Ancy Cays Novels
June 13, 2025 at 07:47 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaSaQalATRSt9UZPMY3A *Chauya chizimbe chiri kupisa mhanya kuchannel ubatane nevamwe* https://chat.whatsapp.com/CdpVeQK8Kko1CLTgHymtct *SMILE IN PAIN* *STORY BY ANCILLAR KATSANDE* 0️⃣7️⃣7️⃣8️⃣8️⃣6️⃣3️⃣0️⃣3️⃣1️⃣. *CHAPTER 8* *Maggie* Kuroorwa naAbiner is the best thing i ever do in my life . Nyangwe ndimiwo ungatadza kutsvaga vekufara navo murume waunogona kuwona kamwe pamwedzi . Ndakatomboshinga mazuva ekutanga ndichitosvoora sisi vangu Maka vaiita zvechipfambi ivo vari pamurume vakapedzisira vabatwa vakarambwa Ini pandakangozvitanga zvokuita boyfriend ndakabva ndapinda nemoyo caz maboyfriends acho aiita kudusa chaiko apa uchipihwa love yakapenga zvokuti waidana mai . Varume vedu ava vabuda kunze uko anoita zvaasingaiti mumba make . Ongozouya kwauri oti chobo chobo basa guru rinenge rabatwa kwatiri uko Ndikakuudzai kuti Abiner aisada kana kundidyawi but kunze uko waiitwa zvinogara zvakadaro . Rudo rwekunze rwakandiitira kudarika rwemumba . Ndakazviudza kuti ndichambomira kuita mwana . Ndakabva ndatoenda kuchipatara kunoiswa jadel plus loop . Ndaisada kutomboita any mistake yekuita mwana nokuti ndaisada zvokukanganiswa kufara ini . Pauchasenga mimba kuzopona kuyamwisa hah makore matatu chaiwo . Plus matruck driver nawo ipfambi idzo asi kubva zvandakagara naAbiner paaiuya pacho kana kuri kuclear mamessege aigona hake handina kubvira ndamubatira kana chinhu . Zvimwe aiita zvake hapana chandaishaiwa zvese ndaiwana chaingobhowa kufamily yake vainyanya kuda zvinhu kukumbirisa manhingi zimai rake waiona romisa romo richitsenga richinatsotaura kuti ndozvidyira mari yemwana wangu apa rinenge richidya zvatinenge tauya nazvo . Abiner wacho aiita sekuti akadyiswa namai vake . Aisada kana anything chinodana mai vake . Ikozvino handizivi kuti kunyumwa hre kana kuti ave nesystem yekuuya asina kutaura . Ndakatombofunga kuti zvimwe team iri around yakamuudza but i doubt pega pega panouya munhu kumba kwangu ndinenge ndatomaker sure kuti pamba hapana munhu or kungoita zvinhu zvangu indoors . Ndaiva free pakugara ndega aida kutombonditsvagira maid ndikaramba ini . Ndaida kungoita yandoita ndiri one . Zvino this time akaita kundifuta kungounza munhu asina kana kudisscusser neni . Ndaida kumuonesa nhamo tsvuku chaiyo kusvika aenda . Ndakamushungurudza achangoenda ndakaona ndega kuti musikana akazvipusira uyu . Patakamusiya ega pamba ndakanzwa sisi Maka vave kutonditi.... Him: Wakapusa iwe mubate boe unogona kutoita mari naye one haatauri chinhu kuna sekuru vake caz munenge mava mese apa uchidya mari naye kumutsvagira madhara uriwe unocharger womupa half osara nehalf havazivi mari ava chimusha chichiri chakazara. Ratie: Yah zvinongoda kushandisa musoro hazvo ipapo wafunga eversince i know you wataurawo zvine musoro apa . Takaseka hedu tichirovana maoko ndakati ndomboedza . Ndakabva ndatonzi namdara Mude kana chichiri chifresh i can pay you $60 for one night . Takatarisana why mazimari ese ayo woti vanhu vakaromba ava vanonetsa ava yes tongonzwa nevanhu kuti akaromba muzvina bhizimisi handina kuzvitsvaga whatever chavaizonoitana ikoko ndezvavo chikuru ndatyorera $30 muhomwe . Ndakazviudza kuti ndaizomu convincer akabvuma chete akapusa uya . Ndichisvika kumba ndakatoona kuti vana Jamela vanenge vari kunyengawo haiwa vaimuda wei kuda kungomirizika zvisina basa rese . Ndaizozvivharisa izvo ndakambo pretender kumuitira nice nice tikadya ndikanotora mari ndokumupa ndakatarisa pachiso chake i wanted to see her reaction but yoh munhu wacho aisaonekwa kuti afarira hre kana kuti infact akatoratidza kuva confused . Ndakamuudza zvaivapo yoh yoh mai mwana munhu wacho akaita kundijamukira zvokuti ndakatoona kuti zvandaifunga sandizvo anogona kuramba chaiko ini ndanga ndazviudza kuti ndaizodya chaiko namdara Mude yanguwo cut yekumupa chifresh . Ndakamboita zvihasha asi zvakashaya basa ndakabva ndaenda kunorara . Ndiriko vakafona mdara Mude kune madhara anoda zvinhu ndati . Ipapa aida kutonzwa kutii zvaita hre ndakabva ndadaira call 📱 Hello 📱 Eee Magie hanzi chii nemuzukuru wako ndiri kutonzwa kuda kukwiza munhu mangwana masikati ini . Mbuya vako vakura havachadi apa inini i am getting started . 📱 Umm pachine nyaya semutsva weshambo anomboita achidzokera kumashure . Saka kunenge kuri kutonyengerera kuti asadzoke kumashure . 📱 Ok but uchiita madhiri ako mangwana how far iwewe umbondipawo .. 📱 homwe yenyu chete munouya mangwana kumba i will give you madirection 📱Hah hauzondikuvadzidu hre ndikauya kuden or bby iroro harizondioni hre . 📱 dont worry about uyo ari kuenda kunorukwa mangwana saka it will be only you and me pamba ipapo . Murume wangu inini haapo akabva kuno izvozvi kutodzoka kwake ndikare chaiko . 📱 Its ok imi vakadzi vema truck driver mave kutyisa nenyaya dzerunyoka . 📱 Hah kuti ndatanga nemi hrr ingadai musina kumbonzwa kuti ndakanamirana nemunhu wangu murume haaite zven'anga izvo. Vakati vaiuya ndakafara zve imi kuti avo ndaizovaitira anything ko vaiva nemari zvee . Ndanga ndahwinhawo apa saka ndaifana kutoita plan kuti Tary asuduruke paden mhene yangu isvike zvisinei makuseni ndiri pamushana akauya achitaura zvokuenda kumba kweshamwari yake kunorukwa. Ndakaita sendichauchira nemagadziko akaenda akasiya mumba makanakisa smart paiva pamusha . Ndakanogadzira mubedroom kuti muonekere papi pacho pataizoenda muspare manga musina kana chinhu hah izvo maya . Ndakapedza ndikabva ndabika tea ndokunwa nechingwa ndamirira kuuya kwavo aiva munhu mukuru Mude asi vaisanyanya kuonekwa nenyaya yemari munhu uya ane zvinhu zvake . Akazouya zvake kuma around 2 pm tikapinda mumba . Ndivo vanhu vaiziva zvee ava unonatsonzwa kuti ndaitirwa zviripo ndanga ndavigirwa paperbag rakazara zvima nice ndakatombotanga ndadya tichitaura nyaya . Dziri general zvedu vaiva zvavo mdara baba ava asi vaiziva nyaya dzekutaura makamirira kuti chizotsva . Pandakapedxa vakada kuti tiitire bass racho mudinning ndichibva ndatovati..... Me: hande tinozviitira mubedroom ndimo mune comfort yese Him: Ummm on your matrimonial bed . Me: Yes whats wrong with that hande . Ndakamubata bhande zviri sex ndakamutarisa mumaziso ndikamupa kasign kekuti huya nechigumwe . Ndakabva ndafamba ndichiswayer ndichinopinda mubedroom . Ndaiva megown mukati ndine sex lingerie yered yanga yakanaka . Ndakati tichipinda mubedroom ndakasvika ndichingovhura gown rangu ndokuridonhesa zvishoma nezvishoma . Mude rakamedzerera mate ndakada kuseka but maya ndaiva pabasa kuda kufadza mutengi . Akauya tikatanga kuita nemissionary yandakamusiya akungohumana akati ari kuda kundipedzera padog apo we did it murume mukuru akabuda ziya . Me: Satsfied . Him: Yes you are really number 1 in bed your husband does not deserve you . Can you be my side chick mine alone worega zvemujolo izvi i can take care of you . Ndakaseka zvangu baba ava vairevesa hre ava . Kana vane bag randinenge ndaona kuti inokunda yandinopihwa monthly naAbiner ndaibvuma . Plus anogona achingori mashoko emunhu achangobva mukupihwa chinhu . Rakasekerera richibudisa mari $100 baba ndokubva vanditi .. Him: Think about it i am serious . Me: So zvemzaya uya tozvivharisa hre . Akabva anditarisa ndokusimuka paanga akagara akatanga kupfeka hembe dzake akanyarara ini ndichipeta mari yangu apedza akabva ati..... Him: Uya musikana ndiri kungomuda kweone night ari fresh kudaro . Once i have her zvinenge zvatopera tosara isusu tiri 2 . Mbuya vari kumba kwangu vave mutete pasex apa saka you will make me happy iwewe ndichikupawo mari . Handisi kukumhanyisa i can give you a week to think about it . Me: Its ok then but what if akandirambira . Him: Kana iwewe uchingoziva kuti ari fresh there is always a plan B . Me: Ndakaibata nyaya yake ndikabva ndafara kuti zvangu zvaita . Aslong zvangu zvichiita i dont care Changa chasara kuti ndinoudza team rangu vandionesewo . Decision iyi yaisangoda ndiri ndega yaitoda kunzwawo kune vamwe . Ndakanogeza ndikachinja ndakadzoka achibaya baya phone yake achibva ati.... Him: I have to go thanks . Me: Ndokumbirawo munondisiyawo kuCorner kwana Maka uko . Him: Its ok we can go . Mumba ndaizongomusiya makadaro musina kukiiwa hapana aimbofungira hapana munhu . Ndakapinda mumota ndichibva ndagara yakamutswa mota tichibva taenda vakanondisiya ndakabva ndaburuka ndokuenda kumba kwaMaka ndakatosvika vari vese naRatie vachitosvuta fodya dzavo . Hah ininiwo zvefodya izvi ndaisazviita zvangu ndakaona vanditarisa vese ndokubva ndanzi nasisi Ratie ...... Her: Kwakanaka hre wauya uchiratidza kuti ukuremerwa une gososo gara pasi utiudze full infor... Ndakabva ndagarawo pasi ndichibva ndavati... Me: Chimbopedzai kuputa fodya dzenyu first ndozokuudzai you know very well kuti inini nefodya hationani . Ratie: Tingatombodzidzima caz tiri kutoda nyaya zvokutodaro . Ndakaseka vakadzi ava vachidzima fodya dzavo ndakabva ndachitanga kuvarondedzera zvese zvanga zvataurwa naMude ndichipedza kutaura vese vakaputika nekuseka vachibva vati...... *Stay tuned*
❤️ 🙏 👍 😂 😮 🔥 💃 😢 🌹 217

Comments