ZICH Media
June 13, 2025 at 06:14 PM
*CONTRIBUTIONS BY PARTICIPANTS ON THE ZICH MEDIA WHATSAPP GROUP - DARE RE NYIKA /IDALE LELIZWE* Join our community for more updates. https://whatsapp.com/channel/0029Vai0FQJ11ulJHRRO3r0l *The Six Commandments From Mbuya Nehanda - Mazviona* [6/13, 9:04 AM] Shumba Mbada: Well explained mukuru. My concern, was coming from a perspective yekukosha manzwi aya by isu vapenyu. Iwo mashoko aya just imagine vakabata ushe wakasiwa neBSAC wakamaisa into practice. So my concern was how best can these laws placed into practice, kuti avewo implemented to nurture us sevana uye vene vevhu. Who are of influence, ko mhondoro dzinosangana nevakuru varipo dzino addresser here mitemo iyi,....nekuti if it's put into policy and bills I assure equity and equality. Madzishe enzvimbo ngafambise bumbiro iri, [6/13, 9:04 AM] Mubayiwa: @Shumba, hama yangu, makorokoto nekuvunza mibvunzo yakakosha. Zvakakosha chose kuti patinopiwa mashoko akadai—anobva kune vakuru vedu vakatisiyira nyika yedu nhaka—tirambei tichivabvunza nenzira ine rukudzo, pasina kuzvidza hupenyu hwavo kana hupenyu hwatinozvivakira nhasi. Mitemo iyi yakapihwa naNehanda kuburikidza nemuzukuru wake akasara ari mupenyu. Asi chokwadi, chinhu chikuru hatisi kuti ndezvipi zvatinazvo se V11—asi kuti, izvi wakazvitarisa zvine rudo here, zvinovaka here, hazvina here chinangwa chokuzvivakira munhu umwe chete, kana kuti zvinobatsira here kuvaka Dzimbabwe yatinoda? Kana tichiti Chivanhu itsika nehunhu, ngatibvunzeiwo: Mhondoro, Masvikiro, nevakuru vedu vapenyu vanoramba vari nenhetembo here nazvo? Kana vakabvuma kuti izvi zvine mutsigo wechokwadi, chii chichatirambidza kuzvikumbatira neruremekedzo? Tiri kutaura izvi iye zvino nokuti nguva yedu nema war veterans, nevaivepo muChimurenga irikupera. Vanhu ivavo ndivo vakasara vaine humbowo hwemweya, hweropa, uye hwechokwadi chakarwa nyika yedu. Kana tisina only historical evidence, ma V11, ngatitsvakei spiritual guidance. Ko chimiro chedu chezvokwadi chicharamba chichivakwa nezvitupa here kana kuti nerumwe rutendo rwevatinobva kwavari, our ancestors? Handina kuona mumitemo kana mumwe chete uri kuunza budiriro yemunhu mumwe. Pane zvinyorwa zvinoti izvi zvine chinangwa chekubatsira munhu, dunhu, party, here? Hazvina. Asi zvese zvinovaka, zvinokumbira kudyidzana, hutano, tsika, ukama nevanhu uye nevashe. Tinoziva kuti BSAC yakanga yakaomarara, yakanyoravo zvayo asi isu hatifanirwe kuramba zvese nekuti nguva yakaoma yakavapo. Ngatirambei tichiteerera mweya yedu, tichinzwa kudana kwatinoitwa nevakatisiyira nyika ino madzitateguru edu. Tibvunzeiwo: Izvi zvinovaka here? Zvinobatanidza here? Zvinopa simba here kuvanhu veDzimbabwe? Kana mhinduro iri hongu—ngatisamirire zvitupa, kana kuti zvakanyogwa papi, ngatitorei zvakakosha izvi, nekuti nyika yedu inotoda mweya yevakuru, kwete ma V11s kana mapepa ega. *Tigere Mubayiwa 🦓* *[email protected]* [6/13, 9:12 AM] Shumba Mbada: Munoona Mambo kana mumba mune mutemo weku next door, unoshandiswa nababa vemba, nyangwe mwana ari mumba akaziwa mutemo wakasiwa nemadzisekuru ake, baba kana vasingauziwe, mwana iyeye haafe uye haagone kuuisa mumba umu nekuti mwana. Chaangaite kuziwisa baba Samusha kuti izvi makambozviinzwa here uye sei tichishandisa wekunext door. Otherwise pa hunhu mwana iyeye haana mvumo yekusvika kuna baba, anofanira kupotera thru madzisekuru mapenyu anoremekedzwa.. So sevana nyangwe tikaziva shuviro nemadzitateguru edu, nemitemo yakanaka nekutinakira....panodawo a practical effort inofanira kuitwa kuti vakuru vaise into bills and policy so that it becomes part of our economic system, otherwise kungoziwa it becomes more of theories wc we perpetually wish were into practiced yet are not,.... I hope shuviro yangu yanzwikwa [6/13, 10:02 AM] Prof Nonsense: Ndizvozvo chaizvo zvama reva Mukuru wangu zvama reva izvi ASI ininiwo ma ziviro, ma onero, ma fungiro nema tendero angu. Kana ta svika pa nhau dzine cheku ita ne Matare e Nyika-Dzimu - all the hierarchies and protocols dze Nyika-Vanhu hadzi nei ne zera reku barwa kwako (chronological age) kana chi-garo chau nacho pakati pe vanhu - except all that you possess and execute you were given and or sanctioned ne Nyika-Dzimu imwechete iyoyo iri kupa Dare #ndatendazvikurusa 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🐘 [6/13, 10:24 AM] Shumba Mbada: True Samanyanga 👏🏾👏🏾👏🏾 Asi kana wakasungwa maoko, there is a certain level you cannot reach,...esp if one tries to emulate those laws... Certain aspects requires support, union, moreso passing of a policy to reap out the benefits of the law. Pane mutemo wekuti nyangwe ukaita uri one, it's as good as you are doing nothing, due to the effect reciprocated by the counter std. Law #3 & 4: Protect Sacred Forests, Scenic Views, Caves, Rivers. Izvezvi I hv been in Chiredzi, Chimanimani, Gweru, Shurugwi, Kwekwe,Bindura, Harare, Chitungwiza, ....all this I did in my infancy of seeking deliverance from my ancestors......but you see I hv more questions on how we as vagarwi pollute and litter the environment imwe yacho yatinoti inoyera. Apa mupoterwi kumwe kwacho kunzvimbo dzimwe tenge tichi pesana nemapostori.......zvigubhu zvemikaka, ma plastic ezvingwa zvadyiwa, mabhodhoro, ma paper etc, apa hatisati tazvika kwezvinorasirirwa zviri spiritual but uchapa wacho....nyangwe munhu one akati regai ndiite zviri pamutemo So ndopaunoona kuti certain things to reap their good effects needs holistic implementation and such implementation requires Governance and passing of an edicts, bills, policy, laws etc. EMA is a toothless pitbull, cz maChina arikuita madiro ajojina, and u don't blame them cz kana Rhodes ari in our sacred shrine, yet he is our Leopold, our Hiter kuno, isn't that concerning Pane zvinoda dunga munhu then zvinoda humwe mose. Those laws will continously hit a dead end if we do not push them into a system, nekuti the current system on its own makes it difficult Asi I hear you, hope I hv expressed my opinion better as well [6/13, 10:41 AM] Mboni: Nyaya yema commandments Aya ndoinotidzasa kugadzira ma cultural centre's here? [6/13, 10:41 AM] Deveteve: Ndipo ndakamborevawo hangu ini ndichiti hazvitibatsiri, kunyanya iyesu vanotekaidza rechivanhu kuti tingochema, tichingoungudza asi pasina ratiri kubata kugadzirisa matambudziko acho. Sezvamareva Mukweguru kuti zvimwe zvacho hazvikundike ne dungamunhu asi zvinoda kubatirapamwe, hatina hedu simba rekusunga vanhu varikupushira nzvimbo dzedu asi ndinofunga kuti NDISU, IYESU vanobata reChivanhu vanofanira kusimuka vondochema kungave ku Hutungamiri hwenyika kuti ko apa madii madaiwo, moisawo zvichemo zvakaita seizvozvo, nekuti ngatirangarire kuti varimumahofisi umu havasi vese vvanokoshesa rechivanhu iri asi isu tinorikoshesa ndisu tinofanira kuvanetsa [6/13, 10:59 AM] Shumba Mbada: Iniwo ndiri kudzidza uyewo ka ndiri pwere, irikutsvaga kunzwisisa tsika ngehunhu. Uye sekureva kwenyu, we need people of influence vari vechiwanhu, who can lobby some of these basic principles kuti dziwe recognized across board, whether Christianity or chipostori or chiii, vanhu vese wo vanofanira kuremekedza chivanhu chedu Asi sekureva kwamaita it requires us, today mhondoro dzitimirirewo kubudisa bwunhu wedu, kune ava vezvipfugamo [6/13, 11:02 AM] Deveteve: Inyaya yakanaka yamunobwereketa, asika People of Influence Ndisu, Imi Neni nevamwe vese vanoritenda, kutoritenda nekutoritekaidza ikoko ndoo hutori hu People of influence hwacho ihwohwo [6/13, 11:15 AM] Shumba Mbada: People of Influence i mean someone who's respected and can have a cup of tea with those holding the reigns of power and Governance Example Fortune Charumbira, [6/13, 11:18 AM] Mubayiwa: True Shumba, your reflections are deeply insightful and grounded in lived experience — we applaud and honour your efforts. What you have shared is not only commendable but absolutely necessary in *this urgent hour* . You’ve travelled, observed, and engaged with sacred spaces, and it’s clear your journey is not just physical but spiritual and deeply rooted in a quest for truth and restoration. We are blessed to have your wisdom and light guiding the way. Indeed, ZICH is agitating — not only government, but also masvikiro, mhondoro, academics, historians, chiefs, and communities — to come together with a sense of urgency. This is not the responsibility of one individual alone. As the saying goes, *tyara chimwe hachihgwanyi inda*- “One fingernail cannot crush a flea.” It takes unity and collective effort. You are absolutely right: for these sacred laws to truly take root, we need governance frameworks, policies, and collective implementation. Law #3 and #4 — to protect our sacred forests, rivers, caves, and scenic spaces — demand more than belief; they require action backed by systems and community responsibility. Please do not lose heart. You carry valuable knowledge and lived truth. Let’s use it to organise solutions and pathways forward. Our children and future generations must not miss out. The spirit of Dzimbabwe depends on what we do now, together. We’re with you, and we move forward together. *Tigere Mubayiwa 🦓* *[email protected]* [6/13, 11:24 AM] Shumba Mbada: Fortune Zephania Charumbira is a politician from Zimbabwe who is serving as President of Pan-African Parliament from 29 June 2022[1][2][3] and Zimbabwe Council of Chiefs from 2013.[4] He also served as 4th Vice President of Pan-African Parliament[5] and Deputy Minister of Ministry of Local Government and Public Works of Zimbabwe during 2000s.[1][6 [6/13, 11:27 AM] Shumba Mbada: He is a respected Chief.... in the conventional circle. Whom I think has some understanding yekuti chiwanhu chii, someone who is closest to the highest office and also close to chivanhu, whether ane some shrewdness, but these are my examples of people of influence [6/13, 11:28 AM] Deveteve: Ndapabata hangu, maita basa [6/13, 11:57 AM] Shumba Mbada: Nyangwe tikat ZCC was inherited from BSAC at least it has to be our entering wedge, back to our utopia. Nekuti muZCC mune chiwanhu chirimowo as diluted and biased it maybe. We need to infiltrate, and perfect Chiwanhu chacho, kana chiri chakatsveyama....you see all chiefs reports to this guy, this all current chiefs hv access to him, meaning Chiefs must be our targets, how well do they appreciate chiwanhu, nebumbiro rakaita seiro. Muma chiefs mune vane influence nevasina, pane vane more influence over the others. Just like in life people like ana Maponga now have more influence than me, irregardless of say I know more about chivanhu kudarike iye. Pane pekuti iwe ukataura nyangwe zvinemusoro wakaita sei, pple 1st look at your network vis a vis networth, wc defines you value wc people respects and listens to. So this is that structure of sphere of influence, ripple effects. [6/13, 12:03 PM] Deveteve: Im just afraid kuti some of the people you are talking about maybe some of the beneficiaries of the current situation, vamwe vanogona kunge vachitotyawo kuti ko kukazonzi taakuda chaivo chaivo vanosarudzwa nepasi isu tinosara here tiripazvigaro, vamwewo ma Politicians anenge achida kufadzawo ma principles avo whether zvirikuitwa kana kutaurwa zviri Wrong here kana zviri Right, Nyaya yacho inekakuti netsei hayo [6/13, 12:09 PM] Shumba Mbada: Ndirikukunzwayi This is my opinion, asi inoda kuti titungamidze Mhondoro, infiltration une mhepo dzirikutungamirira is my surety. This is me thinking and reasoning though. [6/13, 12:10 PM] Deveteve: Matsanangura Mambo wangu, zvahwisisika [6/13, 12:32 PM] Shumba Mbada: Remember the kuma70's Dare Rechimurenga had it's intelligent system to overthrow BSAC though it was too countered by multitudes of counter terrorism as we lost quite a number of our important figures like Chitepo etc,....asi if one searches the files these guys consulted Mediums even for their intelligent. So Mhepo dzinotoziwa kuti Chiwanhu chidzoke zvizere panotoda Intelligence (Chiwanhu Intelligent Organization) wc will be pushing agenda dzemadzitateguru edu, Muno tinowirirana kuti the system are using is at variance with are very beingness, asi it's also true kuti haibvisike zvechi hwai hwai, the same way our liberation folks just did some damages, Ngatitsvagei vari kuNyikadzimu vatipe gwara [6/13, 12:41 PM] Deveteve: Kunyanya sentence yenyu yekupedzisira iyo haa ndaifarira [6/13, 9:11 PM] +263 77 292..... : Ndine mubvunzo kuti mhondoro dziungane kunouya vamwe vanozviita mhondoro vasiri ndiyani anozodoma mhondoro dzechokwadi nedzisiri? [6/13, 9:21 PM] Shumba Mbada: Chikuru kuti isu pwere tizive midzimu yemisha, titaura nayo, iwo madziTateguru edu aya mudzimhuri dzedu kana aripo hapana nyaya, chimwe zve chikuru, kuti isu pwere tiziwe hunhu ngetsika dzedu, pachiwanhu, ndinoreva kudiiii, ndoreva kutoziwa kuti mhondoro chii, inoita basa rei, inobata zvipi nezvipi Ndoona kuti tikabatatisisa zviviri izvi kana Mhondoro ikava pakati pedu, nyangwe ikasapupura kuti ndiri mhondoro ini, midzimu yedu uye nemabasa ayo zvinozvipupura zvega kuti, aiwa vene venzvimbo varimunzvimbo yavo,.... Zvimwe zvacho zvinogona kutova kukonya nekubata masuwo, asi izvi vashoma ndovanogona kuzvipupura, nevamwe vagarwi, mhomho yose tototi tipupurirwe nemabasa ayo mhondoro
👏 😂 🙏 3

Comments