ZimEcho News Channel
ZimEcho News Channel
June 13, 2025 at 05:33 PM
*🚨Zviri Mudzimba Hot Topic* Follow Our Channel✅ https://whatsapp.com/channel/0029VajOQ9lFXUue5OOd4s1L Group Link⛓️‍💥 https://chat.whatsapp.com/LZitWjdBLOOFUrxkAmUPDw Hie Admin Ndafa nestress,so nyaya yangu yakamira soo I have been dating this guy for 5 years now but pa5 idzi he got arrested for 2 and half years and I try to wait for him zvesure ndisina wandadanana naye ,so atodzoka we continue he started kutsvaga basa and it was not easy for him remember ari kunyika yavatorwa inini kuzim,akazowana hake basa this year,so ininiwo ndakazosanganawo ne this mumwewo mukoma mukufamba umu ndaitototiwo kufambisa nguva ndakamirira kuti pamwe vejoni vachataura kuti vakuda kuroora since vekubasa,so this guy akatanga kuita Very serious neni he is responsible handidi kunyepa he try his best kundifadza So now nyaya yapakuti vejoni vadakubvisa havachade kutizisa ,uyuwo adakubvisa akatopa date veduweee ndaka pererwa kutaura chokwadi am stressed kuti ndodii , handidi kurwadzisa vese asi handizive kuti ndodiii mauzuva akufamba ,am praying everyday kuti Mwari abvise hake one ega ndodiii hama
Image from ZimEcho News Channel: *🚨Zviri Mudzimba Hot Topic*  Follow Our Channel✅ https://whatsapp.com...
😂 ❤️ 👍 😅 🙏 🚮 16

Comments