
MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
June 13, 2025 at 04:55 PM
https://chat.whatsapp.com/HZjXZw6zAxf0y3CyX4xLy0
https://chat.whatsapp.com/HZjXZw6zAxf0y3CyX4xLy0
https://whatsapp.com/channel/0029VaFbTiBGufIuI1fU6u2y
https://chat.whatsapp.com/I6WOrxqqzqKFTTgBFQTeQj
ALETA DAUGHTER OF A BLIND WOMAN payments
$1 etym card (0774565330) unoisa manumber acho via whatsup
$5000 rtgs (0778315695) etym and ecocash.( M .Gumbo)
Inbucks $1 (0778315695) M. Gumbo
S.A its 20 rand etym a Cell c or all in 1
Hurry team kuzosuppotawo munyori wenyu Mama Natie🍒🍒🍒🍒🍒🍒
Ndinovimba muchauya nehuwandu hwenyu
*ZVEMOYO ❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️*
* *Written*
*BY*
*MAMA NATIE 🍒🍒🍒🍒🍒🍒🍒*
*Chapter 15*
*Andrew*
Pandakapinda mustudy room ndakabva ndagara hangu pasi ndokubva daddy vati
Ee mwanangu ndakudanira muno kuti titaure zviri paground about Maggie waunoda kutamba naye kuita sechitoyi chako uyu .
Me: handisi kuda kumbotamba naye daddy ini asi imi ndimi musingangode kuti ndimuroore chete . Ndakakuudzai kuti ndomuda but imi ndimi makundivharira panze
Daddy: unoroora womuisa pai nhai Andrew iwe une mumwe mukadzi. Hakusiko kuda kutamba nemwana wevanhu kwacho here ikoku
Me: ndoziva zvandinoita daddy ndoziva ini. Ndava munhu mukuru handishaye plan yekugara navo vese vari 2
Daddy: sorry mwanangu Maggie called me achindiudza kuti ayenda kumusha kwaambuya vake kwaakabva mazuva aye achiuya muno mutown and kufona kwaaita atozvitaurira kuti ndikuzivise iwe usazvinetsa nekumutsvaka sezvo uriwe une havi yake
Panguva iyoyo ndakakachidziwa nemweya wekufema chaiwo ndikakosora kusingapere. Ndaiti pamwe daddy vachanditi ndotamba but havana vakatoramba vachiyendera kumberi vachiti
Handizive wakasununguka zvarinhi tione kunoroora mwana wevanhu uyu waunaye pano
Me: ndichakuudzayi daddy kana ndava ready ikozvino imbomirai imi momhanyirei munhu asina kana mwedzi aroorwa uyu
Him: pano hapagare munhu asina kuroorwa handi unozvisiva in few days time ndinoda utondiudza zvine kumeso ndichada nemari yangu. Ucharoora kana wapedza ndozoona kuti ndokwanisa kuraiser mari wochata here nemunhu wako kana izvozvo zvapera wochitangawo kutsvaka basa manje ndinenge ndakubatsira zvandokwanisawo kuchegetana woona plan
Me: ok daddy
Ndakangodavirira kuti zvindibve hangu asi ndakanga ndatofizurwa nemashoko avo. Nemaziviro avanoita kuti ndinoda Maggie zvakadaro ivo ndipo pavava kurega achiyenda shuwa pasina kundiudzawo. Ndakabudamo ndokuyenda hangu kubedroom kwangu ndokusvika ndovata ndofuga nemusoro chaiwo. Carol ungati akatonyumwawo hake musi uyu haana kuuya achitondinetsa netsa zvaanosiita zviye akangouya nechikafu changu akada kundimutsa kuti ndidye ndikati ndakaguta achibva atosiyana nazvo.
Mazuva akatanga kufamba ndichingofunga Maggie wangu. Ndakatombozama kuyenda kubasa kwababa kunobvunza baba vake but vakangondiudza same statement randakaudziwa namudhara izvo zvakazongondipa kusiyana nazvo ndakutamba inorira hangu. Ndakanga ndatova kujaira Carol wangu iyeye kusvika patakazoyenda koroora hedu .
Mazuva aifamba daddy vakanga vakutanga kugadzirira zvemuchato wedu vachiunganidza zvinodiwa zvacho. Wangu mukadzi aisagona nemufaro veduwe . Ini hangu pfungwa dzangu dzakanga dzisinganyatsopindirana nazvo zvese zvaiitwa izvi. Ndaitoita like kumakikidziwa chaiko. Ndaimboitawo nguva yekuzvifunga asi ndaiti ndikangofunga Maggie ndotonzwa kubhoikana zvakanyanya.
Mukufamba kwemazuva ikoko pakazoitawo friend yangu Teddy akanga achangoroora uyo akatidaidza kuparty aidawo kuti mukadzi wake aonane nevakadzi vedu vazivane pamwe nekuzivisazve isu masahwira ake mukadzi wake. Yes yaiva party yeshamwari yangu asi kuyendako ndaisatomboda zvachose ndakatoita zvekumanikidziwa naCarol asingade kudarikwa nezvinhu zvekungofara fara izvi. Takagadzirira ndokuyenda hedu asi muroad imomo takatozonetsana naCarol zvekutozosara takusvika kuvanhu tisingachataudzane zvachose. Tichisvika takangorova waziva kwake waziva kwake doto rechapungu. Ini ndakananga kwaiva nevamwe kutable iye ndokuyenda kogara kwake ega nhai . Ndaida kuzomukwatura kana tabva pavanhu Carol atova nekamwe katsika kakaregedzereka nhai .
Ndakatanga kukwazisana nemashamwari angu pamwe nevasikana nevakadzi vavo ndichivaita hand shake kusvika pandakamhoresa munhu uyu wandakanzwa achindirovesa hana yangu zvandinosiita pana Maggie zviye. Ndakakasira kumutarisa ndokuona ariiye Maggie wangu . Ndakazokasira kuzvibvisa paari ndokuyenderera mberi nekukwazisa vamwe hangu asi ndakanga ndatova kure chaiko. Ndakazonzwa sendinotsva pakazotaura T1 zvekuti isimbi yaRay. Hama dzangu kana makambonzwa semunokutsirwa nevanhu gumi ndizvo zvandakanzwa apa. Saka shuwa Ray akandivanzira kuti atore munhu wangu shuwa. Ndaiita kunzwa furo remumuviri richitutuma chaiko zvekuti ndainzwa sekuti ndimhanye ndiyende kwandisingazive here or ndozviurayira pamberi pevanhu here.
Ndakazogara hangu ndokutanga kufunga kuti ndodiiko kuti ndihwine munhu wangu nhai mwari. Ndakagaya fast ndokubva ndayenda kutoilet ndikanofonera mumwe muchinda wangu aiwanza kuita zvemadrugs ndakanga ndafunga kuvadruger vanhu ava nditize nemukadzi wangu ini. Ndakabva kutoilet ndokubva ndauya ndayenekana nevamwe vangu ndikati ndombomhanya kotsvaka madrinks sezvo ndauya ndisina chandakabata vachibva vati enda hako ndokubuda kwandakaita. Ndakasvika ndikatenga madrinks akawanda pamwe nemabhotoro edoro. Madrugs ndaiisa mumadrinks ndimo mandaifaka imomo mirai henyu muine pavachanomwa. Ndakatengawo raMaggie randaiziva raaifarira iroro handina kuriisa drug ndaida kuyenda naye achiziva zvaanoita not kuyenda nemunhu akavata.
Ndakasvika ndokukandira doro kuteam rikabva ratanga kuoneswa moto harozve. Munguva shoma ndakatanga kuona vanhu vakuvata ndikati zvangu zvaita manje.
Ndakanokweva munhu wangu ndokumuisa mumota ndokutoimutsa ndobuda zvangu kuyenda. Ndakambozama kufunga kwekuyenda naye but ndaikushaya zvachose kusvika ndatozofunga zvekuyenda naye kulodge ndaida anondiudza zvakazara pamusana paRay and akandiudza zvisina kumeso handizivi hangu kuti chii chinoitika asi panotombonetsamwa.
Ndakarova mota ndonanga nemugwagwa wemasvingo zvangu . Munguva shoma ndakanga ndatopinda muMasvingo ndokubva ndatsvakawo lodge iri nane nane yekuimpresser babie. Ndakasvika ndokubooker room yedu ndokubhadhara mari yeweek chaiyo ndaida nguva naye Maggie uyu kana pasina kuwirirana hazvimire mushe and hapanazve kubuda kwaangaita taizobudamo tqva kunzwisisana. Ndichipedza kubhadhara ndakanomuvhurira mumota mandanga ndasiya ndakamukiira ndokubva ndamubata ruoko ndikati hande mukati. Akamboda kutoramba akagara akanditarisa nezvimisodzi pamatama asi ndakatomuudza kuti kana uchida kudzokera kumba you have to follow zvandinoda ndokutoti ukasire kuyenda .
Akasimuka ndokubva tatanga kufamba kupinda mukati zvedu. Vanhu vese vaingotitarisa ndoona vaiyeverwa nesimbi yandaiva ndakabata ruoko iyi. Takanopinda muroom medu ndokubva ndavhara door nekutokiya makeys ndikamaisa muhomwe metrouse rangu. Ndakafamba ndokunogara pabed zvangu iye ndokungosara akamira handina zvangu kumbomumanikidza kuzogara pabed kana aneta nekumira achauya.
Ndakamutarisa ndokubva ndamuti
Ray ndiye mukomana wako here
Her: ehe ndiye
Me: like serious kutondidavidza zvako usina kana fear mukati
Maggie: saka unoda ndive nefear yekuita sei manje saka ndotya kutaura chokwadi here
Me: handisi pakujocker newe Maggie wanzwa and usada kukasira kudana hasha dzangu hako. Ndati unodanana naRay here
Her: ehe ndodanana naye Andrew.
Ndakaita kunzwa hasha asi ndakakumbira mwari vandidzore nekuti kana ndaimurova ndakadai ndaigona kumupeta peta mwana uyu. Ndakasimuka ndokufamba kuyenda paaiva ndokubva ndamuti
Wakatanga kudanana naye zvarinhi Ray wako iyeye
Her: kubva day randakabva kuBulawayo ndakakwira kombi yake ndomusi watakatanga kudanana
Me: chisiri chihure here ichocho nekuti kuBukawayo ndakanga ndakusiya kuna sisi vangu ndichiti vachengete mukadzi wangu. Iwe musi waukubvako ndowawava kutoita zvevamwe varume kuti zvidii
Her: handide kutongeswa Andrew handisi mukadzi wako ini . Izvozvo zvaunoda kutondiitira unoitira Carol mukadzi wako not ini . Ukunditongesera zvekudanana kwangu naRay zvinei newe. Hauna mukadzi wako here iwe waunotogara naye kumba kwenyu. Ndisiye Andrew siyana neni zvachose ndiwane kunzwa mhepo kwayo .
Me: zvemukadzi ndeimwe nyaya Maggie ndakakuudza kuti iwe uri wangu and hakuna mumwe anombotofanirwa kuswedera pedyo newe kana ndichiri mupenyu nekuti anokuvara zvachose. ZvaRay wako zvaukutotaura watomutsvakira mavanga soo uchaona hako
Maggie; kana uchirota iti mwari ndipepusei Andrew. Handisi munhu wako ini. Kutaura kuno ndinotova nenhumbu yaRay saka itodzikama zvako kuti dzii. Tinotova nemaplans ekuroorana naRay kwete newe. Ita zvemhuri yako kwete zvangu and zvaukutqura zvekuti Ray ndakutsvakira mavanga izvozvo ndezvekutopenga izvo. Ukaona ukangoita any slight mistake pana Ray kana Carol unoona ndamutamba yakapenga imbozvizama hako.
Panguva yandaida kudavira foni yake yakabva yaringer ndokuibudisa muhomwe mayaiva ndokudavira vakanga vari mama vake vaitomuti usazovirirwa ikoko baba vako vanouya vakandiriva pano achibva angovati ok mama. Manje ndinods kuzviona izvozvo zvaanoti ok kuti anokuyenda here
Achibva pacall paye ndakamubata zverough zviye mashoko ake aanga anditaurira akanga andibhowa handide kunyepa. Shuwa ini ndototi achiri mhandara izvo ari kutofamba achigovera vanhu muchero wangu shuwa. Ndakamubata ndokumusundidzira kubed ndokubva ndamutsikirira nerimwe gumbo ndikamubvisa short rake zvenharo chaizvo ndakanga ndafunga kumuseva seva kusimbisa mwana waRay iyeye. Ndichipedza kumubvusa ndakabva ndabudisawo zvangu zvombo ndokuzviyanika pachena. Ndakamutarisa ndikaona akatonyatsopfava zvake zvekutotaridza kuida so ndakabva ndazombotanga ndamubata batawo ndichimbowedzera kudziisa muvurika. Panguva yandanga ndakuda kuisa ndakamuti
Babe isa
Haana zvaakadavidza hake ndakaona achifambisa ruoko rwake kurwuyendesa kuna junior uyo anga akatoita kushatirwa zvake.
Paakasvitsa ruoko rwake akabva atanga kumboita kakupuruzira kaye kari soft zvekuti ndakatanga kuyeverwa ndakadaro. Iye paakaona kuti ndakanga ndazvifarira akabva atombomuka ndokutanga kunditambisa zvake achindibata batawo. Ndakanga ndakungoshinyira rume guru ndakazvambarara pabed ndichiitwa zvidavado nemwana wevaridzi . Kana Ray apa mimba ndaitozoichengeta hangu Maggie anoziva zvaanoita mhani. Ndatanga kunakirwa neromance ko kuzoti ndavamo mucanan aiwa nhasi ndoimba manhanga kutapira chaiko.
Panguva iyoyo akabva anditi
Are you ready
Me: more than ready babe plz chiisa hona zvayaita soo
Panguva iyoyo ndakangonzwa ndabatwa zvine simba kumuchero ikoko apa ndakabatwa ndakabatanidziwa mabhora zvese neiyo yacho ndichibva ndaita kugwinhiwa zvokuti ndakanzwa kuita sekuti ndadinzwiko. Ndichizama kuda kumuka akandipamha futi kepiri ndokubva ndadonhera pasi kubva pabed. Ndava pasi ipapo ndakatanga kunzwa simba kupera mandri apa iye akanga akutopfeka hembe dzake Maggie. Simba ndakanga ndisina kana zvangu ndakanga ndangoisa maoko angu pakati pemakumbo apo pakanga pashandirwa naMaggie. Paakapedza kupfeka akabva andiperekedza nebhutsu pakati ipapo akati
Bvuma defeat imbwa yemunhu. Ipapo ndakangopedzisira kuona achikiinura door achibuda handina chimwe chandakazoziva chakaitika ini
End of 15
Love you team ❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️
❤️
😂
🙏
👍
❤
😢
😮
🔥
😀
😅
302