapinda mukitchen ndokudongorera ndikaona shasha iripo hayo ikuona TV . Ndikati bhoo Senzeni ainditarisa ndaimuona hangu ndakabva ndamutarisa akabva atanga kuita basa rake . Ndakaridza tsamwa ndichitora dish towel ndokuenda naro kuTV . Ndakanatsokotama ndichiita sendaicleaner paTV ndakavakotamira . Ndakanatsoona kuti ndatariswa asi vakabva vasimuka ndaiti ka vachauya kondibata muchiuno semunhu anzwa code yacho . Asi vakasimuka vakabuda panze chaipo . Ndakaridza tsamwa ndichikandira dish towel pasi . Hove yangu yanga yatadza kudyira pachirauro . Ndakazviudza kuti yandaizoda kuvatamba ndiyo yakapenga Ndakagara zvangu vakazodzoka ndokundimutsa ndikadaira hangu ndikanogara pedo navo . Ndaitotaura navo ndichiseka ndomboisa ruoko rwangu pazip yavo . Pekutanga handina chandakanzwa pepiri ndipo pandakanzwa movement ndikaziva kuti zvaita . Me: asi bamunini makanaka maakutomera zvindebvu . Ndaitotaura ndichivapuruzira vakada kusimuka ndikavaturika rimwe gumbo ndokupotesa rimwe uko ivo vari pakati munda wese ukasara wakati waya panze . Ndakaona mwana otarisa oshaya zvekuita ndakabva ndatanga kutaurisa zvangu ndichinobata patrouse pavo wanei pazvimba ndakati haupabudi apa ndisina kuudzirwa ndakangovhura zip ndokubva nda .......... ivo vachibva va ........ *Stay tuned* [02/08, 12:59] Achihoro Ancy Cayz: https://chat.whatsapp.com/GYkIwd5QT0HJhbLjb9qQ8y *LOVE AND DESTINY* 💞💞💞💞💞💞💞💞💞 *Story by Ancillar Katsande* *Book number 34* 🔞🔞🔞🔞🔞🔞 *parential guidance is adviced not for under 18yrs* *0778863031* *Chapter 3* *Baba Naty* Kuroora sometimes kuzvisungirira chaiko . Mai vamai Naty vaingogara Muone room pandakamuroora vanga vaakutonzi ndivarendere full house or kuti togara navo. Zvino ndaiziva kuti naChihelele mai vangu kuzvinzwa vaierekana vasvika zvikatatsurana zvikagoti navo vaitozvinzwawo . Ndakabva ndasarudza kuti ndiva lodgere zvangu than kugara navo . Madam vakamboda kuita dzungu kuda kuramba ramba asi vakazongozvigamuchira nokuti inini ndatotaura ndataura. Shungu dzake dzaida kuti tigare navo nehunhu hwavaiva naho zvaisaita. Vaiva nekamwe kahunhu kandisingafariri she doesnt know her boundaries . Hameno kuti mukadzi mukuru chirungu chavakabatira pacorner selacto . Zvino vanga vachibata nesimba mabhuruku aya ongopfeka nyangwe panesu vakwasha . Iwe ndiwe waitozonyara asi ivo vasinganyari . Tikanetsana namai Naty vaienda ikoko vodzoka vese ndotukirirwa hanguzve . Ndakangoti rimwe zuva vachasangana naChihelele chete vanofunga kuti ndiani asina kuzvarwa . Days passed namai Naty kugara kwedu angori ma on and off kutuka nekurwa ndiyo yaitova daily bread. Naty wacho ndaitomufunga aigara namai vake kwedu aisaenda . Even iye mai Naty wacho kwedu aisada kuenda akaenda kwacho waitozozvisvora aindofinyamira vanhu zvokuti wega waingoti dai ndazvisiya . Wainzwa mai vangu voti wakambomuwanepi munhu iyeye anongoita senge ari kuona tsvina . Namai vangu zvakamakana chaiko neni ndaitozviziva . Handina any sibling yangu yaaida . Ndaimuda mai Naty asi hunhu hwake hwakandi pusher to the age zvokuti ndakaita side chick ainzi Leah aitoenda kuchurch mwana iyeye ndini ndakatomukanganisira upenyu hwake . Ndikazviudza kuti nyangwe zvidii i will take good care of her . Ndiye munhu wandakatobvisawo umhandara hwake . Munhu uya ari cool aisataura taura . Akatozozvibata kuti ndine mukadzi atove nemimba and akazvibata manje manje . Vana mai Naty vangu vaizvibatira kupiko ivo vaiswera pafacebook neistagram busy kuposter mapics everyday . Ndiri kuna Leah ndainatsonzwa kuti ndiri kumba kwandinogamuchirwa sababa vemba. Uko waingozviitira wega kunyangwe ailodger 2 rooms Leah but anerudo rwunozadza mukombe . Pakauya bamunini ndaida kunomuratidza caz anga akunetsa achiti anoda kuzivawo hama dzangu. Zvino bamunini vacho vakatoratidza kuti vaida kutonoonawo chibby chake chaakabva nacho. Aindirambira hake kuti havadanani asi zvanga zvakanyorwa kumeso kwavo vese ko takabva nako ka kumhunga hakuna ipwa uku . Ndakabva ndaenda ndega ndakatosvika akandidongorera ndikamuona zvangu . Ndaiti ndichagamuchirwa semazuva ese asi nhasi Shabhani yakadzora mwando akaramba akagara hake kuita seaisandiona . Unoziva unotopusa wanga wajaira kuti uchisvika unogamuchirwa wobviswa bhutsu netie . Wopihwa nyemwerero munhu achikuti maswera sei dady . Me: ko chiiko nhai askana kutadza kunditambirawo . Nhasi mukati kwakanaka hre nhai Mandlera. Her: ko bamunini vacho varipiko vausingadi kuti ndimboonawo . Wakati ukuuya navo saka ndevapi . Me: sorry bby ndinouya navo mangwana ndikukasira kuchaisa ndaparadzana naye achinoona shamwari yake . Her: Peter wagara unonyepa iwewe ipapa ukutonyepa hakuna kana bamunini variko uko ndokuziva murume wangu . Inini pano ndinototya kuenda kumba wakandikanganisira upenyu hwangu Peter . Me: sorry kani bby ndikuzama kugadzirisa kuti zvinhu zvimire zvakanaka ukushayei mukadzi wangu inga ndinouya wani kuno daily . Serious bamunini variko rega ndivafonere unzwe ... Ndakabva ndafona bamunini vacho number dzavo dzakaramba ndikatoona munhu oridza tsamwa . Ndakabva ndafonera mhamha ndaingoda kuti azive chete kuti bamunini vari kuno otherwise ndaitonyimiwa apa ndichimunzwira sugar sei . Zviya zvokuti mukadzi ndemumwe inhema dziya ndiri kuna Leah ndainatsonzwa kuti ndaakupinda munyika yangu ndega . Tsika dzekuchikungaduzvi uku dzaiungana dzoita kutumirana uturu hwacho kuna Junior Peter uku wanei basa roshwandwa . Zvino mai Naty munhu aida zvinhu stereki but dzimwe nguva anenge ari tight zvokuti waitodana mai asi pamwe unotoshaya kuti zvafamba asi kuita mugodhi kuita seuchapinda nemabhora. Pese apa ndaidialer numbet dzamoms dzakamboringer vasingadairi zvavo phone . Ndakatoziva kuti Chihera hre pamwe ari kugarden ipapa . Ndakazama zvekare vakazodaira ndanga ndakaisa paloud.... 📱 hello mwanangu hah ndanga ndichambounganidza mufudze wangu kuti ndiende nawo kugarden . Ko kuti zii zii asi mwana wangu wakarasika hre iko Beitbridge kwenyuko. 📱 haah mhamha nokungwara kwaPuro ndiye angarasika hre . Akasvika boe takatotadza kufona nokufara moms . 📱 heya muitw akasire kuuya mwana wangu ungatozobatwa iko kumombe ikoko . Mombe hadzina munhu iko muits muchitsvaga henyu mukomana nokuti Puro akaenda kuchikoro dzinozosara nani. 📱 Zvakanaka mbuya Naty ndichaita plan dzacho . Anouya oda mhamha regau Precious ambofudzawo. 📱 hezvo oga oga musikana kumafuro yowe wamuda hre mwana iwe . Ndingatonzi mbuya Nai pane kunzi mbuya Naty mashura angu zvangu . Mwana uya ndine madoubt kuti ndewako . VaMugabe variko uko pepukai akomana ko iye Jenami wako aripi ..... Zvamai vangu zvanga zvatotanga ndakaona vamwe mai vosekerer . Zvamhamha zvaitoda munhu avajaira zvokwadi mumwe aitsamwa akazvirega . 📱 mhamha zviripai nhai ko kana aripo nhai 📱 hanya nani ndomutya kuti ane pant yesimbi hre iye achingoriwo zvake neyedhende Ndakabva ndatocutter ndaivaziva mai vangu vaimadonongodza mashoko asi vakadaro ndaivada zvokuti . Ndakatarisa Leah aiseka hake achibva ati... Her: abva akubikira hre Jenami ndikupe chikafu. Ndaisada kureva umwe mukadzi neumwe saka ndakaramba ndakanyarara hangu ndikaona osimuka . Akapakura chikafu kanga kari kahuku kaka bikwa zvemhando nesadza ndakadya chaiko . Ko pakubika aiziva hake munhu wacho. Ndakamutenda ndokubva ndamutarisa ndokubva ndati..... Me: wazogutsikana hre bby kuti bamunini varipo ndinouya naye mangwana happy now . Her: i am happy but nhasi ndikuda kuti urare kuno . Ndakakwenya musoro mai Naty ainetsa ndaifana kurara kuna Leah ndatotanga ndanyepera mai Naty . Apa anga andijumhawo apa ndakabva ndamuti .... Me: ndinorara mangwana bby apa ndinoda kuenda ndichino picker bamunini kushamwari yavo kwavaenda . Her: ndingati kudiiko ndakapusa kumitiswa nemurume wemunhu . Hayas zvakaoma ndakanyengerera munhu wangu . Ndikati nditambe naye ndisvike kuchigaba cheuchi ndakarambirwa chaiko hanzi kana uchida unotorara kuno kana usingadi worega . Ndakazogara zvangu ndichiona bhora parakaperera ndakaoneka . Ranga ratovira i am sure bamunini vanga vakutoshaiwa kuti ndoipi iyi . Ndakapinda mumota ndichitomufonera kuti ndaakuuya kumutora . Ndakasvika akauya aiva atozvigarira hake mupark . Ndakabva ndamuti .... Me: vanga vari seiko mainini vangu . Him: havasi mainini avo she is juss a friend . But anga ari boe zvake mafambawo sei kwamanga maenda . Me: kwanga kuri boe uko pane munhu wandiri kuda kuti uone mangwana ndichakusiira mari kana kuti ndichakutumira tax ikutore iuye newe . Him: its ok blaz . Aisanyanya taura Puro takatozosvika tanyararidzana . Takasvika vanhu varara bamunini vakatora chikafu vakadya . Ndakabva ndatoenda kunorara . Ndakawana mai Naty atorara handina kuda kumumutsa ndakangopindawo mujira ndokurara . Ndakamuka ndokuzvigadzirira zvokubasa . Ndapedza ndakabva ndaoneka ndokuenda kubasa hangu. Ndakatopfuura mfana atove panze achiona ona yard yablaz ndakamusheedza nechigumwe akamhanya achiuya . Me: ugare wakagadzirira kuma 1 pm ikoko hantie . Him: boe blaz . Ndakabva ndapinda mumota ndokuenda kubasa. Ndaisava nebasa rakawanda that day ndakapedzisa pedzisa zvandaiita apa Leah aizviziva kuti ndikuuya . Aingofona fona . Ndaitoziva kuti ndikugadzirirwa zvidobi dobi ikoko . Ko ndaimuziva ka she never cease to amaze me . Ndaisekerera zvangu ndaitimuudza every update . Ndakafonera tax yandainyanya kufamba nayo ndisati ndatenga mota . Mface wacho ndanga ndaakuwirirana naye . Ndichingopedza kutaura naye Puro achitofona achitondiudza kuti ndoda kuenda kumba mangwana. Ndoshaya zvanga zvaipira papi . Ndakabva ndamuti mota ikuuya kumutora akati ngaiuye kupark . Ndakati boe ndokubva ndatopa mface uya number dzaPuro . Ndikafonera Mai Naty ndaruka nhema dzekuti ndaisauya kumba ndaenda kuworkshop ndaizodzoka after 2 days . Ndaifunga achapenga asi kana kutopindura achifara kuti endai tokuonai madzoka . Ndaizoita mazuva maviri ndina Leah . Zvabamunini zvokuti vari kuda kuenda mangwana ndeimwe nyaya iyo . Vaitozoenda ndadzoka . Ndakabva ndatogadzirira ndokuenda zvangu kuden kwaLeah . Ndakasvika ndichingomisa mota akabva atosvika akandimbundira ndokutambira mapaperbag andanga ndinawo . Mumba macho manga makanatsoshongedzwa wega waitoona kuti agadzira mumba make . Ndakabviswa shangu ndokubva abuda akamboti nyaa ariko akazodzoka ndokuuya akatora towel nesipo nefoam bath akanditi ..... Her: handei munogeza mozouya mozorora henyu. Me: its ok bby . Takabuda ndokuenda kubathroom yacho yaiva yembombera hayo asi yaiva smart. Ndakazviudza kuti ndichavakisa imwe imba yekuti Leah agare atova nemwana wangu zve uyu mudumbu. Ndakanogeza ndokuwana ndaisirwa hembe pabed . Ndakapfeka ndokugara zvangu pasi ndokunzwa ndaakunzi ..... Her: ko bamunini varipi . Vakabva vatosvikawo vana bamunini . Ndakabuda ndikanovachingura ndichibhadhara Lodza mari yake . Ndakabva ndatarisa bamunini ndichibva ndamuti ..... Me:,Ndauya kukuratidza vamwe maiguru vako. Her: whaat vamwe futi hre ko mava nebarika hre Blaz . Me: tozotaura akutouya uyo . Akabva atouya Leah akamhorosa bamunini Puro . Her: hii ko zvamakafanana nhai kungoti ava vauya vazonyanya kudarika mukoma . Me: ungatevedzera Puro aida kuitwa musikana hre uyu . Uchanyengwa nevamwe varume . Takaseka hedu tichinopinda mumba. Ndakateerera hangu zvichibvunzana vana mai kuti vaiva sei. Puro wacho kuda kuzondisungirira . Him: vari boe avo hantie hamudi kuuya kuvaona hre . Her: ndodisa henyu bamunini asi mukoma wenyu ndiye asingadi kuti ndivaone ipapa ndongonzwa kuti mai vakauya kusvika vadzokere ndisina kumbovaona zvamauya bamunini zvatonaka . Vakaratidza kufarirana chose chikafu tikapihwa tikadya . Puro foni yake yaingopinda mamessege ekuti aiti akaona aishama muromo ukamubvunza aingovhara vhara. Ndakazomuti achidzokera asataura kwandanga ndiri but iye airatidza kuti aisada kudzokera .ndakamubvunza kana pane chainetsa asi akangoti....... *Stay tuned* [02/08, 12:59] Achihoro Ancy Cayz: https://chat.whatsapp.com/GYkIwd5QT0HJhbLjb9qQ8y .*BAMUNINI PURO* 💞💞💞💞💞💞💞💞💞 *Story by Ancillar Katsande* *Book numbe 34* *0778863031* *Chapter 2* Mabhera ainzwika kurira tichienda hedu nemombe kumatanga. Taito spakwa neteam rangu ana Zivanai . Tichinyeberana pachijaya ndakasvika kumba ndikawana moms vachitopeya chibage. Ndakavharira mombe dzangu ndokunovaswedza vakadaira ndikanzwa vaakudana Precious vachimuti auye nesaga . Ndakati ndaakuda kusimuka ndikanzwa vaakuti..... Her: Puro wee itonogadzira mangwana uri kuenda kwamukoma vati uuye mangwana chaiwo . Me: aaah mhamha ini hangu kwamukoma handidi mukadzi wavo anongo finyama uya ini hangu zvekudadirwa handizvidi zvinotoda imi munotaurisa. Her: hah zvokuti kutaurisa izvo zvatova zvako unotokuenda wonodzidzira kutaura waveko . Ndingasaurawa zvangu nemukadzi waPeter zvagara ini ndomugadzika mudish kufinyama kwake ikoko kukapera . Kana usingadi unongorega ndimi muri kudai kuchemera kuenda A level unoenda nei hantie ndipo paunofana kunotaura namukoma wotobva nezvinhu zvako wakakwana . Kana unotoziva hako kuti wakatofoira Me: Chihelele kani endai kai mai vangu mangwana mombe dzinenge dzinani . Her: anoenda Kumombe Precious iwe wotomukira kunobata dutavanhu plus vazukuru vangu vakauya ndovasiya ndichiendepi zvangu. Ndakadhinhiwa zvangu mukadzi wamukoma Peter taisanzwanana zvachose . Munhu uya aingozvida zvida achingofinyama finyama . Zvekudadirwa ndanga ndisingadi zvachose . Ndaingoenda hangu nokuti ndanga ndisina choice yekuchengetwa iyi ma1 chaiwo . Ndakapinda mumba mangu ndokutanga hangu kurongedza zvihembe zvishoma musatchel mangu . Ndokubva ndagara pasi hangu ndaakufunga kuti ndainogamuchirwa boe hre naivo mai Naty . Ndakazoenda hangu kukitchen ndokunogara pasi Precious achipakura . Vanga vabika sadza nema vegie . Takaridya chaizvo ndokumbotandara hedu ndokubva taenda kunorara . Ndakanorara zvangu ndikamuka kuseni seni ndatopfeka pfeka ndokubva ndaenda kwanga kuna mhamha ndichivaudza kuti ndava kuenda ndikanopihwa mari ndikanzwa vave kuti ..... Her: rega tinamate ufambiswe nerugare rwaMwari . Me: mhamha regai kuzoita dambarefu remunamato ga ga ga Mwari vanonzwa ndakadyiwa nenguva ndiri kuda kubata bus rekutanga . Vakabva vanamata havo havana kunyanya kuita zvavo zviya zvekuti munhu unoshimanda nyangwe riri sadza rinosvika pakupora chaiko . Ndakabva ndavaoneka ndokundiperekedza havo vachitaura havo zvekundiraira . "Mwanangu wofamba zvakanaka ikoko . Kana akakuitira zvinengei mukadzi waPeter siyana naye usamupindure . Chimwe chinhu mukadzi uya handimuoni kwazvo anenge nzenza nzenzawo uya saka usanyengerwe kuita zvakaipa ikoko uye usamurega achikuparadzanisai namukoma wako " Ndakabvumira nokuti zvaitaurwa namoms otherwise ndaisaita madhiri iwayo . Chandaida kudzidza nokuvaka upenyu hwangu . Hunhu hwamai Naty ndiho humwe hwaikonzeresa kuti ndizviudze kuti ndichanonoka kuroora ndimbochengeta hama dzangu . Caz ummm mai Naty muti wemusango . Ndakaonekana namoms ndokufambisa hangu ndichienda kustation. Ndakasvika bus randaida chairo richiuya . Ndaiva neshungu nekumborikwira ndakanatso pika step ndichipinda mukati ndakagara paseat repakati chaipo . Ndaiona zvese chiTV chacho chairohwa sungura tichiona hedu . Takafamba chinhanho chikuru bus rikasvika pamwe parakamira ini handina kumbozvitarisa kuti tavepi maziso angu anga akangotarisa paTV ipapo . Ndakazonzwa kavoice kakati tigarisane hanzvadzi . Ndakasimudza chiso ndokuona kari kabby kaimbotemesa majita kuma Semina uko. Ndakaswedera zvangu mberi kakagara ndakanzws ave kuti ...... Her: you are Prosper waipinda paSt Joseph right . Ndakatoshamisika kuti kaindiziva ndakabva ndamuti ..... Me: yes ndini zvangu and wakandiziva sei. Her: aaah ndiani asingakuzive iwewe munhu ainetsa paSeminar paya uchicrusher mapoints evamwe paye . Munhu aiva smartest paya .kuchikoro kwedu mateacher aingoti mukomana uya weKuSt Joseph igaroziva kuti ma A+ ega ega.. Ndakaseka zvangu aindiziva nhai ndakabva ndamuti ..... Me: nyangwe iwewe ndokuziva hangu asi zita handizivi . Her: aah ko waitondiziva hako wakandizivawo sei? . Inini ndakuudza ndonzi Kendra Ziki. Me: ndokuziva hangu hantie ndiwe waitemesa majita musoro hre paya vachimhanyira iwewe interms of beauty ndimi ka maibata pazvikoro more than 10. Her: chinzwa kuwanza vakomana vagara vanoda zvinhu but tinenge tiine maprinciples tichikura . Zvekuita affair while ndiri kuchiro ndagara ndakazvimarker . Me: But chikoro hachiperi hantie unozviziva hako saka uchazoda wachembera kani. Akaseka hake ndanga ndava kutoshaiwa nyaya naye pamwe ndaipota ndichitarisa hangu TV . Iye anenge aitaurawo akabva ati ...... Her: Prosper saka apa ukuenda kupi . Me: ndikuenda paguta apo . Her: ndiko kwandiri kuendawo ikoko saka ndichatozowana munhu wandozivawo . Me; yah but handisi kunogarawo ikoko but for the mean time chingondipawo number dzako topota tichitaura We exchanged manumbers rwendo rwakaita rudiki caz Kendra wacho aitaurawo . Takaparadzana pakuburuka blaz vauya kunditora . Blaz: warwadziwa kani kusiya chibby mfanami . Me: hah kana blaz ndongomuziva munhu uyu . Him: rega ndinotaura namainini vangu tinzwe kuti vari kuendepi tinovasiya but une taste mufanami . Hayas zvablaz ndanga ndamupihwa zvino Kendra uya . Vakadzokera zvekare ndokubva vadzoka naye akauya akakwira ndikanzi nablaz Her: enda unogara namainini uko chibaba . Ndakaseka zvangu ndichiburuka kunogara naye . Ndikanzwa ave kutonditi ..... Her: Puro ndizvo zvazvinoitwa hre ndatova mainini paya . Me: hauvazivi blaz vangu vangofungira zvisipo . Her: ko zvatiri kugara musame area .ndatofonera dady kuti vachirega kuuya kunditora . Ndakangobvuma nemusoro caz kubva zvavakatanga kugara kwavave kugara varoora ndanga ndisina kumbobvira ndaendako . Takanomu dropper ndokuenda kuden . Haiwa vanga vane den rakanaka . Day iri havana kunatsonditambira maiguru . The following day ndakamuka ndikageza kunotsvaga maboxer mubag ndokuwana zero zero wanei ndanga ndakanganwa kurongedza apa randanga ndakapfeka ndanga ndariwacha . Ndakangozopfeka short ndokubuda neboxer rangu neback door ndokunonika zvangu kuseri ndaida kuti riome ndigopfeka raoma . Ndaitonzwa kuti hazvisi kuita . Ndakanogara pamushana ndichitambisa hangu phone yangu . Blaz vakabva vauyawo ndokugara hedu . Maiguru vakauyawo vachiwacha . Pavakauya ndakanatsoona kuti ziso ravo riri mubhurugwa mangu ndakazvigadzira zvakanaka . Pavakaenda murume wacho haana kutora nguva akabva atevera . Ziso ranaiguru handina kurifarira zvangu . Ndakabva ndasimuka ndokunotora boxer rangu ndikapinda muroom yangu ndokupfeka hangu . Vanga vave kutaurisa asi zvekutsonya zvanga zvabvepi . Ndakabva ndafunga mashoko amhamha ndikaona kuti vaiona chokwadi chaicho maiguru inzenza ava . Ndakakandirwa messege naKendra yaiti ...... ✉️ hey wamuka sei ndakuona online and you never bothered to say hie zvayo . ✉️ sorry kani Kendy pane zvanga zvichindidhinha hako. ✉️ zviiko amana huya kustreet kwedu undiudze maybe i can help . ✉️ ok i will call you ndaakuuya . Akabvumira ndakabva ndanogara hangu blaz vakauya ndikavaudza kuti ndikuda kumbobuda . Vakatoti rega tibude tese pane munhu wandiri kuda kuona ndoziva kuti ukuda kunoona nizez ndodzoka ndichikutora . Ndakangoti bhoo takadya ndokubva ndanochinja ndokubuda naBlaz ndakamufonera kuti ndaburuka kucorner kwestreet ravo . Akati bhoo. Ndakagara hangu pane chimwe chigrid ndokuona munhu ouya ndanga ndakatobairira maearphones . Akasvika akabvisa maearphones angu ndokugarawo next to me . Her: hessy hande papark iyo dady vangu vanouya neipapa vanozofungira zvisizvo sezvakaita blaz vako. Me: its ok handei hedu saka uri sei hako . Apa anga akachena akapfeka short yeJean negolf t shirt yewhite akapfeka mapush ewhite . Takanogara mupark muya ndikanzwa akuti. ..... Her: chindiudza chii chakudhinha . Me: aaah zlso randiri kupihwa nagulecy vangu relust chairo apa vanga vachinditsonya kuti ndiudze blaz zvinoita hre moyo wangu wakuda kuenda kumba ini Her: aah kuudza blaz hakuiti Puro he will never believe you . But chii navo aah hona wakutofunga kuenda kumba ndosara ndega ini ndanga ndati ndatowana friend . Puro chingova ignore or kuvabudira pachena kana vataura anything chekuda kuita zvisina basa newe or kuva recorder zvinozobetsera pane dzimwe nguva eish uri pama1 iko havangakoni kukuchiva wakanyanya . Me: chinzwa manje waakuwanza . Saka pari sei zvapo paden newe wacho . Her: pari boe kana ukazongofunga kuenda kumba undiudze tiende tese . Handingambosari ndega kuno uku apa mhamha vari kumusha madhara anonetsa aya. Me: ok kumusha unokudira kuti ndiko kuna mhamha . Her: ehe plus iwewe hantie waakuendawo ikoko unondishanyirawoka . Mwana kana dai aiziva kuti nana Zins tainyeperana vachiti vamunyenga vachinyepa ndakabva ndasimudza phone yangu ndichida kutora selfie naye . Ndakatora mashoma iye akadana chimwe chikomana chaidarika nemupark maybe anga achiziva achibva ati ..... Her: huyaka utitorewo mapic Kakauya akakapa phone yake ndokutitora pamastanz apa . Takamira mamwe chikatonditsamhira ndikatorwa rimwe ndakamira mashure kwake ndakaisa maoko angu padumbu pake . Mamwe tiri so close anga akawanda . Ndakatodaro caz ekutanga anga asina dhiri plus semuchinda i have to taste waters pandakaona iri calm tikati tomafaya mastanz. Kakabva kamupa phone kakomana ndokuenda . Ndakamutarisa ndichimuti .... Me: ndaita share it on ndikatoreceiver ndikandirewo. Her: handisi kuda waregerei kumupa yako kuti atitore . Me: amana chiiko hantie ndiwe wanga uchimuziva hre . Her: handisi kuzokupa Kakaseka achitiza nephone ndakasimuka kumutevera ndikamubata ndikaita zvdkumumbundira kakaseka hanzi ..... Her: hah ndaneta chirega ndikupe Pee kani. Akabva agara pasi ndikanogara kumashure kwake ndokubva atanga kushare akanditsamhira pachest . Akatora imwe selfie akadaro akasender futi apa ranga rabuda sei . Takatandara blaz vakazofona ndokuenda iye akuendawo kumba kwavo munzira mese ndaizvibvunza kuti zvangu naKendy zvichiri zvehufriendship hre or takutomhanya pasina audza mumwe. Ndakangoti regai tione . Takasvika paden vanhu varara ndokudya tichibva taendawo kunorara.. kuseni ndakamuka ndokumbogara muroom mangu ndichitarisa mapic aya ndichiyeverwa nawo ndikatora rimwe kuisa pawall paper . Ndakazobuda ndoenda hangu kunoona TV ndipo pouyawo maiguru vachindikotamira apa vasina kana tsee mukati kuona zvese zvamukoma. Ndakabuda zvangu panze ndokumbofurwa nemhepo ndichifunga kuti mweyaiko wandoitirwa namaiguru ava . Ndakabva ndafunga zvekuva recorder zvandakanzwa naKendra . Ndakaisa phone yangu parecord ndokubva ndapinda muden ndakanogara kwangu vakanditevera kundin'anyurira ndaakutoudzwa kunaka paya . Ndakazoona kuti hezvo kozvoenda hakuchasiko neniwo ndanga ndakuda kuipirwa ndakabva ndavabata ruoko rwavo vatovhura zip yangu . Me: ko mutambiro rudzii nhai gulecy Her: chiiko uri mwana mudiki hre iwewe ndigutsewo kani Puro mukoma wako haana kathat kaanako ndokupa chero chaunoda i promise ndezvedu tiri 2 kani usatye . Me: ummm muri maiguru mukadzi wamukoma handiite izvozvo nemi . Ndakabva ndasimuka ndokubuda hangu ndoenda panze ndakabuda ndikaenda kupark . Ndakabva ndaisira blaz messege ndichivaudza kuti mangwana ndoda kudzokera kuden . Vakangoti vaiva busy touya totaura . Ndakagara muya kwechinguva ndikaona vana Kendra neumwe mukadzi wechikuru vachidarika nekanzira kakadarika nemface uya . Akanditarisa akataura nemukadzi uya ndikaona ouya achimhanya akasvika akati....... *Stay tuned*
❤️ 🙏 😂 😢 😮 12

Comments