Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
June 8, 2025 at 01:30 PM
HOUSE LIZARD ( DZVINYU)
Dzvinyu iri rinowanzotambira mumba richimhanya nemadziro kana roof yemba.
Vamwe vanozivisisa nezvaro vanoti rinoshandiswa nevakaipa kukonzeresa kusashanda kwemari yako zvakanaka, kugara mumba mune mhirizhonga, kusadanana zvakanaka nevaunofambidzanana navo kana wawakaroorana naye. Zvakawanda!
Ungaita sei naro?
Tora garlic wosanganisa nemunyu wemagodo nemvura inodziya womwaya mwaya mumba mako. Chitora makanda emazai woisa mumacorner eimba mukati. Hauzomaoni zvakare.
Isaiwo ma likes❤️🙏🏻👏🏻✅🥰

🙏
❤️
👍
😢
😂
😮
❤
👏
💋
😍
1.0K