Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
June 10, 2025 at 06:13 PM
Izvezvi munhu wese wave kuno rara, tora garlic, one clove or garlic, woimenya kubvisa makanda ekunze then wofambisa kana kuti kukwiza garlic iyoyo on your forehead, mhanza yako. Paunenge uchi kwiza kudaro namata, uchi taura kuti zvaka vharwa zveupenyu hwangu ngazvi vhurike, kupenya kuri pandiri kwaka svibiswa ngaku cheneswe uye kupenya kuri pandiri ngaku bude, zvese zvaka onekwa zvakanaka pandiri kubva ndichiri mucheche vakazvi vhara vaona kuti vatadza kuzvi tora, ngazvi zaruke, ma doors and opportunities angu aka vharwa, ngaavhurike. I want to operate under open heaven. Ma portals and realms ose eupenyu hwangu aka vharwa ngaavhurike. Kana wapedza kunamata draw a cross with that garlic on your forehead. Garlic iyoyo rara wakai tsamhira then mangwana worasa. Do this powerful prayer solution uchaona zvaucha ratidzwa and pray ne hope idzodzo. *morara munyasha🙏🏻*
Image from Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼: Izvezvi munhu wese wave kuno rara, tora garlic, one clove or garlic, w...
🙏 ❤️ 👍 😢 😂 😮 🤩 785

Comments