
SORA NEMITI ZVINORAPA
May 27, 2025 at 12:08 PM
*NHOKO DZETSURO 🐇🐇🐇*
Batai apa ndikutaura dzemusango dziye🐇🐇🐇🐇🐇🐇
*Tora nhoko dzacho azvinei kuti dzakawanda sei*
Geza nadzo kani miriwese nemvura inotonhora
*Geza kamwe chete anditi*
🐇🐇🐇🐇🐇🐇
Tora 1 nhoko pwanya pwanya isa mulotion yako yekuzora....
*Chii chichaitika?*
🐇🐇🐇
👉🏿NHOKO DZETSURO YEMUSANGO
Uchadiwa kwete zvekutamba
Lucky racho handitaure hangu
Mudiwa wako haarare nekukufunga
Mari idzi unoita kuramba
Pabasa unoitwa number 1
❤️
🙏
👍
17