SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
May 28, 2025 at 09:53 AM
Makadii amai kwakadii kumba nechando .ISU takachengetwa zvikuru uye tirikufara ndakapinda pachirongwa chevane dzimba dzisina kumira zvakanaka aiwa Gogo ndairohwa ndaisapiwa Mari .Baba vaitenga chapera chete mumba taisaronga pamwe ndikati regai ndizamewo aiwa ndirikufara nekuti shuwa ndanga ndane 2 years ndichirwa nema remedy ndoona kana change ikezvino aiii aiii ndirikunzwa kuti zvakanaka kuva Pano mumba makudziya rudo chete handicharohwi ndakupiwawo mari nekutopiwa yekurukwa zvaisaitwa chengetwai amai murambe mugere nesu ndatenda
👍 ❤️ 😂 😮 🙏 6

Comments