
SORA NEMITI ZVINORAPA
May 28, 2025 at 09:53 AM
Hid id
Ndina mom vangu vakaita almost 10 years vachinzi vane arthritis asi vakaita remedy yemakoko emazai ikezvino vanofamba bhoo kana pain mondiregerera ndaisvora zvinhu zvamunoisa asi now ndakuona mom vangu vachifara vasingacheme nemakumbo ndakuona kukosha kwenyu thenkaa magriza 👏
❤️
😂
4