Ancy Cays Novels
June 7, 2025 at 06:03 AM
[2023/09/28, 07:20] Mai Naty: https://chat.whatsapp.com/GYkIwd5QT0HJhbLjb9qQ8y
https://chat.whatsapp.com/LSSONLZKXcl1WsLOouXvvB
*HELPER*
❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥
*Story by Ancillar Katsande*
📱 *0778863031*
📚📕📘📖 *# 37*
*Chapter 2*
*Leandrah*
Ndakaita sendaresva kunzwa pandakanzi Bitch naBoss and word iroro ndanga ndarimarker sei . Ndakanzwa kubitirirwa munhu haangati aine maissues ake kumba ouya nawo kubasa zve . Ini ndaingovaonesa but yoh what an insult he payed me back .
Ndakagara zvangu muoffice mangu ndichifunga maoffers andaipihwa naMegan naDimbly ndichiita turn down then nokuti ndaisada kushanda nemafriends . I decided kuramba ndiri pabasa pangu munhu ndipo poonditi bitch .
Chaasina kuziva ndechekuti handinyengereri basa ini iro basa ndiro rinotonditsvaga . Ndakarangarira day randakaudzwa naGibon kuti i am his bitch ndakanzwa hasha ndipo pandakatarisa zvigumwe zvangu ndikaona kuti i am still wearing his engagement ring . Ndakaibvisa ipapo ipapo ndokuiposhera panze nepawindow . Ndiri mukufunga phone yangu yakaringer aiva ari Felistas my best friend . I picked it up......
📱 hello dear
📱 hess chommie are you ok ndiri kunzwa tone yako kuti you are pissed ndiani again is he Gibon that he goat .
📱 Oh that one i am done with him anongokumbira masorry sorry achiti hee ndanga ndakadhakwa and that girl we saw with him was his cousin can you imagine i wont buy his cooked story .
📱 Oh that one is a fool i used to be his number one fan but now i hate him with passion. So ndiani abhowa my friend .
📱 Who else my boss he think he can call me whatever he likes and get away with that . Can you imagine he called me that boring word *bitch*. I hate that word caz i am not the one . Why did he call me that as if i spread my legs for him nxaa.
📱 Oh that Charmer called you that oh why now .
📱umm spare me oh caz ndokuziva kuti unoda maboss sterek i am not you Felly . Besides that he is married get that in your head . One more thing he is too more handsome and i dont like those dudes ndinoda vari paaverage not avo vanodiwa nevasikana vakawanda.
Akaseka zvokuti ndakabvisa phone panzeve dzangu ndizvo zvaaive Felly . Ndakanzwa akuti .....
📱 oh i want to see you in person i will come to your house ndachaisa and ndine bag renyaya rinotoda sleep over . So ukufunga kuita sei .
📱 i need to resign dear ndingato accepter offer yaDimply than to stuck with a person who called me bitch as if ndakamubvisira hembe .
📱hiii Dimply angafara you a star Chommie achakutsvaga zvake Mr Charmer uyo . Smile for me mhani iwe usatsamwiswe nemunhu uyo mhani .
I found myself smiling ndaingoda someone to talk to . Ndanga ndava kutonzwa kurerukirwa after Felly' s call . Ndakabva ndanotora resignation form ndokufiller waiting for him to put a signature .
Tims iyoyo ndipo pakauya team raaida kuita meeting naro . He was nowhere to be found ndakatora maforms andanga ndamigadzirira ndokuenda kuboardroom ndiko kwandakanoitira meeting navo .
I introduced myself to them ndokutonyepa kuti he is hospitalised he is not feeling well . Takaita meeting navo vakafara nemaservices edu vakavimbisa kuita business nesu . Varume vacho vaiva very strict and their faces mearnt business . But after the meeting vanga vave kutofara vaakutorumbidza our company
Ndakavaperekedza ku car park vave kuenda .ndakafara neni kuti ndanga ndisina kuprepare kutaura navo but i managed to convince them to do business with us .
Izvozvo zvaisandimisa kuti ndiresigner never he had crossed his line . Ndakati ndava pareception ndokunzwa kudeedzwa anga ari Mupambiki one of the Cleaners .ndakashaya kuti ari kudei caz ndaisanyanya kutaura naye .
Ndichisvika paari akaita kusekerera zvokuti ndakamutarisa ndamirira kuti ataure nyaya yake . Its not like ndizvo zvandiri but raiva bad day rangu ndakabva ndamuti ....
Me: Come on Mupambiki i am a very busy lady taura zvauri kuda i need to go and do something
Him: waaal inzwa kavoice kacho wakanyanya Kurima . Ok hazvisizvo zvandakudanira hangu wanditema neparcel yako iyi takagara seri kweoffice yako .
Ndakatarisa parcel yacho yanga iri ring iya . Ndakabva ndaitora ndokumuti thanks ndokuda kufamba ndikanzwa ave kuti ......
Him: musikana akanaka kudai haafitwi nekutsamwa mhani you are even more beautifull wakatsamwa kudaro . Adarireiko mface wako kutsamwisa bby rakadai isu tichimirirwa nekungotaura kwako chete kuzoti ndapinda newe murudo handikuregedzi uri ngoda chaiyo Kurima.
I juss give him a look defeated by his words . Ndakaseka hangu ndikaona obata mberi kwake akotama . Ndakawedzera kuseka ndichienda he is juss a comedian Mupambiki it will be a waste of time kumutsamwira
Ndakasvika ndikabva ndamufonera my boss ndikamuudza zvandaida ndoku cutter . ndanga ndakunzwa nzara ndikatora my bag ndokutora lunch box yangu maiva nema muffins ndakanotora tea kutea room ndokutanga kumwa zvangu ndipo pakapinda my boss hameno anga aita zvekubhururuka hre.
Ndakasimuka ndokumupa maresgnation letter yangu haana kugamuchira akatotora mamuffins angu ndokumadya chaiko . Aitoonekwa kuti vane nzara i let him be but ini ndaitonzwawo . Akadya kukasara one chairo achibva ati .....
Him: Miss Kurima why did you want to resign if its about our argument earlier on i am sorry please dont resign i need you pabasa rako . Kana mari yako isingakukwaniri i can increase your salary please Miss Kurima.
I took a deep breath mari yandaiwana apa yaiva yakawanda kutodarika yandanga ndaudzwa naDimply naMegan . Apa ari kutotaura zvekuti vanogona kundiwedzera ndakabva ndadyira ko mari inongodiwa nemunhu wese ka but i have to tell him ndisati ndapindura .
Me: Its ok but please ngatisaisane pamuedzo. I hate kupedzerwa hasha kana mune maissues siirai paentrance muno toita zvebasa . I learn to mind my own business handichatauri anything to you zvisingaenderani nebasa and mind yours too.
Vakasekerera ndokundipa ruoko for a handshake . Ndakabva ndagara pasi ndokuvarondedzera kuti meeting yafamba sei nemapapers atanga tasainirana .
Akamaverenga ndikaona vosekerera ndokunditenda akabva aenda kuoffice kwake . Ndakapedzisa muffin rangu asi ndainzwa kuti handina kuguta . Ndakatanga kuchecker ma emails ndipo pandakaona mumwe murume ouya nebepa raiva rehuku mukati necool drink .
Anga apihwa naBoss ndakanzwa vodaidzira vari muoffice mavo vakati ndakupedzera chikafu chako idya ichocho . Ndakavatenda ndokudya hangu food yangu peacefully .
Palunch ndakabuda zvangu ndokumbono refresher ndiri panze ndanga ndakaguta saka ndaingotaura zvangu nevamwe . Ndakadzokera kubasa ndokutanga kushanda ivo Boss vanga vaenda kumba kare .
Vairatidza kuti pane zviri kuvanetsa but its none of my business . Pandaka ngochaisa ndakanokwira tax ndokuenda ndikapfuura nepamashops kutenga hangu maspice nezvimwe zvanga zvakashota mumba mangu . Ndokuenda kumba kwangu ndairenter 3 rooms dzanga dzakazara kuti paa nefurniture . Ndakasvika ndikabhadhara tax driver ndokutakura zvinhu zvangu ndopinda mumba .
Ndakanorongedza ndanga ndaneta ndakananga kuno refresher first ndokuchinja zvangu ndopfeka vest neshort . Ndokuenda kukitchen ndikapfeka apron yangu ndaakuda kutanga kubika ndipo pandakanzwa kutaurisa mudinning anga apinda Felly akabata magift bag 3 .
Me: someone is happy i can see that aita seiko boss Miller today vaita usekerere kudaro.
Her: juss guess girlfriend
Me: watengerwa mota .
Her: no
Me: watengerwa chiiko ummm tell me caz hembe anosikutengera chii nhai .
Her: tadah ( akataura achivhura zvanza zvake anga ane ring i screamed ndichifara naye)
Me: waaal i am happy for you he proposed but what about his wife . Are you ready to be his second wife girly . I warned you but hauna kuteerera i am giving you this warning for the last time . Felly dont marry him unozochema mangwana .
Her: Noo Chommie i am deeply in love with him. Vakarambana avo chommie chill girl .
Me: ok but usazoti handina kutaura . I am really happy for you chommie come for a hug bae .
Akasekerera achiuya ndokumupa hug . Ndakabva ndaenda mukitchen ndokumukandira apron ndichidaizira kuti time to cook .
Her: oh wait i need to go and freshen up first tungamira ndokubata pamberi . Remember my favourite please .
Ndakaseka zvangu ndaiziva zvaaida ini kubika ndiko kubasa and she knows that she always like my meals . She wanted junk food so ndakatora maspaghet ndokuabika uku ndichigadzira chicken yangu ndakanga ndakarara ndakatoideeper mumayonaise . Ndakaibvisa ndokuideeper mumazai nemamuma spice andaiva nawo . Ndokutanga kubika akadzoka Felly akatungamidza mhino nemuromo mberi ...
Her: waaal the aroma is juss perfect i cant wait to test your chicken girl . Chindiudza kuti how did it go naMr Charmer .
Me: he is Mr Billa girl akazvinzwa he will brag . Shaar he apologised and offered to increase my salary .
Her: waaaal can i prophecy .
Me: to hell with your prophecy girl i know you are a prophet of doom . Chigadzira these potatoes you know how i like them .
Akagadzira ini ndichipedzisawo ndikagadzira vegetable salad . Tapedza zvese takadya achingotaura kuti chikafu chaikana ndaakupedza kudya ndipo pakafona sekuru vangu mdara wadad vangu ndini ndivo vakandichengeta pakafa vabereki vangu ivo nambuya kundiendesa kuchikoro zvese . Its unfortunate kuti mbuya vakazoshaika vasati vadyawo mari yangu . He is the only one i had ndakadaira smile iri kugotsi uku .
📱 kulu makadii marova imi .
📱 ndatoti ndinzwe kuti uri sei hauna airtime hre ndikutumire
📱 Airtime ndinayo sekuru ndaiva busy sekuru ndaifona is everything ok ikoko.
📱 Yes but ndine muzukuru wangu auya kuno uyu hameno zvamakaitirana auya kuti ndikukumbire ruregerero on his behalf . .
Ndakanzwa hasha ndanzwa kuti ari kutaurwa nezvake ndiGibon . Nyangwe Felly akatoshamawo muromo anzwa izvozvo ndakabva ndavati.......
*Stay tuned*
[2023/09/28, 07:20] Mai Naty: https://chat.whatsapp.com/LSSONLZKXcl1WsLOouXvvB
*HELPER*
❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥
*Story by Ancillar Katsande*
📱 *0778873031*
📚📘📕📖 *# 37*
*Chapter 1*
*Delvin*
Ndichipinda mumba ndakatarisa every corner ndikaona musingatarisiki netsvina . Ndakashaya kuti munhu anga achiitei kubva makuseni till now . Ndakaenda mukitchen ndikaona mashura chaiwo sink yanga yakazara ndiro kuti paa . Ndakabva ndafamba kuenda kubedroom only to find her akagara hake pastool akatarisa pamirror achizvigadzira gadzira kumeso kwake achiratidza kuti mutano zvake hapana kana panombomurwadza ndakabva ndatomuti...
Me: bby whats going on ndaona tsvina mumba musink makazara mandiro is everything ok
Akanditarisa ndokubva asimuka achipeura weave yake ndokufamba achimodela achinditenderera nemaheals anga akapfekwa . Ndakaramba ndakamutarisa caz ndaitoda answer kuti whats going on caz thats not my wife i got married to.
Her: As you can see i am perfectly well . Do i look like i am sick no honey . Zvinhu zvochinja dear husband i am not your maid Delvin come on you are rich tsvaga musikana webasa .
Me: nditsvage musikana webasa iwe uripo unenge uchiitei pano . Are you out of your senses come on my friend go and clean your mess i need to rest . Stop that drama of yours .
Ndakaita sendadenha mago munhu ngaatange kupopota kuti handisi musikana webasa . Ndakanatsotarisa kuti ndizvo hre zvandiri kunzwa . Ndakaona kuti kutaura kungandinetsa vamwe hatisati tajaira kugara patsvina mai Bhila ndizvo zvavaitidzidzisa tichikura. Ndakatanga pekubedder bed first since morning ranga risina kumbo spreader even chitowel chakashanda after our love making changa chakangokandwa pasi pepillow apa chisina kuwacha chakaunyana zvacho ndakachitora ndokuwacha ndikanika. Ndakapedza ndokumu cleaner ndikaenda mukitchen ndikanosuka maplates ndokumugadzira zvekare . Ipapo ndaifunga kuti where is my wife wandakaroora a month ago . She used to clean the house , she used kundibikira and staff . Zvese izvozvo zvangopera juss like that .
Ndakagadzira mulounge mumba manaka ndakaenda kubedroom kundorara ndichimbozorora ndakamuka kuma past 7 . Ndokuenda mukitchen wanei chabikwa hamuna zvandasiya makaita ndizvozvo . Ndakamutarisa ndikaona achitoona zvake TV akaturika makumbo pacoffee table achidya mabanana .
Me: Are we not going to eat today.
Her: you can join me if you want . I am not your cheff my friend . Am i not perfoming my wifely duties well mubedroom . My duty is to satisfy you in bed and uri kukuma daily so please i need to rest . You are rich Dee tsvaga maid.
Ndakatoona kuti zvitori serious ndakabva ndaona kuti ndingarara nenzara . Ndakangotora macar keys angu ndokuenda kumba kuna moms . Zvekubika zvaisava zvangu dai ndaizvigona ndaingobika ndikatodya .
Kana aiona sekuti ari kuorora ini aitotamba zvake . I love her but zvaakuita its beggining to piss me off . Ndakasvika kuden ndokunokwazisa mdara ndakasvika blaz vachitovepowo .
Him: Hamusati kana madarika honeymoon stage now maakutotanga kumbeya nemaraini .
Momy: Baba Jay usanetsa mwana wangu i can see ane zviri kumunetsa come on Delvin tiudze .
Me: Blaz hamuvazivi hre mhamha too talkative handichabvumidzwa kuuya kuona mai vangu hre amana . Makadii dad , makadii moms .
Vese vakadaira blaz vakaseka havo ndaimuziva mukoma wangu taigarowanzirana. Kubva tiri zvana mai Dee vaisimudza zvavo maoko kana vaona tatangana zvekuwanzirana . Ipapa ivo vanga vauyawo wani .
Him: kupiko ane chinomunetsa uyo ndomuziva mfana wangu . Ko hantie ndimi maiti heee maworking class ladies hatimadi tinoda mavillage girls vaunodzidzisa life nofunga wanzwa nekubikirwa chororo waakuda recipe dzamai Dee kuno. Siya moms vangu dzokera kuna village wife of yours .
Hayas zvakaoma zvino zvandanga ndagarirwa mberi . Mdara vaingoseka zvavo . Ndakatoona kuti zvinganetsa ndokusimuka kuenda kukitchen . Ndikawana mune sadza, hot wings nekavegie paside .
Ndakanatsonzwa kunakirwz nekungoona chete . Ndakapakura zvese ndokutora water glass rangu remvura ndokuisa plate yangu mutray ndokuenda kune vamwe ndakangoti ndichipinda vese ndokuti guu kuseka .
Handina kuda kuzviteerera zvagara baba Jay anotaurisa . Ndakarova serious ndokunoisa patable ndikadya zvangu ndiri zii baba Jay vachiti....
Him: hayas wanga wazvisuwazve uchati excuse me mavillage girls aya amakada nechishamwari chako vajaira majachi nembunwa zvekuroaster roaster izvo hazvisi zvavo natsa kuzviruma chigumwe mfanami.
Vakaseka vamwe vese handina kupindura caz ndainatsonakirwa nechikafu chandaidya ndanga ndaakufungidzwa zvataitaura tiri majaya . Ndichivati mukadzi anoshanda handimudi i would rather go for a village girl .
Ivo vanga vakaroora mutown maiguru vaitova bank teller . She played a pivotal role pakuvenga maworking class lady caz mazuva ekutanga vaishaiwa nguva nemhuri yavo chaiyo zvakaita blaz vazonyenga maid . Nyaya yacho ikanetsa kusvika vatoona kuti imba inoputsika ndokuzodzoka munzira manje .
Handina kumbovaudza nyaya yangu ndaiti pamwe zvichapera hazvo . Takambotandara paya ndikaparadzana tese nablaz taakuenda kudzimba dzedu .
Ndakasvika kuden wanei main door riri locked ndakaknocker munhu aisadaira hake . Ndikafona aisapicker . Ndakaona kuti miedzo yacho yakaoma . Ndakaenda zvangu mumota ndokubatidza heater ndokurara zvangu imomo kusvika kwati ngwee apa ndaiva nemeeting na8am munhu haangavhuri door mumba ndimo maiva nemaforms andaida for that meeting .
Ndakadhinhiwa i called my PA akadaira zvake Leandra nekavoice . Ndikamubvunza kana anga aita macopies akawanda pamaforms andaida akati aripo . Ndakabva ndatomutsa mota ndokuenda kubasa ndaisada kumisser that meeting .
Ndakasvika ndokupinda muoffice mangu. Miss Kurima (Leandra) my PA akanditarisa ndikanzwa ave kuti.....
Her: Is everything ok sir you are not yourself at all juss take a look padressing yenyu hamuna kana tie how can you be in that meeting you are totaly messed and......
Me: hey stop it bi*ch ndiro basa rakozve rekuongorora inini here . Kuva PA wangu it doesnt mean waakuda kutoziva ziva about myself know your limit my friend.
Ndakataura ndichirova desk zvokuti ndakasara ndichinzwa kurwadziwa luck enough akavhunduka akabva aenda muoffice make . Ndakasara ndikazvidzikamisa ndokuzvitarisa ndikaona kuti handisi kutomboratidzika shirt yakatounyana zvayo ko handiti ndanga ndaraea ndichishanyarika mumota ndinayo. Kugeza chaiko ndanga ndisina .
Ndanga ndongoitira munhu wese hashs zvichibva naRebecca wekuda kubatira chirungu pacorner selacto. Pandakaona ndasara ne15 minutes kuti ndizopinda mumeeting yacho ndakabva ndamhanya kumba ndakasvika avhura ndakangonogeza faster faster ndakanyarara ndokuchinja . Ndakabva ndatarisa nguva wanei dzasara 6 minutes kuti meeting itange apa maforeign investors iwayo vaishanda netime apa taisada kumisser contract iyoyo .
Ndakatora maforms andaida ndokunopinda mumota kundodai mota kuramba kumuka ndikaona kuti hamusisi fuel ndakamhanya kunobudisa imwe mugarage kundodai same yanga isina fuel .
Ndakadhinhiwa ndakapedzisira ndaenda kunomira paroad kumirira tax. Ndaingoridza tsamwa caz matax acho aitoita seakatumwa that day kans kufambira kuarea kwedu .
A minute to 8 yakachaya pasina chauya pakangoti ngoo 8 :00 ndakabva ndaziva kuti zvadhakwa . Ndipo pondoona munhu achiuya nefoni yangu kugate yairinger . Ndakangobvuta foni ndisina kutarisa kuti ndiani ndikanorara mubedroom neshangu .
Ndainatsonzwira Rebecca my wife hasha asi ndaiedza kuzvidzikamisa ndanga ndatomisser a very big contract nokuda kwake .
After abouy 40 minutes ndakabva ndafonerwa naLeandra . Ndakangodaira ndakadhinhikana ndakanzwa achiti .......
📱 you again ukudei .
📱 thats unproffetional zvamaita yes you are my boss but you dont have the right to give me names . For your own information i am engaged handina kana chandokunzwirai .
📱 Are you talking to me Leandra .
📱 unproffetional again Miss Kurima please. did i ever call you by name eversince i started to work here . Anyway i need your signature here caz i want to resign . Congradulation again you won the contract pauya mainvestors i have to lie kuti you are not feeling well i represents you and the meeting was a successifull one . For more info muchauya moona zvavimbiswa good day waiting for your signature paresignation form yangu.
Ndisati ndapindura akabva acutter amana ndakafara at the same time ndikashaya ndodii caz losing Leandra pacompany yangu means my downfall she is my pillar, my helper .
I have to rush to the office ndaifana kutomboisa pride paside ndinomukumbira ruregerero she has done a lot to me . Ndakapinda mumota ndokuenda kubasa ndakasvika ndikananga kuoffice kwakw hameno chaka bhekewa chaaidya netea chaiva mulunch ndakaminya mate ndikanzwa mudumbu kuti kruuu iye akatozvinzwawo akabva anditarisa ndokutarisa pasi akasimuka ndokunditambidza form raanga ato filler achida kuresigner .
Instead yekuti ndigamuchire bepa riya ndakabva ndatokweva chair ndokugara ndikanonga one ndikadya ummm sandi kunaka ikoko ndakakwevera cup yake kwandiri ndokutanga kuzvinama hangu .
Ndanga ndaakunzwa nzara ko mumba ndanga ndangobudazve . Ndakadya iye akangonditarisa akapeta maoko ake . Ndakasiya one chairo ndaakunzwa kuguta ndokubva ndasimuka ndokumutarisa ndichibva ndati......
*Stay tuned*
[2023/09/28, 07:20] Mai Naty: https://chat.whatsapp.com/LSSONLZKXcl1WsLOouXvvB
*HELPER*
❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥
*Story by Ancillar Katsande*
📱 *0778863031*
📚📕📘📖 *# 37*
*Chapter 4*
*Mai Nenyasha*
Ndanga ndatoronga maths dzangu ndapedza . Kubva kare ndichiziva Delvin ndaimuyemura ndaida kuti Hilda munin'ina wangu aroorwe naye . Ndakamuuyisa asi airatidza kuti aisamuda . Hilda akangwarira akamboedza chosr but zvakaramba ndipo paakanoroora mukadzi waanaye .
Ndakavimbisa Hilda kuti adzikame taimuhwina chete zvokuti pandakamuudzw plan yangu akafara chaiko . Ndaida kuti mukadzi wacho apengere murume arege kuita zvese then Hilda ooffer kuita zvese izvozvo zviri kukonekwa nemukadzi wacho .
Varume vakapata ndaiziva kuti aitizodyira chete . Mukadzi wacho akapusa haana kumboramba pazvese zvandaimuudza chandakaona ndechekuti ainyanya kuvimba neni.
Ndakazviudza kuti handinei nazvo handina ukama naye . Zvagara kakara kununa hudya kamwe . Aindiudza zvese zvaiitika kumba kwake ini ndomu feeder nepoison .
Pakazouya Delvin kumba achitaura nababa Nene ndakaenda kunoteerera ndikanzwa achitotaura nezve izvozvo . Ndakabva ndaenda kuna Hilda ndikasvika ndikamuti .....
Me: plan yedu yaita uite action mfanami this dude ane bag unenge wapinda machena . Look at hona shirt haina kuayinwa ita plan girl.
Ndakabva ndabuda ndokudaidza baba Nene ndaida kungowana kuti . Hilda awane mukana naDelvin . Ndakabva ndabvisa hembe dzese ndokurara pabed ndiri naked ndakasimudza gumbo one .
Murume wangu ndaimuziva kuti zvinhu aizvida chaiko . Paakapinda akarohwa neshock achiona munda wese uri panze . Ndakamudana nekagumwe kuti auye ndakaona munhu osekerera achiti.......
Him: Mai Nene unoda kundiraramisa here naro iri. ( akataura achitondibata bata ) .
Ndakaziva kuti hapana kwaaienda nako ndakananavira pabhurugu rake ndikatoona ato charger kudhara ndakanatsotora nguva yangu kumufadza murume wangu ndaitoziva kuti kuside uko Hilda anenge atova pane imwe stage .
Tapedza akaseka baba Nee achiti unoda kundiuraya . Takanogeza iye aimhanya mhanya kuda kuenda kune shamwari yake . Ndakasara ndikapedzisa kupfeka ndokuzobuda zvangu mumba . Ndakaona baba Nene achiuya achiseka .
Nokuda nyaya ndakamutevera kudzokera kumashure . Ndakanogara pabed ndokubva ndamuti .....
Me: chiiko baba Nene mawana vachiitei (akamira kuseka )
Him: vanani ndiri kuseka messege yandatumirwa naDelvin . Aenda uyo angagarira nguva yese iya yawanga uchindifemesa moto .
Ndakasekerera nhema moyo wanga waakuda kunonzwa kuna Hilda kuti zvakamira sei . Ndakabuda ndikasiya ndamuti .....
Me: Mashanda Museyamwa let me go and prepare something for you by myself .
Him: ok bby go i miss your meals
Ndakabuda ndokuenda kuroom kwaHilda ndakasvika akabata phone yake akavhunduka paakandiona . Akaita seaviga phone yake ndakamutarisa akabva aita kufemera pamusoro ndokuti .....
Her: Eish ndimi mandivhundutsa henyu ndanga ndisina kumbofunga kuti pangaita munhu angapinda
Me: (ndichigara pabed) zvaita hre tell me .
Him: iii that man is a hard nut to crack . Look at me ndarohwa a hot slap chandakwanisa kuisa my lipsticks pashirt yake i know ikoko vanondonetsana.
Me: wamuti chii .
Him: ndamuudza ka kuti let me help him ndikada kumubata ndipo paandirova .
Me: lets give it a try one more time kana zvaramba tosiya but shinga mwana wamai vangu .
Akabvumira ini ndokubuda imomo ndokuenda kunogara zvangu pacouch ndaakufunga plan B zvekare . Ndaizofa ndaedza zvangu kuti aite bamunini vangu . Ndakabva ndatoti regai ndimufinere benzi uya ndinzwe kuti zvava papi.
Akanonoka kudaira akazodaira ndava kutoita run out of patience ndakabva ndamuti .....
📱 hello askana
📱 uri sei hindava kuita low low kudai .
📱ndaakufunga kuzvisiya ini askana ndichizama chaizvo kuti zviite the more yaakutobuda . Nhasi auya his shirt ine malipstick askana i am really hurt. Ipapa angobuda akaenda askana hazvina kundimirira mushe .....
Me: ummmm zvino kana otouya nemalipstick pahembe rambisisa kurara naye munopihwa chirwere mai mwana . Itomuudza kuti titange tanoongororwa utano hwakakosha .
📱 hameno askana hameno
Akabva acutter as if ndiye afona ndakaridza tsamwa chaiyo ndaisada kuti ararw naye ndaiziva kutu murume kana ari panzara akangoriona pamhene anokaruka adya chaiko . Ndizvo zvandaida ndaida kuti angorara chete naHilda kana zvadaro otomutizira achiti anenhumbu .
Hilda ndaimuziva kuti aidzemura chaiko pamaoko saka ako kaizongopedzisira kaenda kumba kwako . Murume osara ari waHilda .
Ndakada kumufonera futi ndikati regai ndirege aizokasira kuonera kuti ndine hurongwa. Ndaida kumirira kuti iye auye azondiona achindiudza ega nhau dzake . Ndakabva ndasiya zvekufunga izvo ndava kunobikira murume wangu .
Aifarira sadza nepork so ndiyo yandakabudisa ndokubva ndabika sadza iyo ichimelter . Ndakaigadza ndokunatsoipisa zvakanaka . Maid akakurumidza kuenda kumba kwake sezvo ndanga ndabika super .
Takadya hedu tichita nyata tava mubedroom medu ndakabva ndati kuna hubby .
Me: anga achideiko Delvin hantie ingadai ari busy kusasana nemukadzi hre.
Him: aah vakadzi vanonetsa ava paakauya aiva munhu kwaye chaaisagona aidzidziswa ogona zvino ikozvino akuti anoda maid munhu asati atombogara kana nokudii.
Me: aah inga anopenga haasati atombova kana nenhumbu zvayo kana mwana akutochemera maid kare .
Him: anopenga mukadzi wacho sometimes vakadzi ndimi muunosunda munhu kuti aite musikanzwa imi . Delvin boe munhu mukadzi wake anga achimuda but hunhu hwake hwakumufizura i know my friend very well achenjere moudzana pamumoonana anokudzokera kumachonyonyo uko . Momuudza kuti kana achida imba yake aite hunhu
Me: Ugoona pese pandinomuona ndinotomuvaka henyu kumudzidzisa zvemumba yemukati hapana chaizikanwa kana nzeve chaidzo kuside anga asina . Haashandiki naye kana akadaro ...
Him: nxaa ndiri ndinosiyira kure uko woti wakafanana nechiro chemwana woda kutomisidzana nemurume . Ini ndinorikita munhu zvaDelvin zvechi gentleman izvo
Ndakakutidzira zvangu ndaiziva kuti vave vese vanozoudzana zvizhinji ndainyepa . Murume wangu ndaimuziva aitozoudza Delvin chete ndizvo zvandaida.
Ndakarara ndikamuka makuseni kugadzirira murume wangu kuti aende kubasa . Vaenda vekubasa ndakanogara pamushana naHilda aingosekerera ari pafoni yake .
Me: ukumbotaura nani uchisekerera kudaro dont tell me kuti watove nemukomana muno ini ndichifiririra kuti upinde musugar.
Her: zvinobuda hre zvaDelvin wenyu izvo makambomuonepi murume anotiza kiss chaiyo . Ndotombowana anondivaraidza kana azobvuma ndoita nezvake ndosiya mumwe.
Me: ok then but play your cards well.
Her : here comes trouble ouya mukadzi waDelvin kugate uko.
Ndakatarisawo ndokuona ndiye aitozvifambira achiuya. Ndakasekerera ndikamutambira akangosvika nekuti ....
*Gibon*
Tisu boys dzeswag patonas bby rinonzi Lea rairemera mastreets but chaindibhowera Leandra inyaya yekuomera . Ndakazviudza kuti ndiye wandichakanda paden but kutaka chinhu kune vane dziri pamhene ndaisarega .
Ndini mwanakomana chete wadad namoms vangu vabereki vangu vaindiitira zvese zvandinoda . Ndaisaenda kubasa but ndaidriver any car i want paden cash ndaiva nayo .
Rimwe day ndakasangana naLessy aiva crush yangu kuhigh school ndakamupfimba akandida. Ndakafara chaiko but pahunhu chaipo anga asina .
Ndatova papoint yekuti day iroro ndainopihwa chinhu dhuma dhuma naLeandra musupermarket . Akauya achida kundi hugger ndikamupushira kure uko ndichimuti ......
Me: hey madam do i know you.
Lea: Whaaat Gibon .
Lessy: oh you know him whats going on here who is she to you ...
Me: bby i dont know you this girl us nothing but a bitch ndizvo zvaanoita uyu anozviwisira kuvanhu vemari .
Lea akabudisa misodzi ndakada kutombonzwa tsitsi but ndakazviudza kuti kana . I will come back to her later ndambonopihwa . Ndaiziva kuti aisamboramba ko aindidazve Lea.
Ndakakochekera Less muchiuno ndokuenda . Ndakanorara kumba kwake usiku hwese ndichimushandura . The following day ndokuenda kumba .
Ndakabva ndafonera Lea her phone yaisaita ndakazama kumubata kuapp ndipo pandakaona kuti ndakato blockewa zvangu . Ndakati zano nderipi ndokuenda kubasa kwaFelly her friend .
Ndaiziva kuti aizotaura naye on behalf of me . Dzaingova shungu chete asi zvaipera ko ndonzi aniko ini Gibon is my name . Ndakasvika kubasa kwake ndikaratidzwa office yake .
Team repo raindiziva saka panga pasina need yekuti ndiite appointment . Ndakangosvika nekuvhura door ndikabva ndanzi.....
Her: mira zvako ikoko iwe imbwa iwe unouya muno uchipesanisa nzondora dzako wavingei pano . After everything you did to my friend you still have the guts to show your ugly face here . Ndotoshaya kuti Lea anga arasika papi.
Me: wait kani F......
Her: buda muno handidi kana kukuona . Lea haachakudi imbwa iwe chihure chiri pamhene sechembwa .
Akandishaisa mukana wekutaura kusvika adana security ndikauya ndichidzingwa sembwa. Pazvinodai pamuti munyoro ko kuzoti pane wakaoma zvaibuda hre.
Ndakazama zvese zvikaramba apa Lea ndaimuda sei . Ndiye munhu anga adiwa nevabereki vangu zvinondaivaudza kuti kudii nhai.
Ndakabva ndafunga kuenda kumusha kwake ndinopotera kuna sekuru vacho ndaingoda kuti iye auye . Ndakatenga grocery ndokuzadza mota . Ndikatakura cash in case kana ndaizonzi ndiripe.
Ndakabva ndapinda munzira vakafara kundiona . Ndakavaudza zvaivapo asi handina kuvaudza kuti sei anga asiri kuda kutaura neni
Vakamufonera akaisa paloud amai Lea akapopota ndokuudza sekuru vake zvese . Vachi cutter vakanditarisa ndokubva vati.......
*Stay tuned*
[2023/09/28, 07:20] Mai Naty: https://chat.whatsapp.com/LSSONLZKXcl1WsLOouXvvB
*HELPER*
❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥
*Story by Ancillar Katsande*
📱 *0778863031*
📚📘📕📖 *37*
*Chapter 3*
*Rebecca*
Chirungu changa chandizvuzvurudza kundibvisa kwedu kuNyajena uko ndichiuya kuzoroorwa nezihandsome rangu . I was the lucky girl to have him . Tabva kuhoneymoon he introduced to his friend Max nemukadzi wacho mai Nene .
Ndakatoti ndawana wekutamba naye sezvo varume vedu vachiwirirana . Takasvika pakushanyirana ivo vakauya kumba kwangu ini ndomboendawo kumba kwake .
Rimwe day akauya kumba kwangu ndakaprepare something to eat .taakudya akambomira kudya ndikanzwa ave kuti .....
Him: saka iwewe uri kundiudza kuti unosvika riini uchibika kuita zvese pamba pano . Huh why murume wako asingakutsvagiri maid.
Me: kuti ini ndinenge ndichiiteiko asikana ko ndinoenda kubasa hre
Her: Yowe this is city girl zvasiyana nekumusha . Haungati masikati unoneta nebasa manheru worariro shandirwa unozorora nguvai you duty is to satisfy him. Ini hauoni ndinaye maid ko ndinoenda kubasa hre . Look at me i have a flawless skin nenhau yekugara ndiri mumumvuri ndisingashandi. Iwe ganda rakaomarara sebvi rembudzi .
Me: umm asi ini haazvifungi Delvin uyu .
Her: hezvo ungatomirira izvozvo kuti azvifunge sure . Unotoita action ndiwe kuti zviite .
Me: action ipi nhai askana
Her: ummm muchiri vadzidzwa veshambo chokwadi nyima munhu bonde , usabika kana kumuwachira zvichamusosona akatsvaga maid .
Ndakambonyarara asi ndikazoona kuti Max ishamwari yemurume wangu why iye asinga kopiwo . Ndakatoona kuti mai Nene ari bhoo anga ari mucomfort zone Delvin. Ndakabvumirana namai Nene vakandisimbisa vakati ndizovabata pafoni ndichiva updater kuti zvakamira sei .
Ndakaswera muswere wese ndichiita basa manheru acho akaita kunditamba rough Delvin kuita kundifongoresa kuita sendichapindwa nemhepo uku achindiita mushandi wake nxaa.
I let him be ndaiva nesize yake inokwana yandanga ndakamugadzirira zvangu . The following day handina kumuka kumubikira ndakaramba ndirere akaenda basa nenzara .
Ndanga ndatotanga ndakangomuka handina kana chandakaita ini ndaingobika ndichidya ndichizadza ndiro musink . Ndaakuona kuti ave kuuya ndakanogeza ndokunozvigadzira pamirror make up yandanga ndadzidziswa namai Nene .
Akauya achida kuganza ndikamuudzisa akadzikama . Ndakaona oita basa rese iye ndakangoti hamusati matanga dady kana magozherwa muchatsvaga musikana webasa .
Kubika ndakarega akamuka mapoto akaoma . Ndakabhoekana obuda akaenda ndakamurindira ndichiti achadzoka . Umwe moyo wakatombofunga kuti pamwe aenda kuvanhukadzi . Kahana kakarova nesimba ndikazofunga kuti hakuna zvakadaro Delvin worship the ground i walk on he will never cheat on me .
Ndakakiya door ndakati dzakabata ndinganyepa . Ndaingoshanduka kusvika auya akaknocker ndikaramba ndakaomesa gotsi zvangu . Zvaiva zvake izvo ndakadongorera ndikaona opinda mumota ndikaziva kuti ndimo maacharara .
Ndakanatsodzopfodora zvangu hope ndikazopepuka pava paya . Aida kugeza but ndakaignore zvekare .ndakatozovhura door abuda nemota yake .
Ndakabika ndokupedza chikafu chete zvandanga ndashandisa ndakabva ndaisa musink handina kusuka . Akauya achimhanya mhanya haana kumbotaura neni ndikangopfekawo wangu muromo mumhino .
Mai Nene ndaiva updater vachindisimbisa kuti zvave kutoita . Akabva kubasa ari masikati akasvika mumba musina kugadzirwa futi zvimwe ndaitoita maune zvangu ndichiwisa pasi .
Akasvika akabva agadzira futi mumba ndokugeza akabuda zvekare . Ndakamhanya ndikanomira pagate aida kuenda kupi . Akamisa mota yake achibva aburuka ndokubvisa mashades aanga akapfeka ndokuti.....
Him: ko ndeip iyi uri kumirirei pagate dziura ipapo ndinoda kudarika .
Me: Ukuda kuenda kupi ukuda kuenda kupfambi dzako ka manje nhasi hapana kwauri kuenda Delvin .
Him: Its too early kuti tinetsane Rebbeca its not like handigoni kutaura no but i am protecting the peace i can lose it if i want zvawaita nhasi zvinorovesa dont push me caz hauzodi other side of me .
Me: Izvozvo hazvina basa ndati hapana kwauri kuenda chete .
Him: kana uchiona sekuti uri kumusha kwamurwira kuchera mvura paborehole . Ndinogarira chii pano hee . Kasira kudzuura ipapo zvako nokuti ndichamam* sa ndokusiya uchichema ndichienda futi hausi kuzondimisa wanzwa rubbish .
Ndakatarisa my loving man aita mhuka chaiyo akanditarisa . Ndakasuduruka ndaona kuti ndingapedzerwe shungu dzenzara ainatsoziva kuti ndabika nokuti ndiro dzaakasuka ndini ndanga ndabikiramo .
Ndakafambisa ndokunopinda mumba ndokumbogara pasi ndaakufunga kuti he almost hit me . Am i doing the right thing or i am juss digging my own grave . But i am learning from people who had experienced this before .
Mai Nene will never mislead me . Ndakanogara zvangu mukitchen ndichidya mafruits zvangu . Akanonoka zvekare kudzoka akasvika ndokupinda mumba ndakakiya madoors ndokuenda kunorara .
Akada kundibata bata ndakabva ndatoisa bridge rema pillow pakati pedu . Ndokumuka ndikapfeka skin tight ndokupfeka jump suit yangu ndikapinda mumachira .
Akatura mafemo ndokubva agara pasi akanditarisa ndikanzwa ave kuti.....
Him: whats the meaning of this Rebecca huh mapillow ndeeyi apa .
Me: Usatombondigumha zvako Delvin kusvika waita zvandakuudza ndinoda maid pano pasina izvozvo mo nhanzvi apa .
Akakwenya kwenya musoro zvekupererwa zviya akabva andibata ruoko akarereka musoro zviya zvekuda kunzwirwa tsitsi akabva ati .....
Him: Ok chingondipawo bby ndonotsvaga maid wacho .
Ndakasekerera mumoyo ndikaona kuti mai Nene vari right ndakaramba ndakasunga ndichimuudza kuti ....
Me: maid first then you will have me .
Akaridza tsamwa ndokubuda mumachira akaenda panze ndainzwa kuti pane waaitaura naye pafoni asi handina kumboda kunoteerera . Ndakagara mbichana ndikanzwa phone yangu kuringer ndakatarisa ndokuona vari tete mai Rhodha vaifona . Ndakaridza tsamwa ndikapindurudza mazisi angu .
Vanga vatanga kuda kukumbira vanofunga kuti ndini ndingapedza nhamo yavo hre ini . Ndakada kumbo ignore ndikanzwa yoringer futu ndakafinyamisa kumeso ndichidaira .....
📱 Muchaneta chii chamuri kuda by this time of the night .
📱 Aaa ndiwe hre Rebecca uri kundidana nezita . Unorevesa Rebecca caz wawanikwa nemunhu ane mari wafunga kuti every call ndeyekukumbira hre .
📱 oh tete mukudei right kana musiri kuda kukumbira.
📱 ndinogutsikana nezvandinazvo mwana wehanzvadzi yangu. Kana wagara uzive kuti upenyu ivhiri wanzwa . Ndatofona ndanzwa murume wako andifonera achindiudza kuchinja hunhu kwawaita . Usakanganwe nhamo iri pamba penyu zundu kugara mumombe hazvirevi kuti rava mombewo .
📱 Tete ndisiyei netsumo dzenyu ok . Chiuyaika imi mumuitire zvaanoda zvacho . Kusvika aita zvandinoda achafema moto mumba muno . And imi musatombotungamidza rupino rwenyu panyaya dzangu ndiri Soja rinosvika kure nyaya dzangu ndinodzimiririra ndega
📱 Ehoi mwana wehanzvadzi yangu ndageza maoko panyaya dzako .
Vakabva vacutter ndakapindurudza maziso aah nhai nhai kuda kundibhowa zvavo . Ndakatarisa kudoor ndikaona Delvin akamira akaisa maoko muhomwe .
Him: kana riri demon rakugara chaiko but chenjera kurasa chiri muruoko nokuda kuombera caz i am not going to take it . Uchituka vatete vako kudaro kuzoti mai vangu unodii. Handinyengereri kunhu kwako kwandakatokudzidzisa kugeza . Pane mabby anotondiwira but ndichiramba uri kuita kundisunda ndiende kwavari ndinobatwa saMambo.
Akaridza tsamwa ndokutora machira akaenda anga atsamwa Delvin . Ndakanzwa hana kurova paakataura zvevasikana hadzingamboiti nhema caz Delvin ari handsome .
Ndakasimuka ndikatanga kufamba famba nemba yese . Handina kumbotarisa time ndakangotora phone ndokubva ndafonera mai Nene ndikatanga kuchema ndichivaudza zvandanga ndaudzwa naDelvin .
📱 hey calm down hapana zvaanomboita uyo kungoda kukutyisa . Relax dear .
📱 are you sure mai Nene ndoramba ndichingoita saizvozvi hre .
📱 Ehe uchatoona mangwana achiuya nemusikama kutsamwira kuti wamunyima . Rara zvako iwe ndizvo zvavari varume .
Ndakabva ndacutter zvangu ndanga ndava kunzwa kurerukirwa hangu . Ndakabva ndarara hope ndikanonoka kumuka ndakamuona achipfeka kuratidza kuti aienda kubasa .
Handina kutaura naye akaenda kubasa that day ndaiti ndichamuona odzoka nemusikana webasa but haana hake apa kuuya kuma11 hembe iine lipstick ndakanzwa moyo kubaikana ndakabva ndaenda paanga ari ndainzwa shungu chaidzo .
Ndakasvika ndichimuchezura mbama padama . Akabata dama rake ndokusimuka achida kundirova ndakangobata kumesi ndichiti ndichanzwa yondimhara asi haina kusvika ndakaona ofunda zvibhakera ndokunonga macar keys akabva abuda pandakada kutevera it was too late anga atove kubuda mugate . Ndakangosara ndika......
*Stay tuned*
[2023/09/28, 07:20] Mai Naty: https://chat.whatsapp.com/LSSONLZKXcl1WsLOouXvvB
*HELPER*
❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥
*Story by Ancillar Katsande*
📱 *0778863031*
📚📘📕 📖 *#37*
*Delvin*
Pandakagona kunyengerera Lea ndakanzwa kufara . Ndanga ndave kutoziva hunhu hwekuita around her . Ndinotoona kuti munhu ari very strict and short tempered . Zvekare aisanyengerera ndizvo zvandakaona paari and i like her character .
Chimwe chandakafarira kubika ndaitoda kuti ndimuti andibikirewo mamuffins andivigirewo but ndanga ndapihwa mabounderies . Anga atotaura kuti i should mind my own business same as her .
Ndakasiya zvese ndava kuenda kumba ndichiziva hangu kuti everything is in good hand . Ndakasvika kumba yoh kumba kwacho aitova marwadzo it seems Rebecca haasi kutoda kuchinja . Ari kutoda kunetsera zvake zvamaid .
Ndakazviudza kuti hakuna zvakadaro izvo ndaisaita hangu . Ko kuzoda kundibatira ndaakuda kuti andipe zvinhu zvangu . Haana kuziva kuti skiri raaida kuita takambotosangana naro and we know how to address it .
But zvakatozondibhowa ndikasiya ndataura zvandinoda ndichinorara munext room . Hunhu hwake hwanga hwava kutondibhowa ini . Ndaifunga kuti nyaya iyi i am going to handle it alone but ndakatoona kuti hangakundi ....
Ndakatoona kuti kana tete vake chaivo hanzvadzi yababa vakamuzvara vachimukonewa ko ini ndini ndingazomugona hre . Ndakamuka kuseni zvangu ndokugadzira kuenda kubasa .
Ndakazviudza kuti kana ndakabva ndafonera blaz ndichivaudza kuti tisangane kumba kwana mhamha . Handingaiti mukadzi wedecoration mumba bodo. Ndakabuda iye akangorara hake .
Ndakananga kumba ndakatosvika dad vatochena chena vanenge vanga voda kubuda . Blaz vanga vachitaurisa vari mumba .
Dad: ndanga ndichitotarisa iwewe kuti waakuuya hre . Huya tinzwe boy boy .
Me; mamuka sei .
Him: ndamuka pinda tione .
Ndakabva ndapinda moms nablaz vakabva varamba vakanditarisa . Ndakanogara pasi ndokuvamutsa munhu wese anga achitarisa ini . Ndakabva ndatoti nditaure ndisapedza nguva yevanhu .
Me: ndafunga kuita devorce ..
Everyone akakanuka akanditarisa ndakanzwa mhamha vaakuti.....
Her: Delvin ukutaura kutu kudii hee devorce munhu asina kana nguva aroora zvaita zvekudii mwanangu . Ndakazviona that day kuti pane chiri kukunetsa unotaura mwanangi chogadziriswa pane kufunga zvakadero ..
Blaz: Haungorambi munhu tisingazivi reason ka .
Me: I am suffering look at me juss take a look at me . Ndine mukadzi but ndikupfeka hembe dzisina kuayiniwa , besides that hakuna rugare kumba uko haabiki haaite chinhu. Even mubedroom macho hapana chinoitwa saka ndotsvirei tea yacho isina sugar .
Dad: ummm boy achizviita ari kuti kuti azviitirei i think unofanira kuudza vatete vake nyaya iyi
Me: munoti handina hre ndakavaudza vakachenamiswa naye kana achituka vatete vake ko imimiwo zvenyu .
Munhu wese akatura mafemo ndakabva ndambonyarara ndikaenderera mberi ndave kuti .....
Me: Izvozvi endai kumba kwangu mumba muri upside down netsvina . Nhau iri pakuti tsvaga maid . Iye anoita basa rei haana mwana haana nhumbu saka maid wacho ndomudii .
Mhamha: Ko iwe ukangotsvaga hako mwanangu for peace to reign .
Blaz: Ayewa ayewa mhamha this is too much . Type yacho ndeyekutoti avapo maid wacho ndiye anopinda nemubedroom nemubedroom kuita zvese . Akangovapo chete muchagarira pasi imwe anyenga maid uyu talking from experiance . Kumba kwangu izvozvi hakuna maid mai Jay haafarisi zvachose but anoenda kubasa ane mwana anoenda kuchikoro but she can manage zvese izvozvo .
Momy: Saka kunyenga maid munoona zvichiita hre vakomana . Maakuda kutozvipa mbiri isina basa . Iwe chingotsvaga maid wacho i know you can afford it .
Me: kutsvaga maid never izvo ndizvo zvandisingaiti angatoenda kumba kwavo zvake .
Momy: Regai mai Jay ataure naye ariko kukitchen uko tinzwe kuti anotii.
Ndakangoseka zvangu kungoti munhu wacho havamuzivi . Vakadana mai Jay vakauya ndikanzwa mai vaakuti ....
Her: nhai mai Jay unombotaurawo hre namainini vako or kushanyirana hako.
Her : inini ndinenge ndir8 busy mhamha ndakatangq ndichafona even kutaura navo paapp ndikapedzisira ndaneta nokuti ini ndikasavatanga vaisataura neni .
Momy: heya izvozvo tombomira muroora wangu zvinhu hazvina kumira zvakanaka .
Vakabva vavarondedzera zvaiva paground ndikaona maiguru vanditarisa ndokunzi vafone vakaisa paloud . Haana kunonoka kudaira
📱 hello
📱 hello mainini hindava kurova askana .
📱 kuroverana hako kana matumwa naDelvin kutaura neni garai marega zvenyu caz handisi kudzokera shure kusvika aita zvandinoda pasina izvozvo ari kupedza nguva .
📱 mainini hazvidi kudaro inini wani handina maid , ndinoenda kubasa zvimwe zvinongoda kunzwisisa .
📱 Maiguru imi ndimi ini ndini . Handingatori zvamunoita imi mumba menyu kuzviisa mangu please . Imi ndimi makatenderana izvozvo .
Ndakanatsoona kuti Rebecca haana muromo zvachose . Dai ari iye maiguru aitotsika vanhu mumusoro . Kuzvida zvisina basa iye asina kana tsee ndakabva ndasimuka pandanga ndakagara ndokuti .....
Me: mangozvinzwira kuti muromo panze ndotokuudzai handigari netsvuuramuromo yakadai. Regai ndimhanye kubasa toonana .
Ndakabva ndabuda ndokuenda kumota yangu ndokudriver kuenda kubasa . Ndiri munzira ndipo pandakafunga kuti dai ndaziva ndatsvaga chokudya mumba mamhamha .
Ndakasvika ndokungonanga pabasa pangu zuva racho rakandirwadza . Lea aitovawo mumood hameno waaitaura naye waaiudza musoro wakazara mvura . Ndakazopinda muoffice make pabreak pane form randaida ndikaona akaisa Lunch yanga yakanuna amai apa nzara yandainzwa.
Ndakakumbira form ndikaramba ndakatarisa mulunch handina kuziva kuti anga andinenekera form racho kudhara . Ndakanzwa ave kuti .....
Her: Hey is everything ok .
Me: Oh thank you .
Ndanga ndaakunyara ndakafamba 3 steps kubuda muoffice make akabva ati .....
Her: Sir
Ndakamira ndokucheuka akazeesa chair yake ndokunditarisa achibva ati ....
Her: Mune nzara hre .
Me: kutaura chokwadi yes .
Akatora lunch akabvisa chimwe chikafu achiisa mumuvharo ndokubva anditambidza lunch yacho achibva ati.....
Her:Here you go
Ndakatambira ndikamutenda ndokunogara kuoffice kwangu ndava kuzvipepa hangu . Ndakanatsodya kubika chete aibika zvake mwana iyeye . Ndakapedza zvese ndokumupa lunch yake ..
Takanonoka kuchaisa tichipedzisa basa ranga rakaita gomo . Ndaona kuti nguva dzafamba ndakati ndimuperekedze akada kumboramba ramba asi akatoona kuti nguva dzafamba ndokuzobvuma .
Ndakanomudropper paaigara ndokuenda zvangu kumba kwaMax ndaida kumuudzawo zvandaisangana nazvo kwangu . But ndisati ndamuudza akabva atotanga iye kundiudza nyaya yaimunetsa ...
Him: Chibaba ndangq ndichida kutouya kubasa kwako wagona wauya . Ndakaremerwa shaar pamwe ungazondipawo advice i know i messed up big time but now zvekundituka imbomira undipewo advice .
Me: Taura nyaya yako neni nditoriwo neyangu ndiko saka ndauya kuno kudai .
Her: Shaar pakaipa ndakaiswawo pamiedzo one day madam vaenda kutown namainini Hilda ndikarara navo zvino only one day man . Nyaya iripo vaakuti vane nhumbu shaar zveone day ndiri kuona sekuti vakabva kumusha vanayo vachida kundipomera ini .
Me: Waionaka yekusada kuvhara zip. Pamwe izvozvo ndizvo zvauri kutaura but juss caz wakabvuma kurara naye unobuda sei . Hapana nyaya apa except kuita mapartenity test but madam vakazvibata uchaita sei.
Him: chirega kudaro iye ari kuti anoda kubvisa hanzi ndipei mari ndinobviswa kune mumwe muchembere waanoziva .
Me: Ko kana akafa uchanozvireva kunani . Hameno shaar .
Ndakabva ndamurondedzera yanguwo akabva anditi.....
Him: unonetseka neiko chibaba tora munhu unomusiya kumba kwavo wovaudza kuti imborairai mwana wenyu wodzoka anodzoka ava bhoo.
Ndakaona kuti aive nepoint chaiyi akabva adanwa nemukadzi wake tisati tapedza kutaura ndipo pakauya mhepo yaNyamavhuvhu mainini vaMax kuda kutondi seducer iye ane nhumbu futi.
Ndakamurova one iri strong ndokubva ndamuti ...
Me: You know what ini handisi Max wawakaresvera kugara akadyira . Ndinokudzemura undidzikamire ndinovaudza sisi vako kuti une mimba yaMax wototi dzika dzika zvako .
Her: hii please usavaudze handichazviiti futi....
Me: wotondidzikamira hako good day .
Ndakabva ndasimuka ndokuenda zvangu kumba . Apa aindikisa kisa pahemb e yangu apa yanga iri yewhite . Ndakabva ndasvika kumba ikaita nyaya naRebecca .
Kutondirova mbama wena ndakanzwa shungu ndaida kumurova chaiko . Ndakazviudza kuti better ndimbosuduruka nokuti ndairamba ndiripo ndaimukuvadza.
Ndakangopinda mumota not knowing were exacly am i herding to . Ndakangoerekana ndaakuto turnesa mota pamba pana Leandra . I wanted someone anondi comforter someone wandaiudza nyaya yangu .
Ndakaburuka mumota ndokuknocket door rake . Akaita nguva asina kudaira anenge anga arara hake . Ndakazoona kunzi kotyo kotyo ndikaona amira padoor achishamisika kundiona apa kanight dress kaana akapfeka kaiva kadiki apa kachionesa zviri mukati . Ndakaramba ndakamutarisa iye anenge akazviona akashama muromo ndokupinda mumba achimhanya akasiya door risina kuvharwa . Ndakabva ndapinda i found myself ndaakumudzingirira ndikamubata ava pane rimwe door ndokubva nda.....
*Stay tuned*
👍
❤️
😂
😮
5