The Voice Online News
The Voice Online News
June 13, 2025 at 11:58 AM
👩🏼“Ndewani Mwana uyu?” 👱‍♀️“Ndewa Memoe” 👩🏼“Ko uyu akagara pasi?” 👱‍♀️“Naye futi ndewa Memoe" 👩🏼“So ko aya maTwins aya ke?” 👱‍♀️“Navo futi ndeva Memoe” 👩🏼“Kanty aripi Memoe wacho?” 👱‍♀️“Ndiye uyo ari mumunda akabata mwana” 👩🏼“Uyo ane nhumbu?” 👱‍♀️“Yah” 👩🏼“So uyu mwana akabatwa newani?” 👱‍♀️“Naye ndewake” 👩🏼“Yho hayi regai ndibude” 👱‍♀️“Yeah rega ndibude newe” 👩🏼“Uchienda kupi nhai?” 👱‍♀️“Ndr kutevera mwana wechikoro” 👩🏼“Ndewani mwana wauri kutevera?” 👱‍♀️“Naye ndewa Memoe?” 👩🏼“Memoe wacho mwana waMhamha vako?” 👱‍♀️“Hayi ini ndinoti gogo kuna mhamha vaMemoe” 👩🏼“So uri mwana wani?” 👱‍♀️“Ndiri first born yaMemoe” *Follow The Voice Online News WhatsApp channel:* https://whatsapp.com/channel/0029VaPRQqTHrDZdGRK5yH43
😂 ❤️ 7

Comments