Ancy Cays Novels
June 8, 2025 at 08:37 AM
[05/04, 17:49] Mukunda weDande: https://chat.whatsapp.com/FkTF3Lo9eCaJOxa4b35EW5 *Vanofarira zvinyorwa zvaAncy ngatipindei tese muchannel ndimo mamuchawana mabooks ake aakanyora . Channel link yedu iri muzasi ngatipindei pasawana anosaririra* https://whatsapp.com/channel/0029VaSaQalATRSt9UZPMY3A *VIRGIN MOTHER* 🌷🌷🌷🌷🌷 *Story by Ancillar Katsande* 0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣ *Chapter 13* *Drake* Kufa kwadady vangu kwakaita kuti ndione kuti kwaisava kwega . Caz thats the time my mother vati tiende kuVar outside the country ini ndaidzidzira kuzo runner company iyi whist my sister aiita accounting . Inini and my sister we were so close zvokuti we are inseperable . Vanhu vakatombofunga kuti tinoita makuna kuna yet pasina kana chaivapo . Zve IT kwandiri ndakangoitira course yacho for security measures . Tisati taenda takaisa maspy cameras the whole house even kumaoffices ese . Zvese zvaiitika pamba taizviona tiri overseas . Zvokuti wainzwa seunotsva uchiona a person you call mother aine hunhu hwakadai rimwe day takatogara naDelphy akabva ati ..... Her: I am beggining to suspect that our mother killed our father kuti vanatsojola chaiko . Bros we are not make sure every stone in this case . See this girl ari kuita kuvabira whilst vari kuita zvevarume . Me: Lets zoom these goons maybe one of them might be her ben ten . Ndoita sei ndivati company imbovharwa hre kana kuti tinowana pasisina chinhu Her: Dont worry hatisi kuda kuti vanhu vafunge kuti pane yatii kuona as long tiine mapapers ecompany atakasiya mafake ega ega let them fool her isu tozopindira hedu Ndakazvibvuma hangu ndikatombo ignore kuona zvaiitika ndichiconcentrater nezvechikoro . Vakazotaura havo kuti vanga varobbewa ndikangoti tave kuuya ndikangopopota nhema. Patakangigraduater ndakabva ndaenda ndakatombosiya Dee ikoko caz aida kuendeswa kuma intro nemukomana wake kumba ozouya zvake kumba . Ndini ndakatanga kusvika kumba ndakafamuchirwa naivo mhamha kuairport takaenda kumba ndikaenda straight to my room ndokunoisa zvinhu zvangu mukati ndichibva ndaenda downstaires vaitofara zvavo asi ini mabasa avo aitonyangadza pachiso changu Neniwo ndaiva very bad when it comes to my assets akasiiwa nababa vangu kuti vamwe vana punha vangotora zvavo pavasina kurima i am back and with a bang . Vakabvunza mwana wavo ndikavaudza kuti ndanga ndamusiya kustates aizitevera ndaisada zvangu kuti vazive . Ndakaswera ndiri paden ndiri low low zvangu zuva raitevera ndakaenda navo kubasa as she handover everything to me . Vaingobirwa mai vangu caz she is inexprienced for the CEO position . Ndakabva swera ndichigadzira macctv footage pese pakabiwa neteam yaishanda apa . Ndakabva ndadana board meeting yeevery worker wepacompany apa even macleaners ndakadana my friend ari 2 vaiva kuCID department ndanga ndavatipira nyaya yaivapo ndaisada kusunga vanhu ndaingoda kuti vadzose even kobo raakatora pacompany ndadaro ndofire ndorecruiter new staffs . Vakauya vakaungana mukati door richibva ralockewa . Vaishaya kuti zviri kufamba sei vanhu vanga vongozevezera aisetter TV akapedza ndakatanga kumupa madisc ema cleaners nemacook ndichibva ndati ..... Me: As you know i am the only son of the late Saunyama and i am back to run this company ava vamuri kuona vari paside pangu vanonzi Detective Murozvi avo vari kudoor vanonzi detective Zvarova . Munongoziva tsumo iy yokuti kure kwemeso nzeve dzinonzw but ndave kuishonyorora ndichiti kure kwenzeve meso anoona . Ndichikuona some of you ndaikuonai semaloyal workers on not knowing you were ploting to bring this compamy down . Every premisise iri pano chete pane macameras hope maisazviziva vaitora mari dzemucompamy vaiba mastafs epacompany zivai kuti you are going to face the law ndosaka tadana madetectives aya ndosaka muchiona vaine macuffs akawanda . Vanhu vakabuda ziya akaplayer macleaners achiba madetergents , macooks vachiba some food staff and vaionekwa zviso vaitonyara vaibva vatorwa wese aonekwa dzichitochena . Kuzoti kumagogodera vamwe vaibuda vachiba mari vamwe vachiplotter kuwisa company vachipihwa mari vondoconvincer mai kuti vaise signature vaisaziva havo kuti zvese zvaiva fake . Vanhu vakashama muromo vakatanga kukumbira ruregerero vanga vasina mhosva neushoma hwavo ndakavatenda ndikavavimbisa kuwedzera salary yavo . Ava ndivo vandakasara navo ndakabva ndavati ..... Me: Handisi kuda kumusungisai but if you prove to be stuborn nxi nxi nxi you will rot in jail . Muchava nevanokutarirai ndiri kuda every cent ramakatora imiwo macleaner handichadi maitems ndiri kuda mari inoenderana neyamastaffs enyu my account ari kuuya achakuudzai kuti zvinoita marii mastaff ese amakatora muchaudziwa mangwana by Friday munenge mauyisa mari idzodzo or motoenda zvenyu kujere failing to do so . Vane maplot avaiita i want every detail yamaironga nevaikutumai though maiita henyu zvinhu zvefake mari vanhu venyu dzavakapa mai vangu muchivavhara ndine urombo kuti dzakatoendera mahara . Vakabuda Delphy akauya akaita auditing nekupa macleaners mari dzavaifana kubvisa . Ndipo pandakaudziwa zve this guy anonzi Viny . Ndiye umwe aida kutora company neugevha zvino akairasa ndanga ndave in charge . Ndakaita kuti maPI vamuone vachindiudza informstion about him . Ndipo pandakatozonzo naDelphy . Cant you see this guy ndiye aiva ben 10 wamhamha who was dating the maid also . Ndakatozoona kuti she is right . Ndakati zvese taisiira kumaoko emaPI team rangu ndaiziva kuti ndiko kubasa and vaiita basa ravo nemazvo. Ndakagara kubasa tichiuya tikambowana zuva ratakaenda kumine kwedu ndipo patakaona some minerals akatobiwa zvawo hah mhamha ka she destroyed a lot anyway taizotangira ipapo . By Friday sekutaura kwedu vanhu vanga vadzosa mari in full nokutya kuenda kujere hakuna aida jere vese ndakabva ndavati ...... Me: I am here by to pronounce that you are all fired with immediate effect anoda kuenda kunomhan'ara you can go . Vakabva vaenda vese ndikausa maposters ekuda vanhu vebasa . Vanhu vaiuya kuinterview there is this girl akauya achida post yepareceptinist asina maqualifications achingori necertificate reform 4 . Hameno sei ndakamunzwira tsitsi i juss gave hee basa . Handina kuda kuziva a lot about her but there is something about her akataura chokwadi kuti ari kuda kushandira mari yekuti azoenda kuVar her face looks so familiar . Panga pava neweek boys rangu rasaver mukadzi waVincent tikamucrosesa abroad kuti anorapwa ikoko . Ndaida kuti Vincent ambosuffer chaiko ndaizoti adzoswe kuno shure kwave kwedanha . Team raizoita kuti aloose memory uko ndiko kubasa kwavo . Ndakagara zvangu ndiri low low ndaida kuti mukomana ambosuffer ndozoita kuti asungwe zvangu ndanatsounganidza umboo hwandaiva naho . Its unfortunate kuti magooms akapfura mukadzi wa Viny akashooter gateman mabullets 3 akafira paspot . Kumba ndakaemda zvangu ndikasvika mhamha variko vakandibvunza mubvunzo wakaita kuti ndidurure ukasha hwandaiva naho ini ndaizama chose kuvanza hasha dzangu . Her: Ko iwe sei uri kungoita zvaunoda pacompany yangu without informing me mave kutotonga pano pamba hantie . Delphy : Poinr of correctiom mama our fathers' company not yours incase you forget company yakasiirwa Drake nadad itai go through will ravo kana makanganwa . Mhamha do you think we are happy nezvamaiita hre . Her: Aaa zvandaiita zvei vana imi munoda kutonditonga right manje hamundizivi mushe . Delphy : You will kill us zvamakaita dad . Vakataratidza kuvhunduka ndakabva ndakwenya Dee ndichimuudza kuti calm down ndakatarisa mhamha ndichibva ndavati ..... Me: If you knew you were about to sell the company to your ben 10 Vincent mainyarara kuti zii izvozvi i am furious i am trying very hard not to do something i will regret . Baba vasina kana mwedzi yakawanda vafa manga motoita zvevanhurume mama makabisa mari yecompany nemaboyfriends enyu . Your luxiourious lifestlys yakaita kuti itore more than 25% of the company money muchiita kusqander mari semushonga muchitengera maboyfriends mota imwe vachikubirai vachivaka mamansion imi muchiruza chete for your own information its my company i am back for it . Vakange voshaya kuti vobata papi nenyadzi Delphy akabva avati ..... Her: We are going to bring those culprit to book ndine urombo kana mukatendekwa kuti munechekuita nekufa kwadad munoenda kujeri straight Vakangonyarara and taifana kutove carefull we dont trust her also . We have to monitor her moves too . I juss make one call and it was done . Vanga vave kutofambira nyaya dzacho vakomana . Takagara hedu pamba sometimes waitoshaya kuti chii chaizvo namhamha ipapa vaivatevera vaitiudza kuti vane vana vavari kuenda navo kuma lodge ndiko kwavave kuitira mabasa avo ikoko . Pane pamwe paunozvibvunza kuti mubereki wangu hre kana kuti . Delphy anga andibetsera kuti company yangu ive in shape zvese nekumine . Akauya kugara paarm rest ini ndakagara pasofa akabva ati..... Her: Bros i am going to miss you eish i think its high time muchitsvaga bby a serious relationship ndaakuda maiguru now . Inini ndave kuendawo kwangu vakuwasha vari kuda kuuya so vari kuda date ndangomhanya zvangu kutaura but tete mai Romeo vachauya please my brother isai date repedo . Me: Aaa asi wava nemimba kai whats the rush . As per bby i am eying someone lets hope she is going to accept me paari ndaperera wena and i am going to do whatever it takes kuti andidewo . Her: Waaaal thats my bros are you going to show me the girl in question . Me: Not now but you know her . She giggled akazama kuda kuti nditaure but ndakaramba zvangu . Mhamha vakasvika tichiita nyaya . Pavakapinda vaiva natete mai Romeo . Takasimuka tese tichivamhanyira she is our favourite aunt the one who was close to our dad. Her: Yowe yowe Drake ko zvawava mutumba werume ayewa chiitai muchiroora Samanyanga . Matova baba zvamadai so . Momy: Zvatonaka mauya mombovaudzawo ndaitonetseka even naiye Delphy kuti achatowanikwa mwana wangu . Vamwe vaitofunga kuti vana ivava vanotorana ndikamboedza kunyangira even baba vacho vakatomboita means hameno dzei vakazongoti havatorani kuwirirana bedzi . Her: ZvaDelphy zviri covered ndosaka ndauya pano ndiyo nyaya yandatofambira . Delphy ari kuda kubvisirwa and mukomana wacho anoda zuva ndakasvitsa nyaya kuna mukoma baba Sandy so vati izvo mukomana ngaape date ivo vangori free always ndosaka ndauya kwamuri Samanyanga ndichatombogara kuno ndichiona kuti musalad wangu zvemba zvaada anondozvigona hre . Me: Ok i think this coming weekend neMugovera regai zviende kwazvakaroorewa tiwane kufurwa nemhepo . Ndakaseka pakabva pafonewa neone of my PI vachinditi vaida kundiona as soon as possible vaiva nevital information . Ndakabva ndavapa location yekuti tisangane . Ndakaoneka team ndichibva ndapinda mumota mangu ndakasvika pavenue vatovepo ndikagara pasi ndokuorder masoft drinks takagara mucorner vachibva vati ....... *Stay tuned* *Please note this book book is going to be onsale from chapter 15* *Vamwe vakatobatira nzvimbo kare nzira dzokufana kubhadhara nadzo ndedzinotevera* *Zim side* $1,50 Eccocash 30 Zig eccocash *Airtime* $2 buddie 34 Zig *SA side* 30 Rand easy load airtime Number dzinoiswa mari 0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣ zita rinobuda A Katsande Ndidzo zvekare dzamunotumira mapic emaeasy load airtime yenyu vari SA . Vaya vanoda kutumira nebank munouya inbox kwemunyori panumber idzodzo zvekare . Book rinouya neboom only. *One free chapter left inouya mangwana mova nezuva rakanaka* *Ancy loves you all* [05/06, 06:53] null: https://chat.whatsapp.com/FkTF3Lo9eCaJOxa4b35EW5 *Vanofarira zvinyorwa zvaKatsande ngatipindei muchannel medu ndimo mubouyira mabook ake ese nemaprevious chapters ebook rino ndimo mamunoawana. Link yedu iri muzasi* https://whatsapp.com/channel/0029VaSaQalATRSt9UZPMY3A *VIRGIN  MOTHER* 🌷🌷🌷🌷 *Story   by  Ancillar  Katsande* 0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣ *chapter  14* *Virginia* Kushop  kwaitobhowa  kuswera  uku  vanhu  vaingouya  kuzama  lucky  nevarume  vevanhu vakomana  zvichingodaro .    Unonstsoona  kuti  umwewo  muedzo  unokuwira  wakavarairwa  zvako .  Hapana  chinhu chinobhowa  sekunyengwa  nemurume  wemunhu  uchinatsokuziva  kuti  uyu  murume  wemunhu  achikukangira  nhema  zvokuti  vaya  vasikana  vasingatani  kunyengereka    vanowira .  Ndakagara  zvangu day  iri  kwaitobhowa  plus  ndanga  ndakaneta  neta  ndiro  day  raiuya    musikana  wemushop  ndimbozorora  zvangu ndiri  kumba  ndichimbogainer  weight .  ZvaViola  zvekuti ndiuye  kuHarare ndaisada  iko  vanhu  vaida  kuti  ndivashanyire  veduwe .  Tete  Nancy  vaingonetsawo  kuti ndiuye  kumba  kwavo  kuHarare  ikoko  vachitonditi  muwane  zvekuita  mugozvitengerawo   hembe .   Vaiva  nepfungwa  yakanaka  asi  ini  ndaisada  kusiya  mai  vangu   ndichienda  kure  navo . Ndipo  pandakaisirwa messegewo  masikati  Viola  achinditi  ndave  kufa  Virgie .   Ndakapererwa ndakaiverenga  ruviri  rutatu  ndichibva  ndatryer  kufona  number  yake  yairamba .  Ndipo  pakarova  hana  yangu .  Ndakakiya  madoors  eshop  ndokuenda  kumba  ndakasvika ndichichema  ndichivaratidza  messege  iya .  Ndikanzwa  mhamha vave  kuti ..... Her: Munhu mupenyu  haachemewi  mwanangu  pamwe  kutaura   kudai  ari  kurwara  iwe  wochema  rega  tizame  number  dzake  tinzwe  kuti  chii .   Mai  vachiedza  nedzavo  baba  phone  yavo  yakabva  yaringer   vakangotitarisa  tese ndokudavira  madaviriro  avakaita  acho  ndiwo  akatipedza  pfungwa .  Vakatura  mafemo  vapedza  kufona  chavakangoita kugara  pasi  zviya  zvekupererwa  zviya  vakabva   vati   ..... Him: Eish  zvakaoma  hanzi  Viola  hakuchina  ari  kunzi..... Kungodaro  chete ndakaikwetsura mhere  ndakademba  chandainge   ndarambira  kuenda  kumba  kwake  pamwe  ingadai  asina  kumbofa  mwana  wamai  vangu .   Asi  akafa  nei  ndizvo  zvakandinetsa  ndakabva  ndabvunza   baba  kuti  ainzi  afa  nei   Him: Murume  wacho  ari  kuti  atsikwa  musoro  hanzi  hazvitarisiki  so  zvatove  pano  ini  ndotoenda  ikoko  ndonobetserana  nemukwasha  kuuya nemutumbi  be  stong  mai  Vee  iwe ukadai  ko mwana  oita  sei .  Regai ndiudze  vana  mai   mufanokuenda  kumusha  kwake  sezvo anga  aroorwa  anochengeterwa  kumusha  kwake .  Rakavira  zuva  atove  mariro  takarongedza  kuti  tiende  kumusha  kwana  kwacho  nana mbuya  ,  vana  tete nevanwe  veukama   anga   takaenda  kana  ndiri  senu  handizivi  kuti  ndakafenda  rungani .  Ndainzwa  ndichizvipa  mhosva   chaiko . Ndaito  ndikafunga  kuti chokwadi  anga  atombotaura  neni .  Ndaiona  sekuti  ndakaregerera  mumwe  wangu   . Kutsikwa  kwacho  anga  otsikwa  achiendepi  ini  Viny  handimutembi  zvangu  ini  .  After  all  ndiye  honzeri  yezvese  izvi  ndinotori  nemubvunzo  yandaida  kumubvunza     kuti  amdiudze  .  How   come  akatsikwa  iye  aiti  ndinogara ndakakiirwz  gate  .  Takanosvika  vamwene  vacho  vaichema  vaimuda  muroora  wavo  veduwe .    Takagara  zuva  iroto havana  kuuya  nebody  vakazouya  zuva  rechi  2 .  Ndipo  pavakasvika  natete  Nancy  vaivawo  mumota  yemutumbi .   Iye  anga  akaisa  bandage  paruoko  apa  nemusoro      ndakaramba  ndakamutarisa  achiratidza  kunzwisa  tsitsi  zvenhema  ini  ndaisamunzwira tsitsi  kana  tsee . Ndakachema   zvangu  sure  hre  Viol  kutonzi  hakuchina  zvachose  kutoti    handichamuoni  zvachose  zvinhu zvaindibaya  pamoyo .    Semunhu  ainzi  akuvara  zvisingaiti  haatarisiki  ndizvo  zvakataura  baba  kuti musodo  wakaparara chaiko  hautombooni  kuti  ndiani   vakati  kuti  arare  agivigwa mangwana  hszviiti  kwaipisa  saka  aizoshata  .  Vanhu  vanga  votochera  musha  wake .  Vana  ndivo  vandaimzwira  tsitsi  vaitondichemera  vaitondiona  samai  vavo  ko  tanga  takafanana  zvee .  Ndini  ndaingova  navo   kusvika  patanochengeta  Viola  ko  box  kuramba  kudzira  haro  konzi  gomba  idiki .    Airatidza   kuti  ane  shungu  dzakawandisa  .  Vakachera  vacherazve  richiramba  kudzira    kusvika  vanhu  vatukirira kuti zvino  zvaunoramba  kuchengetwa  dai  waregwa  hako  uchingotsikwa nedzimwe  nyika  kusvika  watsakatika  muroad  hre .  Ndipo  paakavigwa   ndakachema  ndichimuona  achienda  mwana  wamai  vangu . Takubva  kumakuva  vanhu vakanodya  ini  ndaitadza  kana  kudya   chaiko  .  Vakauya   bamukuru vachida  kutora  vana  vakarambira  kwandiri  ndakabva  ndavati ..... Me: Imi  bamukuru  ndiudzei  kuti    akatsikwa  sei  ko   akazobuda  gate  hre nokuti ndakanzwa  achiti  munogara  makamukiira  gate . Akazobuda  sei  achindotsikwa . And  mubvunzo  wangu  uri  pakuti  why  aigara  akakiirwa  gate  chii  chiri  kuitika Him: Mainini   twiny  wenyu  hapana  chaaishaiwa   ndinotozviblamer neruchengera  rwangu  pamwe  dai  pasina  chaitika  so .  Ndakamukiira  gate  after  ndaona  achifamba  nevamwe  baba  ndikafunga  kuti  ndave  kutorerwa mukadzi.  Zvino  apa  ari  kunzi  akanetsa  gateman  kusvika  abuda  achiti  aienda  kusaloon  ndiko kwaakazonotsikwa  ikoko .  Zvakaoma  henyu . Me: Hoo  lets  hope  hamuna  ruoko  pakufa  kwake  caz  nxi  nxi  nxi  you  will  suffer  .   Oh   ndizvo  zvandanga  ndichida  kunzwa  regai  tiende  uko  kuri  kudaidzwa  vanhu .. Takabva  taenda ndokunogara  pasi  kwaitaurwa  zvenhumbi  dzemufi  kuti   dzaizouya  plus  vaida  kuziva kuti  vana  vacho  vaizogara  nani  ivo vaiva vachiri  vadiki  .  Vatete  vakasimuka  vakati  ..... Her: Vana  vanavo  vamwe  mao  hantie  munoziva  kuti  vanga  vari  mapatya .  Izvozvi  havasi  kutoziva   kuti  havasi  mai  vavo  caz  maidenticak  twins .   Vana  tinochengeta  as  long  muchiziva  kuti  kune  vana . Vakabvumira nesu  tikapihwa  zvimwe  zvinhu  zvevana   takararapo  ndokumuka  tichienda  kumakuva .  Takabva  taenda  kumba haana  kuitwa  body  view  ndakati  tave  munzira  kuenda   kumba   tiri  mumota  ndakabvunza  mdara  kuti .... Me: Baba  makanatsoona  kuti  ndiye  hre  Viola  ndimi  makamuona . Him: Colour  , height  zvoratidza ndiye  but  kumeso  hakuoneki  ka  mwanangu  iye  ndiye  aiziva  zvaakabva  akapfeka  ndosaka  ndakati  ndiye  . Me: Its  ok   . akachema  Mollard  ana mbuya  vake  achiti mhamha .  Ndakamutora  ndokumusenga  vanga  vasingachayamwi akabva  atonyarara  zvake .   Ndaiyerekana  ndadonhesa misodzi  ndinavo  . Mbuya  vakatozonditsiura  kuti  .... Her:  Hona  zviri  kuita  vana  vachikutarisa  unofana  kutova  strong  pavana  ivava  ndiwe  watova  mai  vavo.  Tete: Mainini  tikuenda  tese  kutown  mumbowana  zvokuita  to  keep  yourself  busy  musanyanye  kufunga  manhingi . Me::Ko  vana  vangu  tete  ndivasiye  kuno   zvingaita  hre  ndinoda  kubonder  navo  vana  vangu  look  at  them  vachiri  vadiki  ava  1  year  6  months . Baba:  Vana  vanotorumurirwa  wani  mbuya    saka  usatya  tinosara  navo  vatete  vako  vari  right  unoenda  Magumbo  wangu Ndakabvuma  zvangu  takasvika  kumba   ari  masikati  musikana  akauya  kutora  makeys  ekushop  ndokuenda  nawo  tikasara  tega  pamba  pedu . Mai  vaisads  kuti  ndiende  ndaivaona  zvsngu  caz  zvese  zvaitaurwa  ivo  vanga  vakangonyarara . Ndakazonzwa  votaurirana  naivo  mdara .  Vari  muroom  mavo  ndakanzwa  vachiti ..... Hm:  I  know  nancy  munhu  kwaye  dai  anga  ari  Tendai  ndairamba .  Plus  Nancy   murume  wake  anonzwisisa  ari welm  connected   zvinogona  kutozofambira  mwana  wedu  chero  akazoenda  kuVar  anowana  basa  nekukasika . Plus  hantie  makavaregerera  hre  kana  kuti  makangoita  zvokuti  zvikubvei deep  down  your  heart  usina  kuregerera . Her:  Ndichadii  imi  makatoronga  mukapedza  ndaida  kuti  ambogara  pano  she  is  all  i  have  now  . Handidi  kuti  anything  chimuwire   mwana  wangu. Him;  Ndokunzwisisa  mukadzi  wangu but  mwana  anofana  kumbofambawo  achiona   nzvimbo  achidzidza  ikoko  akanobaya  baya  macomputer   anopedzisira  ave  neexperience  akazoenda  kuVar  haaiti  mutsva  wayo  . Her:  horight  anoenda  hake  m Vakazouya  vave  vese  vakauya  vakagara  pandanga  ndiri  mhamha  vakabvunza    vazukuru  vavo  ndikavaudza  kuti  vanga  varara  mubedroom  mangu   ndakanzwa  voti ..... Her:  kana  woenda  uko  Virgie  mwanangu   wondoziva  zvawafambira  ikoko  handidi  kuti  dhorobha  rikuchinje    hunhu .   Wonoita  chaizvo  zvawaiita  kuno  tanzwanana   Me: Musandityire  amai  . Takagara  2  days  tisati  taenda  ndokuzoenda  zvedu   ndakasvika  kumba  kwacho  bamukuru  vakauya  kutitora  kurank  kuenda  kumba .   Vaitoseka  zvavo  vachiti  ndavigirwa   mukadzi  wechidiki   tete  vakavaudza  zvebasa  vakatoti  pane  imwe  company  pari  kudiwa  vanhu  vakatoti  ndovaperekedza  vonozama  lucky  mangwana  ndakarara  ndichingofunga kuti  ndinondoriwana  hre  .    Manheru  takabika  tikadya  ndomumuka  kuseni  ndichotomutswa  natere  kuti   ndigeze .  Ndakageza  ndikapfeka  formal  nekabhutsu   kangu  kari  nane  tichibva  taenda  nabamukuru . Tiri  panze  ndichiona   madegree  holder  aripowo  vane  maworking  experience  neni  zvangu  svari  ndaiva  ndisati  ndambodii .  Takagarawo  kusvika  turn  yangu  yasvika . Ndakanovapa  chitupa  cheform  4  akachitarisa  akabva  anditarisa  murume  aivamo  achibva  azoti ... Him: Uri  post  ipi  iwe  usina  kana  course  kana  diploma  zvaro  talkmore  of  a  degree . Me:  Ndikuda  pareceptionst   ndinokasira  kubata  zvangu ndikadzidziswa.    Him: Ok  wakaregerei  kuenderera mberi  nechikoro  zvawakapasa  kudai . Me: Ndakanyora  form  6  so  apa  ndikuda  kutsvaga  mari  yekutenga  hembe  dzangu  dzandichaenda  nadzo  kuVar . Him: Aaa  i  like  that  utori  neconfidence  dzekuti  unopasa  hantie .  Wave  kutoronga  zvemberi . Me: yah zvaunotaura nemuromo ndizvo zvaunoita mashoko ane simba Him: Its ok iwewe you are hired mangwana uuye kubasa wodzidziswa nearipo mozoita zvokuchinjana kuuya kubasa muchiita mashift muwane mukana wekuwanawo maoff days . Ndakavatenda ndikabuda ndichifara ndokuenda kumota ndakavaudza bamukuru vakafara neni . Zvokuti ndaizohora marii handina kumbozvitsvaga aslong ndichishandira a big company . Takaenda kumba tete vakafara neni day iri takatonodyira out ndakaita sendaona Viny asi handina kuona kufamba kwake . Tave kumba ndipo pakaringer phone yangu ndakadaira ndinzwe .... 📱 mai Mollard uri sei 📱 ndiri boe ndiani uyu 📱 ndibaba Mollard vari sei vana ndokumbirawo usandiblocker ka tiwane kutaurirana pamusoro pevana vedu . Ipapa ndatokumbira phone yemunhu kuti ndikufonere . 📱 Its ok vana vari boe vakasara nambuya vavo so ndivo vamunobata for the mean time ndivo vane vana . 📱 Ndiri muno mutown. 📱 Aaa saka wakaita sarapavana pakudii iwe uchivasiya vega shaar enda unotora vana kana paunogara pasingaite ndokulodgera ugere nevana vangu kana uchida nnany ndokutsvagira . Ndakada kuseka zvangu vaindiziva mushe hre baba ava kana kuti vanongoita kunzwa . Vanotombozivawo hre kuti neni wacho nditoriwo sheet chaiyo handiitirwi mashura iwayo kana aindiona saViola waaita chukuku vatavata kusvika muguva anozviudza nhema ndakabva ndasunga kumeso zvokuti tete vakaramba vakanditarisa ndakabva ndamuti ....... *stay tuned* Nganonyorwa yedu iri kuenderera mberi asi yondoperera kuSubgrp huya muzvinzwire kuti zviri kuenda nepi. Vachada kupfuurira mberi nenganonyorwa iyi hedzinoi nzira dzekubhadhara book redu *Zim side* $1, 50 eccocash 30 Zig eccocash *Airtime* $2 buddie 32 Zig Unosarudza nzira yakakurerukira yekubhadhara nayo mari dzenyu munoisa pa0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣ zita rinobuda ipapo A . Katsande . Vane mairtime munongoisa panumber idzodzo zvekare . Vari SA 30 Rand easy load airtime munotumira maslip acho panumber idzi zvekare iZim number . Vaya vanoda kutumira nebank munouya inbox totaura . Zvichemo kuinbox not mugrp . Book redu rinouya neBoom only uye richatanga kuuya neChishanu . Maproof of payment munouya nawo panumber dzemunyori kuwhatsapp 0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣ *Ancy loves you all*
❤️ 👍 😂 🙏 👩‍👩‍👦 😢 😮 😻 26

Comments