
J.T. ZIM 🇿🇼SHONA NOVELS.
June 10, 2025 at 09:25 AM
https://whatsapp.com/channel/0029Vb64alP6GcG5LVD74k0n
Ngatipindei muchanel tiwane machapters ekumberi ❗❗ kindly secure your place kune book mabvira vira 🔥
*MAITI HANDIZVARI*
join our group for comments 👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇
https://chat.whatsapp.com/GvKy9l3NQMoKj84Nic8Ele
Link rechannel for more chapters hatipe mabook inbox 👇👇👇👇👇👇
https://whatsapp.com/channel/0029Vb64alP6GcG5LVD74k0n
Written and created by:
*Miss Tayleen*
**CHAPTER 1*
https://whatsapp.com/channel/0029Vb64alP6GcG5LVD74k0n
*MAITI HANDIZVARI*
Chapter 1
+ 263 719217612
*GRACIOUS*
"mainin zvabvisirwa kudai mochiziva chinangwa chenyu ..moziva kupa murume wenyu chinzvimbo chake sababa handiti " ndini hangu ndairairwa natete vangu sezvo ndaive ndichangobva mukubvisirwa zvakafadza vabereki vangu ..
" makandidadisa vaMamoyo hamuna kumhanyira kupinda mudzimba shuwa kuroorwa wava ne24 aiwa zvinotendwa izvi "
ndakarairwa zvakawanda ndakadzidziswa zvemba yemukati .ndakatomboseka nezvandaiitiswa zvacho ..takapedza kurongedza zvese sezvo ndaizonoperekwa mangwana kwaKanjanda kwandaive ndaroorwa
zuva ramangwana takamuka kuita basa repamba nekupedzisa kurongedza zvese zvaiva zvasara nguva yakazosvika Tinashe anova munin'ina wemurume wangu ainge auya kuzotitora ..takasimuka kumba kwedu kwataigara kwaMurehwa takazosvika kuGweru kuma7 kwasviba ..
takapinda mumusha takafugidzwa jira tichiimbirwa kusvika tapinda mumba .
Pakaitwa process yekugamuchira muroora iya asi mai vaHillary anova murume wangu handina kuona sevakandifarira havo takapihwa room nanatete vangu
" Ummm asi nhai tete mamboonawo reaction yamai vaHillary " ndakataura ndichitogara pamubhedha
" Pakaipa mwana wehanzvadzi usazviise moyo iwewe ziva chinzvimbo chako chero vakakuita sei vamwene ndivo vawa amai vako tiri kunzwanana "
" Ndizvo chaizvo Mamoyo usaite mistake yekuzonzi vatukana navamwene or kuvapindura " vakadaira vamwe tete vangu
" Ndazvinzwa ngatirarei mangwana toda kumukira " takazorara hedu apa Hillary ndaive ndisina kumbomuona kubva patasvika .ndichingoti ndirare fon yakabva yarira aive mudiwa wangu
" Tembo wangu " ndakadaro ndichidaira call yaHillary ndiwo madairiro andaimuita
" Hes Mamoyo wangu ndakusuwa buda panze "
" Iiii ndokuona mangwana hun ndaneta ndakurara "
" Okay good night my queen "
"Same applies " akabva akata call yake ndakarara ndaive ndaneta nekufamba .. manheru takamukira kuponda uroora .zuva rese ndakaswera ndakamira ..vana tete vakazoperekedzwa naHilary kudzokera kwaMurehwa ndakasara ndichinzwa kubhowekana specially kugara nevanhu vausina kujaira
*Hillary*
" Hillary mukadzi wako waukaroora uyo ndakakuudza kare kut handimude and handimbofa ndakamugamuchira semuroora wangu " vakadaro Mai vangu ..vakabvira kare vasingade ndiroore Gracious vaida ndiroore mwana wasahwira wavo anenge chimupurwa iyeye bodo .naGire wangu takabva kure and ndomuda zvandinoziva inn and anodika mamoyo wangu
" mhamha inn ndakura 29 years moswera muchindiudzira munhu wekuroora haiwa iyeye mwana wasahwira wenyu roorai muite mukadzi wenyu inn wangu ndiGracious "
" Heya ndiripano chihera tichaona kwazvinosvika " ndakabatikana nemashoko amhamha ndoshaya Gire wacho aiva akavatadzirei ..ndaingoti zvekuponda uroora zvikapera toenda hedu kumba kwangu kuHarare sezvo tese taienda kubasa nemukadzi wangu aiva Nurse inin ndaishanda paCar sale yemutown ndaive nemashares so mari ndaive nayo hangu.
ndakaperekedza vana tete kwaMurehwa takasvika kuma 10 since taive tanonoka kusimuka ndakavasiya ndikazonorara kuHarare cz paive netime ndaisazvosvika kuGweru ..ndakafonera mukadzi wangu ndisati ndarara
" mai kanjanda maswera sei "
" handis boe hun ndakusuwa plus ndiri kunzwa kubhoekana "
" Sorry mamoyo ndakuHarare ndouyako mangwana ndaneta ini " takazoyemedzana nemunhu wangu ndakazodambura call ndakuda kurara .. following day ndakamuka ndakageza nekutomutsa mota ndakananga Gweru ..ndakasvika nguva dzichiripo ndakamhanyirwa nemukadzi wangu anga andisuwa shem
" Imbomirai zvekuyemedzana apo huyai mutibikire isu nxaaaa" vakadaro mai vangu vachiridza tsamwa
*END OF CHAPTER*
❤️
👍
😂
😢
🙏
16