
ZimEcho News Channel
June 12, 2025 at 09:38 AM
*🚨Zviri Mudzimba Hot Topic*
Follow Our Channel✅
https://whatsapp.com/channel/0029VajOQ9lFXUue5OOd4s1L
Group Link⛓️💥
https://chat.whatsapp.com/LZitWjdBLOOFUrxkAmUPDw
Viga chitupa bro ndine musikana wandirikudanana naye ane mwana wake waanogara naye neniwo ndine wangu but anogara namai vake the lady munhu bho wife material i mean she has been loyal since nditange kumuziva so takasvika pakuita ma arrangements ekuroorana everything and pangapasina problm until last week ndakarara kumba kwake it was on Friday taifanirwa kuzoita weekend tese unfortunately akazofonerwa naboss wake tht Friday night kuti auye kubasa following day in the morning akandisiira chikafu but akazoti usavhure hembe dzangu or anything chausingade kushandisa thts when i became suspicious ndokungodaira oky kuti aende kubasa later on around 11am ndakatanga kuvhura wardrobe yake munhu anomboita mari so nestatement rake i thot kuti myb she is selling drugs or smthn similar ndavhura kudaro ndakasangana nesx toy dildo ndokumusendera pic pawatsapp ndichibvunza aida kuchishandisei ini ndiri po hana kundipindura akazodzoka achipopota akatosvika pakuti lets break up nekuti ndanga ndachivhuna vhuna now haskuda kutaura neni dare was i wrong here arikutaura zvekuti it costed her a lot of money ndikamuti ndomupa mari yake back asi arikuramba achiti she dnt want money handichaziva itype inorooreka here or ndingosyana naye if it needs ndimuite sorry i wl b following macomments notify wen u post mukoma tafa
ADMIN:MUITE SORRY WAKAVHUNA BAMNINI😝😝
Ita sorry 👍
Haaroreke👎

👍
👎
😂
😮
🙏
🤝
🤣
27