ZICH Media
June 11, 2025 at 07:12 AM
*SIX COMMANDMENTS OF AMBUYA NEHANDA :FROM HER LAST MEDIUM MBUYA MAZVIONA.*
Join our community for more updates https://whatsapp.com/channel/0029Vai0FQJ11ulJHRRO3r0l
*Mbuya Mazviona - the unsung Heroine*
Before last Medium of Ambuya Nehanda Spirit, Mbuya Mazviona died in 1974 she left six commandments to be followed by people of Zimbabwe.
Six Mbuya Nehanda Commandments are as Follows :
1. Kana makunda muvengi, dzorerai nyika iyoyo kumadzitateguru enyu
2.Munofanirwa kuzogadza madzimambo ekwenyu asi vanogadzwa nemadzimambo endoro.
3.Munofanirwa kuchengetedza masango enyu anoyera.
4.Kana pane nzvimbo inoyera asi yakarara muvengi, nzvimbo iyoyo munofanirwa kuichengetedza nekubvisa muvengi ipapo
5.Mutungamiri wenyu anofanirwa kugadzwa pachivanhu opihwa mhiko dzekutonga nadzo kwete zvevauyi
6.Panofanirwa kubikwa doro kana zvese izvi zvaitwa. Doro iri rinobikwa panhongonya, panhova penyika.
*NB: WE ARE GOING TO RELEASE FULL NARRATIVE OF MBUYA MAZVIONA AND DEEDS OF MBUYA NEHANDA ON MBUYA MAZVIONA IN THE SECOND CHI-MURENGA.*
#artsandculture
*NO CULTURE - NO FUTURE*
_*Let's retell our own narratives.*_
_*Let's proudly own and preserve our own past, present and future collectively.*_
Follow us on:-
*FACEBOOK*
*@Zimbabwe Intangible Cultural Heritage* https://www.facebook.com/share/17zXZ2WNmG/?mibextid=wwXIfr
*INSTAGRAM*
@ *ZICH TV MEDIA* https://www.instagram.com/zichtvmedia/profilecard/?igsh=d3N3ZmlkbTZ4a3E=
*TIKTOK*
*@ zichtvmedia* https://www.tiktok.com/@zichtvmedia?_t=ZG-8srTiO9lFYH&_r=1
*YOUTUBE*
*@ ZICH TV* https://youtube.com/@zichtvmedia?feature=shared
🔄🔄🔄Share our Articles and documentaries with Family and friends
👏
❤️
🙏
😢
14