SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
May 27, 2025 at 12:06 PM
Kurota uchiita bonde kuhope kwakaipa zvokuti kana tichitekaira repasi kana tichinamata zve Zvinenge zvichireva kuti wakapihwa chikwambo ndochinenge chiri murume wako kana mukadzi wako .. Mhepo iyi yakaipa nokuti inoita kuti kana uri muwanano useme hombarume yako ...inoita kuti hombarume iseme mkadzi wayo Mhepi iyi Inoita kuti kana uri mukoma .urambwe nevasikana vanokuona semunhu asina basa ..inoita zvakare useme vaskana Kana uri muskana inoita usanyengwa ..unenge uchisemwa nevakomana ..vanoita zvee zvekuti vaka rara newe vokuramba after bonde wozvibvunza kuti wy sei Mhepo iyi inoita mugare makarovana mumba ...inoita ugare waka rambwa nevakadzi kana nevarume Unogona kuwana kashanu kuwanikwa kanhanhatu asi zvichiramba kana kushaya muvaraidzi Mhepo yechikwambo yakaipa inosvibisa mutumbi ...inoita uvengwe nevanhu ..inoita ushaye chero basa ..kupomerwa mhosva dzausina kupara Iyi mhepo ikabviswa pauri hupenyu hunovhurika .. usafara kana ukarota waita bonde kuhope urambe mweya iwowo .vamwe vanoto muka kuseni vakatota kurota uchikiswa zvirambe Mweya uyu unoiswa kuvagarwi kuti dzimu risagara ...zvoitirwa kuti dzimu risataura ...mweya uyu unosvibisa mutumbi ...tsvina yechikwambo inogara mudumbu mako Ndiwo umwe mweya unoku rotsa hope dzenhemha dzinoku rasisa ..uyu mweya une vagarwi vakawanda Ukaona une mweya uyu itoshinga kushandirwa kuchivanhu... kushinga kunamata nokuti uyu mweya uyu unokutadzisa kubudirira Chero ukanaka chiso sei une mweya uyu hauwanikwe kana hauwane wekugara naye kana kufambidzana Vane mweya uyu vakawanikwa vacho vabvunzei kuti vagere zvakanaka here mudzimba vakushungurudzwa nevarume kugara akatizwa kugara achichema ..haapihwe mari nehombarume .hombarume inomusema ...zvokonzerwa nemweya wechikwambo saka mweya unoita uramwe kana kugara usina wako kuitira chiwane mukana newe saka tichkkurudzira kuti.kumbirirai hombarume kana haranga musagare musina munopinza mweya uyu musazvipa mbiri kuti ini ndogara ndisina hombarume kana haranga mweya wechikwambo iwoyo wakagara 0715082295
🙏 😢 ❤️ 👍 12

Comments