
SORA NEMITI ZVINORAPA
May 27, 2025 at 11:24 AM
*#kubirwa hope*#
chii chinoita kuti zvidaro?? Vagarwi vazhinji vanorota asi vomuka vasisatoziva hope dzacho. Sei zvichidaro??
Chekutanga vagarwi munozviziva here kuti panekudya kunodzima hope?? Mugarwi haatotenderwi kudya chimunya chesadza, wakadaro wauraya makope.
Piri mugarwi haadyi zvose zvemukati mehuku kusanganisira gizzard riya chipfukuto chekudya hope nematare.
Chepiri mugari haukokote mugoti wakadaro hope nematare zvaenda.
Tatu kna muripamba musatsvaira marara husiku , uye muchisiya mutsvairo panze makadaro matobirwa hope zvese nematare.
Rwechina: vazhinji vakapirwa makope havamuke kuti vateure nezvazvo. Vanoita hunyope.
😮
❤️
👍
🙏
6