Ancy Cays Novels
May 23, 2025 at 12:27 PM
[2023/09/28, 07:01] Makairos: https://chat.whatsapp.com/GYkIwd5QT0HJhbLjb9qQ8y *LOVE AND DESTINY* 💞💞💞💞💞💞💞💞💞 *Story by Ancillar Katsande* *Book number 34* 🔞🔞🔞🔞🔞 *Parential guidance is adviced not for under 18yrs* *0778863031* *Chapter 5* *Mai Naty* Ndanga ndapina munhu wangu zvekuti hapana kwaaienda nako . Iyo mhungu yaita kutunga bhurugwa ichiita kuvibrater zvandainzwa pandaida kuvhura zip. Murume murume hamawe he managed to escape ndokusiya andiudza kuti muri maiguru handiite izvozvo nemi . Kastatement aka kakaita ndisare ndichisekerera . Handiite izvozvo nemi wch means aitomboita hake . Aslong ari pano Puro ndichatombomunzwa chete hapana kwaanoenda nako . Ndakatarisa kupassage ndikaona kuti mvesu ndikaziva kuti hakuna mumwe ndiSenzeni zvinoreva kuti anga akatodongorera achitionerera. Ndakadhinhiwa ndikafamba ndichienda kukitchen ndikasvika achibata bata nhema . Ndakapeta maoko angu ndokubva ndamuti.... Me: wanga uchidongorera chii wapedza basa rako here . Her: no handina kupedza as for kudongorera no ndangopfuurawo ndichibva kuroom kwangu . Manga matii. Ndakamutauriro kacho kane hurude mukati . Ndakasimudza ruoko ndichida kumurova ndaimboda kushamusirwa nemunhu wandinobhadhara here ini. Akabva arubara ruoko rwuya ndokunditarisa kumeso achiti ..... Her: imbozvizamai muone kana mai venyu vasina kukurairai i will help her caz you lack home training disgusting bitch. Akabva asairira ruoko rwangu uko ndakapererwa zve imi zvinhu zvandanga ndisina kutarisira. Ndakamutarisa ndichishaya kuti anombotemba nei chaizvo ndikanzwa ave kuti ...... Her: musatombofunga henyu zvekuda kundidzinga basa . Pano ndichabva ndega ndaakuda ini caz if you do munoswera maakunekwa nenyika yese muchi seducer mwana shame on you . Ndakanzwa hana kurova ndaiona seakapusa Senzeni asi anga akatomutsamutsa. Ndakabva ipapo ndokubovhura curtain ndakaona kuti bamunini Puro vabuda . Ndaiziva kuti havaimboudza mukoma wavo . Uyu ndiye aitova threat but handikwatiswe naye ndicharova neyakapenga . Ndakaenda mumba mangu ndikanorara ndakatarisa mudenga . Ndichinatsofunga kuti zvanga zvoda kuita and ndaizoigarira inonatsorova kumadziro echibereko chaiko . Kungofunga chete nezvazvo ndanga ndatoipirwa . Zvavo zvekuda kundiitira saJosefa izvo zvaizopera . Senzeni ndiye wandaida kugadzirira size inoshinya chaiyo. Ndakagara chinguva ndikamonera DT rangu ndokubuda ndichitenderera yard yese kutsvaga bamunini Puro but vaisavapo ndakapedzisira ndati vachauya havo . Ndakapinda mumba ndokunatsoshaver punani ndokusara ndava clean . Ndakatanga kuzvitora mapic ikoko. Ndokusetter phone yangu ichinditora video. Ndakagara ndakapfeka maheels ndisina kana chinhu ndakavhura makumbo ndichitaura ndakazvibata pamberi apa. Me: I am waiting for you Puro hauidi hre iyi. Please come undizvambure nemuzvambarara wako . Ndichizvibata mazamu ndichiyemerera semunhu apera nezemo . Huya kani babe zvese ndezvako mukoma havambozvizive we will keep the secret to ourselves . I am dying for you honey come home please. Lets enjoy ourselves bamunini Puro and kalove kekuburidzira so sandi kunaka ikoko . Ndapedza i saved the video . Ndokubva ndasarudza mapic akanaka ndokutumira bamunini Puro . Zvese nevideo riya ndakarara nemanhede vaiva online ndaivaona . And ndaimuda usiku hwese ndakatofara fani baba Naty paakati 2 days anenge asipo . Aizouya ndagutiswa zvangu nemutetenene wayo . Ndakaona vavhura mapic ndakasekerera ndikaziva kuti kwaari atozvimba ko varume vanotana hre . Haana kupindura ndikati aslong waona chete zvizhinji ndaisava nebasa nazvo . Ndakanogeza zvangu manheru kuitira bamunini ka . Ndakanogara kulounge ndikaona 8 yachaya vasina kuuya . Ndakatomborohwa nehana . Ndakazonzwa kuvhurwa kwegate ndikadongorera ndikaona bamunini Puro vachitaura naguard . Ndakaita kujamba jamba nemufaro . Ndakabva ndapfeka masex lingeries angu . Ndokumirira kuti vapinde muroom mavo ndakavanzwa kugwedebudza gwedebudza vaitsvaga chikafu maybe . Ndakamonera towel rangu ndokubva ndabuda ndaida kuenda kukitchen ndaakusvika ndakanzwa inzwi rabamunini Puro riri padenga vachiti ..... Him: vanhukadzi chiiko dont push me kana uri sewe ndokurova hako. Voice: ndine video rako uchida wakazvimbira maiguru vako ndoriratidza mukoma wako that part chete ukasandipa juss once kani Puro . Makamboita runyararo i knew it Senzeni aitodawo bamunini . Ndakabva ndafambisa kupinda ko vaigona kutomupa ka . Ndakasvika ndichibva ndati...... Me: and i have yours too uchikumbira mwana haunyari wakaita sei . Bamunini Puro vakaridza tsamwa ndokubva vadarika nepakati pedu vachienda kuroom kwedu wanei tasara takamirisana semachongwe . Ndakabvuta phone yake ndikaiputsira pasi ndiyoka yaiva nevideo racho . Ndipo pakatangira musindo ipapo takatanga kurwa i managed kumubudisa panze ndokulocker madoors angu . Ndakaenda paphone yake ndikabvisa memory card ndokunoisa muphone mangu wanei video riya ranga raserviwa wena . I deleted it ndokuflasher memory card riya . Nxaa anga andibhowa mhani kuda kuti ndiite muranda mumba mangu nxaa anga anyanya kufarisa . Ndakazvitarisa pamirror ndikaona kuti makeup yangu yasangana sangana . Ndakabva ndazvigadzirisa patsva ndokubva ndatanga kufamba kuenda kuroom yabamunini Puro vanga varimo mumba mavo . Ndakazama kuvhura door but ranga rakakiiwa . Ndakabva ndati ..... Me; bamunini Puro vhurai kani . Him: maiguru muri kudei panguva dzino please give me break . Me: aaah come on Bamunini Puro juss open the door . Havana kupindura ndakadzokera kubedroom kwangu pane zvandanga ndafunga . Ndakanovhura muwardrobe ndokutora makeys aivemo taiva nema spare keys emarooms ese. Ndakamatora ndokuzviudza kuti ndava kuuya kwauri Puro . Yes i have to do anything to have him . Ndakakokodeka ndichibva ndano kiinura door . Vanga vakarara peacefully hameno dzanga dzabata nguvai . Vanga vasina hembe yekumusoro chiona hairy umm gosh munhu uyu ka ane maqualities andinoda pamurume . Ndakaipuruzira hairy yacho ndakabvisa gogo dziya ndokubvisa bra . Ndokubvisa pant ndikasara ndiri inini ndakatanga kunzwa ropa kumhanya nekungomutarisa chete . Ndakafamba ndokusviko fukura jira zvinyoro nyoro ndokupinda mukati . Ndakavhura zip yeshort yaanga akapfeka vanga vane short pant mukati ndakabhowekana . Ndakabva ndapininura short ndokuturika gumbo rangu pavari ndikapinza ruoko mukati kuiti dzvii iyo yekunaka iyi . Akavhunduka Puro achida kumuka ndikati kana akangomuka zvaramba ndakangoti ..... Me: bamunini Puro mira kani . Ndichibva ndakwira pamusoro pavo vakandandama bamunini Puro . Ndakadzisa musoro wangu ndaida kuvakisser but vakaisa musoro paside kuda kunzvengesa ndikati munonyepa. Apa ndaiita kushesekesa chiuno changu punani yangu ichikwizira yavo . Ndakanzwa vachiti shuuu ndikaziva kuti zviri kuita . Ndakavatevera muromo iwoyo kusvika ndava kisser . Vakange vasinga respond vakapedzisira vaakuresponder ndakafara sei he is so good the way he kissed me . Ndanga ndapera basa kudhara apa yanga yaakuita kundibaya . Vanga vaakuita kakugomera vachindibata magaro kuti vachiapuruzira zvainakidza . Ndakapinza ruoko rwangu ndichida kuivhovhomora mukati ndiise ndega ndinatsoigarira ndinzwe parere moyo . Ndakanoibata kudai vakabva vandibata ruoko rwangu . Ndakamisa kiss ndokubva ndati ..... Me:chii honey give it to me i am horny . Him: wait do you have condoms .v Me: oh come Puro takanaka isu . Him: kana pasina no sex gulecy munoita mimba. Me: zvine basa rei hantie Peter aripo hre isu tisu tinenge tichingozivana chete . Vakaita sevondiregedza ndaiinzwa muruoko rwangu ichiita seinofema . Ndakabva ndada kuibudisa vakandibata zvekare apa vaitaura nevoice remunhu apera kare vakangoti ..... Him: enda unotora macondom . Ndakada kuedza nharo vakaramba vakandibata zvakasimba rumwe ruoko rwavo rwakanga rwachibata rimwe zamu rangu ndokuriisa mumuromo mavo ndakaita kuchemerera vakabva vandisiya ndokuti ...... Him: chienda ndichiri kuda unoiruza iyi. Amana zviya zvekutodada nayo semunhu aida danda ravo . Ndakaburuka pamusoro pavo ndokubva ndasiya ndavakisa ndichibuda kunoatsvaga . Apa ndaiita kufara kuti ndoipihwa nhasi . Mumba medu ndaitoziva aisavamo ndakaendakuno searcher muroom yaSenzeni ndikawana arimo . Ndakanzunzutira kudzokera ndikasvika ndokuona ......... *Stay tuned* [2023/09/28, 07:01] Makairos: https://chat.whatsapp.com/GYkIwd5QT0HJhbLjb9qQ8y *LOVE AND DESTINY* 💞💞💞💞💞💞💞💞💞 *Story by Ancillar Katsande* *0778863031* *Chapter 6* *Leah* Kana mazogara munhu anonzi murume anonyepa veduwe . Ndingangoti ndini ndakapusa caz i allowed him to have me outside marriage . Kubva ndichikura shuviro yangu yaiva yekuti ndizovhurwa ndava mumba . But Peter he always know how turn me . Sandi dzose shuviro dzinobuda sekuronga kwaunenge wakaita I loved him with all my heart kuti ndiende kumba hanzvadzi dzangu namdara vaivava magaka mambishi chaiwo . Ipapa ndaitoziva kuti shoko rakasvika caz sisi vangu vainge vakaroorwa KuJerera vakandifonera vachindibvunza zvemimba iyoyi . Avo ndaivaudza chokwadi tisu taiva vatevedzana . Ndakatodaira call yavo ndaka relaxer ndipo pandakaziva kuti guhwa harimiri pasi . 📱 hello 📱 hevo zve nhai Gotwe raMdara Manatsa. 📱 ndiri right sisu vari sei vana vangu nabamukuru . .📱 izvozvo ngatimbomira ko gososo randiri kunzwa zve iri kuti iwewe une pamuviri . Why kusandiudzawo are you married . 📱 not really i discovered kuti munhu wandaidanana naye anemukadzi ndatova pamuviri .... 📱 yoh nhaiwe Leah unondiudza kuti wakapandutswa neBeitbridge kusvika pakuva careless neupenyu so . Saka iye ari kutii handidi kukunyepera mdara vari kuvava uko . Unovaziva nehanzvadzi dzako kuti dzidii . 📱 iye ari kuti anondida and anotondiitira zvese 📱 usavhagwa Leah mhani iwe pepuka vanhu vemari avo vanonetsa . Unofana kutoziva hama dzake apa hapachadi husoft hwako Leah paakutoda chigandanga . Ndiwe wakautanga musindo wotopinda pabarika ramba zvekuitwa small house izvo . 📱 maita basa sisi ndichaita sekudaro . Ndakabva ndacutter vanga vandivhura sisi all along ndaingoti zvese boe as long achindiitira zvese zvandinoda . Ndakatanga kunetsana naPeter ndichimuti ndaida kuona hama dzake . Akambotanga achiruma ruma kusvika azobvuma kuti ndichauya navo wovaona . Ndaitoda kuti kana anenge angouya once ndava nenumber dzake ndaizoita madhiri chete kusvika ndasvika kumba kwavo . Days passed ndichimuona aitondiwanira mukana chete wekuti auye kundiona . Kundida aindida asi kuti hameno zvaiva pai . Sometimes aitouya nehembe dzake ndichiwacha ndichi ayina ndirini . Aigona kuuya achibva kumba kwake akapfeka hembe yakaunyana waitoshaya kuti zvofamba sei . Ndipo pandaitozomuchinjira hembe ndomupa dzandainge ndaka ayina oenda kubasa . Ndanga ndamira basa sezvo dumbu rangu ranga rakura . Ndaitoswera pamba pamumvuri nalandlord wepo she is like an aunt to me . Aimuziva Peter zvokuti ndivo vakatanga kundiudza zvekuti asi muri pabarika . Pandakamubvunzurudza ndipo pandakaona kuti chokwadi aiva nemukadzi . Vaitondiudzira landlord vachinditi paari kutizira kwauri ibva wamucomforter umupedze stress yese womuswededza pedo newe . Ndizvo chaizvo zvandaiita kana paaiuya kwandiri . Sometimes aitouya kwandiri makuseni chaiwo achiti anenzara . Ndaibva ndatomhanya mhanya kubika kuti aende adya . Ndanga ndava kutoziva kuti akati ari kuuya nekumba kwangu anenge anenzara saka ndaitogara ndabika . Ndaitomboita nguva yekuti ndaimuudza kuti ndoda kupedza vhiki newe . Aitozviita hameno kumba aizonge achiti chii. Apa ndipo pandaimuda Peter wacho . Ndakazofara sei pakauya bamunini Puro kuzondiona . Hii vanga vane masimilarities akanyanya vanhu ivavo . Vaisanyanya kutaura zvavi bamunini vangu asi vakaratidza kundifarira we exchanged number . Vakazonzi vachidzokera zvavo kumba but it seems vaisada kudzokera kumba kwacho. Ndakaita question mark . Vakatowanzirana nemukoma wavo hanzi .... Him: waakutoda zvekuno mfana uchada vakadzi iwe zvino apa ndokutushura . Bamunini Puro : amana ko chiiko ivo ndivo vanongondida ndega . Ndipeiwo ka airtime ndinoda kubata kule baba Tanya . Peter: nhasi imboenda kumba Prosper hazviiti tese tibve pamba . Kwasekuru baba Tanya unoenda mangwana waonekana namaiguru vako . Tosangana kumba ikoko kusweramangwana kuseni tonotenga zvinhu zvekuti ugoenda nazvo ndanzwa nekunetswa namhamha.mozonatsouya tatsvaga mukomana wemombe moms vanotyira tete Pure kumombe uko . Him:Its ok Blaz ndakavaudza mhamha kuti dai vakauyisa Precious . Anyway its ok but airtime musarega Me: regai ndikuisirei zvenyu bamunini. Mopota muchitautarawo neni Him :maita basa gulecy mati ndingarega kutaura nemukadzi hre Takavaperekedza ndokunosiya vaakuenda . Takadzoka zvedu nahubby tichifara hedu . Tapinda mumba akandikochekera ndokudiswededza paari akati..... Him:Wafara hantie Me : yes but ndinoda kuona vamwe ndinoda kuziikanwa kumba kwenyu zvekuchaya mapoto izvi handichadi. One more thing uchaenda kunondiroora riini . Caz ndikafa nemimba iyoyi uchabvisiswa mazimari ekuti unozvidemba kuti dai ndakagara ndakaroora. Akakwenya kwenya musoro ndokunditarisa mumaziso chaimo achibva andigadzika pamakumbo pake agara ndokuti ..... Him: babe zvinhu zvinofamba stage by stage . Yes kuroora ndonoroora hangu but zvekuti uone mai vangu now hazvisati zvaita . Ndinofana kuti ndinovazivisa first . Ndotenga mombe yekuzivisa mai Naty. So ndipoo nguva mbichana nditange ndagadzirisa zvinhu zvangu Me: ok i will Sezvo tanga tadya late ndakazongobika maspaghet ekuti tingozodyira hedu tichiona TV . Kwaiva nebhora ini ndaisarifarira zvangu but nokuda kwekuti hubby airida ndakanogara next to him ndichitofara naye kana team yake yagohwesa . Ndakatoita ari mapopporn ataidya tichiona bhora . Wainatsoona kuti munhu ari kufara . Bhora rapera ndakamuisira maspaghet akabva ati..... Him:Bby unoda kuti ndibamuke dumbu kani ndaguta shaar wanguri wandi feeder wani. Me: ndanga ndati ka muwane simba caz nhasi hakurarwi pano . Akanditarisa akasekerera achindikwevera paari akabata dumbu rangu ndokunditi.... Him : mwana ari umu mukomana chete madiro aunoita zvinhu . Ndokupa mukadzi i am all yours bby isa plate uko uuye ndikuname. Ndakasekerera zvangu ndikarongedza ndiro dzangu ndokudzokera mubedroom . Ndakasvika munhu atove naked hake akauya akandiikisa ndokundibvisa hembe . Ndikaenda pabed ndakapihwa rudo zvemufilm chaizvo hapana chamakaona ndakaimba manhanga kutapira. Takarara zvokuenda after our session ko pakarohwa basa zve. Ndakaita kumutswa ndokupinwa futi ndokurara zvekare. Kuchiedza ndakamuka ndichitonzwa kuda zvekare but iye aitove busy zvake nefoni ndakabva ndamuka ndikati ..... Me: ndikuda kumuka ini . Him: oh muka hako bby ugadzirire timbonoita shopping makuseni so . Masikati ndoda kumbozoenda kubasa . Me:tikw*rei zvedu timuke tione . . Akanditarisa akaseka chaiko nhai munhu aitoseka ini ndaitova serious . Ndakabva ndatanga kumubatabata ko aiva mangwananisa ka ndipo pazvainatsoita chaiko . Him: hayas zvakaoma zviri pai nhai bby . Unongoita zvinhu zviri fun so ndinonzwa kuda kuseka pese paunoshooter mafirimu ako . Me: iwewe unenge uchiti ndikushootter ndinenge ndichitorevesa ah . Him: ok boe neni handitokuguti pamwe ndinenge ndichitoti ndakunyanyira zvino nedumbu rako iri unokwikwiidza thats why ndati munhu uyu mukomana. Ndakasekerera akundipa rudo rwandaichemera chaiko . Ndakabva ndanatsopihwa chekuseni ndokuzomuka ndoenda kunogeza . Ndakanovhurira mvura ndokunatsotora nguva yangu ndichinatsogeza . Ndapedza ndakazvipukuta ndokumonera DT rangu ndokubuda hangu ndoenda mumba . Ndakadzoka ndikanzwa ari pafoni . Ndakatomira ndichida kunzwa kuti anga amukira kumufonera chekuseni kuno ndiani . Voice racho raiva remukadzi wacho aiita seaichema . Ndakatoshaya kuti kwafiwa here kana kuti . Asi zvakandisvota ndafunga kuti pamwe iskiri rekuda kuti Peter adzoke kumba. Ndizvo zvinobhowerawo kuita small house chero gulecy vakada munhu panguva yavada only one call nyangwe muchifara sei anokusiya odzokera mukadzi wake. Ndanga ndatotsamwa ini .. Iye akaita kuvhunduka achiti chii chaitika nhai mamuisa kuhospital ipi . Ndakapererwa nazvo ndakaramba ndakamira akabva atomuka ndokupfeka ..... Ini ndanga ndaakushaya kuti chii . Anga arwara ndianizve kumba ikoko . Pamwe aiva mwana wavo kwanga kwava kufungira ndaizonzwa zvese apedza kufona . Paakapedza pacho ndakabva ndamuti.... Me: ko chii chaitika , ndiani ari kuhospital nhai bby . Akangopfeka achimhanya mhanya apedza akabudisa wallet yake. Ndokundipa mari hanzi wotoenda kushopping wega bby . Ndakatora mari iya ndokumira padoor ah nhai munhu angada kutoenda asina kundiudza kuti chii. Akanditarisa ndokumira apererwa zvino achibva ati........ *Stay tuned* [2023/09/28, 07:01] Makairos: https://chat.whatsapp.com/GYkIwd5QT0HJhbLjb9qQ8y *LOVE AND DESTINY* 💞💞💞💞💞💞💞💞💞 *Story by Ancillar Katsande* *Book number 34* 🔞🔞🔞🔞🔞 *Parential guidance is adviced. Not for under 18 yrs* *0778863031* *Chapter 7* *Prosper* Umwe mweya wakandibata kuti ndiudze mukoma zvaiita maiguru Kuvanzwisa audio. Asi ndakaona kuti ndingaparadza imba yavo . Ndaisaziva kuti vaigona kuzvitambira here kana kuti kwete . Ndakati regai ndirege as long ndaakunovaudza kuti ndoda kuenda kumba.mangwana ndaizodzokera saka handina kuda kutaura hangu . Ndakazviudza kuti ndaisazodzoka zvekare. Paitaura mai kuti mukadzi waPeter anenge hure hure ndaizviramba ndichingoti zvagara vamwene nemuroora kuclicker kwavo kunonetsa . Kungoti hauzobvunzi hako mukuru kuti mukadzi wenyu makamuwana sei . asi mukadzi wavo hunhu hwake ndehwechi waga waga anenge aitopinda mubhawa chaiko. Ndaizvifunga hangu ndakagara mupark muya . Ndipo pandakaona Kendra aine mumwe mukadzi achifambanechinzira chaigura nemupark umu. Akauya achimhanya kwandiri akasvika akati .... Her:waregerei kundiudza kuti uchauya muno nhai Puro is everything ok kuuya makuseni so . Me: yah boe zvokuti kuda kumbo stana zvangu muno kumba kuri kubhowa blaz vaenda kubasa. Her: Rega ndiende kumba ndimbonodya ndigouya ndokuona. Me: unobvumidzwa hre usaite zvinhu zvinoita kuti uzorohwa namdara . Her: havapo vaenda kubasa kune sister yangu inoda kutokuona can i come with her . Ndakambomutarisa ndichizvibvunza kuti sisi vacho vaida kundionerei chaizvo anga ambovaudza kuti kudii. Akabva andizugunusa Her: ukunyepa pane zvikukunetsa Puro ndimaiguru futi hre. Ndikutaura newe iwe ukuramba wakanyarara uri kuratidza kuti uri kure wani. Me: oh kana ndiri boe huya hako navo sisi vacho pamwe ndingatowana vekuita navo nyaya Her: ok Bye take care . Akabva aenda ndakasara ndikamutarisa achimhanya achienda. Akanaka zvake Kendra but speed yacho ari kuiwanza regai ndinzwe kuti sisi vacho vachauya vachiti chii. Mushana wacho wainatsorova zvakanaka . Ndanga ndaakutoona vision yezvanga zvaitika kuden. Amana chii navo gulecy kuda kundipandutsa itype yekuti ukawira mumusungo mavo nyangwe kuroora hauroori vachida kuita barika revarume. Ndakapedzisira ndarara zvangu palawn. Hope dzanga dzotouya ndakaisa phone yangu muhomw yeshort yemukati. Ndichizviudza kuti munhu akada kundisearcher kuzosvika mushort yemukati ndinenge ndamuka . Ndakatorara zvekuenda chaiko ndikatozomutswa ndakamuka ndikaona ari Kendra neumwe musikana mukuru kwaari . Waal zvairi mhuri yevasikana vakanaka ndakabva ndavakwazisa ndikanzwa vaakuti .... Her: hindava kurara bamunini.. Me: kutonakirwa nemushana uyu ndokutobiwa nehope. Ko makadii maiguru . Ko ndaitiwo kudii ivo vanditi bamunini. Vakadavira havo vakabva vagara pasi next to Kendra iye aiva paside pangu . Ndakanzwa vaakuti..... Her: bamunini hantie nemi muchiri mwana wechikoro . Muchiri nezvakawanda mberi hantie . Me: Yah ndizvozvo ndinoda kutomboenda A level kana ndikapasa . Her: you see even Kendra uyu chengetanai mumbomira kumhanyira zvisiri zvezera renyu if you want to archieve your goals . Zvino mukaita musikanzwa muchamitisana zvokonzera early marraiage chamabura hapana . I can see kuti murudo macho mapinda muchinzwirana but dzorai speed mufambe nepace iru nane . Kendra anga akanditarisa ndaimuona hangu . Ndakamutarisawo ndikaziva kuti ari kuda kuti ini ndipindure . Me: hah inini musandityira gulecy unless mupfanha wenyu akandi pusher . Aslong asingaiti zvinokonzeresa tinosvika kure gulecy Her: saka boe bamunini Kendra , Kendra , Kendra how many times did i call you . Kendra: (achisekerera) 3 times sisy . Her: dont push bamunini oh . (Vakaseka) but serious speed itai shoma mainini hatidi kuzonyadziswa . You guys take care of yourself ndakuonai bamunini you can have my number akakunetsai Kendra dont hesitate to call me. We exchange our number ndokusara hedu vachienda . Kendra akavhura chibasket cheplastic chaanga auya nacho ndokubudisa lunch nemvura akati...... Her: ndinozviziva kuti hausati wadya idya tione tozotaura wambodya . Ndaitonzw nzara asi kuti ndidzokere kune mai iya ndakati kana . Tsuro haiponi rutsva kaviri . Ndakamutarisa ndokutora lunch iya wanei mune macaroni yakanatsotsvukira nechicken . Me: lets hope hauna kundipfuhwira apa . Her: ( akasekerera achinyara ) ndikakupfuhwira zvine basa rei nhaiwe. Idya undiudze kuti maiguru vakuita sei. Dont tell me kuti warara navo . Kutorova serious kani munhu wacho . Ndakamutarisa ndikasekerera zvangu ndokubva ndamuti ..... Me: handirari navo bby isinhi yako iyi not yamaiguru. Kuzomudaro sandi kunyara ikoko hayas zvakaoma . Ndakamutarisa zvangu ndokuti Me: waakunyara wani Her: and hazvina kumbokufita zvekutaura zvisina basa. Ndakaseka hangu ndichitoisa spoon muromo yah zvanga zvabikwa. Ndakadya zvangu ndikanzwa kuti ndava boe . Ndokumbogara nabae tichiita nyaya . Ndaitozviudza kuti kungoerekana ndatova murudo ndisina kumbokanda shoko . Ndakaona kuti ndingaomesera mwana ndikati chiregai ndimuudze . Ndaitomudawo but type yake zvaaitira maface kusermina uko aisasvikirika zvedzungu . Not knowing kuti ndaitoinonokera colgate mazino achiora . Me: Kendra Her: hmmm Me: I love you bby unoziva kusermina paya ndaitoda kukuudza how 8 feel but ndakaona kuti majita mazhinji aitokunyanya. Her: ummm Prosper usadaroso ko iwewe ndaitotyira girls raiita kukuzara paya . I love you too Puro you mean a lot to me . Me: serious hre bby but mangwana zvikabuda ndoda kuenda kuden . Her: aaa shit mhamha vangu vari kuuya mangwana ingadai taenda tese . Ndinotozodzoka vadzokawo. Me: no ita holiday yako bby no problem ndozokuona paunouya kutora maresults . Hameno unotambira kupi xmas ino. Her : aaah ndinoda kuuya kumba ini totaura ndauya honey . Wadii kumbogara kani Puro. Me: Serious hre unoda kuti maiguru vandiwanire mukana hre shaar . Her: noo but vanosvota havo . Ndakasekerera hangu aindinakidza Kendra. Takaswera tese tikaparadzana ndaakuenda kwandainge ndanzi huya nablaz . I huged her ndaakuenda . Ndakatomboramba ndakamubata ndaida kutomunama nekiss but ndakazviudza kuti Puro uri kumhanya. Ndakaenda ndikasvika ndichipererwa blaz vanga vatori nechimwe chibeda chaitova nemimba . But ava gulecy vatori far much better pana mai Naty. Pahunhu zvese nekusunguka ava vakangouya kumba mai Peter vangapembera caz mai Naty vakavamaka nebhilo tsvuku chaiyo . Takatandara ndokuzonzi ndiende kumba . Amana ndakadhinhiwa only if he knew kuti mukadzi wavo aitondirwarira vaisatombonditi ndiende. Ndakaenda hangu ndikadelayer ndikasvika paden late ndichiti vanhu varara . Kupinda muden ndichitoda mvura mukitchen dhuma dhuma naMaid apa akaita kumonera towel zviya zvokurisunga nemumazamu umu . Otonditaurira nyemba gulecy ndokuuya ndikazvisiya zvichinetsana ndokunorara . Pasina nguva gulecy vadzoka kuda kundipindira . Wanei door ndakakiya. Ndakatobatirwa nehope kutorota ndichida kutorara naKendra achitondibata bata zvainakidza kupepuka kudai wanei hezvo zvavari maiguru . Ndakapererwa apa ndokuuya pamusoro pangu . Vaiita kudziya muviri zvokuti ndanga ndapera . Zvacho zvavai ndiita ndakatoona kuti ndinogona kungovanama ndikaita zvokutamba . I responded to her kiss vakati vowedzera havo ini ndanga ndaipirwa chaiko pavakada kubudisa sinhi ndakavabata . Ndikavati vanotora condom .vakati hee takachena ndakamboti come on Puro shudha munhu uyu umwe moyo ukati kana mukadzi wemukoma ava . Ndakavabata vakaenda kunoatsvaga ini ndokusara ndikanokiya door nemakeys aiva padoors avanga vakiinura nawo ndikasiya akarembera . Ndokuenda kubath ndikanoveza hangu kusvika ndazviponesa . Ndaivanzwa vachingotaura vari padoor ndiri zii zvangu . Ndakarara vachingokumbira vari padoor . Vamwe vanhu vane mweya chaiwo hanzii ingondiisa musoro chete . Kana ndimiwo chii ichocho. Ndakarara zvekuenda ndokumukirirwa kusheedzwa zvine simba apa munhu achidzanadzana padoor pangu hanzi bamunini huyai muone. Ndakatomboti vatanga mmaskiri avo asi kupfikura kwavaiita kwakaita kuti ndipfeke ndibude ndione kuti kwaiva nei . Ndakabuda mumba vakandibata ruoko ndokumhanya ini ndichitevera . Vakasvika vakavhura door ndakarohwa nehana ndichiona mai akarara ropa richibuda nechekumusoro kwake anenge akarovera pavase. Me: whaaat ko chii. Her: bamunini kani mupenyu hre . Takadana garden boy ndiye akazoenda pedo naye akati mupenyu ari kufema . Takamutakura akaiswa mune imwe mota ndikati maiguru vafonere blaz . Takamuendesa kuPare vakambonetsa netsa asi vakapedzisira vamutora maiguru vafusha nhema. Takanogara pawaiting area manurse achimhanya mhanya muroom yaainge aiswa . Ndaingonamatira kuti dai hake anaka . Chiona maiguru vacho votouya kunditsamhira pachest chaipo vachichema havo . Ndaisava neoption kunze kwekuvanyaradza . Vakasvika blaz ndakakochekera mukadzi wavo ndichimunyaradza. Vakangondotarisa ndokutora munhu wavo zvikayemerana ikoko handina kumboita hanya nazvo. Vakazouya doctor vachiti arasa ropa rakawanda paidiwa ropa rinomatcher rake. Akabva anzi blood group rake vaive naro. Blaz ndokubva vati vamupe vakapihwa mabills ndokubhadhara tichibva taenda kumba Ndakanosvika kuden ndikagara zvangu pacouch ndokubva Blaz vaeda kuroom kwavo pasina zvavataura . Ndakaona yava mheremhere vachiuya kwandaive . Vanga vakabata pant rechikadzi nebra netowel ndokusvika vachindipa mucheka . Ndichizama kubatanidza kuti whats going on vakandirova zvekare uku vachipopota hanzi...... *Stay tuned* [2023/09/28, 07:01] Makairos: https://chat.whatsapp.com/GYkIwd5QT0HJhbLjb9qQ8y *LOVE AND DESTINY* 💞💞💞💞💞💞💞💞💞 *Story by Ancillar Katsande* *Book number 34* 🔞🔞🔞🔞🔞 *Parential guidance is adviced* *Not for under 18yrs* *0778863031* *Chapter 8* *Kendra* My sister vakaramba vakatarisa mapic edu muphone mangu . Vakasekerera ndokugara pasi ndikanzwa dzave kuti ...... Her: waaal thats why uchipenga naye oh My God he is hot indeed . Ndakasekerera kani atleast vaona kuti handipengeswe nezvisina basa. Ndakabva ndavati .... Me: you see sister i really love him . Her: unoti iwe haaoniwo hre kunaka kwako . Makawanana apa vanhu vakanaka mese good lucky little sisy . Musamhanyira zvisina basa uite zvinhu zvako wakadzikamira unovaziva mhamha unokiiwa . . Me: hii ndambofarisirei handitauri ini . Takaswera boe ndikamusiya ndichiperekedza aunt mutonas netsoka taigara pedo netown . Saka takatogurira . Vaida kunotengera vana vavo hembe . . Ndakanovabetsera kushara ndokudzoka hedu. Takadarika nemupark .ndakaona Puro akagara ndakabva ndati kuna aunt . Me: regai ndimboona munhu uyo aunt ndokubatai . Ndakanotaura naye ndokuenda kumba ndakarongedza chikafu ndokuudza sisi Kisha kuti tichienda kunoona Puro since vaida kumuona . Havana kuramba takapinda munzira tichitaura nyaya tichiseka . Takanosvika munhu akarara hake ndini ndakamumutsa akamuka vakataura zvavaida sisi vakaenda. Ndakafara sei paakandiudza kuti anondida. Ko tanga tapinda murudo tisina kumboudzana kuti aindida. Ndaimuda ini Puro ndainatso kunzwa kuti ndiye zvese zvangu . Takatandara tichiyemerana zvedu ndokuparadza kuma 1pm . Ndakaenda kumba ndikasvika sisi Kisha vaisavapo ndakanogeza ndokutanga kutamba magames pacomputer . Ndakanzwa aunt vave kunditi .... Her: ndiye mukomana wako here Kendra uya . Me:Ii aunt why madaro. Her: ndakuonai hangu makanamirana ndichibva kuperekedza sahwira wangu muri mupark umo. Me: hoo nhai ehe ndiye. Her: havasi vakomana veguka nemitoriro hre vanongoswera mupark umu. Vachitadza kuenda kumabasa . Me: hah iyeye haasi atori mwana wechikoro . Zvamurimi aunt mugoudza mhamha ndinokuzivai . Her: ndichivaudza kuti zvadii kwanga kuri kuda kungozivawo zvangu . But musanyanya kutamba muchibatana batana kudero munomitisana . Iii hug ndiko kuri kunzi kubatana here . Ah vanhu vanondiona sachipavhurire seiko . Nhai nhai aripano angoti Kendy usadai yoh zvaakutobhowa i know what i am doing . Ndakangobvumira ndokunyarara zvangu ko ndaiti kudii . Ndakazobvapo ndokuenda kunorara zvangu .. ndakanorara ndichitoona zvangu mapictures muphone mangu. Ndakatobatwa nehope ndikazomuka ndichinzwa voice radady vangu. Ndakabva ndatomuka ipapo ipapo . Ndokuenda kwavanga vari ndakatosvika vachindibvunza Me: ndiri pano dady . .. Him: hah wakura ndangandajaira kuti ndaingoti kupinda muno muyard ingadai ndatokuwana wakamira paveranda apo . Ummm makura vatete mukati handisati ndava nemukwasha inini . Me:hiii dady veduweye handina mukwasha ini . Masvika ndabatirwa nehope kungoswera wakarara zvinotobhowa. Hantie friend yangu yaiva kuno takaparadzana iye achiendawo kwake . Him: its ok sisi mhamha vari muroad apa havasi kuziva kuti ibirthday ravo . Come on vanangu lets surprise her . Vakomana vatosvika vari kuuya manje manje ... Me: hiii waal vari kuuua nana gulecy here i cant wait . Tichitototaura kudaro mota 3 dzichipinda dzakadungamidzana . Vanga vasvika vachingomira ndakaita kubhururuka ndichinovambundira chaiko.. vanga vauya nemhuri dzavo and mai vangu vaiita kufara chaiko . Vana maiguru vangu vanga vabvumiwa nekuchando . Vaiita kufara kusagana zvekae . Zvivana zvavo zvaitotaura nechirungu kunyanya . Asi chandakafarira vakavadzidzisa shona yedu iyi. . Vakabva vatotanga kuita deco maiguru mai Kiara vanga vakazvidzidzira . So isu taingobetsera hedu nenguva diki diki panga pava smart . Umwe neumw aiva nekwake maiguru mai Jayden vanga vakaita hotel and catering vaimira mira kumapoto vachibatsirwa nemamaid avo zvanga zvakarongeka kani. Apa dad vaingoti vakatigare gare vobvunza kuti mhamha vave papi vachipa update kunana mukoma. Zvinhu zvichitofaya . Takazogara taakuita kumwaiwa nefashion rekuchando . Vese hapana asina kutipa something . For that day everyone aipfeka jean reblue nemagolf t shirt anga akaprintiwa kuti *Happy birthday Momy we are celebrsting this day with you our heroin* Takabva tanogeza ndokupeka tese pavange vaakuridza hooter tese takanomira kugate . Uku vakaisa Banner raiva rakanyorwa the same . Gate richivhurwa vachingopinda pavakationa tese vakapererwa vakamisa mota ipapo vachibuda vakaita kufara varoora vavo kuzovadira madrinks . Takafara chose takazobvako vakukuzvana nezvizukuru zvavo . Vakambopinda mumba vakanoti nyaa vakazodzoka vachinja ndokuuya kugara pakati pevanakomana vavo . Me: tichatoendawo kuChando sisi Kisha tichamboonekwa here namhamha . Her: inzwai godo Kendra ndinenge ndingori nemi always. Vanhu vakaseka ini ndaitozvitambira hangu . Takava nenguva yakanaka zvokuti takatorara late. Ndakanonoka kumuka zvangu. Vakati vauya mhamha . Her: hezvo hezvo wadziirwa ka kunoku i wonder why waichemera kuuya kuno. Kumuka this hour here . Maid uyo ndewangu kwete wako muka tione . Ndakatoziva kuti chakachaya kana mhamha varipo hauzororishuwa. Ndakatatamuka ndichisimuka kuenda ndakaita zvekutinhiwa ndisina kana nekugeza . Ndichipinda mukitchen sisi Kisha vakanditarisa vakafa zvavo nekuseka i am sure navo vanga vamutswa . Ndakabatirwawo nesetswa regai vati tadziirwa chokwadi . Taishanda isu hapana chataikonewa kana ndiri seni ndaiti ndichambozorora ah . Takatanga kusuka mandiro anga akaita gomo . Vana makhoti vanga vakaenda kudzimba dzavo vachisiya gomo rendiro . Taipopota tichiti vatiregerera. Zvino takanzwika namhamha Her: hezvo munopenga chete vanangu . Muroora haasi mushandi vanangu ndizvo zvamunofana kuziva . Imi handiti muri vanhukadzi muchaona henyu maroorwa . Basa harirwadzi iri vanangu mukaita zvekutumwa ndipo parinorwadza . Vakaita nyaya nesu kusvika tatopedza . Vakazoenda havo tikasara taakugadzira zvekuti vanhu vamwe tea . Ndipo pandakafunga phone yangu . Pamwe Puro akanditsvaga anongoti Kendy andidadira . Ndakaenda kubedroom kwangu . Ndikasvika kutsvaga phone yangu . Ndakaiona ndokugara ndikaona mune mamissed call hobho aPuro . Ndakabva ndaenda kuma messege ndakaona aripo zvekare asi ndakaaverenga ndikanzwa moyo wangu kubaikana aiti....... *Stay tuned*
❤️ 💩 😂 4

Comments