Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼
June 14, 2025 at 07:04 AM
MUNYAMA Kune vaye munyama kusadiwa kuvengwa Nekushorwa nekusawana mabasa Vaye vanoronga zvisingabudirire Vanosangana nematambudziko asingapere ekuti unongogara uchitambura nguwa dzose Tswaka nhoko dzembudzi ndove ye dongi ne ndove ye mombe neye huku ne kirimba ozvidzura kana kukuya zviri panzwimbo imwechete Zvinhu izvi ndikuda uzviite powder ndoda uzviise mumvura unogeza nemvura yacho 7 days bt ui sefe nekuti handide ugeze usare une ndove so ukaisa ndove yaune wakuya mumvura regere iraremo kwe 3 days Kana ozotanga kuigeza paunoigeza shandisa zai kuita sipo zai iri ritaurira usati waripwanya *usaitirwe neumwe munhu munamato wekuputsa zai ,unotorerwa chipo ,ita wega pachako* Komborerwai nekutedzera Nhuka✍️❤️
Image from Kurapwa Kwezvirwere🇿🇼: MUNYAMA  Kune vaye munyama kusadiwa kuvengwa  Nekushorwa nekusawana ma...
🙏 ❤️ 👍 😢 😮 50

Comments