MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
June 14, 2025 at 07:36 AM
*Kune vanoti tiri vaverengi vema novels chete ma readers emashuwa, ngatimbo verengai chinyuwani ichooo💃🏾👇🏾👇🏾 don't forget to follow his channel ndiko kunowanikwa book rese.* *¦> CONFLICT <¦* 🥷🏿🪢🦅🪢🥷 _Written by:_ *Mr. P Macheke🎋🦅* +27641807992/+27729260592 https://whatsapp.com/channel/0029VaGRNeG84Om6TYhYJP3l *🆕 Book enjoy 💃🏾* ♡ ㅤ  ⎙ㅤ    ⌲              🔕 ˡᶦᵏᵉ    ˢᵃᵛᵉ    ˢʰᵃʳᵉ    ᵘⁿᵐᵘᵗᵉ ᶜʰᵃⁿⁿᵉˡ __________________ Chapter 01 *❗Mune zvinyadzi ndapota vana vadiki tambirai kure.* Timothy Kunaka aiva mukomana ainetsa mulocation nekurara nevasikana vazhinji kwazvo paadira, haana musikana waaiti akada nezvake omupfimba omuramba. Chimiro anga akanaka chose, zvasangana nekuti vabereki vake dzaiva shoroma, uye vachi remekedzwa zvikuru munharaunda. Ndiyo advantage yaishandisa Timothy kurara nemusikana waada apedza omusiya zvake, aito dada nazvo achizvi kuza kuti ini ndakapenga. Mulocation maaigara makazouya mumwe musikana anonzi Moreblessing uyo waaka ziviswa nefriend yake achinzi; "Paita mumwe mwana nyama baba pambuya vaGondai hanzi musikana webasa chii-chii wee, pombi mudhara kanezamu rakamira kuti twaa, mudhoto handichatauri." Vachitaura mutauro wavo wechi zvino-zvino, vakakurukura dzamara Timothy ati. "Rega ndifambire nyaya dzacho ndirini muridzi wemababe." Friend yake aitomu ziva kuti Timothy achato diwa chete nebabe zvisina kupokana. Nerimwe remazuva kunze kwakamuka kuri dhuma nemakore, kuchivhuvhuta twumhepo twaitonhorera zvekuti kwaito pfekwa zvinodziya asi twusinga ratidze kuva twekuda kunaya kwemvura, twaingova twechando bedzi sezvo yanga iri nguva yacho. Zuva raibuda pano neapo kwete nguva zhinji. Timothy ainzwa kubhohwekana musi uyu aripamba pevabereki vake apo aiva mubedroom make umo aiti akati gare-gare oridza tsamwa kuratidza kusvotwa newhether yanga iripo. "Eish ndoita seiko nhasi, apa ndingori ndega padheni kudai? Nechanda rambira kubaya nana mudhara pamwe varikuto varairwa kwana Sekuru kwavaenda soo." Akadaro Timothy otaura ega achifambisa meso kutarisa mumba make seane chaari kutsvaka, ipapo nhare yake yakabva yapinda message ndiye nhaa kuitora akano tarisa kuda kuona kuti ndiani angava amurangarira panguva iyi? Yanga yakalokwa saka akashandisa chikunwe chake ndobva yato vhurika, ko yaiva ne fingerprint ka iri ino IPhone 15 Promax, ndiye ega mujaya aizikanwa aine phone inodhura mu location iyi. Phone ichinge yavhura akanopinda pa WhatsApp kwakuona message yakaita anyemwerere. "Good morning honey how was your night?" Yanga yakanyorwa kudaro ichibva kuna Moreblessing uyee. Ko vainge vatova murudo, paye paakati afambira nyaya dzake ndipo paakazono pinda machena, ainge akano budirira rudo rwainge rwobaka-baka, asi Timothy semunhu ajaira kuti once angodiwa nebabe aibva atono rara naro musi iwoyo or mangwana, kana atononoka zvaigona kuita mazuva maviri bedzi retatu anenge atopedza nemwana wevanhu otomu siya. Zvino pana Moreblessing ainge apedza svondo rese achinyengerera Moreblessing achiramba. Moreblessing munhu anga akarairwa zvikuru, akadzikama nekuda kwemunhu akamurera kusvika akure. Akakura achirerwa nambuya vake nyakuzvara baba, nekuti baba naamai vake vainge vakashaya. Saka gogo vake vakamu kudza nehunhu hwekumusha chaihwo, vaimu udzisa kuti murume wako mumwechete achaku bvisa humhandara ndiye ngaaku roore kana uchizoda rugare mumba mako, usabvuma kurara nemunhu pasina hurukuro yekuroorana. Zvino ndiwo mashoko aanga oshandisira Timothy iwayo nekuti aisa taura zvekumu roora asi kungoda kumukwira bedzi omusiya sezvaanoita vamwe. Hino anga osvotwa nekuita kwa Moreblessing. Munhu aisa kasika kubvuma kuti akundikana hake asi pana Moreblessing ainge oita achimu ramwa oda kusiyana nazvo. Zvino paakaona message yabva kuna Moreblessing ikamupa nyemwerero, akambo taura ega mumoyo achiti. "Kababe aka hakasi kundi ziva zvakanaka nhai!" Amboti mirei kupindura achifunga mhinduro yacho. "Kanenge kanondida wani saka sei karikuramba nebeche?" Akadaro zvakare, ipapo akabva ashanyirwa neimwe pfungwa ndobva ati. "Yeah ndikadaro ndinogona kubudirira chete." Ndobva azopindura kuti... "Unofunga kuti my night ingava bhoo uchindi vharira panze kudaro here nhai Momo? Ha usadaro iwewe." "Ko ndaita sei nhai daddy?" "Ayehwaa stop it, imbomira izvozvo shaa." Achinyepedzera kuita twuhasha, Moreblessing akabvunza zvakare. "Ko ndatadzeiko nhai Mr. Kunaka, hee my King chii?" Zviri romantic zvekuti kana naye akamboto mera zenze ndokumuti. "Haundidi iwewe stop calling me those things, unondi vharira panze iwewe unoda kundi kuvadza ma feelings angu here?" "Ooh daddy come on, please calm down, mungabva mawanza hasha kudaro here ndatadzei ini? Ndinokuda shaa kutaura chokwadi." "Ndoziva sei kuti unondida iwe uchiramba kundiratidza rudo rwacho?" "Pane kumwe kukuratidza rudo kunga pfuura zvandokuita here nhai Timothy, tell me zvaurikuda ndoita hangu because I love you." "Izvezvi ndikakuti huya ndikuona haubvumi, saka ndingati tikudanana papi ipapa?" "Umm honey, handiti ndinenge ndiri busy here? Oky kwacho nhasi ndiri free uchida kundiona huya undione." Mashoko aanga akamirira zvee iwayo Timothy, akanonoka asati asvika paakangoma rava nyemwerero yakauya maari apo akati. "Yes!!" Zvekuzvi tutumadza ega kuti come inini, asati apindura message iyi akaronga tsoro dzake dzekutoda kuzopinza babe padheni zvaipapo musi iwoyo abvise chando. "Ha urikuda kundi fambisira mahara handi?" Akabvunza kudaro zvine kufeya kuda kuhwa kana Moreblessing achirevesa. "Serious honey huya undione but ndokupa only 30 minutes." Haana kuita dambudziko nazvo Timothy akazviudza kuti ndezvake izvo zve 30 minutes once ndasvika paari akango bvuma kupinda mumota ndinongo driver takabaya padheni haangabudi mumota ichifamba hazviiti. "It's okay no problem ndaakuto uya izvezvi itogara wagadzirira ndokuudza ndasvika paraini pako." "Okay honey ndoona wasvika." Haana kuzo pindura Timothy akabva atotsveta Phone paka table kaiva mudheni make, akagadzira bed rake faster apedza kwakuno pinda mubathroom umo maakapedza 15 minutes bedzi anga atopedza kugeza zvese nemukanwa. Haana kuda kupfeka kunge arikuenda out nema friends ake, akango pfeka zvisinga makisiwo semunhu aifamba nemotokari yake zvakare. 30 minutes after apedza kutaura nababe wake akabuda kunopinda mumota make umo maakati ave mukati, asati amutsa mota akatanga afonera babe iro rakadaira nhare akariudza kuti. "Ndave kubva padheni ma-ma ndiwane watobuda padheni pako please." "Okay honey I can't wait to see you." "Me too my love, I'm coming please ndati ndikuwane panze." "Ndikatiwo ndazvinzwaaa daddy.." Akadaro Moreblessing achidhonza mashoko ake zveku yema zviye. Timothy akabva adimbura nhare yake akanoyi tsveta paanosiyi tsveta mazuva ese kana achi driver. Aka driver mota kubuda padheni kunanga kudheni kwebabe rake, kwaisava kure zvakanyanya, zvikati semunhu arikufamba nemota within 7 minutes ainge atosvika apo akanomira nechepadivi peroad pamba paishanda Moreblessing achipaona kuti apo. Asi Moreblessing wacho haana kumuona.. "Kababe aka futi, ndakati ndikawane kakandi mirira wani but now hakapo chiiko nakowo, kuda kushamisira here? Manje nhasi kakango bvuma kubuda chete kanonya ndoka svira kusvika kati eke." Akadaro achitora Phone yake kwakubva afona, yakango rira kamwechete yakano dairwa. "Hello daddy!" "Yes my love, ndasvika ndakamira panze." "Eeh asi wauya nemota kani?" "Yes ma-ma kuri kutonhora handisi kuda upindwe nechendo." "Umm hoo, okay daddy just wait a moment ndouya." Akangoti. "Bhoo." Kwakukata Phone yake, akamira zvekuma 20 minutes munhu asati abuda, ndokuzo buda pave paye akaona ave kuuya ndobva adzaka mumota kuno vhurira babe wake. Asati amu vhurira suwo rekupinda mumota vakatanga vapanana hangaiwa (hug) akatomu tsvoda pahuma, ipapo Moreblessing nyadzi dzayimu kurira sezvo kwanga kuri kutanga zverudo. "Ndaiti pamwe urikundi nyepera ini babe, especially pawaita 1 hour apa wanditi ndimire 1 minute ndanga ndoti zvaendwa." Akadaro Timothy achinyemwerera zvake akatarisa mboni yebabe rake. "Ummm Timothy uchanyepavo iwewe, handina kupedza kana 30 minutes apa aah iwe, futi handina kuti minute ini ndati wait a moment." "It's okay mama, chero wauya ngatipinde mumota." "Mumotaa futi!" Akadaro Moreblessing zvine kaku vhunduka zviye panwe neku katyamara. "Yes mama hino ndingaku onera panorova mhepo kudai here? Come on babe usadaro iwewe pinda mumota." Akagunun'una achipinda hake pamwe neku nyaririra, Timothy akavhara door mumoyo achiti. "Unonya nhasi beche iroro rauri kudada naro nhasi ndirikuzori vedzenga big time." Akapota nekuseri ndobva atono pinda mumota make. "At least nhasi ndomboku onawo kusvika ndaneta." Akadaro ave mukati. "Aah iwe kuneta kupi ndati 30 minutes remember." "Saka rega tibaye." Akadaro Timothy omutsa mota yake nekutoi fambisa. "Kubaya kupi nhai Timothy iwewe? Handi urikundi ona ipapa here, waakuenda kupiko?" Akabvunza oratidza kusuwa kuso kwake. "I'm your man Momo shaa, stop acting like you don't know me." "Ndinoku ziva Timothy but kwatava kuenda hakuiti ndasiya ndisina kukiya imba, plus havasi kuziva kuti ndabuda unoda kundi dzingisa basa here iwewe?" Akadaro Moreblessing otyira kuzowanikwa asipo pabasa pake sezvo anga asiiwa ega nevene vemba avo vanga vabuda. "Dzikama babe hapana chinoitika, plus ukadzingwa basa wadzingiswa neni ndinotoku roora don't worry." Aitodaro achifamba mukomana dzamara atono svika padheni pake apo paakasviko vhura gate ne remote akano pinda mukati. "Ko urikuuya neni pamba penyu kuzodii nhai nezvandiri izvi, wadii kundiudza ndapfeka zvakadzikama nhai, ndotarisana sei nevabereki vako nhaiwe nezvandiri izvi?" "Ndakuti dzikama iwewe usatya hapana anokuona, tingori 2 chete vana mudhara havapo." "Aah saka kana vasipo unoda ndihodii pano?" "Handiti urikuda tionane here uchindi ratidza kuti unondida? Now tava kuonanaka pasina anoti vhiringa ngatipindai tinogara mumba." Akadaro Timothy, asi Moreblessing akaramba kupinda mumba aitya kubatwa. "Zviri pachena kuti haundidi Momo iwewe, unongondi sungira play everyday chiiko asi unondi sema, haundi feely here?" Akadaro Timothy akatarisa Moreblessing mboni yake uyo aisvoda kumutarisawo mboni yake. "Urikuda ndinoitei mumba mako tingori vaviri nhai?" Akaita seasinga zivi zvaidiwa na Timothy asi achiziva hake. "Rega kuita semwana mudiki Momo, mazamu kumira kudai watokura ndipoo zvinhu izvi ndidye kani." Ndipo paakazomuti. "Umm Timothy ndakakuudza wani kuti ndichiri musikana, kana uchida nezvangu nditore tigare tese nekuti humhandara hwangu ahubvisa ndiye achandi roora, manje iwe urikuda kungorara neni wondisiya ummm usadaro Timothy I thought unondida unondi koshesa ini?" "Usataura uchidaro Momo, you know I love you very much, I can do everything for you usandidaro babe hona kuri kutonhora topinda mudheni wondipa zvinhu izvi." "Umm handisi kukurambira Timothy but muitiro waurikuda kuzviita haasiwo aya, wadii kungondi roora zvakanaka togara tese woita zvaunoda handirambi ini?" "Saka urikuona sekuti ndirikuda kungorara newe ndobva ndakusiya here nhai Momo? Come on babe, ndinotokuda zvekudaro ndikangoona kuti zvedi uri mhandara ndinobva ndatoku tora ipapo ipapo." "Ohoo meaning you don't trust me handi?" "Handina kudaro but ndoda kuona mama, zvinhu zvangu ka izvi.." Akadaro Timothy obata-bata Moreblessing zvidya zvake, uyo akanzwa ropa rake kuti nyawu-nyawu, akamboda kuramba asi zvaanga onzwa zvakamupedza simba nekuti Timothy wacho ainge atove muyedzo paari, akabatwa mwana wevanhu achiramba rambawo zvenhando dzamara mukomana anokanda tsvodi vari mumota imomo. Akadavirira Moreblessing apo akanzwa ave kudenga rechinomwe, tsvodi ichimwa Timothy achiita basa, akarwu fambisa rwooko rwake dzamara anorwuti mbaaa pabeche remwana iro raakanzwa kutefetera pamwe nekunyorovera kunge abata hozhwa, apa mwana akapfeka G-string. "Aaah!!" Akabudisa ruzha rwakadaro Moreblessing pamwe nekaku vhundukira kubaiwa kwaanga aitwa kaburi kake kaisakwana chikumwe, ndipo Timothy paakatanga kubvuma mumoyo kuti babe harisati rakambo kwirwa iri. "Manje nhasi ndini ndirikuri vhura chete ndapedza ndomusiya padheni pavo zvovharana." Akadaro mundangariro dzake, ipapo Moreblessing anga asingacha goni zvaainzwa zvacho zvaimu pedza simba chaiko, nekuti akabuda sei mumota haana kuziva akazongoona ave mumba yemukati chaimo mubedroom ma Timothy uyo ainge oda kukwiza mwana dehwe rake......... Chapter 2,3,4,5,6,7, 8,9,10,11,12,13, 14& 15 zvatooko kuchannel please follow him munknakirwa. End of Chapter 01
❤️ 👍 😂 🙏 4

Comments