
SORA NEMITI ZVINORAPA
May 28, 2025 at 09:57 AM
Maswerasei hama inindirikufara zvekufara zviya ndinokutendai anachiremba vedu nezvamunotiitira pasina muripo handinawo kanamwedzi ndapinda mugroup rino rakanaka kudayi handina chandikusiya kuita chirikuendaerana nedambudziko rangu zvangu zvangu zvachinja ini mumbamangu manemufaro nemurume wangu zvinhu zvangu zvanjinja ndaichema veduwe every weekend but kubva zvandatanga kushandisa wet yekuseni ne cinnamon kucherera zai pasi haaaa zvakawanda zvandakaita rudo rwakupisa marindopiwa nezuro ndakanotengerwa 4plat stove yandayingo chema ndisingatengerwi but nezuro ndakangonzi handeyi kutown uuuuuuu mufaro wangu wakanyanya ndinokutendai anachiremba murambe makadaro well done 👏👏👏👏💃💃💃💃💃
❤️
🙏
👍
😢
17