MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS
June 14, 2025 at 10:15 AM
Title: KANA ZVAREMA *Ndauya nayo nayo yevanasikana vatatu vakafirwa nevabereki vavo hama dzikavaendesa kumusha😢😢😢, zvino mukuru ndiye aive ane makore 16 akasara oda kuriritira vanin'ina vake asi aive ave kuremerwawo zvakazosvika pakuita kuti asarudze kuroorwa nemurume aimupromiser zvizhinji asi paakazongoti tsoka kumba kwemurume uyu hupenyu hwake ndiko kuchinja kwawakabva waita she had to choose between love and her siblings😭😭😭* Ndati moto ukubvira kuchannel uku hausi kuwuziya🔥🔥🔥🔥🔥. Nhasi chaiye tenge todya nerifa kwamai Coral.
Image from MAMA NATIE ZIM🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 SHONA NOVELS: Title: KANA ZVAREMA   *Ndauya nayo nayo yevanasikana vatatu vakafirwa ...
❤️ 😢 2

Comments