Ancy Cays Novels
June 7, 2025 at 06:17 AM
[2023/10/23, 06:47] Achihoro Ancy Cayz: https://chat.whatsapp.com/LVpvyNmPLo9BExWsjvo3w0 *NYENGE* *Story by Ancillar Katsande* 0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣ *Chapter 20* NOX Ndakasimudza maoko kusurrender chaiko .ndaudzwa zvebvumbi zvaida kuti nditange ndamboiongorora first kuti haisi bvumbi sekutaurwa kwazvo . Ko isu takambopindana nedzakawanda ka tikabuda panfa pakaoma . S Asi dai ndanga ndichiziva kuti haina mavara acho arehwa ndaimuratidza ndione zvaaiita . Ndakasvika pana Smart ndakarohwa neconfusion chaiko kuti ini kupedzerwa nemwana mudiki akadai ini mukanwa mangu muchidonha uchi. Smart: Hezvo ko zvowoita sewarohwa nezvehusiku. Him: shaar apa ndavharwa wakamboona hure ruchitaura kuti ihure hre iwe kubva. Ndangoti ndichikanda chirauro ndokubva ndanzi tione size yako can you imagine hanzi tione kuti haina mavara hre . Smart: Hazviko izvo ungavharwa zviri smart ari kutotamba hard to get hameno kuti sei usina kuzviona kana wavhunduka kunzi vhura tione . She is one in a million anogwajisa majita . Me: Shaar ndoita sei chibby ndotochida zvekuti ndiri hure izvo istatement . Anofanira kunhe achitotamba hake nepfungwa dzedu isu vana Loverman . Ndakamuoneka ndokuenda kumba zvinonzi yapinda kamwe haiteyewi . Watsvedza nhasi asi mangwana ndomunakura . Ndakasvika ndichitofonerwa neimwe gogran yaitodawo my services iyoyo yaidusa manje . Plus ndaisanyanya kunoshanda manhingi nokuti yaitoteta zvayo . Waiti ukairova newheelbarow stylr kana frozen chicken yaizhamba chaiko kwete kwekunakirwa asi kwekurwadziwa . Ndaingoirova neone style missionary ndiyo yayaida asi waisatoramba uchikavira mberi one round inenge yatova boe apa inohorara sekacheche nayo round imwechete iyoyo. Waitonzwz yoti nhasi wandisvitsa ini ipapo ndinenge ndichiti achiri masvosva . Ndakageza ndokupinda munzira ndoenda zvangu kumba ikoko ndaiidira kuti uko ndaibatwa samambo inenge yaendesa vazukuru vese kuvabereki vavo vake vana vaiva kuma bording saka imba yese inenge iri yedu . Apa ndinenge ndabikirwa zvinogara zvakadaro kuitwa mambo chaivo . Ipapa ndaida kutonochema nhema zvangu kuti ndikuda mari yerent Ndakarova masmart ndokupinda munzira ndakatosvika gate rakavhurika ndikangopinda . Rikasara richivhara rega ndakavhura main door ndokuona chembere yakapfeka kastring dress kadiki kaisiya nyama dzose kunze kukomata kudai yaisara pamhene apa vasina kana tsee mukati uchingoona zvishongo zvema 11. Ch Chembere dzine stanz manje ari musikana unotoita wekukakatirana parashuti iroro rinenge rakapfekwa ukati mashura. Ndakangonzwa kugwinha gwinha ndakabva ndangoivhomora munhu achindikotamira kotamira ndokuishwetedza . Yoh sandi mhere iyoyo munhu anoziva kuti anehurema asi anokotamira kunobva nemuseve wobva wavhala ngebhechu hre akati mandex ivo vachirakashwa nawo mabullet bedzi . Ndakaibvisa ndikairadzika pacarpet ipapo ndokupinda style yayajaira . Ndakazoona yorira nendimi zvino ndikaziva kuti zvaita chiona chikapa chondoitirwa unotenda dhara yakafa zvayo kuti yakagona ndaizopepetwa mupepeterwo wakadai nani zvangu . Ndapedza ndakagara pasi iyo ndokundipukuta ikanogeza ikadzoka yakiya chishort. Me: Ko watoguta hre bby ndanga ndakusuwa shame . Wanga usingachadi kundidana hindava. Her: Vana vangu vanga varipo nevakadzi vavo vakatozodzokera zuro ndosaka ndatokudana . Ini ndava boe chaizvo unondigutsa iwe . Me: saka ndiri kunosiya hope kumba kwangu hre kana wava boe . Her: Aaa unorara kuno ndiri kuda kutorara ndakatsamhira chest iyi . Me: Pakaipa shaar ndikuda kunongwavha ngwavha mari yerent . Her: Aa mari yerent its nothing as long ndinewe ndinokupa . Ndaitoziva kuti yausauya iri gedye yerent yaitouya yakawandisira . Ndakafara ndakarara nayo chembere ndikamuka ndichipihwa mari svinu ikanditi ichandifonera futi kana yoda my services . Ndakabva ndatoenda kuden ndikanogeza ndokubuda ndichienda kunotenga maasbestors . Aitowanda zvishoma nezvishoma . Andakatenga aigona kuroofer 4 rooms . Ndanga ndasarwa neanoroofer 3 rooms kuti imba yese ipere . Ndanga ndoda kushandira iyoyo neyevakomana vaizo roofer . Ndigadzirire slender uya agouya achiwana pekugara . Ndakaita mazuva ndikafunga kutaimira bby ndakaita munyama kuti ndakaonekwa neumwe muface akanditi ndaidiwa naboss vacho . Ndakasvika paine murume akasvika apa anga akapfeka short aksbva ati ..... Him: Ndanguri ndakuona uchifamba apa uri kutsvagei ... Me: Chibaba hameno muri chii chemusikana anogara pano mutsvuku muslender so ndiye wandanga ndichikumbira kuona kana aripo . Him: Ok unoda kumuonera pane dzei nyaya dzacho . Chii chako musikana wacho mzaya wangu . Me: Hiii kule bby ndorida riya ndakakanda CV ndikanzi tione size yako ndikapererwa ndokuenda zvino nhasi ndanga ndazvipira kumuratidza size yacho. Caz handidi kurasikirwa naye . Him: Size yei iyoyo . Me: Aaa musikana uya akaoma kani akaziva kuti hapana mukomana anomboisvombonora achiratidza munhu asati adiwa and she win strategy yaakashandisa neni ndakatombodzokera kumashure asi nhasi ndauya ndakashinga kumuratidza kana zvirizvo zvinoita andide . Him : Akavhura phone yake ndokundiratidza pic akanditi ndiye hre musikana wacho amai mwana anga akanyanya zvake iyeye kungomuona chete yakachaya salute ndakazonzwa ave kuti ...... Him: Saka ukumirirwa nepic hre iwe . Ok musikana uyu haapo and for your own information musikana iyeye is going to be my woman soon ndiri kutoenda kunoroora manje manje saka handisi kuda kana kuona mhino yako pamunhu wangu . Iwe wakambomuonepi if i may ask. Me: Ndakamuona pano ndavinga kushanyira shamwari yangu yaiva paduty . Ndikapenyerwawo naye handina kuziva kuti ndewenyu chibaba . But ndaingokumbirawo one favour munditenderewo ndinomuda ini . Him; Get lost Hasha dzemface wacho ndakafamba ndichibuda gate ndakatoona kuti ndingarohwa zvangu . Ndakabva ndaenda kumba asi ndanga ndava nemubvunzo kuti musikana uyu angava wake hre kana kuti ihanzvadzi yake iye oti mukadzi wangu . Ndaida kuzombotaimira kumuona iye mbune kuti ndizobvuma kuti mukadzi wemunhu hre . Zvimwe ndezvekuvharira vamwe panze izvi . * Mbuya Murozvi* Pakauya Darlington kumba ndakafara ndikazviudza kuti ndinoda kumutevera ikoko . Anga andirovera muzukuru wangu . Apa anga adanana nemwana wambuya Munikwa Nyenge . Mwana akangokura tichiona anoteerera chaiko . Ndakasara ndichigadzira zvinhu zvangu ndokubva ndaoneka vashandi vangu ndoenda kumba . Ndakasvika kumba pamba pachingori nemuroora chete . Ndakabvunza munhu wandanga ndavinga ndipo pandakarondedzerwa nyaya yaitika ndakaseka mhoti . Vana ava mukati havashuri kurwira musikana umwechete vana vaNyamunhu . Carlos anenge akatodzungaira chaiko regai vauye ndigovaonesa gwara rakanaka . Ndakaswera nemuroors mota yakapinda kuma 1 pm ndipo pakaburuka baba Dee aiva ega . Akauya akatimhorosa ndokugara pandanga ndiri ndakanzwa mukadzi obvunza vamwe vana vake baba vacho vakati .... Him: Vasara vati vari kutevera . Her: Zvino zvamavasiya havacharwi zvekare hre . Dai mauya naCarlos vanokuvadzana vana vangu .. Him: Vatove boe avo unoita sekuti hauzivi Darlington sei . Ane moyo wekuregerera uyo kana atoti zvapera zvinenge zvapera anonetsa kana aine hasha paya . Her: Saka makafamba henyu zvakanaka . Him: eee asi dai ndisina kuenda panga pakaipa nokuti makhoti anga atoramba kuti zviri nane ndisiyane navo vese . Asi azonzwisisa hake . Takagara kusvika manheru vasina kuuya vakatozofona zvavo vachiti vanouya mangwana kuseni . Zvechokwadiwo mangwana acho 12 yakachaya vasvika vakaita kundimhanyira kuita kurwirana . Aipenga madazvanana evarume aya . Ndakavagarisa pasi vese vari vatatu paitoshota Kelvin uyo aiti ave pedo kuuya ndizvo zvaaitaura paaifona . Ndakabva ndavati ..... Me: Kare kare vanhu vaitanga misondo yavo voita chiya chinonzi chirwirangwe . Vana vemunhu mumwe vanoita chirwirangwe kwete kurwa ivo pachavo . Kubatana kunodiwa mumhuri kana Darlington akaita chakanaka iwe Carlos haungafari hre . Kana kuti Carlos aita chakanaka ko iwe Darlington haungafariwo hre . Vese vakabvumira kuti tinofara ndaksbva ndaenderera mberi Nokuti .... Me: Kana muchifara seiko kuitirana godo . Mukadzi akanaka anobva kuna Mwari chinodiwa kunamata nezvazvo kwete kuti zvinozviita zvega . Ndakataura navo zvakawanda zvokuti kana kuri kuteerera umwe aichinja maitiro chete . Takazoswera uri mufaro bedzi bedzi . Manheru takaonekana vanhu voenda kunorara kumarooma avo . Baba vacho vaitoti vachataura naDally kuti anzwe kuti ari kufungei nenhau yekuroora . Mari aiva nayo saka hapana chaimutadzisa kana achida hake kuroora kwacho. Ndakazonorarawo ndokumuka zuva ratokwira . Akauya Darlington ndokugara pabed pandanga ndiri atochena chena kuratidza kuti aida kuenda kubasa. Me: Nhaiwe saka ucharoora riini nhai ukainonokera colgate mazino anoora . Him: Gogo munhu wacho haasati ada uyu but mati ndichazvitevedzera hre . Anenge aramba kuti ndifambe nenzira yakanaka . Saka tichangoita hwegondo kubvuta nhiyo Me: Haiwa kan achiramba ramba shwetedza munhu auye aaah . Him: (Achiseka) ndizvo zvandiri kuda kuita gogo apa ndakatonyara kuti mbuya vake vaiuya ingadai ndakatopedza naye ipapa pandabva ikoko . Me : Aaa nhai achamboda zvekuonekwa nanizve taakumuda kuno isu . Izvi wato suiter kwava kuda kuenda kubasa hre . Him; Ehe mbuya ndaakuenda kubasa ndokuonai ndadzoka ndatouya kunzwa kuti ndokuvigirai chii ndichibva kubasa. Me: Unondivigira zvinonaka naka zvacho iwe unozviziva . Akaseka zvake achibva ati oenda ndakabva ndatobuda naye ndokunogara zvangu pamushana . *Stay tuned* [2023/10/24, 15:28] Achihoro Ancy Cayz: https://chat.whatsapp.com/LVpvyNmPLo9BExWsjvo3w0 *NYENGE* *Story by Ancillar Katsande* 0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣ *Chapter 21* *Nyenge* Ndakapererwa zvangu ndaitohuta chaiko kurara neheitakwi yerume kudai . Ipapa takatanga kunetsanirana yekudzima light ini ndichida kuti rirare riri ob mumba imomo. Him: nharo bby ini handigoni kurara light riri on . Me: Nyange iniwo handigoni kurara rakadzimwa Him: Ok fine ngatirare swedera uko ko ukurara wakapfeka majeans iwayo hre . Me: Ehe . Him: zvakakuomera unoti kana ndichida chaiko majean iwayo ndinombomaona hre Akatotaura achiita kundimbundira ndakarara . Yoh ini zvekurara ndakagukuchirwa ndombozvigona hre . Apa munhu airwisana nekuda kubata mazamu angu . Ndakamboramba asi akatondiudza kuti unotamba hako . Ndakapedzisira ndangomurega . Ndipo pakaperera shungu dzese ipapo . Ndakatozobiwa nehope ndikapepuka munhu akanditarisa kuface chaiko . Me: wamuka sei ko kunditarisa hanzii ... Him: kuyeverwa nemukadzi wangu . Me: ok regai ndigeze ndibike . Him: chimborara huchiri husiku uhu . Me: 4 am yachaya Him: Saka akati unomuka na4am ndiani . Ndiri kuda kutombodziisiwa newe apa iwe waakutondiudza zvekuda kuenda . Iii kudziiswa kwacho kuti ndiite zvekumukochekera makumbo zvese nemaoko . Hakusiwo kuda kupinda nemwenje mudziva ikoku . Ndaitofunga kuti zviriko hte iye akanditarisa . Him: What are you waiting for hmmm relax unoti dai ndanga ndichida chaiko ndisina kutopedza newe kare hre . Husiku hwese uhu ndakaimanira ndigotadza nekuti kwachena come on bby i am waiting Ndakangozoti ndine trouse hapana zvaanondiita ndokuita kwacho tanga takaita kupindana chaiko . Achindizevezera mashoko erudo ndakaona munhu arara ndikabva paari zvishomanezvishoma ndokunogeza pandakadzoka anga amuka . Him: vana bamunini vako vamuka hre . Me: Havamo umo maybe pane pavabuda vakaenda Him: ok chindipawo mvura ndigeze toda kubva toenda vana mbuya vasati vauya hazvizopi picture yakanaka kuti vaone tiri pano ndazonatsofunga bby . Me: ok but unodzoka riini . Him: Handidzoki izvozvi ini kana wondida kumba kwangu unokuziva makey aya awanga waramwa but usadaro bby . Me:Iwewo wakanyanya haundivimbi saka waifunga kuti ndinoita sei nabamunini . Him: kungoti hauzivi yaitambika bby Carlos aitonetsa kuda kutokwikwidzana neni pauri ndizvo zvandakamurovera paya kuti azive boundary . Me: Ok but ini handina kuzopusawo zvokuti ndingada bamunini . Ndinenge ndichitoonerawo paya . Wakatozosvika ndava kutovadzidzisa paya . Her: Caz pauri handidi munhu ini. Me: Ndazvinzwa wee rega ndinoisa mvura ugeze . Ndakanovaisira mvura akanogeza ini ndichigadzirawo mumba team ukauya nemadrink nenyama yakawanda . Vakatosvika vachifara akabva asvika achibva kunogeza akabva ati..... Him: Guys zveparty ndeimwr nyaya regai asare achivhura shop zvokuti tionekwe nana mbuya tiri pano hazviiti . Vanotoziva kuti takarara pano and hazvipi picture yakanaka . Zvese zvamatenga itosiirai gulecy venyu tirove pasi . Ndakabva ndatoisa mufridge nyama nekurongedza madrink . Vakabva varenderana ndokuoneka vamwe baba vakaita sevachandidya ndakatozomuti aende akabva andisiira mari hanzi wozotenga zvausina . Vakabva vaenda ndakasara ndikabika ndikuvhura saloon yangu for the first time . Vakatanga kuuya ndivana sisi vemumabhawa vaiva 2 . Umwe aida kurukwa carrot ine weave pamusoro . Umwe aida kurukwa carrot chete . Ndakanatsovaruka zvekuto vandodana mamwe macustomer . Mbuya vakazouya zvavo masikati neteam yangu . Ndakange ndabika ndikaudza team kuti inotora chikafu . Vaifara mbuya vaya vachienda ndakangogara mbichana ndichitaura nambuya vamwe vakauyawo . Mbuya neteam vakarara kumba kwangu day iri . Mazuva akafamba saloon yangu yanga yava very busy zvokuti ndanga ndovakonewa . Changa chasara kuti nditsvage musikana aizondibatsira anogona. Nemface taingotaura pafoni anenge aivawo busy . Ndakatenga zvangu machira angu matatu negrocery ndokubva ndanopa vana mbuya vakafara shame ndakatobva nechibage apa tanga tonanavira kuenda kuexmass vanhu vanga vouya vakawanda ndaigona kutochaisa kuma10pm chaiko. Rimwe day kuma around 7pm ndasara nevanhu vatatu vaida kurukwa umwe aida kurukwa pick and drop, u umwe weave wekupedzisira aida kurukwa carrot . Ndava kutopedza wepick and drop ndipo pandakaona munhu achibuda nedoor rekumarooms . Ndakapererwa anga ari Dally zvake . Aiva nemaspare keys ekubva kugate kusvika muroom mumba . Him: Asi hauchaisi hre . Me:Ndiri kuda kungopedzisa ava ndigozorora . Ko wauya nani . Him: achiuya kundimbundira from behind kana kunyara vanhu . Akabva andizevezera kuti ane nzara ndikamuti ndiri kuuyako . Ndakabva ndaruka ndichipedza uya ndakabata wacarrot ndanga ndoruka fast caz munhu aida kubikirwa . Apa ndaitoshushikana kuti ko zvaauya usiku achabvuma hre kurara muroom yandaibikira . Ndakavapedza pava paya ndikatowana ave kudya anga anotenga take away . Ndakazvinyarira kuti apa ndakoshesa mari kudarika munhu . Akabva anditi .... Him: tora chako chikafu udye ndatenga maviri . Ndanga ndine nzara bby ranga riri busy . Ndakagara ndikadya sadza rangu nemaguru ndiwo anga atengwa . Ndapedza kudya ndakageza maoko ndikabva ndamira ndichimuudza kuti .... Me: Ndonokuwaridzira uko hre kana kuti ndonowaridza inini ndorara ikoko . Him: Ndikurara muno newe . Me: Aaa unopenga hre aa. Ndakada kuvhura door kunodai ranga rakakiiwa zvaro makeys panga pasina . Ndakatoziva kuti makwikwi chaiwo . Ndakapererwa hana yanga yorova ndakamutarisa ndapererwa naye akabva anditi ..... Him: Huya urare hatisi kuda kushandisirana simba pano apa . Ndakaona kuti kuroorwa hausati wada apa ini ndikudawo munhukadzi and hapana kwandingaenda iwewe ndiwe musikana wangu . Me: Hezvo kureva kuti wabva wakatorodzera uchiti uri kuda kundiita mukadzi zvichibuda hre Dally . Her: Zvinotobuda bby nokuti ndizvo zviri kuzoitika nhasi. Me: Ukangondibata totoenda tese ndinenge ndichasarirei. Him: Saka iwewe ukutofunga kuti ndinoda kuita zvekutamba newe hre ndikuda kutoroora ini . Me: Saka ingonoroora ka nhai . Him: Its too late pandaikumbira wairamba . Now taakutoita zvekutongotanga tangodya . Ndakaramba ndakamira akasvika pakuuya kundibata kundiisa pamatress ndipo pandakaziva kuti handina kungwara ndanga ndave kutochema ndichimukumbira kuti andirege . Aitokuudza kuti hazvisi kuita ndakanyeba kuti ndiri kugeza akati anoda kuona zvakaoma kani ndakakoka simba rangu rese ndichiti zvimwe ndingabudirira asi iii aiva nesimba paakandidambura hembe ndakamuruma ndaiti zvimwe achandirega asi kana . Ndaida kusimuka asi zvairamba ndaiita kutsikirirwa pasi uku ndanga ndisisina hembe . Ndakaita dzungu rekuda kumurwisa nemakumbo iye akabva atowana access yekupinda pakati pangu . Ndanga ndapera simba nokuto ndanga ndave kutoona kuti zvaendwa izvi . Ndanga ndave kuchema kuti andirege asi hapana aidaira . Angu mavanga anga ave nawo nokuti ndanga ndabvirira kare ndichimuruma . Ndakanatsonzwa kuti ari kunanganisa ini ndoshifter zvonzvenga akabva ati ...... Him: Unozvikuvadzisa nezvinhu zvisina basa nedzungu rako risina nebasa rese . Akangoita one push ndakairidza mhere akapusher futi ndikanatsonzwa kuti pano ndarwadziwa iye otoramba achiita ini ndichirwadziwa . Akazondirega akabva arara neni ndakarara akazomuka ndokugara pasi hameno zvaaiita . Ndakazoona asimuka akadzoka ndokunditakura kuenda neni mubath . Ndakanogezeswa ndokundidzosa akauya akarara next to me akandibata padumbu ndokunditi ..m. Him: Bby wandikuvadza kuita kundisakadza Me: Iwe wanga uchindiitei wandikuvadza zvishoma hre . Ndakatotsamwa so usataura neni . Him: Sorry mukadzi wangu but thanks anyway . Huh saka toenda tese ka mangwana . Me; Aaa ndokumbirawo kusara ndikuda kuti ndimbobata mari kusvika paexmass . Him: Unoita zvaunoda hre kana unoita zvinoda inini . Me: Ndosaka ndati ndokumbirawo dady plizz Dee ndokumbirawo . Him: Bby i may sound like ndinonetsa but ndokuda pedo neni shaar . Tiri kuda kunogadzira kuti tiuye tiroore ipapa ndotoenda kwatete kuseni tonokumbira date . Unless kana usingachadi zvekuchata . Me: Ndinoda honey but ndikaenda vanhu vanotozoziva kuti pane zvaitika saka ndati ndimbosara . Him: But kana tauya kuroora toenda tese wosara uchigadzirisa zvevasikana vanozosara pano kana worentesa unongoita zvaunoda . Ndakafara chaizvo kuti ndanzwisiswa . Takarara asi ndaimborara hre ndaingobatwa batwa. Ndakangorara ndikapepuka munhu akutondibata bata zvekare . Ndaitya but ndakaita kuudziwa kuti .... Her: Usafunga zvauri kufunga isa pfungwa dzako nemoyo pane zvatiri kuita pano. Ndakabvumira ndikaita saizvozvo taibata pese pess ndikabatwa zvokuti ndakatanga ndichashinyira ndikapedzisira ndadudza kuti apedzise zvaatanga . This time around handina kunyanyorwadziwa . Kakurwadza kainzwika nechekure Vamwe baba vaingogomera vachihumana zvaisanzwisisika . Ndakamuka ndichirwadziwa ndakanogeza ndikasvika ndabikirwa akagara ndapedza akanditarisa ndokuti ..... Him: Nyenge pane munhu aimutsvaga uko wawaida kuona size yake . Waida kuzama kudii nhaiwe dai wakaiona waiti kudii Ndakaseka ndega murume uya anenge benzo benzi saka aiudza Dally kuti zvidii ndakabva ndangoti..... *Stay tuned,* [2023/10/25, 14:25] Achihoro Ancy Cayz: https://chat.whatsapp.com/LVpvyNmPLo9BExWsjvo3w0 *NYENGE* *Story by Ancillar Katsande* 0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣ *Chapter 22* *Carlos* Blaz vakangondiroverawo mahara otherwise ndanga ndatozvigamuchira kuti Nyenge haandidi . Ndanga ndatozviudza kuti rudo rwekumanikidza harwuiti though ndanga ndanga ndatobva ndiine aim yekuda kunomudya panonaka . Akatogona akaramba kupinda mumba or kuenda kubackyard . Nyenge wachoni anotongogarawo ari ahead nguva dzese. Akarambisa kupinda mumba asi akatozondiudza zvandakanzwisisa manje . Mdara vaiti vakanditi tiende kwana Nyenge ndairamba ndaitoda caz i wanted to make things right . Kunyangwe Calvin anga atoinzwa nyaya yacho naTaps akatondifonerawo achindiudza kuti blaz makabhaiza ndaingova one kudivi rangu ndega Takasvika maareas acho aiva maruzevha chaiwo and those areas makabuda breed rinenge Nyenge . Ndanga ndava kuda kutowirirana naye Nyenge caz only her ndiye aiita ndifambe negwara rakanaka . Sekutaura kwake kuti kana ndichingoripo ndinokupinza mugwara . Mdara vaida kuti ndiende navo ndakaramba ini ndikati ndozotevera nevamwe blaz kanorara nebby Ndakatononoka kurara kana kumbonzwa kasound kekuratidza kuti vanhu vave kunakirana Ndanga ndakaita kuisa nzeve padoor ndalkazonzwa Taps oseka nxaa anga anyebedzera kurara nhai akasekesa chaiko zvokuti ndakatonyara ndichimunyaira kubva padoor ndichienda pamachira . Him: Hah imi munotoda 60 magate saka apa ndeip iyi . Mungada zvemundege imi muri mubhara kuitawo hre . Rarai apa tione ... Me: Iwe uchiri wakasvinura wani unoti panorarika hre amana uchinatsoziva kuti museri chiri kutsva . Him: Aaa kungofungira zvisizvo pamwe vakatorara hapana zvavari kuita .... Me: Iiiii blaz tingavati ingavi kuregera cream yese iyo hre . Kugoedza kuti hwee pasina hazviko izvo pamwe unenge usingacharge hako . Him:Vanhu vakasiyana blaz imi munogona muri mugrp revaya vanongoti chero kuona chiro chemwana moto charger . Blaz vari mugrp rekutogezesa mwana chiro pasina kana reaction caz mubrain dzavo vanenge vachingoti mwana . Munoketa mukangozviudza kuti maiwe ndinoda kudai ndizvo zvamunoita chaizvo . Zvinhu zviya zvinoshandidzana nebrain why pamakaona mhopo dzaCassandra yakabva yati roto its because manga mawana chenjedzo. Me: Hmmmm asi paya Gulecy vakatondibetsera ingadai ndakaita kunyura mumadhaka nemusoro chaimp but vakandionera havo . Akaseka zvake achibakirwa nezvakaitika day racho . Takazlngobatirwa nehope tikatomuka tiri mumood yepart . Ndokunotenga nyama different types nemadrink . Ndipo pazvakadirwa jecha nablaz . Ndakadhinhiwa caz ndaida kutoteya mariva angu but zvakaramba n'anga murapwa achida takabva taenda kumba ndokusvikawo kuna mbuya tikambopinda mulecture . Yah ndinenge ndine musoro wakaoma chokwadi kuudziwa nevanhu vakawanda kudaro NaBlaz tanga tave kuita nyaya amana munhukadzi akaoma tanga tatokonana nablaz nekuda kwemhuka inonzi munhukadzi but ndozvinzwisisa hangu unenge uchida munhu wako . Apa tanga tava kupusher kuti vachiroora . Vakaenda kunoona gulecy kumusha vachidzoka vakasvikirana naKalvin achibvawo kuchando takava nenguva yakanaka ndakazonzwa ave kuti.... Her: Ko gulecy munhu akaita sei chaizvo ndiri kunzwa nyaya nenzira dzakasiyana siyana ipapa ndanga ndichifa nekuseka pandirj kubva kuna mbuya . Me:hah ivavo muDG chaiye and havakwate hameno zvavakawana murume ane hasha kuchabuda chipenyu hre . Taps: Munhu ari boe asi ukamuresva hah unooneswa moto bvunzai ivava baba vaigara vakasimudzana pano apa. Him: Ko blaz makangonyarara wani ndipei heyo simbi iyo. Takaseka tese tichimuudza waakutsvaga kufa . Naye akasekawo blaz vacho vakaseka vachibva vatoti .......... Him: Vafana imi mopenga saka ari kuends kumarooro kusweramangwana ndiani . Calvin: Aaaa kuti pane anosara hameno ana Taps boys repaFazh . Him: Aaa kunotomborovhewa ndinofara nasahwira vangu vachiita zvinhu kwazvo.. Blaz: Apa manetsero ari kuita gulecy venyu apa kubasa ndiri busy . Me: Vari kunetsereiko .... Him: Hanzi huya kuno can you imagine . Ipapa haasi kudaira phone kutsamwira kuti huya kuno ndiri kumuudza kuti ndouya once ndichiroora iye akutoti huya chete . Me: Asi makavapinza munyika yechipikirwa kai . Him: Yah dai ndisina ipapa achiramba kuroorwa zvino pandakangozviita wakava muromo mumwe ...... Calvin: Izvo zvogona kuitwa nemhandara haikona mvandara dziriko mazuvaano idzi. Pamwe makadyara ka blaz zvikamera zvaakunetsa mutakuri manje . Him: Ndambozvifungawo but hapana kana nemwedzi . Ndanzi kana usiri kuuya mangwana usataure neni . Me; Ndirini ndaitomhanyisa chaiko aah vanhu vaindiwanira ikoko . Takaswera tichingotaura zvaNyenge kana vari samai vangu vaisada naye Nyenge vaiita kufara hameno ndiwo mufaro unoitwa nana mai kana vave nemuroora hre . Ipapo kwaigadzirirwa party wellcome home party . Vanhu vakazovirirwa vaparadzana Blaz hameno zvavaida kunoratidza Calvin ini ndikatoti handisari ndokujambira mukati ndakasvika kumba kwaBlazz Calvin akaverengerwa mari vapedza ndokunoratidzana mastand avanga vatengerana . Ndakaona kuti ini ndanga ndakasara vamwe vachironga upenyu hwavo. Blaz: you see zvaitwa nemfana kwauri handisi zvangu kukudza Calvin but ndiri kutokuudzai mese mukana nenguva zvinopfuura ukatoona uchiwana mari shandisa mukana iwoyo . Kwete kuzoti mangwana vakomana takambobata mari . Mukadii nemari yamakabata hazvirambi zvakadai upenyu hunotochinja . Ini ndichikura ndaisava mucomform sezvamakaita imi . Upenyu aitove marwadzo chaiwo i remember ndichikumbira mari yekutenga pencil pasina . But tarisai now hapana chavachashaiwa nekuda kwekutsungirira . Ndizvo zvinoratidza kuti mukana nenguva zvinopfuura . Munofana kuti mukawana moinvestor kuitira mangwana ini ndaitomboshandirawo hurumende ikozvino ndazvimiririra . Mashoko avo ndakamabata ndakabva ndavatarisa ndokuti ... Me: Mabasa enyu vamwe anokutenderai kuzvimiririra . Him: You can be an accountant to your own company shaar hapaba basa risingazvimiriri . Takataura nyaya dzebusiness ndichipihwa maideas nevamwe . Yah ukawana nguva naBlaz unodzidza zvakawanda ndakatobva ipapo ndava neumwe muono . Tichienda kumba zuva raitevera takaswera tichitenderera kunotenga magrocery ekumarooro . Ndokudzoka tatengerwa masuits kwete chisuit njee asi suit yakakwana yakazara . Ndara pavo idzi suit dzakasiya trouse nebhachi zvaizongofanana pamupendero wecollar kuti zvakafanana netrouse racho . Ndakapa kutenda zvangu zvanga zvakarongeka hapana anga asina yake zvaizongosiyana pamacolour . Maiguru vainge vakatsamwa vasingachadairi macalls but vaiti vakafonerwa naTaps vaitaura kufa nekuseka zvichiitana bamunini namaiguru . Ndakazoseka phone yaiva paloud pavakati ...... 📱 hello mamboonawo hre murume wangu ndatomusuwa ini apa ari kuda kutoshamisira nechinhu chake dakumutsanyisawo . 📱 Gulecy ndimi hre muri kuchemera chinhu maimbodadirawo vamwe vachida ka imi imbodadirwai 📱 Bamuninini ka musadaro imi ko ndaisaziva ka kuti zvinhu zvacho zvodii naye mukoma venyu nemumvura ndiye wakandizivisa saka umm ndikutoda nezvake . 📱 hamuchadi dzakabhenda hre seya .... 📱 Iwe uchandirovesa nabamunini Carlos kupi ko hapana chandakamboona ini aingova mashoko ematukano aya hapana iripo paya . 📱 Boe gulecy but muri kuignore munhu wenyu wani achida kutaura nemi ndanzwa vachinetseka kuti bby rangu harisi kuda kutaura neni .. 📱 aaa ndakatomutsamwira zvisingaiti muudze kuti akaita zvokuda kundirambira poto ndichabikira vamwe . Ndipo patakazoseka ipapo Taps akatorerwa phobe naBlaz vakabva vati ..... 📱 Nyenge usafa wakandifarisira kudaro hako wanzwa . Kana uchida kuona kuti ndiri mhuka ita madhiri auri kutaura iwayo . 📱 Aaa veduwe chiiko ndiro basa kuteerera conversation yevamwe . 📱 Ndakakuudza kuti muromo wako iwoyo wekungodhomoka better kuusiya caz uchakurovesa one day . 📱 Hezvo kundivimbisa kurohwa hre nhai veduwe . 📱 why usiri kudaira macalls angu 📱 Zvatopera kani saka ukuuya hre 📱 Ndouya mangwana zvaunoda zvese ndokupa paunodira chaipo . Vanga voda kutotaura zvakadzika dzika caz vakazosimuka vachibva vaenda kunotaurira kunze . Calvin akaseka achiti i cant wait to see her . Takarara zvese zvava boe tikamuka kuma 3am tikaenda nemota 3 zvedu ndokubva takasvika kuma7am ikoko . *Cassandra*. Upenyu hunorwadza especially wakarindwa unenge usisiri indpendend sezvandaive kare . Ndanga ndava kutopa an account yepese pandaienda zvandaiita for the day . Asi zvakandibatsira nokuti zvimwe zvezvinhu zvinokunzvenga munhu . Carlos ndakambomuzama kuti angachinja moyo asi zvakaramba muraowa achida . Ndakanyorerw messege vakuru chaivo munhu achindiudzisa kuita kundishara shara . Ndakabva ndangosiyana naye . Mia akaroorwa pakaita communication breakdown iko zvagara kana munhu aroorwa hauchawadzani navaya vasati varoorwa ndizvo zvanga zvavapo . Ndakazopedzisira ndadananawo neumwe mukomana aishanda mubutcher . Ndanga ndisingachashari chandanga ndava kuda kuroorwa chete . Zvizhinji ndanga ndisingachatarisi . Ipapo ndipo pandakaona rudo rwechokwadi manje . Ndaimuda Liberty nemoyo wese . Ndanga ndava kuita zvinhu zvaiva pachena mhamha vaitozviziva Vemukomana uyu . Munhu aitoshingirirawo neupenyu hwake ipapa anga atora class 2 licence changa chasara kwaari kuwana basa kuma truck . Akatozoti ndinoona kumba kwavo ndikanoona zverwendo rwuno handina kunyadzisa sezvo ndanga ndakazodzidziswawo kubika namhamha . Vabereki vake vakatotengesa mombe kuti vamubetsere kuroora . Takabva tangotizisana ndokuzoenda kumba kunoroora tatova tese manje ... *Stay tuned* [2023/10/26, 15:13] Achihoro Ancy Cayz: https://chat.whatsapp.com/KopB5I7a3ylCvSVgJj08A1 *NYENGE* *Story by Ancillar Katsande* 0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣ *Chapter 23* *Darlington* Hayas kana makamboona munhu anoyema ndiNyenge . Yoh kuita kuichemera kudaro usiriwe wakavhura unobva watofunga kuti mai inoda zvinhu maningi iyi . Unongozodzikama zvako kuti ndini ndakamuravidza muto wegwaya . Zvimwe zvese Nyenge aiva perfect changa changosara kudhomoka . Hah njamu aiva nadzo seipapa angati poto ndobikira vanhu can you imagine . Ndaiziva zvangu kuti achapinda mugwara . Ndaitofunga kuti achapaparika pandakamubvisa humhandara but akatodzikama zvandakatotya nazvo kutondikumbirawo Nyenge wandinoziva chaiko . Takaenda kumusha kwavo takagadzirira takasvika ndokumira kuroad pamba pavo paiva nemota . Kwakauya umwe mukadzi navatete ndiye ainzi Munyai takabva tapinda mukati . Ndakasara mumota vamwe vachibuda . Nyenge akandiisira messege kuti uripi ndakamuudza kuti ndiri mumota yakadai . Ndakabva ndastunner zvangu ndikaona mota yavhurwa akauya kugara kumashure kwandanga ndiri. Him: Zvotenderwa hre zvawaita izvi n..... Ndakazopedza hre kutaura munhu atondikisa . Neni ndanga ndamufunga bby wangu handina kuda kufunga kaviri ndakamikisa back door rakabva ravhurwa vaiva tete . Ndakapererwa vakabva vavhara ndokuvhura door remberi vakapinda vakagara .... Her: Vanhu imi munondiitireiko iwe Nyenge ndati usabuda mumba umo hezvi watova kuno . Ndiyo tsvodi bvaa yawanga wavinga . Her: Aaa tete whats the different ndagara ndomuziva yaiva tsika yekare iya yokuti unenge waroora kana kuroorwa nemunhu wausingazivi mozivana ipapo aaa tiregei infact madii kumbobuda titangire patasiira . Her: (Vachiseka kuridza chikwee chaicho) Hezvo Nyenge makamupeiko munhu uyu bamunini nokuti yoh akanyanya . Kana kuti vanhu imi muri kubata maziso evanhu imi makazivana kare henyu Her: Aaa tete tagara tozivana wani . Ndakamusunya akabva aseka ndokutarisa tete vake achibva ati.... Her: Tete zvamuri kufungira hazviko asi kuti ndanga ndafunga munhu wangu chete . Her: Aaa muchandiudza zvakanaka regai ndiende uko kwandiri kudaniwa uko . Vakabuda vakavhara door ndakabva ndamutarisa ndichibva ndamuti ... Me: Ndambokuudza chibuda uende . Her: aaa tanga wandibata zvandinonzwa ndozobuda . Me: Aaa bby tizoonekwa futi natete enda usatye tiri kuenda tese ndichatozokubata zvekuti wega unenge wava kutonditiza . Akarambisa kusvika ndatomuromancer zvaanga achida ndakatozomira akutoda kuenda kune chimwe chikamu ndipo pandakamuti achienda . Akamhogara mbichana ndokuenda . Mumba maingonzwika mhururu nemuridzo . Nofunga vaifara chose caz pamari tanga takarongeka shame Ndakaona wamai vangu Carlos auya akasvika akagara ndokunditi ..... Him: Blaz chibby icho chakabata spoon chakadii. Me: hameno iwewe zvada moyo wako usapinda nemoyo kana akubvuma utange wadzidza munhu . Ini Nyenge handina kungotanga mdaķanda shoko ndakatanga nekuongorora hunhu hwake . Ndakatomutester pakawanda achikunda ndazogutsikana ndipo pandakakanda shoko . Him: Ok blaz apo ndaisa like regai ndigobvunza maiguru kuti munhu ari sei . Hah tabvisa mdara vati timire panzi mombe tinongoda nhatu dzinotsika isu tabvisa dzese mombe dzanzi 10 yehumai iri ipapo . Saka tabvisa mari yemombe 5 cash . Mdara vakati chimirai mombe dzisare dziri 5 . Mari iripo asi vati hazviiti kuti tipedze zvese kuti hwaa Me: Yah vanoziva zvavanozviitira regai tiite tiende ndikunzwa kutoda munhu wangu zvakaipa . Him: Umm musada kutinzwisa moyo akabva auya kutorwa naTaps vanga vaakuenda mumba manga mune hama dzaNyenge . Ndikaona Nyenge oendwa naye zvekare imomo natete . Hameno makataurwei takanzwa mhururu . Taps akazouya kundidana ndokuzoenda mumba macho manga makazara takaisa maoko kwavari vakadaira . Ayewa tanga takacheba zvedu mdara vakazotaura kuti vaikumbira muchato tikabvumidzwa kuti tizovaudza date . Pakanzi mukadzi munodii naye anosara hre kana anoenda . Calvin ndiye akataura kuti toenda naye vanhu vakaseka . Vana tete vakamboda kukumbira kuti asare Carlos akaramba achitoseka kuti mukadzi tinoenda naye . Takazonzo sunungukai ndokubuda panze takanogara Nyenge vana Calvin hameno vakamuonepi ndakaona vobva neseri kwemba vakamubata maoko Carlos uku Calvin uku vachiuya naye pandanga ndakagara naTaps . Her: Taps simuka ndigare . Him:aaa kwese uko why pano nhai . Her: Aaa chingoonaiwo mega nhai amana . Calvin : muri kugara pakati pedu apa remember tisu takudanai . Her: Ok varume regai ndigare mundiudze kuti mukudei ndigoenda kune the original husband i miss him. Carlos: Gulecy bby iro rakadii nhai hariiti hre kuita mainini venyu . Her: Hoo uyo Pamela munhu ari boe zvekuti but iform 3 akanonoka kuenda kuchikoro . Calvin; Ini hangu ndiri kuda wemujolo uyo akadii. Her:Umm bamunini vemujolo munovaona mumabhawa bvunza bamunini Carlos ava vanoziva kwavanowanikwa. Ummm munenge maidawo vakadzi too much imi haa munotombotanga maita mujolo mozoroora . Vamwe takangoiswa tisina kutestiwa nemijolo yenyu iyi pamwe takatowira soo Vakaseka vakomana ndakangomutarisa iye kuzorova serious seataura zvinhu kwazvo . Me: Hantie wakatondida nezvese zvandiinazvo hre . Her: Evo hah simudura bodo shaar kana wakandizadza tinosvitsana kumapena kweupenyu hwese . Me: Shaar wakambonzwa kuti ndaiita zvemujolo hre . Uchitaura nana bamunini vako sei uchindipinza munyaya dzenyu . Her : Tangoti tidarikewo nako . Me: Manje ndichaku..... Me: Unotamba hako haumbodaro caz ndingaku...... Carlos : ummm imi mozotaura mava mega maiguru imbotambai front ka . Hazvina basa zvekuti iform 3 ndomuda ini . Her: Regai ndisimuke nditaure naye . Akabva aenda zvake Nyenge ndakasara ndikatarisa Calvin akabva aseka hake achiti .... Him: sorry blaz ndadhomoka ka . Me: inyaya dzenyu asi kuti mukataura ndiripo ndipo paanoda kundinanga . Munhu wacho hre . Him; but i like her havatani kunzwanana navo . Nyenge akapota nemusikana uya akabva afona pandiri achiti ndiudze Carlos auye seri . Akafara Carlos akaenda tikazoona odzoka zvake akauya achiti tipinde mumba tinodya . Takanopihwa chikafu sadza rezviyo, remhunga ,remupunga waisarudza raunoda takaridya Carlos akatozopinda tava pakati achiratidza kufara tikaziva kuti zvaita . Takauchira tapedza tikadairwa ndokumbogara zvinana mainini zvikauya zvichitora madheka tanga taisa mari . Takazobuda tooneka ndokubva taenda hedu takapfuura tichitora mabag aNyenge kuSaloon Calvin anga atova busy kunyenga musikana wemusaloon . Ndakazoseka Taps ave kuti . Him: ummm team rese ratobva nebby kuno inini ndini ndega ndisina . Me: Chimboitai zvemabook bamunini . Takaenda akabatsirwa nanabamunini vake ndikamuvhurira door remota akapinda kumberi ndaienda naye tiri 2 Calvin naCarlos , Taps namdara . Ainditarisa ndichidriver ndaimuona hangu . Ndakaita sendaisamuona ndakanzwa oti ..... Her: Ngatimboparker kani ... Me: Ukudei ukuda kuti tisvike usiku hre . Her: Amana kuita seunonyengerera mhandara zvichiri zvekutsamwira zvesize hre . Me: Ehe dai akakuratidza waidii. Her: Hakuna zvakadaro dzinenge dzakatoshota chaiko . Me: Kushota kwekuita sei akadzoka wani akuda kukuratidza . Her: Sorry kani inga ndakati sorry wani . Me: wawaida kupakurira poto yangu ndiani . Her: Imimi munotora munemo watinenge tichiita nana bamunini motoona sechokwadi ndicharega hangu kutaura navo ndokuti ndisataurise . Me: handina kuti usataure nana bamunini ini . Ndiri kutongoti usahaira kudhomoka always vanhu vanozokufungira zvausiri . Ndinokuda mukadzi wangu ukuida hre ndino booker apo zvemahours ndikupe zvinhu zvako. Me: Ndipe hako zvinhu zvangu ndikutonzwa kukuda right now . Him: Taakutosvika bby ok asi wakazotanga kuida kudai riini bby haa iwewe chaiye . Akabva aimba song yaJP iya yekuti ndinenge ndada ..... ndakaseka zvangu ndakaturner pane imwelodge vafans vaiva kumashure kwangu vakatanga kufona . 📱 Eee mondoitei ikoko tokudai kumba nhasi remember madhiri amoms mungava dissappointer henyu . 📱 Ndiri kuzviziva ndikuuya kani ndichambopa mukadzi wangu zvinhu zvake totevera rovai pasi . Vakaseka vachicutter umwe munhu anga ari zii zvake . Ndakasvika ndika booker room ndokubva ndanomutora tikaenda muroom macho akasvika akanogeza ndikamutevera imomo ndaitoona seaindinonokera nokuti ndanga ndatoipirwawo .. Ndakapinda ndikabvisa hembe dzese apa kutondikotamira zvake achitambisa magadziko ake i like her she is wild when it comes to sex. Zvasiyana nevamwe vanoda kuzviita vana Maria Musanday. Ndakangomubata muwaist akakotama kudaro ndakabva ndango... *Stay tuned*
❤️ 👍 😢 🙏 😄 9

Comments