SORA NEMITI ZVINORAPA
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 6, 2025 at 04:29 AM
Nhasi ndine remedy yedandemutande. Ndinoda upinde musango utsvake dandemutande rakaunganidza riya 🕸 Woritora woenda naro kumba, rivharire mubhodhoro resimbi, glass kwete plastic. Isa mvura shomanana worivharira zuva rose, ave manheru geza nemvura iyoyo kumeso chete. Zviite kwemazuva matatu uwone zvichaitika kana akabata upenyu hwako kutsva kutsva kwega kwega. Dande mutande iyi inoteya zvakare muroyi chaiye asi zvinoda hana tichataura nezvazvo maitiro amunoita *Toda kuvhura chiraramo,
🙏 👍 ❤️ 😮 😢 😂 60

Comments