Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
June 9, 2025 at 03:11 PM
*NATSA KWAWABVA KWAUNOENDA HUSIKU*
Zvimwe zvinhu hazvinei nen'anga kana maporofita izvi. Panguva yako waizviona seusinga batike uchifambira mudenga kaaaa. Ko nhasi misodzi nemhere mhere zvaa zvei nhasi??
Vangani vari kuchema nezita rako iwewe wega?? Saka unoyambuka sei ruzhinji rwuchichema newe?? Ndiudze zvikwereti zvingani zvaunazvo iwewe?? Vangani vawaka rwadzisa iwewe??
Wakapiwa mudiwa akakuda nemoyo wese akaperera chaiko , mwana wevanhu aive aka vimbika chaizvo kwauri iwewe, nekuvimbika kwake waka muita benzi ukamutambisa ukamuita munhu asina basa. Ko nhasi uku chemei??
Vangani vawaka vhara iwewe?
Heya zvainakidza kaaaa zviri kwevamwe nhasi zvorwadza kaaa.
*Inzwa vamwe misodzi yavo ine hondo mukati chiona nhasi zvawave?*
*Nhuka❤️*

🙏
❤️
😢
👍
😂
❤
👏
😭
151