
J.T. ZIM 🇿🇼SHONA NOVELS.
June 14, 2025 at 07:07 AM
*🔥HUNIDZA IPFUMO RAMAPARADZE🔥*
"Aaa! Aaaa! Aaaa! NdiUtahwemhare here ataura mashoko aya kuti haana chaanoziva? Uye ndiye here arambidza mwanasikana wake kuti Madaushe amuroore?" Vanotaura mambo Vhungawaringa vachibaira pfumo ravo pasi zvine ukasha, madota achibva ati pwititi pwititi.
"Hongu ndizvo zvaataura" anodavira.
"Chisenga zvakawanda handichadi kutenderera kunge ndirikwira mugomo. Izvozvi ndavakuda iye Utahwemhare wacho pano tipedzerane .
Achandiziva kuti ndini ani! Ndapedza Chisenga andareva ndiwawa ndirikumuda pano Utahwemhare". Vanotaura vachibva vasimuka mambo ndokudzura pfumo ravo ndokufamba vachibuda mudare meso avo ainge atsvuka serovambira ravhiringwa nemuvhini mubako.
*KANA UCHIDA KUNZWA ZVIRIMBERI PINDA MUCHANNEL ITAI FOLLOW MUZVINZWIRE*

❤
❤️
👍
3