
SORA NEMITI ZVINORAPA
June 7, 2025 at 07:28 AM
Ndauyawo ne recipe yevane vana vanoita weti mumagumbeze
Unorarisa sadza pano kandira huku ,wozofuma wopa mwana wako haazomboiti weti
Kana kutenga maheu wokuya makoko emazai omuisira mumaheu haazomboiti weti mumagumbeze futi
Kana kutenga nyama paunova waridzirira paanorara Isa nyama yacho pass pemagumbeze epasi akafuma akaita weti Tora nyama yacho mugochere umupe adye isina salt haazomboiti weti futi
👏👏👏
The remedy is proven and its fast and effective kuvanhu vaya vanorota vachiiita bonde . Vanevarume vezvikwambo etc .
Unotora bute
3 mhodzi dzemalemon dzakatswanyiwa
3 magodo esalt woisa pakajira kakachena woisa munhengo yako if truly there's a spirit it'll manifest . U do that for 3 days but pliz munhu achida kuzviita make sure pane munhu or vanhu vanozobata coz u'll manifest and zvimwe zvacho zvinenge zviine simba so u'll need pple around
> *Eating in a dream*
> Kurota uchidya haz vina kunaka ndokuiswa mhepo muhupenyu hwako neminyama.
> *Ita izvi*
> Tora shizha romugwavha nebulb imwechete yegarlic woisa pasi pepillow to avoid eating n talking in dream🙏
> *severe spritual marriage n barrenness* shandisa ginger neshizha remucassava
> Makache kache zvose neOnion yakazara woisa mumvura unomwa after meal yamanheru wakunorara for ten days mozouya namaresults
> Tora water glass rako 1 tble spoon salt n water salt ngaive yamagodo sea salt kana imwe iya kana washaisa
> Geza maoko ako uchikumbita ropafadzo uchizvichenura nokuti maoko ndiwo anounza punduso woenda hako kubasa
*CANDIDA NDIYO YEAST INFECTION MUSAZOTI HAMUZIVE, A WHITISH COLOR IN YOUR VAGINA NDIYO CANDIDA*
*BAD BREATH*
Vane dambudziko rekunhuva mumukanwa, Pisa mashizha manyoro eguava 🌲 kusvika aita dota. Chigeza meno nedota racho
Kudyiswa
Kana pane munhu akadyiswa, tora chimba chiya chinogara Tumbare , unofanira kuona kuti Tumbare arimo. Iwe vakadyiswa chivhura chimba chaTumbare vokakanda pamusoro pemba vakafuratira.
Tumbare akabuda Mumba make akadona PASI kudyiswa kwatofumuka zvatopera
*CHEST PAIN*
Add half teaspoon garlic juice in a cup of hot water and drink. As a preventative measure eat 2 garlic cloves every morning before eating.
Teaspoon of Fenugreek seeds in one and half cup of water boil for 5mins .Mimina mvura yacho add 2 teaspoons of honey wopota uchinwa mvura yacho
*Kurapwa Mota*
Tora nyemba voikuya or kacha kacha KUSVIKA yaita powder. After kuno geza chiisa powder iya pamota racho.
Rega zvakadaro kusvika mangwana rinenge raputika. Nyemba inokwezva uturu hwose overnight, Saka ita izvi vakunorara .
*GARLIC INOBETSERA KURAPA ZINO*
Menya two garlic cloves, chimaisa pazino rinorwadza chew then slowly. Muto vegarlic uno Batsirai to relieve your tooth pain.
*NATURAL REMEDIES FOR RINGWORMS*
Garlic _____ crush some garlic and rub on the affected place on the skin.
Raw Paw paw ____ Cut a slice and rub on the affected area leave it for 15 mins and then rinse with warm water.
Salt n White vinegar _____ Make apaste and apply on the area affected.
Lemon grasss____ it helps to treat ringworms due to its antiflamatory properties. Drink tea with combination of lemon grass it also rivives itching.
From Mee to you 🏥
*MUNYAVIRI UNOZVIMBISA MUVIRI*
Tora ndove yeNzou Isa mumvura then boil.
Kana mvura yaboiler chinatira chaizvo.
*WEAK ERECTION*
VARUME vane nhengo yakaneta pabonde, tora 6 big onions tswanya tswanya to collect the juice. Chisanganisa ne huchi juice yacho chidya 2 spoons 3 times a day.🍆👙
*VARUME VAKASUNGWA NENGO*
Shandisai dendere reGunguo nedota repaka pisirwa zvidhinha ndozvinosunungura🍆
*VARUME VANOITA BONDE PFUPI KUNGE 🐓*
Tora derere riya remhodzi, vobvisa mhodzi dzacho vodziomesa. Kana dzaoma dziise mumvura ine soda for two days . Then drink half cup per day for one week.
From Mee to you🍆
*MUNYAVIRI KANA VADYA NYAMA*
Kune vaye vanoiita munyaviri kana VADYA nyama.
Dambudziko rapera, tora mudzi veMupudzi vobika pamwe nenyama yacho, chidya zvako kana zvaibva hauite munyaviri zvekare.
From Mee to you
*RINGWORMS*
Boil guava leaves for 15 minutes, then vogeza nemvura yacho ichidziya.
Boil fresh tobacco leaves for 15 mins, bathe once per day until healed.
From Mee to you
*Chirwere cheSugar kana yakwira, idya magaka🥒 kana kunwa mvura yederere.*
*MUNYAMA*
Tora Chifumuro vosanganisa nembanje vogeza nemumvura yaunodira mukaka fresh milk. Geza uchitaura zvakzipa zvifumuke, unogona kufukira pamarasha mbanje nechifumuro.
Handisi kuti upute mbanje kana vadzivana❌
*🪰🪰🪰NHUNZI DZAKUNETSA MUMBA*
Cheka🧅 onion tudiki vopisa pastove, dzinotiza dzose.
From Mee to you😍
*EYES PROBLEM*👀
Kana une dambudziko remaziso kunyangwe akutoda kusaona. Unoenda pamuti unonzi Mubvamaropa, tema pamuti kuti ubude ropa kana rakubuda, Seva ropa racho nemusuva vesadza vobva vaseva mumaziso. Done.
*PERIOD PAIN CUT DAYS*
Enda pachuru chinemwena unotuta majuru, chijamba mwena vacho mazuva aunoda.
*TROUBLE EYE SIGHT*
Kacha onion vosvinira pakajira then svinira 3 drops muziso morning n night.
This is for eye sight problem
*EYE SCRATCHING*
Mix white onion with honey 🍯 vodonhedzera mumaziso.👀
*RED EYES 👀*
Use pure honey kuisa mumaziso twice a day
*FLUE TREATMENT KU INFANTS*
Chew ginger wofuridza mhino dzababy neku poo, nemaziso or kuisa onion, sugar muto womuoa. Kana ane blocked nose use nasal aspirator, kana usinga sveta mhino dzababy nemuromo vako.
*REMEDY FOR HICCUPS ( MUNHIKWI)*
svuura gavi remudzi wemuroro ringareba zve 20cm otora nzungu mbishi dzisina kukangwa tsenga pamwe chete munhikwi disappear !!!!!
*HICCUPS/MUNHIKWI*
Swallow dry sugar .Consuming sugar also forces the body to stop focusing on the hiccups for a short duration of time.
Take a teaspoon of sugar
Shock your system by drinking cold water in a fast pace to get rid of hiccups.
Take many small sips of cold water in a fast pace.
Plug your ears and noses and breathe through your mouth for 30 seconds. Alternatively, you can plug your ears while drinking a glass of water.
The way your body reacts to the sour taste of Apple Cider vinegar can effectively stop hiccup.
Pour a teaspoon of apple cider vinegar and drink it.
*****MUNHIKWI***KUZARIRWA***KUZARIRWA***
*
Kurapa munhikwi or kuzarirwa or mabayo. Tora tablespoon woizadza nedovi natural dovi rekumusha woridya seurikudya loly pop.*
****************************
**
*Nhova normally it's dehydration, means ngaapihwe enough milk vepazamu, mvura ZVEKARE nhova haimunetse Mai dziidza kumuka vogara voyamwisa means kusvika aguta moraravo. Siyanai nenyaya yekupakira zizamhu mumuromo vemwana makarara. Munobatwa nehope zamu robuda mumuro Saka means anozongorara hake but adina kuvana enough mukaka*
*Nhova kana mazvara mwana venyu, the biological father, ngavabate nhengo yavo . Kana yanyatsomira mobaya every join yemwana venyu kuti asimbe asaneta kana kuzongorwararwara Musaite izvi neweak erection, mwana ANOKURA akaneta
Madaro nestrong dick iyoyi 🍆 itai kadenderedzwa kadiki panhova yake matomurapa nhova. Haaite DAMBUDZIKO renhova futi 🙆♂️💃💃💃*
❤️❤️TAKE A NOTE *(mudzimai wanhasi)*
-Svina malemon 3 wotora juice yacho wosanganisa ne 1 cup of brown sugar wozoisa 1 tablespoon ye recoffy wozviisa mupoto wokurunga kusvika zva melter wozoisa mu container wonwa makuseni nemanheru unoita chimhandara chaicho
-Kuomarara nekuparuka mix glycerine and spirit wozora especially pakurara
-Apply coconut oil on darkening places
-Zora Colgate pamapundu than kusvina to protect black heads
-Nyika makwande emutohwe mumvura wonwa mvura yacho anopedza period pain zvachose
-Kune vaya vanezema risingaperi geza nemvura yamakoko
-Use Colgate for sports marks
-For a smooth ,light completion zora mayonnaise for 15mins then wash with warm water
-Kudya garlic apo neapo helps kusavaviwa kuzasi
-Kubvisa kusviba kunoita pakati pemakumbo mix Colgate original and vaseline blue seal or lemon then apply for 15mins before bathing
-Mix coconut oil and soda for facial mask then wash after 3mins and pat dry
-Kuparuka ganda mix spirit and glycerine apply everyday pakurara your skin will be soft
-Geza kumeso neweti yemakuseni your skin will be flawless
-Ma sports kuface cut a slice os tomato woisa small amount of baking powder wozora then wash after 5mins
-Mix any cream of your choice with spirit for sketch marks
-Mix Colgate and baking powder then apply on dark elbows and knees for 10mins before bathing
-Mix cinnamon powder and honey apply to your face then wash after 15mins
-Chibereko chikarwadza isa hot water mu bucket wogarira steam yopinda mukati mechibererko
-Maoko or tsoka dzakaomarara dziisa mvura woisa cooking oil nelemon wonyika for 30mins then bath with warm water
-Peel potato and mix with 1 teaspoon of honey for black marks
-Dziisa stone wozoisa medlemon wodya 5 black halls (sweets) wozonwa stone iya muviri unopisa
-Bhoilisa honey ,lemon,cooking oil and salt woisa mu bottle wogara uchinwa muviri unopisa
TRY IT AND YOU WILL SEE GOOD RESULTS
🙏🙏
*Topic:* Kudzora Sikarudzi
Kune vakadzi vane kuzasi kwakadhamba , kwekuti panguva ye sex kunenge kuchimaker ma sound ekuti hlapu hlapu.Baba vakapinda havanakirwi vanoita sekuty vapinda mu zigomba ziguru rakakura kunge dam.Vazhinji vano pedzisira vaenda ku ma small house kana but idambudziko diki diki rinogadzirika..Varume vakaenda kutuchembere vamwe vanotenderana
neni kuty dzimwe chembere dzine kuzasi kuri tight..let me tell you the *secret* using natural remedies
*Makwande* e *mupfura*
Unotora makwande e mupfura .womanyika mumvura inodziya ..Anofanira kubuda muto we red .Unogona kugarira or kutora mvura yacho yaita red red wogeza nayo kusikarudzi kwako..Method iyi unokwanisa kuishandisa even uchangozvara
*Nzungu*
Unotora nzungu dzakamenyewa woisa mumvura wodziraririsa over night,.mangwana makuseni womwa mvura yacho.
*Rice* *water*
Tora rice worinyika mumvura over night womwa mvura yacho makuseni ega ega.Method iyi ishandise for 3 days
*Mvura* *inotonhora*
Munhu we mukadzi anofanira kugeza kusika rudzi kwake ne mvura inotonhora..mvura inopisa inokonzeresa kuty udhambe , nyama dzako dziregedze..Pese paunogeza tora ka bucket kako uise mvura inotonhora...Vanoda kudzora torai mvura ine ma ice
NB: panzungu ne mupfura muzonyanyisa kuno zonyanya kudzoka sekwe mwana mucheche ..or buri racho rinovhara..so musanyanyisa
NB: these methods use them pa munenge musingaite bonde for the methods yo be very effective
Ndatenda hangu
❤: Mukadzi wese should hv ginger(tsangamidzi) negarlic.
Ginger inobatsira kubvisa mvura
dzakawandisa mumuviri dzinobuda nguva
yebonde kune dzinozonyanya so naturaly
inodzora pussy,inoita udziye muviri zvikuru
inorapa futi cancer. Garlic increases ur libido so
much. So zvaunoita cheka cheka twupa pieces twegarlic yako neginger waimenya zviya then
kanda mukanwa wonwa nemvura as if u are
taking tablets. No need kuzvitsenga. Do that
morning n evening. Tabva ipapo munhukadzi
pfeka full cotton wool pant kuvhara mhepo. Yes
ma thongs n g string akanaka but anopinza mhepo apfekei here n there. Or wen u want to sex-tease
hubby. Mhepo inopinza,chando nekukonzera
kafunny sound pabonde. Zvadaro kuseni paya
wapedza kugeza semukadzi tora vaseline yako
blue seal nesalt wozvisanganisa kuita paste then
chizvizora pasi petsoka dzako uchi scrubber then wear ur secret socks woenda zvako kubasa kana
kusaisa masocks acho. Kana ari manheru u cld
scrub ur whole body ne paste iyoyo zvinodzinga
mhepo n unodziya.
Imwe recipe tenga "pure honey" huchi chaihwo
kwete golden syrup then wotenga malemon ako woasvina mu cup wotora e juice. Zvadaro tora
huchi sanganisa nelemon juice iya then teaspoon
of cooking oil ne pinch of salt. Unongopima
nemaziso. Zvadaro boil zvinhu izvi at a low heat
zvisatsve ndapota. Zvakunokorera wobvisa pa
stove. Let it cool then isa mubhodhoro then daily idya teaspoon yemixture yawagadzira iyoyo.
Twice a day. Muviri unoita kupisa chaiko zvekuti
even munhu ari next newe akangogara newe
anototi heyi munopisa amai.
Pazvese izvi unouya uchindiudza kuti
ndatengerwa benz nadaddy hidey. Ndorani yakanakawo futi inodzinga mhepo saka
inongodiwazve. Ginger iyo ukatevedzera chaizvo
unodzoka pahusikana. So tingafanane sevakadzi
nhengo asi tinozosiyana ipapa kuti some go an
extra mile to keep their pussy in shape n good
taste. These are natural ways worth trying and zvino booster ur confidence in bed.vaya vanoti
kunozvidzora yes but zvimwe zvinoda mukadzi
akangwara anoda imba yake zvekuti inakidze
nebonde racho Sekuru cheso chipanga mazano
❤: Tora malemon 3 ne1cupbrown sugar vozvisananisa voisa pamoto zvoboiler kusvika sugar yanyungudika. Vobura zvino oma vopota uchidya magodo eshuga iwayo zvinoita bhoo
❤: Ndoda nhasi Unosvina muto we lemon wotora 1 spoon suger wozvibika zvakora paye wopfeka nechijira chakachena unozviita uchiziva kuti murume ave padhuze coz unozvitundira
❤: Another one nice recipe
Torai 1 teaspoon ye coffee.6 lemons moasvina motora muto wacho.sugar brown 1'4 cup.cookng oil 2 tablespoon.mobika zvakasangana kwe 30 mins.kana mapedza zvaita tsvagai plastic clean container modira imomo.imwai manheru oga ofa makurara.asi kana baba vasipo ndapota musanwa nekuti zviri strong munobva manzwa kuda murume.zamai izvi mugondiydza mhinduro
Any type of coffee
❤: Unobvisa zvemukati me lemon woisa pakajira woisakasugar mbichana masikaty PAYE woswera vobvisa wogeza necold water ine course salt munhu anoita chiname INI ndotonzi bby unonaka ende ndichinaka zveshuwa.early morning ginger n garlic with honey tea ndopisa kuita....
Try this 👆please
Murume tora mukunda nyoka mushoma wosanganisa NEMUFANDICHIMUKA pamwe nemupangara sanganisa izvi ubikirwe porridge udye kwemazuva matatu chete uite Baba akakwana mumba
Kana kutora mugara nyenze/nyezhe mukunda nyoka usanganise woisa mumaheu mukadzi afare
👏🏽👏🏽
[04/06 11:04] : Pane ati ari kuzvimba makumbo after long driving.Torai demhe remauyu.Boil demhe iri.Drink it like teaanoserera without any husle
[04/06 11:04] : Kana uine dambudziko rekungovengwa pasina wawatadzira chero chipi kana kupi Tora uchi wosanganisa ne ginger/tsangamidzi but zvinoda iri crushed then small portion geza nazvo zvakadero uchaona kushanduka kwezvinhu asi pamwe nekudzinga mhepo usaudze chero ani zvake nekuti unogona kutoudza anokuvenga wacho usingamuzivi
[04/06 11:04] : Vari kunetseka nemusoro usingapori tora nhundurwa mbishi neyakaoma ,pisa yakaoma utemerwe uise dota racho wotora mbishi woseva paropa worasa
[04/06 11:04] : Kava vana vaye vane zvisasa unotora rinonzi rimi remombe wotswa onyatsa kuita green kana waveura mwana wobva wamuzora 2 days uchidaro zvinopera zvachose
[04/06 11:04] : Unotora muti wemunhundurwa unenge uine chitsingao wotora chibundu chemuti wacho wopisa wotora dota racho wotemererwa chinopera kusara pasina chitsinga
[04/06 11:04] + vanonzwa cancer yemuchibereko mudumbu mazamo
boil muchecheni mashizha monwa zuva rega rega cup kusvika yapera
👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻by hweza junior msoni
[04/06 11:04] : Musana muzeze tsafu ngavashandise mvura inopisa vachitova nejira vaka putira course salt mukati kubva nechepamusoro vachidzika pasi
[04/06 11:05] +: Hama muti unodzi mutowa kana pane vanouziva mukaka unobuda pauri mukaisa paronda riye recancer ka1 kupora chaiko kuvhara
[04/06 11:05] : *Mangamuchizviziva here*
*PERIOD PAIN*
Ukanyika makwati emutohwe mumvura wonwa anopedza period pain zvachose.
*NZEVE INORWDZA*
Ukatora mashizha emutohwe womazanganisa neemudomasi womatswanya-tswanya wosvinira muto wacho munzeve inorwadza hauzofi fty wakasangana nedambudziko renzeve
*DRY LIPS*
Kune vane malips akaomarara anomara tora colgate woizorera kwe 45 minutes wozogeza zviite kaviri pazuva kwemazuva mashanu akateerana.
Kune vanobatwa *nechiveve kana kirembi* boirisa mashizha emutohwe womwa makuseni masikati nemanheru kwemazuva mana chete zvenge zvatorongeka.
*Kana wagarisa uchishandisa mafammily planning*
Boil makwande emuAvocado womwa uchangobva kunguva yako zvinobatsira kt chibereko chigadzirike chigokasika kugamushira kana kt kubata mimba imwa kaviri pazuva kwemazuva matatu uchangobva kunguva yako.
*CHIKOSORO*
Kana une chikosoro chinoita sechine maronda muchest tora pawpaw leaves akaoma and boil and put a bit of salt imwa katatu pazuva kwemazuva maviri.
*MAOKO AKAOMARARA*
Kana une maoko akaomarara dziisa mvura woisa cooking oil nelemon wonyika mawoko ako kwe30 minutes every night then wozogeza ne warm water ivai nemaoko akapfava kwete akaomarara
*KUPISA MUVIRI*
kana uchida kt upise zanganisa garlic; ginger; cinamon neuchi. Muviri unodziya zvekudziya zvekuti
*SMOOTH&LIGHT COMPLEXION*
Kana uchida smooth kana light completion zora mayonnaise kwe 30 minutes wozogeza ne warm water zviite kaviri pazuva kwe 1 week ganda rako rochinja.
*KUSVIBA PAKATI PEMAKUMBO*
Kana wakasviba pakati pemakumbo, mukati umu nepaside pePrivate, tora colgate original ne veseline blue seal original womixer together then wopota uchizora before bathing.
*GANDA RAKAOMARARA*
Kana uneganda rakaomarara rakaparuka kunge munhu arikubva kunokohwa minzwa zanganisa spirit neglycerine wozora everyday especially pakurara ganda rako rotsetseka kunge rekamwana kadoko.
*BLACK SPOTS ON FACE*
kana une maspots kuface peel potato mix with one teaspoon of honey wozora wombomira kwe 2hrs wozogeza hako.
*BIG TUMMY*
Kana une dumbu ranetsa nekukura tora 500ml to 1 liter ye warm water ine two zvivharo zve Apple cider ne lemon imwa makuseni ega ega usati wadya kwevhiki imwe chete kana kucheka cheka ma cucumber womavatisa arimumvura mangwana chimwa mvura yacho makuseni masikati nemanheru kwemazuva mana chete dumbu roserera.
*PIMPLES*
Kana une ma pimples tora cut slice of tomato woisa small amount of baking powder wozora for 15 mins wozongeza nemvura inotonhora anobva.
[04/06 11:05] : *HERNIA*
Tora zvinyama zvehozhwa 20,ISA mupoto yestainless steel wovhara. *usaise mvura*
Isa pamoto for 3 hours at 100°c temperature.
Chitora Dota racho,1 teaspoon Dota muglass 1 remvura inodziya.
Inwa kwe3 weeks,1 glass pazuva
*JOINT PAIN*
Usadye red meat, oranges nemalemon.
Boil mashizha ecabbage.Chinamira parikurwadza wobva wasunga netowel.
*PALPITATIONS*
(Kurohwa nehama zvakanyanya)
Sanganisa nefresh milk 1 zai rehuku yechibhoyi.Inwa after every 3 days.
*NZEVE DZINOBUDA HURWA*
Donhedzera 2 drops lemon juice pamwechete nemadrops mashoma fresh cabbage juice.
*JEKO*
Boil mudzi wemupawpaw mu3 litres mvura.Inwa 1 glass kuseni nemanheru.
*GUVHUDENDE*
Kacha mashizha emumhiripiri..Sanganisa nemuto welemon..Zora paguvhu 3 times a day
*KUSHOSHOMA (KUPERA IZWI)*
Bika 3 carrots mu 1 litre yemvura kwe15 minutes.Chidzigrater.
Chitora muto wacho uchishandisa Jira kusvina.Isa 2 glasses dzemvura inopisa .Inwa 1 glass ,5 to 6 times a day.
*CRAMP*
Idya 2 teaspoons dzehuchi pese pawadyira chikafu...no more cramp after 1 week.
*SEXUAL WEAKNESS*
KUSHAYA SIMBA PABONDE🍆🍆🍆
Kacha mashizha 20 emuumhiripiri.Sanganisa ne 1 zai rehuku yechivanhu ( roadrunner).
Inwa after every 2 days.Ukanwa ka5 chiita zvako bonde.
Kana kuti Tora cloves,ginger neonions.
Zvikachekache.Isa mubottle wosiya zvakadaro kwe15 days.Ona kuti hazvisi pazuva.Chinwa, mangwanani nemanheru.
Kana kuti grate 50g dzefresh ginger.Isa mu 1 litre bottle rinemvura.Chiisa mufridge kwe4 hours.
Inwa 2 glasses a day..Wait for 15 days to see first results.
Kana uchikasika kuti amen..svina muto welemon muglass rine mvura inodziya .Pota uchinwa mangwanani ogaoga.
Kana kuti sanganisa 2 tablespoons lemon juice,2 tablespoons huchi,1 cup mvura inopisa.Inwa wave kurara kwe5 days.
*STOMACH ACHE*
Kana manyanyonetsa mudumbu macho.
Nyika mumvura inodziya midzi nemashizha emupawpaw.
Inwa 1 glass pazuva kwemasvondo matatu.
Kana kuti idya potato mbishi mangwanani nemanheru kwemasvondo maviri
*GONORRHOEA*
Idya midzi yemupawpaw kwe7 days,...pa3 days zvinenge zvapera asi iwe ramba uchitsenga chete midzi iyi.Ndizvondizvo nemamwe mavenereal diseases ose.
*SYPHILIS*
GUCHU
Tora makwati ezvinotevera
🙏
❤️
😢
👍
😂
18